@celcinfor3534 kikiki especially Boyz 2 dziya dzinotonga na chigodora ....very disrespectful and too much noise ....munhu wese anotanga kubata ne mhoswa kwa chigodora 😂😂
Anoratidza kuti ndiMambo anenjere & akaufanda - and most likely "ndiMambo chaiye-chaiye" kkkk. Mwamwe madziMambo edu ndeemusangano ka haasi chaiwo-chaiwo - saka anobva angoitawo bapu riya remapurisa emusangano raanongozikanwa naro.
I love the way Chief Mutasa takes time kunzwisisa story from both sides, Thanks chief mhondi kujeri, ndovamwe wevanhu vaitishingurudza ava tichienda kuxool tichifamba teizera mumi wattles trees, mhosva hairovi vharirwai and mabhinya arikunetsa DC-Honde ndomapostori amarange aya nxaaa vanasatan
Mambo Mutasa ndinotenda nematongero enyu ari fair plus your knowledge of law both traditional and contemporary law is very good. You refer cases that are beyond you to relevant Institutions. Be blesses
My respect to you honorable Chief Mutasa, unlike some, who are always demanding zvekuripwa ne mombe nembudzi 😅, you are rather focused when judging your cases wise chief
So vakauraya vanhu vangani zvoratidza kuti hakasi kekutanga😢 so painful vamwe torwadziwa nekuuraya huku 😢😢 imim muchicheka vana vedu guys this is serious 💔💔
This is a Great Chief well educated with great brains. Shumba munogona kubata nyaya senyaya plus u give people to explain their side of the story . Mhondi idzo should be removed from the Communities forever .
Headmen chigodoro lets learning from chief mutasa......munhu anopihwa nguwa yekuratidza hubenzi hwake vozobatwa nemhosva...God bless Mr mutasa for such wisdom ..........l appreciate for that 🎉long life again headmen chigodoro
@user-qd6dy5gp8t the cameras are getting into their heads than their job. They are forgetting it's a service to the people vaakuita kunge ndivanaMwari. Headman on his own ari calm but l picked some weaknesses that he has. His crew mmmmm vari kukura mumusoro stereki. Presiding over people is a service
Mambo makes me so proud to be from Manicaland....he is well read, well composed, dignified and indeed a king of note. May headman Chigodora please take note of this great king's humility. Proud of my people, custodians of our heritage.
I always follow Chief Mutasa but this is one of the best court case i have ever listened to better than even vekuchirungu. you the best king. nematuriro aita Abujah ndati haa uyu haana chaanoziva but nemafambiro amaita nayo nemibvunzo asi makamboita detective. maita basa Mambo mhondi ngadziende kujeri,
I think so far this is the best judgment I’ve seen so far. If all the Chiefs learn from this humble and wise Chief Mtasa on issues on how to judge cases like this nyika ingadai ichitapira kugara. Ndazongofunga kuti Chief Mtasa vazongoti siirirei zvishoma, dai vabva vaudza Miparanzvongo iyi kuti following all this, all those involved are also expelled from his kingdom, vese nemhuri dzavo. We can’t welcome them back in our society after this gruesome, hideous, well orchestrated and calculated evil deed. 😤😤😤😤
Chogodora and his people they surpress people they are harsh. He promotes Tasvu of cause Tasvu is helping but some of these cases needs police and wisdom
Honde Valley, Nyanga neChigodora inzvimbo dzemabhinya in Manicaland…. coincidentally this case yaitirwa muclassroom kuti vasatize… welldone Mambo thank you Karanganda TV
Mambo mutasa you are humble and I would gladly come nenyaya yangu kudare renyu I know inotongwa mushe nyangwe ndikawanikwa nemhosva ndotambirq coz ndakatoona kuti munotonga fair mutasa to the people ❤❤❤❤❤
Solomon's God-annointed wisdom at display. Ndakutendai Mambo. But I suggest pane yapastor vekulodge nomukadzi wemunhu u need to revisit that case. That one may tarnish your good reputation
Ini hangu l love this chief Mutasa l don't know why 😂😂😂this mambo or chief is God given ,so talented .....l wish to meet him before my long swim in Atlantic Ocean
This is chilling. These type of murderers have been doing this for years, they must be arrested. They never learn from past mistakes, that killings donot aid successful businesses! 'unyatse kupara mhosva, iwe wakatopara hombe?' This is sad! Mabhinya ehonde Valley and elsewhere must be stopped!
