RUSHINGA......... VAKADZI VEVANHU 16 VAKADANANA NEMURUME MUMWE CHETE

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 18 кві 2023
  • CHIKOMBA CHAKATENGESWA NEWHATSAP
  • Розваги

КОМЕНТАРІ • 234

  • @antoniodomingo7433
    @antoniodomingo7433 Рік тому +9

    Mmmm. Ndaona Tinashe Mugabe apedza 3months. Ari kurushinga. Kwaita manyama amire nerongo

  • @kingdeedouglasnyoni2745
    @kingdeedouglasnyoni2745 Рік тому +6

    Kkkkkk Chihure is a successfully growing industry

  • @NCNC-lr1wt
    @NCNC-lr1wt Рік тому +3

    Huuuuùui kunyepa .Inyaya dzekufadza vanhu.Sei vasina kuvabudisa vanhu vacho.Zvizhinji zvinobuda mifananidzo zvinonyadzisa nezvinotyisa bt izvizvaramba cy .musarevera vanhu nhemha

  • @foffoes7321
    @foffoes7321 Рік тому +11

    Its high time people stop stereotyping ma single mothers,paita chakaipa pese hanzi single mother..some vakafirwa,some vasisea dzimba,some are victims of circumstances,but in a nutshell tese tiri ma single parents....that stigma should stop..am a single parent myself but that does define munhu.....we are in an era that celebrates promiscuity of all forms but tosweroti heee single mother this....nxaa.

    • @chiposukutayi5327
      @chiposukutayi5327 Рік тому

      Thnx hun vaudze vazive vanodzikisira single mother zvobhowa

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 Рік тому +1

      Coz masingle mothers became that mostly 95% through promiscuity....having sex before marriage and some are women who trap married men by getting pregnant thinking the men will leave their wives and children.....they leave their cheating husbands ONLY to be a small house for another married man then destroy so.eones marriage the that marriage lids..haa only 5% ndiyo yakafirwa neku abuswa.....

    • @foffoes7321
      @foffoes7321 Рік тому

      @@maiyeukai9346 i don't know where you get your statitics from but that mindset has to change..because some women are doing(or did) that,azvireve majority is..vanhu havaskusiwa mudzimba kusirwa iye wacho atora murume wangu? Vakadzi avaskurambirwa vana nevarume here? Varume havaskufa vachitisira vana? Broaden your mindset and take things as they are...ive never heard of anyone criticize men being single dads, why? Bcz haasiye anotakura dumbu? Chinjai mindset yenyu mai yeukai.....ni1 knows tomorrow,munogona kumuka maai yeu mave 1,motona makudedzwawo kut single parent. Promiscuity is everywhere,dont stereotype bcz a few vaita musikanzwa,chinjai matauriro enyu

  • @loxlux8118
    @loxlux8118 Рік тому +4

    Ndezve mushonga akaromba🎉

  • @aishamasibanda8061
    @aishamasibanda8061 Рік тому +6

    Happy birthday Shumba, hanzvadzi yangu,, Masibanda wish yu more blessed years to cme,, King of the Jungle

  • @reginadzapasi9668
    @reginadzapasi9668 Рік тому +5

    Vanhu verushinga mune madrama

  • @tashingakaitano8332
    @tashingakaitano8332 Рік тому +5

    Rushinga ndokwamai Denzel kwakaipa

  • @juniornetty1031
    @juniornetty1031 Рік тому +2

    Happy birthday vaNeshamba🎉🎉🎉🎉🎉

  • @advancematoweadttocksmatto9213

    Hmmmm vese vane mhosva ,iko kutopfimba mukadzi wemunhu mhosva, naivowo vakadzi kana mumba maita dambudziko unosiya wonoitira kwaunopiwa good tlof tlof🚶‍♂️🚶‍♂️🚶‍♂️🚶‍♂️🚶‍♂️🚶‍♂️

  • @carrolmachingura9806
    @carrolmachingura9806 Рік тому

    Happy returns Chikara

  • @nyashaaudreymhonde2832
    @nyashaaudreymhonde2832 Рік тому +2

    Mai avo vane wavo avanga vakatargeter hanzi tanga tati vorambwa topindawo,infact vatoriwo nemurume wemunhu avanodanana naye

  • @patiencesmoyo4575
    @patiencesmoyo4575 Рік тому +1

    Ndakuonai abiyangu murihasa chere❤❤❤

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 Рік тому +3

    Rushing mabasa chaiwo, in fact Mt Darwin ibasa kkkkk
    Happy birthday sekuru vangu Shumba, many more happy returns 🎉🎉🎉🎉🎉🎉

