Mashura epa Nevanji

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 30 лис 2024

КОМЕНТАРІ • 59

  • @ShumiraiChikohora
    @ShumiraiChikohora Рік тому +4

    Amen musanetseka zvenyu madzbba vanhu vamur kutaura navo vanoda kubviswa mudzimu nemashavi

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa 11 місяців тому +1

    Masowe inobetsra guys handipindi as ndozvi believer moreee ❤❤❤

  • @wellingtonkefasi2078
    @wellingtonkefasi2078 8 місяців тому +1

    Baba ava ndinokutendai nekutaura pane zvizhinji zvandatenderana nazvo apa. Ndinokutendai mambo

  • @rutendoinfantschool5370
    @rutendoinfantschool5370 Рік тому +3

    Ndinodawo kudziva Kuti Pio ndiyani pakunamata kwedu

    • @johanemasove
      @johanemasove  Рік тому +1

      Mubvunzo wakanaka chose..pio ndibaba wedu baba wekudenga wanotambidzwa miteuroo yedu nemwana komana mushure mekunge apihwa miteuro yedu naGabhureni mutungamiri wengirozi meshurezvee mwkunge gabhureni apihwa miteuro naPeter akapihwa maKey edenga nekutenda kwaakaita...
      Izvi zviri pamunamato wedu watinovhurq patinonamata

    • @lovemoremuverengwi1268
      @lovemoremuverengwi1268 7 місяців тому

      Mwana waDhamureta wekwa nikidhai

  • @TendaiMadzonga
    @TendaiMadzonga Рік тому +2

    Jerusalem inotaureiko chii chinonzi micho

    • @johanemasove
      @johanemasove  Рік тому +1

      Micho madzibaba akatimwa nomweya kunodzora makombwe. Akapihwa nguva yekudzora but akatadza kuwadzora iye ndokubva adzorwa nawo. Ndosaka muchiona wamwe wachinamata nema rasta mumusoro wamwe nema pfumo nema chira. Bcoz waitera tsoyo yaMicho. Nekuti micho akange onamata nawo wasina kutendeuka wakange wosanganisa. Asi mukufa kwakee akasiya ataura kuti musazotera nzira iyi yekupfeka zvakadai nezvakadai

  • @shepherdchigubu4873
    @shepherdchigubu4873 11 місяців тому +1

    Chatambudza nhau dzechishanu vanhu vakanzwa mharidzo yakaiswa nekuhanganwa havanazve chavachatambira chinopesana nechavakanzwa nyangwe mweya ukadzosera idi vanouramba mweya iwoyo

  • @steviousmarufu1029
    @steviousmarufu1029 4 місяці тому +1

    ko panonzi Maritaya izita rakapihwa mwana panevanji mushure mekunge varamba Gabren pachizo takurwa tsvimbo ichinosiiwa muDomboshava zvichinzi zvaireva kuti Nevanji Maritaya izwi maramba Gabhureni. taita vadiki tiedzeiwo chokwadi

  • @BrendaManganga
    @BrendaManganga 8 місяців тому +2

    Totenda nedzidziso

  • @EmmaMugwagwa-o2g
    @EmmaMugwagwa-o2g 2 місяці тому +1

    Baba ava vanoziva zvakavanzika

  • @deechkos9862
    @deechkos9862 Рік тому +3

    Abraham naIsaka dai manzwira nyika tsitsi

  • @blessingchangaira-jr9ht
    @blessingchangaira-jr9ht Рік тому +2

    Mweya wakambotaura kutii wandirikufamba nawo nhasi Wangani wachawana nhaka ,kunamata kunorema

    • @johanemasove
      @johanemasove  Рік тому

      Idi katatuu baba 🙌 hapana achaziwa chokwadi

  • @tichaonabaiwa1151
    @tichaonabaiwa1151 8 місяців тому +1

    chakaipa kuisa nhema nhau yekunamata nemanamatiro akasiwa amisikidzwa panevanji kwete kwese kwamungataure madzibaba.ska muchiona vanu vachitinirwa imomo kwese kumatunhu dzanhau dzevaporofiti kwete vakatumwa ndatenda hangu

    • @johanemasove
      @johanemasove  8 місяців тому

      Zvemasowe azvisi zvekwa newanji bedzi

  • @RadsonZulu
    @RadsonZulu 11 місяців тому +1

    Apa hapana zvamwari zvinotaurwa. Midzimu nemashavi chete. Mweya yemusango.