@@monnietaah9583 as much as I like Chigodora but this Chief is way far ahead of Chigodora and his team. Uyu akadzikama and haana kumbotora time kusheedza police. Yana Chabodo yakatora time kuti police ive inolved
Chief Mutasa can turn Chigodoras judgment an call him to answer any allegations but he can't do the same to chief Mutasa ava ndiMambo varidzi venyika Chigodora is under him he reports to chief Mutasa
😢Mazibhinya evanhu ummmmm ndarwadziwa hangu chokwadi nenyaya iyi exactly zvavakaita kwa Tapiwa Makore thank you so much chief munotonga nyaya nehuchenjeri
Mambo Mutasa munoziva zvamunoita ndinotenda hangu. Chigodora ngaauye nemachinda ake ane noise too much vatore ma notes. Karanganda Tv please show us more of Chief Mutasa tidziidze nekudada nerudzi rwedu mumatare
@@sabhukumberikwazvo1672 mukoma vanaMakoni or Nyamaropa vanenge vachibudawo kune mamwe maChannels like Techtv or slymedia,ikozvino ndaitoona yekwaMakoni yemurume akaradza chitunha chemukadzi wake mumba for 2days.lnga pepanhau tine manica post,sunday mail,herald or daily news kti zviendeke.
i used to love Chief Chigodora as nokuda kwekusarongeka hudzvinyiriri kuvasungwa hudyire ndakumbotora trophy yenyu and pass it to Chief Mutasa , and now much love to Chief Mutasa long live Sir munotonga zviri FAIR
MAMBO you are the best You always for Chokwadi .Chigodora anombunyikidza Vanhu .He Threathens vano after all no Court Room .Chigodora needs to learn from you .Bless you Shumbaa and may God continue to give Wisdom.
Vanositongera panze wani most the time. Ko mudhara uye akasimudzwa akoreverwa pasi wani ne security ya chief Mutasa.I don't think it's fair to compare them vano dealer nema difficult cases .All chiefs are different kubva kuna Nyamaropa vane ka temper nekuzvida zvida so kusvika kuna chief Makoni vezvinyadzi zvavo
chief Mutasa far much better than Zimbabwean biased Judges n Magistrates you Malaba and all judges do you know that kudenga kuna Mari one day you will cry
Chief Mutasa vari very humble pakutonga nyaya uye vanonyatso kuronda nyaya zvairi. Karanganda to the whole world
Civilised.respectful.inteligent man so like that he respects EVERYONE poor or rich
He gives dignity to chieftainship. The Chigodora noise that Karanganda spend time on, is a mess
@celcinfor3534 kikiki especially Boyz 2 dziya dzinotonga na chigodora ....very disrespectful and too much noise ....munhu wese anotanga kubata ne mhoswa kwa chigodora 😂😂
Anoratidza kuti ndiMambo anenjere & akaufanda - and most likely "ndiMambo chaiye-chaiye" kkkk. Mwamwe madziMambo edu ndeemusangano ka haasi chaiwo-chaiwo - saka anobva angoitawo bapu riya remapurisa emusangano raanongozikanwa naro.
