Nyaya ini hangu handione iri pakuti vaporofita kubhadharisa ….nyaya iri pa vanhu vakushanda ne mweya yekuromba saka kubhadharisa kuchivaitira nyore nekuti havana kusarudzwa nemwoyo yekubatsira haimo mavari just imagine bhinya or hure richitungamira church maresults acho ma 1 ekurevesa
Mukuru uyu ndinotenda ne basa raakabata kare kare ndichanamata navo haaa zvimwe mungataura zvenyu asi murume uyu ane basa raakashanda zvichipfurikidza nemweya mutsvene akabatsira vakawanda kunyangwe vakuru vakatadza havatukwe tinongova respect ❤❤❤
@@JusticeMandzini Hapana mweya mutsven Katsiru denga rake riri pasi pano
Katsiru akapinda Denga ndopinda matenga 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
hausi Mwari iwe uyu Mukuru denga rinaye
Wooow Johan masowe chishanu kumusha
In'anga iyi, vakakuvadza vanhu vakawanda muma election ava plus vana vainyenga 😢
Kana jesu chaiye vanhu vakamuramba what about katsiru musataure zvamusina proof nazvo moita minyama
Aaah anoti haana kun'ora iye akambo bataCHIBHARO asi anofunga kuti takanganwa😮
Kkkkkkkkkkkkk
Munhu wese anezvake zvitadzo. Including iwe
Amen bba wedu madzidzisa
Mataura Chokwadi BABA wedu, Ameeen
Chokwadi chipi apa
Madzibaba Katsiru naivovo havasisi pachitsidzoo
Unoziziva sy nhaiwe
Katsuru ndiwe mapositori for E D wakatsauka uyo
Havasi vapostori AYO matraditional doctors a ED
Shuwa kunhuwa seonyenzi kuita denga rekugugura
Nyaya ini hangu handione iri pakuti vaporofita kubhadharisa ….nyaya iri pa vanhu vakushanda ne mweya yekuromba saka kubhadharisa kuchivaitira nyore nekuti havana kusarudzwa nemwoyo yekubatsira haimo mavari just imagine bhinya or hure richitungamira church maresults acho ma 1 ekurevesa
AMEEEN,
Amen 🙏
Baba makazosiya hr kurima fodya
Mupostory hatenderwe kurima fodya wakadaro baba johwani
Heya
❤
Katsiru akarasa nzira yechinamato kare .
Amen
havatukwe vakuru
Mai ava muroi herr ndava pataurwea zvevaroi its like ,so dismissed 😅
kwandakabva kure kwa nevanji kure 🧎
Imi mukurasa vangu manhingi kunyepa kuti baba Johani kuita sei muchinyepera mutumwa
Katsiru usanyepa iwe wakauya kumasowe uchipenge kwete zvauri kuta seri warapwa ndopawaka dzikirwa nezwi kwete kuti wakabarwa uchinamata
Sure here😂😂😂
Aiwa akauya kumasowe achipenga ndi lowrence kusiya bvumbi
Imi mukuita zvakataurwa namitumwa here nhai baba wangu
Mukukanganwa izwi
Baba pasi rino hapana mutsvene hatisati takanganwa zuro uno makabata mwana chibharo
Nyama nezvi patsanurai munodyiwa
Mwari akatovaregerera ini makatochengeta chigumbu navo
Madzibba makasiya chinamato imi kare kare ende hamusi mega henyu mabig 5 ese zvawo muri kutirasa
Mweya mutwene upiko asinga zivi kuti madhimoni ndiyani ?
Kikikiiiiii marketing strategy anyway dhara iro rino rapa zvaro pano taura ginatsiyo apo
Tru ginatsiyo
🤔 Vanamadzibaba Joanne wavanotaura havamuzive ukavabvunza tsananguro dzababa Joanne Havana chavanoziva siyanayi na baba Joanne mutaure zva Emanuel chete
Koiwe unoziva wadii kungotaura
Ko iwe unodziziya hr
Tinotenda ne dzidziso
Dzoserai chinamato ichi sepakutanga chishanu chareruka imi varume😂vashanu muripo
Johwani masowe ndoyakazara hurombwa uye hutsinye haipindwe chechi iyi ukabudamo vanokuitira inonzi downfera iparadza pfuma yose uye vanonyepa kuti havabhadharisi uye kutenga vanhu ku epweth vano Ector pachechi dzirinhema vemabhidhiri uye chihure
Iwe ndiwe waiita navo Chihure ukanyadziswa takuona
ZVAKANAKA KUREMEKEDZA VAKURU NEKUTI IWE UCHAZOVAWO MUKURU SIYAI KUSVORA BABA VEDU VA KATSIRI NDIBABA VEDU VANE BASA RAKANAKA RAVARI KUITA NERAVAKAITA KO IWEWE UNECHII CHAWAITIRAWO MWARI
Amen amen amen
Amen
Tinotenda nedzidziso
Amen