As much as I respect people's religious choices I think this sector need serious regulatory conditions and codes of conduct before licensing.MPs are just sleeping and are completely useless.Mliswa,Chinotimba vaitom oita zvinobatika!!!
Lets pray for families vari mumatambudziko ehama dzemhuri dzambunyikidzwa kinlily farm God release real open eyesight they thirst for you but they've been hypnotized brain washed Psalm 68:6 6 Those who are without friends, God puts in families; he makes free those who are in chains; but those who are turned away from him are given a dry land.
1 John 4: 7-8 >7 Vadiwa, ngatidanane, nokuti rudo runobva kuna Mwari; uye mumwe nomumwe anoda akaberekwa naMwari uye anoziva Mwari. 8 Usingadi, haazivi Mwari, nokuti Mwari rudo. 9 Rudo rwaMwari rwakaratidzwa kwatiri nechinhu ichi, kuti Mwari wakatuma Mwanakomana wake wakaberekwa mumwe woga munyika, kuti tive noupenyu naye. 7 Beloved, let us love one another, for love is of God; and everyone who loves is born of God and knows God. 8 He who does not love does not know God, for God is love. 9 In this the love of God was manifested toward us, that God has sent His only begotten Son into the world, that we might live through Him.
Zvirevo 11:21-31 Bhaibheri Dzvene Iva nechokwadi neizvi: Vakaipa havangaregi kurangwa, asi vakarurama vachasunungurwa. Sezvakaita chindori chendarama mumhino dzenguruve, Ndizvo zvakaita mukadzi wakanaka kumeso asina kungwara. Chishuvo chowakarurama chinoguma nezvakanaka chete, asi tariro yowakaipa inoguma nokutsamwa. Proverbs 11:21-31 New International Version (NIV) Be sure of this: The wicked will not go unpunished, but those who are righteous will go free. Like a gold ring in a pig's snout is a beautiful woman who shows no discretion. The desire of the righteous ends only in good, but the hope of the wicked only in wrath.
Guys medical conditions can be grounds taken into consideration for bail etc in law.The problem is the judiciary officials unless there's concrete proof of political interference or other.Court officials are corrupt and might have been bribed.Evil prevail only but for a short while,so don't even worry!!!Mwari haadhakwe!!!
John 8:44 “You (Ishmairi) are of your father the devil, and you want to do the desires of your father. He was a murderer from the beginning, and does not stand in the truth because there is no truth in him. Whenever he tells a lie, he speaks from his own nature, because he is a liar and the father of lies.
Inga zvakawoma shuwa. This is heartbreaking 💔. Mwari pindirai uye nyaradzai Mai ava 😢
Yaah ndarwadziwa moyo wekubereka
The pain in that mother's voice it breaks my heart💔💔
Moyo wwngu warwadza, madzibaba Ishumairi muri muroi anoroya nasikaty machena😢
Destiny the village Stella muusha 🎤
😢😢😢😢 zvinorwadza
Stella titsvagirewo madzimai Dhudhu umbonzwa kuti vachiko here kwaIshumairi
Thank u. Ndaitozvifunga. Self proclaimed spokesperson
Ndovachabva hre vaye iye Ishimairi akato buda mujeri
Akapuda mujeri???
My heart bleeds for these women and small girls married at a young age vanogarisiwa nevarume 😢😢😢😢vanavadiki KO akapiirweyi madzibaba ishumael bail😢😢😢
Nhai zvako kubudisa ngongoni iyoyo
😭😭😭😭hii Mwari 😢😭😭😭😭
Saka mapurisa airambidza achida kuchengetedza madzibaba Ishmael zvee . Haa zvakagozha
Intelligent woman
😭😭😭😭💔
As much as I respect people's religious choices I think this sector need serious regulatory conditions and codes of conduct before licensing.MPs are just sleeping and are completely useless.Mliswa,Chinotimba vaitom oita zvinobatika!!!
Lets pray for families vari mumatambudziko ehama dzemhuri dzambunyikidzwa kinlily farm God release real open eyesight they thirst for you but they've been hypnotized brain washed Psalm 68:6
6 Those who are without friends, God puts in families; he makes free those who are in chains; but those who are turned away from him are given a dry land.
Inga zvakaoma kuurayisa mwana shem
Vakabudireiko mijeri baba ava
Unless if you demand free education from ED we will be wasting time
Ishmael haana kujeri kwaachaenda uya zvakatopera asi Mwari acha muranga hake.maoko.akazara ropa re vanhu .