You can say that again ende vanopa munhu nguva yekutaura
I love the way Chief Mutasa takes time kunzwisisa story from both sides,
Thanks chief mhondi kujeri, ndovamwe wevanhu vaitishingurudza ava tichienda kuxool tichifamba teizera mumi wattles trees, mhosva hairovi vharirwai
and mabhinya arikunetsa DC-Honde ndomapostori amarange aya nxaaa vanasatan
kachikoro kakakosha,look at my village chief ✌️✌️he is educated,ana wasu takafunda
Ehuu diko 😂😂
The best of the very best chiefs i have ever met or heard of,long live Mambo!
True so peaceful and good also vanopa time munhu Kuti ataure or explain
Yah but vanhu vake vazhinji mabhinya. Nyaya dzake zhinji ndidzodzi
@@Gonawapotera1saka muri kutii?
@@doreenmupfukudzwa9945 ukawona nyika yako yakazara mabhinya nemahure hapana kwatiri kuenda. Iwe uri kutii
@@Margaret404of
Mambo Mutasa ndinotenda nematongero enyu ari fair plus your knowledge of law both traditional and contemporary law is very good. You refer cases that are beyond you to relevant Institutions. Be blesses
My respect to you honorable Chief Mutasa, unlike some, who are always demanding zvekuripwa ne mombe nembudzi 😅, you are rather focused when judging your cases wise chief
So vakauraya vanhu vangani zvoratidza kuti hakasi kekutanga😢 so painful vamwe torwadziwa nekuuraya huku 😢😢 imim muchicheka vana vedu guys this is serious 💔💔
This is a Great Chief well educated with great brains.
Shumba munogona kubata nyaya senyaya plus u give people to explain their side of the story .
Mhondi idzo should be removed from the Communities forever .
KwaMutasa ndinondo liker ndisati ndandoona ❤ Ndinoisa maoko Mhondoro yangu Shumba 👏🏽👏🏽👏🏽tahwarara
Ava vanotonga kwete zvema hwumbwe zvatinoona kunemamwe matare.😂
Takaberekwa nge Shumba iri humble ❤❤ long live chief
👏👏Nditende zvanza mudare Chikara pazvose
A good leader
Ndarwdziwa nekuuraiwa kwemwana😢😢😢
Chief Mtasa is the best amongst all chiefs. He is calm and collected. The rules with wisdom and respect
Headmen chigodoro lets learning from chief mutasa......munhu anopihwa nguwa yekuratidza hubenzi hwake vozobatwa nemhosva...God bless Mr mutasa for such wisdom ..........l appreciate for that 🎉long life again headmen chigodoro
You have wisdom CHIEF MUTASA keep it up deal with these rituals criminals no mercy for them thumps up Mambo
Mambo Mutasa my favorite wedzerwai makore mambo wangu
This chief Mutasa has great wisdom hats off to this man
user-jg5kq2zb7m headman Chigodora and crew, especially his crew should watch this video. His crew idzidze kuteerera.
@@sammysammy2887 varume vaye vekwachigodora haaaaaa vari kuzvinyanya guys vakubhowa havape munhu nguva
@user-qd6dy5gp8t the cameras are getting into their heads than their job. They are forgetting it's a service to the people vaakuita kunge ndivanaMwari. Headman on his own ari calm but l picked some weaknesses that he has. His crew mmmmm vari kukura mumusoro stereki. Presiding over people is a service
Well done Chief mutasa
Magona chaizvo
Mhodi idzo ngadzi ende ku Jeri hadzikodzeri kugara ne community
Chokwadi tinototya kuenda kumamisha uko ngendaa yemabhinya
This Chief is full of wisdom haikona Chigodora who uses emotions upon passing judgement
52:36
Chigodora it's like anomanikidza vanhu kuvhuma mhoswa
If wisdom was a person... Chief Mutasa vanogona basa
He is so wise.
Chief Mutasa is the GOAT ❤
The best chief ever on Zim social media, vakadzikama with intellectual ability, impressive, sando dzavo Chief, wisdom overload 👏👏👏
This man has so much wisdom. Dai aitwa zvake President of Chief's Council.
