Madzibaba Echoes Tsvimbo mutauro

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 1 лют 2025

КОМЕНТАРІ • 47

  • @Viola-y5b
    @Viola-y5b Рік тому +3

    I feel blessed 🙏🙏🙏 when I am listening to church

  • @toindepimahaso156
    @toindepimahaso156 2 місяці тому +1

    Ndinotenda nemazwi edzidziso nesimbiso. Komborerwai Baba Echoes

  • @africansoldier
    @africansoldier Рік тому +2

    Pauro Mwazha Mutumwa weChinomwe uye wekupedzisira Jesu asati adzoka ❤

  • @rainbowclarrity1280
    @rainbowclarrity1280 Рік тому +3

    Pauro Mwazha we Africa Mutumwa wa Mwari wechinomwe . Pauro arikutaurwa ndiye Mwazha here arikutaurwa wepa Guvambwa ?? Jowani ndiye akaporofita nezva Pauro asati auya iye jowane akati ndaona Kakore pa Guvambwa apo pakabarwa Mutumwa wechinomwe anonzi Pauro ndiye womochitevera akusvitsei kwanzi na Mwari akusvitsei nekuti ini pandakanzi naBaba ndikusvitsei pangu ndaguma . Tsvagai Book rakanzi Kutumwa Kwa Pauro Mwazha munobatsirika nekuti iye Mudzidzisi Pauro akaisa basa rake muzvinyorwa kusanganisa Hopee dzaitsanangura kutaura kwemweyamutsvene . Pauro Mwazha Mutumwa wa Mwari..Amen

  • @angelamahlaule835
    @angelamahlaule835 Рік тому +4

    Murevi wenhema kudzvanyirira madzimai

  • @ElvisHwata-ny7fi
    @ElvisHwata-ny7fi 9 місяців тому +1

    Hapana zvakaro uyu haana zvaanoziva uyu. Mutumwa ndiMadzibaba Ekence Gondo . Mubvubzei Ecos anopenga uyu

    • @johanemasove
      @johanemasove  9 місяців тому

      Tinotenda

    • @brandondkatsiru9883
      @brandondkatsiru9883 6 місяців тому +1

      haaaa Gondo akazoita mutumwa rinhi tibvunzei kana musingazive

    • @johanemasove
      @johanemasove  6 місяців тому

      @brandondkatsiru9883 akatumwa ere kna kut akamiswa pawakomana gumi newawiri

    • @brandondkatsiru9883
      @brandondkatsiru9883 6 місяців тому +1

      @@johanemasove akamiswa pagumi nevaviri asi akazotanga kuzviti mutumwa,akazvitanga aBios vari vapenyu zvekuda kuzviita mutumwa izvi

    • @johanemasove
      @johanemasove  6 місяців тому

      iih inga ...zvimwe wakatumwa atina mweya isu atiziwe kkkk

  • @SimbarasheChibondot71
    @SimbarasheChibondot71 4 місяці тому +1

    Uyu wangovawo munhu ngirozi Enock yakatama kare apa. Ngirozi paari yakapupura kutumwa kwemutumwaeHandria muJerusarema 2011 ikabvuma ikati ndamuona Handiria atumwa asi mukaona ini ndakuti varume ndatumwa endai munonwa mhamba kunyika.Takaona iye akuzviti ndatumwa anopenga uyu ngirozi yakaenda kare

  • @EmmaMugwagwa-o2g
    @EmmaMugwagwa-o2g 7 місяців тому +1

    Mwazha haasi mutumwa muprofita chete.Mutumwa ndiJohane.Mwazha wazuro here uyu

    • @johanemasove
      @johanemasove  7 місяців тому

      ᴛɪɴᴏᴛᴇɴᴅᴀ ʙᴀʙᴀ

  • @kelvinmunjanja8233
    @kelvinmunjanja8233 Рік тому +1

    Haaaa sazy mukundiregereraa ndine mibvunzoo yakawandisaa

  • @WhitneyWadzanayi
    @WhitneyWadzanayi Рік тому +1

    Ndinozara kut paaaa ndichinzwa mharidzo

  • @hillarymugari4332
    @hillarymugari4332 Рік тому +4

    baba vanoyedzwa ava . Paurosi haasi mutumwa aaaah

  • @jamesgonese305
    @jamesgonese305 10 місяців тому +1

    Groo

  • @AndrewRocktrans
    @AndrewRocktrans 8 місяців тому +1

    Ndinotenda baba manzwi akadzama

  • @crosbygovera8294
    @crosbygovera8294 Рік тому +1

    Ko panevanji Paulos akatio kudii panyaya yekuve Mutumwa

  • @petronellapopsy
    @petronellapopsy 11 місяців тому

    amen

  • @ElvisHwata-ny7fi
    @ElvisHwata-ny7fi 9 місяців тому +1

    Agibson tovaziva havanamate

  • @NashyChkuri
    @NashyChkuri Рік тому +1

    Tinotenda

  • @nancysharaunga3684
    @nancysharaunga3684 Рік тому +1

    Tinotenda nedzidziso