  • @jennifertsikayi
    @jennifertsikayi Рік тому +1

    Yoweeee Rushiga chiiko nhayi 🙌🙌

  • @mordenchimondo5409
    @mordenchimondo5409 Рік тому +1

    Asi Rushinga chiii nemi nhay hamunyare hr

  • @ruthmakwara1974
    @ruthmakwara1974 Рік тому +3

    Happy birthday Mukoma Andrew 🎉🎉🎉

  • @patiencesmoyo4575
    @patiencesmoyo4575 Рік тому +1

    ❤❤❤ catching from S.A. I'm from katoni Rushinga abiyangu woyeeeeeee murikumboita sei nhai

  • @madeleenmasango4113
    @madeleenmasango4113 Рік тому +2

    Happy birthday vaneshamba 🎉🎉🎉 mwari wakuwedzerei makore akawanda ekurarama panyika

  • @dzarungwaeverjoy437
    @dzarungwaeverjoy437 Рік тому +1

    Hurombwa uyo anemushonga bonzo

  • @blessingchinhema8152
    @blessingchinhema8152 Рік тому +1

    Rushinga woyeeeee. 🔥🔥

  • @blessingmashandureblessing9650

    😂😂😂😂😂😂idzo dziripa side idzo dziongororei dzirikuti vakatiza idzooo😂😂😂😂😂😂

    • @nhewa4749
      @nhewa4749 Рік тому

      🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @constancemarifiye6658
    @constancemarifiye6658 Рік тому +1

    Kurai munashe Shumba muchengetwe to the another level 🎉🎉🎉🎉🎉

  • @ZisengweChimutsa
    @ZisengweChimutsa Рік тому +1

    Zvinofanirwa kunzi “Vakadzi vevaridzi 16 vakaita chifambi nemurume mumwe chete. Kudanana nechihure zvakasiyana.

  • @nessakaitano3241
    @nessakaitano3241 Рік тому

    Shumba👏👏👏Drewmas media taking you to another level 😘

  • @perseverance9096
    @perseverance9096 Рік тому +1

    Happy birthday Shumba , ini masibanda ndinoti raramai ❤

  • @munyonganiplaxedes4553
    @munyonganiplaxedes4553 Рік тому +1

    Happy birthday shumba
    Mt darwin mukuremera mastreets

  • @silibazisomahunger6833
    @silibazisomahunger6833 Рік тому +1

    Watching from Brainstayn

  • @angelabasarokudya4430
    @angelabasarokudya4430 Рік тому

    Happy birthday mkoma Andrew

  • @adiolamatenhese1859
    @adiolamatenhese1859 Рік тому +2

    Happy birthday mukoma 🎉😊

  • @lydiakhumbula7359
    @lydiakhumbula7359 Рік тому +1

    Happy birthday budy Neshambwa

  • @matie2476
    @matie2476 Рік тому +1

    Baba ava Aids yamumusoro

  • @dobbsarthur2182
    @dobbsarthur2182 Рік тому +1

    MuZimbabwe yese chihure yakaroyewa

  • @kundaichihambakwd3426
    @kundaichihambakwd3426 Рік тому +3

    “Yudo”😂

  • @MikeMichaels..
    @MikeMichaels.. Рік тому

    MT Darwin ritori dambudziko chairo...... HBD BROTHER NESHAMBA SVIKAI MU ZANA 🎉🎉

  • @metronmanenka-sk4np
    @metronmanenka-sk4np Рік тому +1

    Happy birthday hanzvadzi yangu Shumba

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa Рік тому

    Happy birthday 🍰. And shuwa tavaziva vakadzi Ava nemurume wacho😅😅😅😅😅😂😂😂

  • @Precious-xz2nj
    @Precious-xz2nj Рік тому +1

    Murume uyu ane mushonga nekuti hakuna zvakadaro

  • @oswardjowo1939
    @oswardjowo1939 Рік тому +2

    Hie Shumba am watching from Rushinga

  • @dorothymushayahembe
    @dorothymushayahembe Рік тому +1

    Its the sign lagauge guy for me😂

  • @bridgetoparmoyomabulawa5519
    @bridgetoparmoyomabulawa5519 Рік тому +1

    Ko nhasi and8na kuona notification...anywhr rega ndiome chimunya thank u Drewmas media taking us to another level ❤❤❤

  • @user-jp8zp3jb4e
    @user-jp8zp3jb4e Рік тому

    Ndafarira music iyo from Tafadzwa Kumene paMurewa apo Mudzimuirrma❤❤❤❤

  • @sharonkwadiwa4459
    @sharonkwadiwa4459 Рік тому

    Rushinga manyadzisa hama yowe kuhura Rushinga kuroya Rushinga aiwaba abiyanguwe manyadzisa