True
Anobva anovhiringwa kumusoro ikoko akaguma asisagone kubata basa. Atori right akadaro
Please ma headmaster musadzingira vana ma fees oenda ega kumba. Honai manje zvakazoitika.
Vanhu Mirai kufanananidza vaChigodora na VaMutasa matare avo ose anodzidzisa nekutonga zvakanaka mukaramba muchivaenzanisa tichada kuzoenzanisa vakadzi venyu nevepanext door varume venyu nevepanext door
Yes wese wanodzidzisa but wachigodora wanotonga munhu why ndadaro kumutauiro kawanoita munhu Ane mhosva..ngawapagadzirise ipapo. Zve ukatonga munhu unoita seuchisimuka kubva kumberi kuya Kuda kurowa munhu ...wanotonga nehasha tomuch
Ndihwo hunhu hwedu sevanhu vanofunga neruzivo rwekuona chakanaka nechakaipa and compare futi. Headman vaigona zvekuti kutonga nhamo yakatanga pavakatora mazibhinya maviri aya.😂😂😂
Taura hako wena ini zvinondisvota sei to compare people we are different for me l love them both 🙏🏻
Zvinondibhowa vanhu vano compare
Chigodora haatongi chinhu, anongovhundutsira mumhangarirwi nekuendesa vanhu kun’anga dzake
Karanganda ❤ndimi munechimuti parizvino, keep it up.mambo avo vanotonga zvinoyevedza dare ravo rakarongeka ❤
Mambo makes me so proud to be from Manicaland....he is well read, well composed, dignified and indeed a king of note. May headman Chigodora please take note of this great king's humility. Proud of my people, custodians of our heritage.
Very cool and collective, full of wisdom kwete vaya vanongowawata and kumbunyikidza vanhu
Well done chief Mutasa
I always follow Chief Mutasa but this is one of the best court case i have ever listened to better than even vekuchirungu. you the best king. nematuriro aita Abujah ndati haa uyu haana chaanoziva but nemafambiro amaita nayo nemibvunzo asi makamboita detective. maita basa Mambo mhondi ngadziende kujeri,
Chief Mutasa you are a gentleman and a scholar. You are the best. You are well researched you know your stuff. Hats off for your sir!
I love chief Mutasa because he gives people a chance to explain themselves without interuptions unlike some Headmen🤣🤣🤣🤣
Hoyoooo😅
Hahahaha 😂😂😂
Madzimamambo akavanda has a lot to learn from this guy . King Solomon of Zimbabwe. Hats off to him .
He is not king solomom please 😂😂😂 haana kana hukama naye.
Not king solomon for Zimbabwe but for his district
@@Tapera-c2q why King solomom kikkkk he is King Mutasa.... Zvana solomom zvapinda papi zvemamwe marudzi
Mambo ava vanotonga zvavo maoko kunamambo 👏👏👏👏👏🔨
I think so far this is the best judgment I’ve seen so far. If all the Chiefs learn from this humble and wise Chief Mtasa on issues on how to judge cases like this nyika ingadai ichitapira kugara. Ndazongofunga kuti Chief Mtasa vazongoti siirirei zvishoma, dai vabva vaudza Miparanzvongo iyi kuti following all this, all those involved are also expelled from his kingdom, vese nemhuri dzavo. We can’t welcome them back in our society after this gruesome, hideous, well orchestrated and calculated evil deed. 😤😤😤😤
Vanhu awa ndovaziva wese,muraini mangu chaimo ndopama shops pangu chaipo
Chief Mutasa you know what you do, Apa mandiratidza kuti murmutongi wenyaya and hamurerekeri divi, l luv that.❤❤
Chief Mutasa is a gentleman, very cool and calm not greedy. Chigodora guys must learn from this.
