Mbuya Isvikoro kwete n'anga, madyaira mashiripiti , ndosaka muchibirwa mari. Vanoziva chivanhu vatoziva chirahwe chebasa rabatwa, Inga varoyi nevane mashavi vaonekwa wani, the question is vanochenurwa sei ???, Ratova rimwe dare zvakare , Dare rekubata varoyi nevanoshereketa vatopedza.... In English , you can be a Doctor but your certificate clarifies what you handle, ( idare rakaoma iri, ndere nzvimbo and makagona kudaidza Svikiro, iko zvino mudzimu yavhurira nzira mava kuziva chokwadi, chikumbirai gwara kuti vose vakasviba vacheneswe, anenge atova madziva uye kurutsiswa nekuparadzwa kwezvikwambo). Saka pavakutoda madzisahwira vanobatsirana nambuya kushandira individually vana vane mhepo ,tsvimbo dzinosiyana. Musangodyaira kusvora , nekuisa maNagative comments , mbuya vanotozvigona zvese izvi but hamungavashandise, iye akabata zvinhu zvake haazive here kwaakazvitora
Chokwadi hako vana mbuya ava vanogona vachitor havo ne dementia plus zvavamwisa may make them start hallucinating sei kusina muroi ane 29 years kana 18 years
Ka Nyika ke teaport kaya kanonakidza veduwee 😂😂😂😂😂 Vanonzi gogo aniko ava varikutaura havo zvemudzimu nevanhu vakafa vachisiya pane nyaya yavakadanirwa munzvimbo bhoo ere
Shuwa simba ravo riri kumuteyo zvematare izvi 🙄🤥🥱 padare iri ndikuonawo ravapotsa coz murume @ 40:00 mins abvunza a very crucial Qn coz nhau iri pavati vanosangana pakafira munhu vachapagadzirisa kuti vasasvikepo ko vakachinja meeting place mysteriuos things will continue to happen. This issue pple vanhu varikuda kubatwa kwezvinhu
Ayaaa magogo akadhakwa Aya plz help this family with Sekuru Tasvu or Kanengo ava zvnovaremera izvi patongoda mnhu anogona kunongedza Kt uyu ndiye muroyi kwete zvmuteyo izvi
Hadina kugutsikana ne basa rabatwa na gogo manhamba ini hapana kunyatsondijekera ini tiri kuda kutoona tu dhoma tuchibuda apo zvino pari kungotsikwa tsikwa
Ini pandisinganyatso nzwisise vanhu vanosvikirwa mukore uno unonzwa his/her usual voice instead of the spirit wakapotera. Ndichakura ndaiona vanhu vanosvikirwa vachitaura nezwi sekutaura kwaiita mushakabvu akapotera. For instance apa ndanzwa kuti ndiSekuru vakapotera but ndirikungonzwa normal voice ragogo Manhambara. 😏
Gogo isvikiro haisi n'anga iyo ndomaitiro emasvikiro Ayo thank you for taking us to another level
Sei varoyi vachibatika kumamisha chete pindai mumaghetto tanzwa nemadzikirira........weldone DREWMAS MEDIA....
Kkkkkkkkkk taura hako
Nekuti ndoo kune mombe😂
No no modana n'anga kuti ichenese nzvimbo jiki jiki yakuudza vamwe kuti vapedzisirwe dare ravo nana madzibaba sei👐👐👐👐👐👐👐
Yah ipapo vangadai vabvunza kut why madzibaba
😊😊😊😊😊😊taura hakoo zvinhu zvacho
Uuuummmm pakaipa wena ko gogo avo vakudii manje varoyi Havana piro Mumba shuwa
@@Giresigee8628 vachabvunza havo bcoz noise yaitwa chirongwa chakupera ma1
@@emmahbulazi iyo nhau yekuti achembera wese muroi haaaa
Basa rabatwa,varoyi tavaona.Tinotenda nedzidziso drewmas media.Pamberi nechivanhu👏Pamberi nevadzimu vedu👏.Pamberi nemasvikiro edu 👏
Sakamambuya maviri awa ndoaitunganira tim resekavo ndovoita sovopenga wani
Gogo isvikiro. Svikiro haribvise chikwambo sekuziva kwangu. Gogo haisi n'anga. Muchadei mapihwa varoyi venyu.