  • @bequickmutero908
    @bequickmutero908 Рік тому +1

    Happy birthday Mr Neshamba

  • @faithmapfumo4437
    @faithmapfumo4437 Рік тому +4

    Drewmas media crew how are you ndisingakanwe vanoridza mbira nemuimbi ❤❤❤❤❤

  • @jesslinekashambe4026
    @jesslinekashambe4026 Рік тому +1

    Happy birthday shumba🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉

  • @ceemu3966
    @ceemu3966 Рік тому +1

    Happy birthday Neshamba

  • @nokubenhura8747
    @nokubenhura8747 Рік тому +2

    RUSHINGA MATINYADZISA 😂😂😂😂ZVAKATANGA NA MAI Denzie😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @laciousndlovu8458
    @laciousndlovu8458 Рік тому +2

    Bhoo hre mukoma we sign language at the bac😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @professormuparaganda3526
    @professormuparaganda3526 Рік тому +1

    Liked Dembo song

  • @judithjayaguru6121
    @judithjayaguru6121 Рік тому +1

    Happy belated birthday shumba

  • @fortunatezovovo7480
    @fortunatezovovo7480 Рік тому +2

    Kkkkkkk murume ariseri kwamai avo hana kumira mushe

  • @faraimagwa
    @faraimagwa Рік тому +2

    Happy birthday mkoma Andrew haa murume uyu naiye ane shavi hazvisi zvega

  • @Mhetalicious
    @Mhetalicious Рік тому +1

    Happy birthday Shumba ❤❤❤

  • @msveekay5637
    @msveekay5637 Рік тому +2

    Shiri ine rekeni zvazvino muRushinga😅😅 ah!!

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 Рік тому

    Happy bhavhadhe shumba

  • @davidnyandebvu6760
    @davidnyandebvu6760 Рік тому

    Ko zvakune .rukahwo kikkkkkkkkkkk kikkkkkkkkkkk

  • @lordsharemusengi3109
    @lordsharemusengi3109 Рік тому

    Varume ndovatemba manje hanzi mukadzi anofanira kungotyawo kuto ndiri mukadzi wemunhu kl iwe murume wemunhu😂😂😂😂😂😂

  • @lettymasibae6771
    @lettymasibae6771 Рік тому

    Kwedu kunewo zvako bt Rushinga irikutora chimuti gore rino🙌

  • @mancubemancube7787
    @mancubemancube7787 Рік тому +1

    KuRushinga kwamai Denzero

  • @acmfirst5481
    @acmfirst5481 Рік тому

    Saka vakadzi vanofunga kuti murume ane mari ndiye murume anekodzero yokusahura kwemukadzi wake.
    Kuhura kwevakadzi vekuRushinga.

  • @emmanuelmushonganzou4135
    @emmanuelmushonganzou4135 Рік тому +1

    Kkkkkkkkk Saru natezvara vangu Petso chisamba along side mudhaaa

  • @user-gt8vd5jq4k
    @user-gt8vd5jq4k Рік тому +1

    🎉🎉🎉🎉🎉 Happy birthday mkoma neshamba huyai mtore cake😂😂😂

  • @leightachiveyi9907
    @leightachiveyi9907 Рік тому

    Rushinga ndoine chimuty zvamaimanje

  • @lydiat7636
    @lydiat7636 Рік тому

    My Darwin kwakanyanya

  • @PeterKatsumbeee-ye5qb
    @PeterKatsumbeee-ye5qb Рік тому +2

    Endasai kwatasvu anemishonga

  • @mildretmuperere2667
    @mildretmuperere2667 Рік тому +1

    Happy birthday shumba

  • @almsdeeds2003
    @almsdeeds2003 Рік тому +1

    Pakaipa shumba

  • @Precious-xz2nj
    @Precious-xz2nj Рік тому

    Happy birthday VaNeshamba may God continue to bless you

  • @nthabisengmofokeng3725
    @nthabisengmofokeng3725 Рік тому +1

    Zvinorwadza

  • @witnesstoringepi8387
    @witnesstoringepi8387 Рік тому +1

    Gogoyi hama

  • @maud-po9dc
    @maud-po9dc Рік тому +1

    Idzi dzinenge dzakarohwa nemutoriro

  • @perseverance9096
    @perseverance9096 Рік тому +1

    Manje zvirwere zvinopera hr vanhu vano zara

  • @jonathanzvidzayi957
    @jonathanzvidzayi957 Рік тому +1

    Rushinga musatinyadzise kudaro

  • @faithmotsi9493
    @faithmotsi9493 Рік тому +2

    Unosvika pachikamu chekuzorora chokwadi...my gender chiiko kandiii

  • @micah621
    @micah621 Рік тому

    Aids chiororo vanenge vakudungira soon

  • @rasobiyahman
    @rasobiyahman Рік тому +1

    Zvakaoma uuuuum nyika yaenda kumawere sekuti roorano vazhinji havachaikoshese.Kuda social media ndoyavakuvhirinza sekuti zvakuita semakwikwi kuda kuzivikanwa.Vemachechi neimiwo munochengetedza chivanhu pindirai nyika yaenda kumawere.