Chokwadi ropa rega
Baba polite vakafira zvivi zvavo
Zva Ishamaeri zvakatovharana,akatobudane bail hakuna conviction ichaitwa apa,ndoo Zimbabwe yedu
Ndarwadziwa....hanguuu..shuwa..asi.chokuita...ko.vemutemo.vakabudisirei.ishumael.wachoo veduwee...Mwari tibatsireivo nyika yedu yoitavo here.sodoma.negomora.veduweee
Nyika ino inotongwa nevasina moyo
Izvezvi arikufuridzira futidzira kuti nyaya,ishaye simba nehurombwa hwake anotopabuda akatangisa futi
That man is out no Zimbabwe 😢
Uuuuuummmmm zvakaoma hazvo
Stella chimbounza madzimai Dudu spokeswoman 😂
Church dze mapostori dzofanirwa kurambidzwa
🙆😭😭
Ummm shame😢😢
1 John 4: 7-8 >7 Vadiwa, ngatidanane, nokuti rudo runobva kuna Mwari; uye mumwe nomumwe anoda akaberekwa naMwari uye anoziva Mwari. 8 Usingadi, haazivi Mwari, nokuti Mwari rudo. 9 Rudo rwaMwari rwakaratidzwa kwatiri nechinhu ichi, kuti Mwari wakatuma Mwanakomana wake wakaberekwa mumwe woga munyika, kuti tive noupenyu naye.
7 Beloved, let us love one another, for love is of God; and everyone who loves is born of God and knows God. 8 He who does not love does not know God, for God is love. 9 In this the love of God was manifested toward us, that God has sent His only begotten Son into the world, that we might live through Him.
Zvirevo 11:21-31 Bhaibheri Dzvene
Iva nechokwadi neizvi: Vakaipa havangaregi kurangwa, asi vakarurama vachasunungurwa. Sezvakaita chindori chendarama mumhino dzenguruve, Ndizvo zvakaita mukadzi wakanaka kumeso asina kungwara. Chishuvo chowakarurama chinoguma nezvakanaka chete, asi tariro yowakaipa inoguma nokutsamwa.
Proverbs 11:21-31 New International Version (NIV)
Be sure of this: The wicked will not go unpunished, but those who are righteous will go free. Like a gold ring in a pig's snout is a beautiful woman who shows no discretion. The desire of the righteous ends only in good, but the hope of the wicked only in wrath.
😢😢😢zvakaoma
Takateerera nyaya inosuwisa
Zvekusiya number dzavo dziri safe here hanzi anamadzibaba ivava vanorambidza vamwe maphone asi ivo havabve pasocial media
Madzibaba vanoroya shmm
Vakafa maybe vaida kunorepoter Ku police ivo bapolite ndosaka vakapondwa😢or vakaona zvinotyisa zvidhoma zvaishumael
Ummm ana Madzibaba vese veuku vanofa ne accident pa nyabira police station zvakaoma
Chitendero hazvisizvo
Akawoma ishmael .
Mapurisa ari kudya naIshumaeri
Mhosva hairowe zvinopera chete kana ZANU yekabva pachigaro zveuori izvozvo
Garai nezvimapurisa zvenyu hatiuyiko
Zvonzi iNyika ine mutungamiriri iyoyi nxaa
Guys medical conditions can be grounds taken into consideration for bail etc in law.The problem is the judiciary officials unless there's concrete proof of political interference or other.Court officials are corrupt and might have been bribed.Evil prevail only but for a short while,so don't even worry!!!Mwari haadhakwe!!!
So Ishmael akapihwa bail nhai here? It's unbelievable kana akapihwa
Akapihwa Kare uyu haa ma1 kani
Zvorwadza
Ko mapurisa nevamwe wemutemo ngamuudze madzibaba lshumari vanowiga Mwana uyu kumushakwake varikumusiya seyi ariiye akauraya chiyi chakadaro
Eish zvakaoma, ko zvinoitirweiko kuti munhu anongovigwa vabereki vasipo
Madzibaba ish denga hamupindi
Ishmael aripi
Hanzi akabuda
He's out on bail
Ummmm zvakaoma
Kungoziwisa vanhu asi chekuita hapana vanongosiw vachiita zvanoda vaye
Mnoopirei Bail kne vanhu vakaDai
Madzibaba vachiri muchitorongo hr
Venenge vakabuda ndakazvionawo payoutube ipapa
He's out on bail
And ishumeri killed him..wakachekereswa uyaa
Stella chuma muhuro siya mabeads siyai zvakapfuura izvo bt basa urikurova hako...basa sebasa
John 8:44 “You (Ishmairi) are of your father the devil, and you want to do the desires of your father. He was a murderer from the beginning, and does not stand in the truth because there is no truth in him. Whenever he tells a lie, he speaks from his own nature, because he is a liar and the father of lies.
Veduweee brainwashing yakaoma chokwadi kufuratira mhuri yako nekuda kweumwe murume
Chero akafa hake akasiya mukadzi uyu nevamwe vana
Vakafa maybe vaida kunorepoter Ku police ivo bapolite ndosaka vakapondwa😢or vakaona zvinotyisa zvidhoma zvaishumael
Vakapondwa seuya professa wepaUnivest.wavakaputsirazve imba yavo.vakazosara vomuponda shemm