Haaaa Drewmas team u are taking us to another level ayiwa rega neni ndiise maoko 👏👏👏👏
Munhu akafa, gogo avo varikuita mahumbwe. Straight to the point. Varikuwanza nyaya. Apo hapana chavarikuziva
Shuwa
Mbuya Isvikoro kwete n'anga, madyaira mashiripiti , ndosaka muchibirwa mari. Vanoziva chivanhu vatoziva chirahwe chebasa rabatwa, Inga varoyi nevane mashavi vaonekwa wani, the question is vanochenurwa sei ???, Ratova rimwe dare zvakare , Dare rekubata varoyi nevanoshereketa vatopedza.... In English , you can be a Doctor but your certificate clarifies what you handle, ( idare rakaoma iri, ndere nzvimbo and makagona kudaidza Svikiro, iko zvino mudzimu yavhurira nzira mava kuziva chokwadi, chikumbirai gwara kuti vose vakasviba vacheneswe, anenge atova madziva uye kurutsiswa nekuparadzwa kwezvikwambo). Saka pavakutoda madzisahwira vanobatsirana nambuya kushandira individually vana vane mhepo ,tsvimbo dzinosiyana.
Musangodyaira kusvora , nekuisa maNagative comments , mbuya vanotozvigona zvese izvi but hamungavashandise, iye akabata zvinhu zvake haazive here kwaakazvitora
I svikiro chairo rinoronga matsre
Varayi vamama nhasi hakuna anonoroya... Hanzi neimwe mbuya yanga ichitaura ku background hanzi ndipowo nyama 😂😂😂😂😂😊😅😅😅😅
Mukanzwa munhu anoti akuna varoi ndeye muroi chii ichi chinenge ngozi
Vanonga vasati vasangana nazvo pakaipa
@@constancemarifiye6658 true dear
Thank you va Vaneshamba muno bata basa guru,ndinovimba vachatorerwa zvinhu zvavo
Gogo havana kunyatsojekesa nyaya yavo panoda kutsvagwa umwe mubatsiri.gogo vakonewa
Gogo manyama❤🙏
Zvakaoma...ko njuzu dzeku chiredzi how far
Varoyi vazotambura nhasi gogo makanyanya pamuteyo apo makavapedzera
Drewmas media taking you another level 👏👏
😂😂😂😂😂😂😂 makanyanya gogo basa mberi😊
Shumba ndibatsirei baba vangu vanorwara chaiko
Avo varikunhonga marara havarwari pfungwa here
Chokwadi hako vana mbuya ava vanogona vachitor havo ne dementia plus zvavamwisa may make them start hallucinating sei kusina muroi ane 29 years kana 18 years
Good work ambuya
Gogo Ava vanopfuura Sekur vekubata zvimupurwa vaya .Vanonyepa sekuru vaya
Ndimanhambara we chiweshe here
Vakadhakwa mai ava ibvai apa
😂😂😂 Povho yajamuka ndangonzwa kuti aaah
Dremas media murichidadisowo zvakare simbi dzenyu nyika ngaisunungurwe 💖💖
Mhondoro ayeyeee...hekani waro ,changamire...ndaisa ,zvanza.....nhas rarimwe zuva tinotenda DrewMas
Ka Nyika ke teaport kaya kanonakidza veduwee 😂😂😂😂😂 Vanonzi gogo aniko ava varikutaura havo zvemudzimu nevanhu vakafa vachisiya pane nyaya yavakadanirwa munzvimbo bhoo ere
😂😅kkkkkkkkkkkk
Gogo always number 1 handidi nemi
Musha Haina haranga here uyo ❤
Dai zvichibvira gogo vafamba nzvimbo dzose munyika yezim. Zvichembere zvinopfuvisa chokwadi ne kuroya vanhu vanzwa
Zvakaoma imagine ari mai ako arudzungaira kudaro
Ko mbuya iya yakaitawo tsvina here😂
Mr Neshamba Gogo ini handina kuona zvavaita zvangu
Chembere dzinenhamo, matbu anenge asisina kusimba😅😅
Ko gogo awo twakabata here
Vaifana kubata zvidhoma gogo
Basa avana kutomboita havo apa
Ko nhai va Neshamba Rovai wakazopererepi nevaya vamwe vaviri vekubuda mumvura?
