RUSHINGA......DZIMBA DZOPAZWA ,MITI YOTEMWA NEKUDA KWEHUROMBWA(PART 2)

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 11 вер 2023
  • AKAROMBA ACHIFA MUSHA WAKE WOPAZWA
  • Розваги

КОМЕНТАРІ • 43

  • @lameckzisengwe6517
    @lameckzisengwe6517 10 місяців тому +2

    Uyo urikunzi mudzimu vemusha hausi mudzimi asi kuti ndicho chikwambo chemushakabvu iyeye. Nekuti kudai vaive mudzimu vachokwadi ungadai vakarwisa hurombwa ihwohwo kare. Hazviite kuti mudzimu vacho vakazotanga kuziva kuti panehurombwa mushure mekunge nyakuromba afa.

  • @NhereraYenyika
    @NhereraYenyika 10 місяців тому +7

    Vanhu tikavaudza kuti siyanai ne n'anga vanoti maakurasa chivanhu .asi mugumo wacho chionai manje zvazvinozoita nhau dze n'anga idzi

    • @Gonawapotera1
      @Gonawapotera1 10 місяців тому +1

      Chero zviporofita zviri kurombesa, haisi midzimu yese yakaipa ukagara uchazoziva hako

    • @reginadzapasi9668
      @reginadzapasi9668 10 місяців тому

      Huyai tinamate tigoenda kudenga uko

    • @constancemarifiye6658
      @constancemarifiye6658 10 місяців тому

      Ukaona vangopihwa chinhu chinonzi usaita izvi neizvi ipapo manj

    • @vimbaimakosa4390
      @vimbaimakosa4390 9 місяців тому

      Zvakaoma

  • @hemishgovera2620
    @hemishgovera2620 10 місяців тому +2

    Always cheerful and happy, I love you guys!

  • @olindamachiya7812
    @olindamachiya7812 10 місяців тому

    First ndatangawo nhasi VA neshamba murisei

  • @elizabethrunganga8579
    @elizabethrunganga8579 10 місяців тому +2

    Mukadzi makaisepi va neshamba

  • @NotJuliaHerbert
    @NotJuliaHerbert 10 місяців тому +3

    Kurwara nepfungwa after war it was post traumatic disorder after a a traumatic incident which needed medical treatment instead of kuromba

  • @ttfam8742
    @ttfam8742 10 місяців тому +2

    Andrew Neshamba mukadzi uripi mazuvano😮

    • @NhereraYenyika
      @NhereraYenyika 10 місяців тому

      Automatically qualified to be supervisor we life ya Neshamba.but mubvunzo ndewekuti uchange uchitambiriswa nani ge ge ge

  • @sharonkwadiwa4459
    @sharonkwadiwa4459 10 місяців тому +1

    bt vanhu hamutye mungatore marata uuu muchatakurana nezviro

  • @emilymagozore3457
    @emilymagozore3457 10 місяців тому

    Sahwira wekutanga uyo mmm anatwo

  • @annamercytigere3038
    @annamercytigere3038 10 місяців тому

    Mambo uyu ngakwane anoda kuripisa chete kudya zvemahara rimwe gore achadya zvinozvimbira asapnda pasingakwani xaaa benzi remunhu

  • @NhereraYenyika
    @NhereraYenyika 10 місяців тому +1

    Dhurumasi midhiya mhoroi

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 10 місяців тому

    Neshamba wasangana nezvo murikubvunza munhu anoziva zvaari

  • @reginadzapasi9668
    @reginadzapasi9668 10 місяців тому

    Imango here idzo nguva ino

    • @andybeck5984
      @andybeck5984 10 місяців тому

      Ehe ndonguva yadzinobereka

  • @NotJuliaHerbert
    @NotJuliaHerbert 10 місяців тому

    Itoripo nyoka iyoyo it needs spiritual people to remove it. Kuputsa dzimba does not help because even if the homestead is distroyed to the spirit it sees it the way it was. That's why those who died during the war are still fighting in the bushes

  • @NotJuliaHerbert
    @NotJuliaHerbert 10 місяців тому

    But baba told sahwira kuti ndakabata batata

  • @marciamutune650
    @marciamutune650 10 місяців тому

    Team yekumusha kwangu hamagwiqwi akademo apo

  • @NhereraYenyika
    @NhereraYenyika 10 місяців тому

    Tagaririra

  • @marciamutune650
    @marciamutune650 10 місяців тому

    6@orden chanaiwa huya une Benjamin mubvumba 😂

  • @PortiaBizabani
    @PortiaBizabani 10 місяців тому

    Saka kureva kt nyoka iripo

  • @tendai-hq3cs
    @tendai-hq3cs 10 місяців тому

    sahwirawoye ndangachiuya usandione kunonoka

  • @prachie937
    @prachie937 10 місяців тому

    Taking us to another level

  • @placxedissami3792
    @placxedissami3792 10 місяців тому

    Tiripo

  • @cmusarurwa6309
    @cmusarurwa6309 10 місяців тому

    Mudzimu haufanire kubuda kana musha urimutema

    • @constancemarifiye6658
      @constancemarifiye6658 10 місяців тому

      True

    • @sandraedward7454
      @sandraedward7454 10 місяців тому

      Uyo mudzimu ndiwo wakayorba why kumirira munhu afa vakafii kuuya ari mupenyu

    • @virginiachirumbi6032
      @virginiachirumbi6032 10 місяців тому

      ​@@sandraedward7454vaitsika mudzimu nekufa kwavo wakabva wasungunuka.midzumu wemusha unobuda as long muri yakaungana midzimu yevarapi ndoinomira kana vaita nhamo pamusha kwete wekuchengeta musha

  • @NotJuliaHerbert
    @NotJuliaHerbert 10 місяців тому

    Mikonde vaidii pamusha

    • @sharonkwadiwa4459
      @sharonkwadiwa4459 10 місяців тому

      taurai henyu ndabva ndafunga ury pamba pasekuru wangu wakafa asi vana wawo wese wakafa mybe ndozvakauraya ana baba wangu

    • @constancemarifiye6658
      @constancemarifiye6658 10 місяців тому

      Mukonde vakaipa nhy kudzidza hakuperi

    • @NotJuliaHerbert
      @NotJuliaHerbert 10 місяців тому

      @@constancemarifiye6658 vazhinji vanoutora semuti vekucgengeta pamusha especially mukuromba. Muti unochengeta pamusha mutara. Unodzivirira varoi. Ukatora just a small stick vopfekera pamusiwo mumbariro nepachitsuvi chemba imwe naimwe hauna zizi rinonhara pamusha ipapo futi

  • @sharonkwadiwa4459
    @sharonkwadiwa4459 10 місяців тому

    pachimhanda papi chaipo

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 10 місяців тому +1

    Asi mudzimu rudziyi unopwanya zvivakwa

    • @fadzosadiki4364
      @fadzosadiki4364 10 місяців тому

      Uye waivep zvese zvekutambudza Vana nehurombwa