  • @PeterKatsumbeee-ye5qb
    @PeterKatsumbeee-ye5qb Рік тому +1

    Mushonga iyo kuromba

  • @LizzieChijena-rl3bj
    @LizzieChijena-rl3bj Рік тому +1

    Taking you to another level 😂😂😂
    Vakadzi havana kumira mushe kunze uku varume muchatoita muchienda kumasowe kunonamatira vakadzi veduwe kunze kwashata uko.
    Kurorera umwe munhu so zvinoreva kt vanhu havatye kumwa mapiritsi chokwadi hanzi chihure atove mafuta ekuzora wena😜😜😜

  • @edithzenda-qt2to
    @edithzenda-qt2to Рік тому +3

    😂😂😂😂😂😂 Idzo dzakarohwa nedombo chete idzo

    • @queen7008
      @queen7008 Рік тому +1

      Dzirikuita kunzwa hasha😂😂😂😂

  • @aaronnhumbe2218
    @aaronnhumbe2218 Рік тому +1

    Zvakaoma shuwa

  • @veem6547
    @veem6547 Рік тому

    😅😅😅 forever happily married vachihura.

  • @kudzimunetsi6508
    @kudzimunetsi6508 Рік тому

    Hausi mushonga uyu, vakadzi vagara vanongoda murume one. Even patanga tirikuchikoro pane mukomana aidiwa nevasikana vese i nature iyi.

  • @priscaletwin
    @priscaletwin Рік тому +2

    Kkkk hanzi mai dancel varinani hhhhhhhhhda haaa murume iyey ndofunga ane mushonga wekuti harambiwe akapfimbs

  • @Precious-xz2nj
    @Precious-xz2nj Рік тому

    Ava baba va taura kechi2 wavo ngaatorwr hake na Bonzo nekuti pfungwa dziri pamutoriro

  • @eginetruzengwe1450
    @eginetruzengwe1450 Рік тому +1

    Mr Bonzo vakaromba chete

  • @LazarusMaruza
    @LazarusMaruza Рік тому +1

    Zvakaoma sure

  • @kira-vr1nf
    @kira-vr1nf Рік тому

    Haaa uyu anoremera mastreets uyu

  • @lordsharemusengi3109
    @lordsharemusengi3109 Рік тому

    Ndokuti chibaba ichi 😂😂😂😂😂

  • @viratkuntawong7256
    @viratkuntawong7256 Рік тому +2

    kkkkk madancel varinani

  • @GrangerKaseke-gu8zc
    @GrangerKaseke-gu8zc Рік тому +1

    Dzimwe dzacho dziri kuwanza kadoro kamwe Kaye Kaye kemuzvigubhu

  • @chicaldochico7838
    @chicaldochico7838 Рік тому +3

    Wise words from the banana ladies

  • @abilitymatopi6654
    @abilitymatopi6654 Рік тому +1

    Asi kune makorokoza here , kahunhu kevanhu vari ikoko ndekechikorokoza😅😅

  • @brendamugambiwa-ot7qq
    @brendamugambiwa-ot7qq Рік тому +1

    Umm zvakaoma sure

  • @blessbless904
    @blessbless904 Рік тому +1

    Rushinga musadaro .HAPPY BIRTHDAY SHUMBA 🎂

  • @Emmamuchena
    @Emmamuchena Рік тому

    Murume uyu akaromba ndozvasakisa varume vevakadzi ava vasavarambe

  • @jescachafuka2813
    @jescachafuka2813 Рік тому +1

    Makorekore agara anohura havana chinyarikani.Its very common kumakorekore

  • @nashiezoey7872
    @nashiezoey7872 Рік тому +1

    Happy birthday Shumba 🎉🎉

  • @tindotings7892
    @tindotings7892 Рік тому +4

    Happy birthday Shumba, wishing you many more from Texas....

    • @queen7008
      @queen7008 Рік тому +2

      Hie Tindo.where exactly are you in Texas.lm also in Texas

    • @tindotings7892
      @tindotings7892 Рік тому

      @@queen7008 I'm in Irving, Texas (DFW) how about you Queen?

    • @queen7008
      @queen7008 Рік тому

      @@tindotings7892 l am in Cedar Hill,Dallas.Not very far from lrving 🤗

  • @reginadzapasi9668
    @reginadzapasi9668 Рік тому +1

    Kkk hanzi yudo