I also wonder. I think Drewmas gave up coz Mbuya Shumbayaonda vanonetsa vaya aah. She was always demanding for things
Pamberi nemuteyo😂
😂😂 gogo Vango mamisavanhu chete basa chairo Havana kubata hapana kujeka
😄 Mamelody
Shuwa simba ravo riri kumuteyo zvematare izvi 🙄🤥🥱 padare iri ndikuonawo ravapotsa coz murume @ 40:00 mins abvunza a very crucial Qn coz nhau iri pavati vanosangana pakafira munhu vachapagadzirisa kuti vasasvikepo ko vakachinja meeting place mysteriuos things will continue to happen. This issue pple vanhu varikuda kubatwa kwezvinhu
Thanks Dremas media chengetwayi na Ishe
thang you svikiro guru gogo
Vanotaura deep shona ihhh
Gogo vairambei nhai
nhai veduweee ndiye tuzu nazvo
Hapana nyaya apa. Saka kana vasingabati zvidhoma saka vakavingei.
Ndakaona kwaTasvu wese akabatwa nemushonga wenjunga anonzi akaromba nokuti mushonga wenjunga unopandauka kuita zvikwambo kana zvidhoma saka sekuru nagogo vese vakabata
Taking you to another level
Game of the thrones ❤😅😅vaheri heri vanga votaurwa tisu manje ❤❤❤
Ndashaya shumo yazvo ini 😮😮😮
Hey guys. Good work Gogo❤
Makanyanya Shumba taking us to another level watching from Brynstain Randburg
Pedo neni
Bryanston yakazoita mu Randburg riiniko imi😂😂😂😂
@@jackienyamadzi2107 taura hako ini ndiri muBryanston ,Randburg iri yegawo though zvakabatana
@@jackienyamadzi2107 saka iripi
Is under Randburg
I ddnt finish watching this ndangoti Dai Vadzimu naMusikavanhu vatibatsira
I felt sorry for the old ppl
Pane muroyi Ane Mari here
Vanhu vatema so 😂😂😂😂apana kana yellow born apo
Kkkkkk unotoshaya Kuti vanohudii huroyi hwacho Ivo vachitambura😂😂😂😂
Awana chavanacho kkkk zvakaoma
Zimbabwe yose ikuda kucleanwa
😂😂😂😂😂
Muteyo nemudzepete Zvakafanana here
Hazvina
hanzi ukanwa muzepete unodhakwa kana kufa
Zigogo iri hapana chozikamwa apa nxaaaa
Gogo vapedza ma sports
Ko gogo avo varikuitasei kutsvaira mumunda her
Drewmas media muri chidadiso. Gogo vabata basa
😂😂😂 zvakaoma nyika yakatakura sure
Good work gogo
Haa hapana zvataona apa
Thank you drewmas media taking you to another level.pamberi nekufumura varoyi.special thanks to gogo
Thank you Drewmas but apa paakuda next mubatsiri kwete gogo hapana zvaitwa
Uyu ndiye munhu anotaura chokwadi manje kuti ini handibatechidhoma munodaidza anobata wacho
Hapana abatwa kana 1 uuuuu Mmmm mbuya ava so
Thank you Drewmas media, kkkkk Mt Darwin idotakura kurema shua
Haaa dximwe nyaya dzinofambirwa ne Dewmas media 😅 kwaaaa
Hanzi airwara uuuuu Mmmm vakomana ka
Chimbo hachiiti. Mapositori nechivanhu hazvifambirani pleease. Tarisai kuti mapositori havadi chivanhu asi chivanhu hachina basa nemapositori
Rushinga kunenge kwakaomawo
❤❤gogo vapedzera
Mbuya Vaya vaitooneka kuti Havana kuchena pavaitaura
Pamberi nemuteyo😂😂
Hanzi nyama yaperevedza😂😂😂😂
Ayaaa magogo akadhakwa Aya plz help this family with Sekuru Tasvu or Kanengo ava zvnovaremera izvi patongoda mnhu anogona kunongedza Kt uyu ndiye muroyi kwete zvmuteyo izvi
pamwe muchashora mbodza neinozvimbira
Vanhu vanoshinga vodhota vonwa mukaka zvotopera
ndomashandiro avowo gogo avaa patoenda kuchipatara top-heavy mapiritsi akasiyana good job gogo.