  • @crispenmunashe289
    @crispenmunashe289 Рік тому +1

    Ndiyani aiisa muromo wehwai

  • @tichaonabaiwa1151
    @tichaonabaiwa1151 8 місяців тому +1

    vatendi chakanaka ndechekutaura mafunda nhau kune varidzi kana vakuru mudunhu imomo kwete kutaura zvamunonzwa zvichiparidzwa mumasango marwo dzidzai chokwadi idi chorinotiendesa kudenga tora nguva pindai manevanji mufunde kwete kunonamata asi kufunda chaiko ipapo munowana hwaro huneuso vazhinjii zvamurikutaura izvi ehe asi imo mudunu racho hamusati mambomupinda kuti mufunde kuti ndizvo here zvirikutaurwa mumasango enyu.endai munofunda kunana amai vakafamba nabba jowani nevakatumwa kunana baba vapenyu vakuyenzanisei nemanyepo amurikupa vanhu

    • @johanemasove
      @johanemasove  8 місяців тому +1

      Atidi..nhau dzema tunhu...baba chazvoita ndechekuti dunhu rega rega rine zvaroo..ukauya guruwe unonzwa zveko ukaenda nevanji unonzwa zveko..ska imi mune zvenyu zvamakanzwa...mune zvimwe zvamusina kunzwa...ska mukaziwa zvese munorega..kuti wamwe hawana chawanoziwa

  • @MalvinMoyo-sn7pm
    @MalvinMoyo-sn7pm 7 місяців тому +1

    amen

  • @jonathanmudege9902
    @jonathanmudege9902 11 місяців тому +1

    Nhema idzo kana muchiti panyota pakauraiwa munhu ko hama dzacho dzakati kudii

    • @johanemasove
      @johanemasove  11 місяців тому

      Mainge musipo siyanai nazvo

    • @jonathanmudege9902
      @jonathanmudege9902 11 місяців тому +1

      @@johanemasove matukano ayo ndezvekunyepa

    • @johanemasove
      @johanemasove  11 місяців тому

      @jonathanmudege9902 really

    • @fivenjemani-sf6kh
      @fivenjemani-sf6kh 8 місяців тому +2

      Pamabata ndepekuuraya munhu chete zvimwe zvamanzwa pazvose zvataurwa nemudzidzis ndezvip

  • @tkg6219
    @tkg6219 11 місяців тому +1

    Nezivo renyu iri varume mazvitakudza kurema

  • @KimptonKiyumbi
    @KimptonKiyumbi 4 місяці тому +1

    Masowe kuno Zambia tinamatewi

  • @adonishamilton5940
    @adonishamilton5940 Рік тому +1

    Anonyepa uyy

  • @eppephaniaphiri
    @eppephaniaphiri Рік тому +2

    Chipo chekunamata charerema rema sekufa kwayeso

  • @ShumiraiChikohora
    @ShumiraiChikohora Рік тому +2

    Amen machira ariko

  • @truutruu7494
    @truutruu7494 Рік тому +4

    Chotaura chibaba ichi

  • @ShumiraiChikohora
    @ShumiraiChikohora Рік тому +1

    Panyota pasodomma paya matunhu matatu aya ari kupotsa nhau yekunamata

  • @ShumiraiChikohora
    @ShumiraiChikohora Рік тому +1

    Muri kutaura idi Bba

  • @shepherdchigubu4873
    @shepherdchigubu4873 11 місяців тому +1

    Vazhinji vavekutanda botso raGhabhureni