Ooodhaaa mudare Ooodhaaa 😅husky voiced maglazi ❤
Chogodora and his people they surpress people they are harsh. He promotes Tasvu of cause Tasvu is helping but some of these cases needs police and wisdom
KwaChigodora ukangodedzwako wotoenda une 200 dolla nekut unogona kutorohwa spot find
Fanike zvima asessesa zvake madofo apa kuda kuita kunge wanoziva mutemo
Chief chigodora haana maassessor.chavanogona kutyisidzira vanhu asi pfungwa havana
Chief Mutasa ndinovafarira. He knows what he does. He is sober, gravy, intelligent and he knows how to deal with people
Welldone Chief Mutasa ngavavharirwe zvekuripa mumashure .vakarwadzisa vanhu ava.
Honde Valley, Nyanga neChigodora inzvimbo dzemabhinya in Manicaland…. coincidentally this case yaitirwa muclassroom kuti vasatize… welldone Mambo thank you Karanganda TV
Mambo mutasa you are humble and I would gladly come nenyaya yangu kudare renyu I know inotongwa mushe nyangwe ndikawanikwa nemhosva ndotambirq coz ndakatoona kuti munotonga fair mutasa to the people ❤❤❤❤❤
King Solomon. What wisdom. Amen amen
This is heartbreaking veduwee thank you mambo these guys must rotin jail
Chief Mutasa is literate, respectful through out. Dare ravo very respectful. No abuse like Chigodora.
Mambo Mutasa the best of the best, long live Changamire...wisdom yaking Solomon
Haaa Chief Mutasa nyaya munogona kutonga henyu chero munhu achinyeba munotoona kut apa panyebwa 👏👏💥
VaMuTasa ndinoda kuvabatira mombe inotsika chaiyo nembudzi kungovaratidza kuti ndinovada ishe vangu matongero avo chipo chaicho chamwari
Amen munhu ngapiwe maruva ake achirimupenyu👏
So far chief Mutasa na chief Bushu ndivo machief andaona akaenda kuchikoro. Hats off to them.
That's true
Chief Mutasa for the people ❤❤❤
BaTaps sibonge 🙏🙏
Solomon's God-annointed wisdom at display. Ndakutendai Mambo. But I suggest pane yapastor vekulodge nomukadzi wemunhu u need to revisit that case. That one may tarnish your good reputation
Mupurisa uyo wamambo Mutasa so humble keep on doing yr job
My favourite chief wedunhu kwangu and pane chikoro pamurume uyu hatongi munhu anotonga ...love you papa
Ini hangu l love this chief Mutasa l don't know why 😂😂😂this mambo or chief is God given ,so talented .....l wish to meet him before my long swim in Atlantic Ocean
A very educated and reasonable chief ,you are doing a great job chief Mutasa.
long live my Chief, much you have displayed much needed wisdom.
This is chilling. These type of murderers have been doing this for years, they must be arrested. They never learn from past mistakes, that killings donot aid successful businesses! 'unyatse kupara mhosva, iwe wakatopara hombe?' This is sad! Mabhinya ehonde Valley and elsewhere must be stopped!
Wat a genuine prophetic king chigodora too way levelled up more life to you Sir , we so much applaud you 🙏🙏🙏
Man of great wisdom!
Headman Chigodora vari pa demand by public, Ba Taps Chigodora how far nhasi Sunday tiri kuda 3 stories from Chigodora please
Chigodora can be a good chief if he goes under some form of training
Chimbomirai zvekwachigodora, nhasi iSunday hatisi kuda kunzwa noise
Chigodora isn't chief. He is just a headman@@BarnabasFavanhuRwodzi
Mutasa volume bho
Yes Ba Taps matishotesa Chigodora court. Iri dare ummm
Life in prison. Thanks chief for calling the police. I like this chief, he has wisdom
Kkkk dai arinChigodora aakuti endai kwaTasvu. Shows kuti anepfungwa ngeupi. Chigodora is obsessed nen,anga dzake.😊
@@t.m1222Kunoitei?