Vanhu hatishandire zvakafanana tikaziva izvozvo tinobatsirika🙏🙏🙏
Pple work differently coz matare anosiya. Wakamboenda kumachinda awareva aya here kkkkk kunorohwa bag uko big time.
Muteyo hauna kushanda zvachose nekuti vazhinji vakatiza uye havana kunwa muteyo wacho and muteyo wagara unogeza munhu matumbu saka vanhu vanotopanza
Detox😅
Mangwende Moyo taimbwa 💕
Tete vangu vaimbosvikirwa na manhambara ft
Gogo vakundikana daidzai sekuru nyangatayani
😂😂😂zvakaoma hazvo zvkumama izvi😂😂
Drewmas makanyanya ngavasvikevo kwa chendambuya mubhuku ra mwendazviya iii vanhu vapera
Mbuya iyi ikunyepa yakurirwa masimba nevaroyi vakutaura zvirahwe nemadimikira.
Chavaita chii so far?
Reurura upone mwana weIzirairi😅😅😅😅
Apa ndivo vavamba nyaya yavo asi vaakutiona mapositori ndizvoere manje aaaaa veduweekaaa
Parumamiwa apa uuuuummmm mudzepete unotopazha apo unenge uchingozvorongonyiwa uchiona zvinhu zvisipo
Kunyepera vanhu sei varoyi dzingori chembere
Umm hapana chandaona chaitwa nagogo
Rushinga is replacing chipinge pavaroyi
Kamhadzi akokekuti nyuchi ndedzegoneraa kandinakaaa muteyo unoruma 😂😂😂😂😂😂 sando kunagogo tingawana number yqvo ere gogo avoo tigozovadana vanwise vamwee kunokuKunyazuraaa
Hoo vakatodya vega nxàa
Kugadzira country Dhuwurasi midhiya 🎉😮
Gogo kuseri
Gogo zvidhoma ngazvibude
Gogo vashanda zvavo chokwadi chakanaka
Chakanyatsofambira gogo ava chiiko kuuya kuzotaura zvemidzimu nevanhu vakasofa kare chiiii chakadaro 😂😂😂
Shuwa taura hako shuwa
Gogo iyi yavingeiko nhyme
Vaya vekuti hazviko vari muchibage,nhasi
Gogo huyai ku village kwangu varoyi vamame
kkkkkk iweka kkkk
Haa hapana nyaya apa. Vakamboti vanhu vachataura zvino hapana ataura. Not convinced.
Gogo vaya vapusa manje kkkkkkk
Kkķkk zvakona godobori
Hadina kugutsikana ne basa rabatwa na gogo manhamba ini hapana kunyatsondijekera ini tiri kuda kutoona tu dhoma tuchibuda apo zvino pari kungotsikwa tsikwa
Hazvioneki dia mishonga
Andrew Ataura pakutanga wwni kuti kune zvakaitika manheru ivo vazosvika makuseni
Ini pandisinganyatso nzwisise vanhu vanosvikirwa mukore uno unonzwa his/her usual voice instead of the spirit wakapotera. Ndichakura ndaiona vanhu vanosvikirwa vachitaura nezwi sekutaura kwaiita mushakabvu akapotera. For instance apa ndanzwa kuti ndiSekuru vakapotera but ndirikungonzwa normal voice ragogo Manhambara. 😏