@@t.m1222don’t hate imi. Ana Chabodo vari kujeri wani. Musadaro so vanhu imi.
@@monnietaah9583problem vamwe kakatanga kuona chigodora last year
@@monnietaah9583 as much as I like Chigodora but this Chief is way far ahead of Chigodora and his team. Uyu akadzikama and haana kumbotora time kusheedza police. Yana Chabodo yakatora time kuti police ive inolved
This reminds me of Tapiwa makore’s death sad indeed
Zvorwadza ufunge
Sad
This chief vakasiyana na VaChigodora l love this one hmmmm humble man .
hedman Chigodora is good as this one as well
Chigodora ane dzungu nenoise chete
We should learn to appreciate each as an individual,they are all good in their own way
@@SibiyaCchigodora anotongwa neava he is a headman ndoboss vake ava
Chief Mutasa can turn Chigodoras judgment an call him to answer any allegations but he can't do the same to chief Mutasa ava ndiMambo varidzi venyika Chigodora is under him he reports to chief Mutasa
"Chokochoko then what!", Fambai nebhora Shumba Mutasa ndizvozvoo.Honde ine mhembwe dzakawanda😂😂Thank you soo much Mambo Wangu.
Kkkk mhembwe😂😂😂😂
Chief Mutasa's wisdom is next level
Chief vepanze vainakidza sound was good and clear ndikunzwa mawungira
Zvinorwadza mufunge. Kuda mari zvakaipisisa. Asi Mwari variko. Zvakavasvitsa kupi.
Thank u chief Mutasa nekunyatsakunzvera nyaya iyi. I hope our judicial court inovapa mutongo wakakodzera
😢Mazibhinya evanhu ummmmm ndarwadziwa hangu chokwadi nenyaya iyi exactly zvavakaita kwa Tapiwa Makore thank you so much chief munotonga nyaya nehuchenjeri
Tinga Tauren zvakawanda chief Mutasa vari pamberi. Vanoronda nyaya uye very humble.
I love the way Chief yamashandisa Amen .Bhinya rese kujeri nhac chaiye
Headman Chigodora and his team should take notes from this man
😂😂😂😂
Headman chigodora dare rawo riripasi pedare rachief So matongero anotosiyana Chigodora is high court mutasa is Supreme Court
Regardless he needs to take notes . Him and vanomirira dare racho need take a chill pill 💊
You should compare headman chigodora with the other headman not na chief
Headman iwawo tinotowada wakadaro, pondi nevanoromba varikugadzirirwa size yawo. Vakasadaro vanhu vanojairira. Dziriko nhubu dzinotoda chigindagoriya ichocho. Saka pamberi naye chigodora.
Makafunda imimi Chief, munoziya mutemo and makadzikama. Much respect
He is so humble and he is a good listener
What i want about chief Mutasa is that hez learned very calm but his questions like fire
Mambo Mutasa your wisdom is Holy spirit inspired. Mhondi idzo kujeri. But ngozi ichangoda kuripwa zvakadaro
Yes vasara kumba vacharipa regai zviende
Uku ndo kuti Chief uku. The man is very intelligent. His follow up questions are on point. . Respect kuna Chief
Mambo Mutasa munoziva zvamunoita ndinotenda hangu. Chigodora ngaauye nemachinda ake ane noise too much vatore ma notes. Karanganda Tv please show us more of Chief Mutasa tidziidze nekudada nerudzi rwedu mumatare
True
Luke Malabar asiwakati zvegolidhe😂😂😂😂
I like it when he says"Bambo" kuremekedza umwe murume pachimanyika!
Why Chigodora alone why not Nyamaropa Chief Makoni.why do you compare them anyway. Approach dzinosiyana vamaGitare vese voridza saMachesu
@@sabhukumberikwazvo1672 mukoma vanaMakoni or Nyamaropa vanenge vachibudawo kune mamwe maChannels like Techtv or slymedia,ikozvino ndaitoona yekwaMakoni yemurume akaradza chitunha chemukadzi wake mumba for 2days.lnga pepanhau tine manica post,sunday mail,herald or daily news kti zviendeke.
This is a heartbreaking one - even by Wasu standards
Baba Taps ko Nyaya yakwachigodora yechi pikiri pa Guva yakaperera kupi
Avapinduri ameno chiii
Ndo zvinosvota nyaya zhinji ending yacho hatizoyiwoni
This chief is God sent. So these people were roaming the streets with blood in their hands.
Thank you Mambo.
Ndichatoendao nenyaya yangu kwamambo Mutasa ❤️💯
i used to love Chief Chigodora as nokuda kwekusarongeka hudzvinyiriri kuvasungwa hudyire ndakumbotora trophy yenyu and pass it to Chief Mutasa , and now much love to Chief Mutasa long live Sir munotonga zviri FAIR
Chief mutasa for president
RESPECT TO CHIEF MUTASA VANEHUCHENJERI “KING SOLOMON OF TODAY”
Mambo munewisdom ndinotenda zvikuru Mwari vakuchengetei nyika igadzirisike👏
Chief Mutasa is a learned chief am your biggest Fan mambo keep on the good work
Chief Mutasa is by far better than Luke Malaba.😊
Luke Malaba ndiye uya anotaura zvenyadzi?
Mambo Mutasa you are the Best mutongi.keep up the good work please
Chokochoko kkkkkkkkk. Haaa matare a mambo Mutasa anonakidza kkkkk. Im always glued to this channel.
VaMutasa ndimambo aheee ndimambo Shumba inogara yega musango *singing zvanku*👏👏👏
Karanganda tv sounding good all the waivepo here big up karanganda tv,,,,,This Chief havana dzungu nehasha ne hasha kuvanhu in short he is humble
Chief Mutasa is a learned and humbled person kwete chi kangaroo court chaChigodora
No need to compare the them
Yoh zvakaoma regai Mukotsanjera ataure hake kuti muno makazara mabhinyaaaa vanhu ushingi makauona kupi
You a real Chief may GOD guide you on what ever you do🙏🙏🙏
chief Mutasa vanogona vanopa vasungwa vavo time to explain and vanopa Respect kuvanhu vavo well done baba Mutasa
Chief Mutasa and Head Chigodora those two of them are Best❤❤❤
MUTASA TO THE WORLD # ...TELL CHIGODORA TO LEARN FROM THIS MAN !!Period
MAMBO you are the best You always for Chokwadi .Chigodora anombunyikidza Vanhu .He Threathens vano after all no Court Room .Chigodora needs to learn from you .Bless you Shumbaa and may God continue to give Wisdom.
Vanositongera panze wani most the time. Ko mudhara uye akasimudzwa akoreverwa pasi wani ne security ya chief Mutasa.I don't think it's fair to compare them vano dealer nema difficult cases .All chiefs are different kubva kuna Nyamaropa vane ka temper nekuzvida zvida so kusvika kuna chief Makoni vezvinyadzi zvavo
Mukaziva difference between headman and chief munonzwisisa
Shumba keep it , I’m proud of you
chief Mutasa far much better than Zimbabwean biased Judges n Magistrates you Malaba and all judges do you know that kudenga kuna Mari one day you will cry
Mambo mutasa excellent pakutinga haa munotonga uye mupa mibvudzo zvina ukasha uye mufamba nenyaya slow but sure ❤❤❤🎉
Thnx baba Taps tayiyepo kwa Chief Mutasa wisdom chief
Mambo Mutasa is not judgemental than chigodora he gives you time to tell your story
Chief Mutasa well done ❤❤
Mambo Mutasa vane Wisdom ndatenda hangu🙇♀️🙇♀️🙇♀️