MASVINGO..........AVA KUURAYIRWA $4

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 8 бер 2024
  • BAFUNA UKUMBULALELA $4 .
    WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
  • Розваги

КОМЕНТАРІ • 145

  • @user-ir3fu4xh5x
    @user-ir3fu4xh5x 4 місяці тому +15

    Musadzidzira kubira vanhu vamwe havabirwi ungati ukutengerwa doro woda kurobhazve arikukutengera hutsinye hwakadiii uhoho

  • @user-uy2pn7ms3w
    @user-uy2pn7ms3w 4 місяці тому +14

    Mukomana uyo pane nyaya ane mabasa akaipa aanozihwa nawo airambirei nemari yemunhu kunetsana nemunhu akutengera doro amai vacho mati anonwa strong stuff beer haashande zvekudhakwa every day mari anoiwanepi iboyz reHuru work iri muMasvingo paanobatsirwa police ngaibate bhinya mudhara uyo akaona kuti angaurawa nebhinya akati ndoroya chidzidzo chaicho hunhu hwake hwakaora muchinda uyu

    • @auxilliahmaramidzi9016
      @auxilliahmaramidzi9016 4 місяці тому

      Idi ibenzi chairo manje mazuvano unosangana nazvo . Aivanyimirei change yavo kuda kuzviita gamba.

    • @innocenthapazari8699
      @innocenthapazari8699 4 місяці тому +1

      Pasi nembavha!

    • @user-uz5ue6fb1z
      @user-uz5ue6fb1z 4 місяці тому

      Kana irimbavha ngapfidze, nyangwe akanatsirwa nga ripe munhu Mari yake

  • @edsonmazira4656
    @edsonmazira4656 4 місяці тому +1

    Confess everything, baba.

  • @user-fn6qt2ft5s
    @user-fn6qt2ft5s 4 місяці тому +5

    Thank u so much mr Neshamba matisvitsa kumba kwedu masvingo .ndakamboroja pamba pamai satuku .
    N innocent was a big problem to tenants .akatanga kare humbavha hwake

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa 4 місяці тому

    Thanks Mr neshamba maita basa for taking us far

  • @user-uy2pn7ms3w
    @user-uy2pn7ms3w 4 місяці тому +5

    Amai mwana wenyu ibhinya kutaura chokwadi 3dollars Yababa ava dai akavapa sekutumwa kwaakaita iye aizonetsana nemunhu amutengera doro sei

    • @ethelsawadye4023
      @ethelsawadye4023 4 місяці тому +2

      Inga iye ati akatenga doro rake nere muridzi wemari re$.saka itsotsi sei asina kutaura kuti handina kumudzosera change yake

  • @evemudungwe168
    @evemudungwe168 4 місяці тому +6

    Innocent ukaona ukapora chirega doro uye usabire vanhu wanga waakuramba kupa munhu akutera doro sei

  • @user-wk2sz8kj7j
    @user-wk2sz8kj7j 4 місяці тому +6

    Makazomuwanepi kuti akuudzei kuti anoda marii mamboti haasi kuwanikwa , zvinhu zvacho.

    • @pearlmambinge451
      @pearlmambinge451 4 місяці тому +2

      Taura hako, kuita keep change. Nyaya yake haisi straight muface uyu ane nyaya zvakakura kudarika $4 , dai tanzwa divi remuridzi wemari

  • @user-qq4eo8cg6q
    @user-qq4eo8cg6q 4 місяці тому

    Its "mari yavo" for me aaah 😂😂😂😂handuru kaaa

  • @dorcasMushoperi-re6gx
    @dorcasMushoperi-re6gx 4 місяці тому

    Ma1 aya

  • @PortiaSafarao-js4zi
    @PortiaSafarao-js4zi 4 місяці тому

    Ma1

  • @user-oz4vq6lr9l
    @user-oz4vq6lr9l 4 місяці тому

    Mwari ngaakurangarirei pahondo dzewakaipa

  • @sdshippers9332
    @sdshippers9332 4 місяці тому +8

    Ko akaregerereiko kumupa $3 change in the first place??? Zvimwe zvacho vanhu munozviitisa kani😢😢😢 sad though dai abatsirika zvake apora asi vanhu dzidzai

  • @annamercytigere3038
    @annamercytigere3038 4 місяці тому +2

    Drewmas media for me thank you mashanyirao kwedu shuwa 🙏🙏🙏

  • @PatriciaGutuza
    @PatriciaGutuza 4 місяці тому +9

    Ko. Iye Ino wacho aidi kutendeka.Watengerwa doro wonyudza futi munhu change yake

  • @LaizaMusvinu
    @LaizaMusvinu 4 місяці тому +1

    Mam munongona kutsanangura chirungu well done ✅

  • @user-nh2iq2nm6k
    @user-nh2iq2nm6k 4 місяці тому +1

    Chokwadi munhu ngaagodzidza kudya chake cheziya

  • @user-yq7tc2tp3b
    @user-yq7tc2tp3b 4 місяці тому +3

    Haizi nyaya ye4 dollars iyi ngaataure nyaya yake

  • @user-cb9xy8xx8x
    @user-cb9xy8xx8x 4 місяці тому +1

    Mnhu ngaangodzidza kusabira mnhu mari yake ....ini nditovadao sekuru avo pane vanhu vakandibira mari yncu ndrara zvinova zvinorwadza dzidza kukumbira

  • @tanakachirikure8112
    @tanakachirikure8112 4 місяці тому +3

    Umm... Pari tricky hapo... I suspect family ine ma problems already before izvi

  • @crispenchifokoyo
    @crispenchifokoyo 4 місяці тому +5

    Mhamha ndava rege kutaura zvekwa Magaya asina help yaburitsa.. Ruzhinji dayi rwapindira pliz..Iye Innocent ndasiye chimbavha netumbwa nhy

    • @auxilliahmaramidzi9016
      @auxilliahmaramidzi9016 4 місяці тому +1

      😂😂😂 Taura hako apa varikuda mari muvanhu ko vadii vangoitirwa konde konde ikoko

    • @nellyvictorian8369
      @nellyvictorian8369 4 місяці тому

      Magaya ngauye abatsire vanhu vake please

  • @thekisonomsa2826
    @thekisonomsa2826 4 місяці тому +2

    Mmm zvakaoma shuwa

  • @Maigerald04
    @Maigerald04 4 місяці тому +1

    Haa pasi rapinduka chokwadi huroyi hwanyanya eish

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 4 місяці тому

    Wava kupinza amai vako biz nenyaya yekuba

  • @shingiekachemukuya
    @shingiekachemukuya 4 місяці тому +4

    Inyaya ye three dollars here kana kuti there is something behind

  • @user-lv3em4gq7z
    @user-lv3em4gq7z 4 місяці тому +3

    Ko zvauri murume musvinu wani

  • @user-om3cn4xe9m
    @user-om3cn4xe9m 4 місяці тому +1

    Maswera sei pano

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 4 місяці тому

    Nyaya yamukoma innocent haina kumira mushe, pane nyaya hombe, haisi nyaya yemari chete, uye iwo ma hot stuff anokanganisa futi kuita mawithdrawal symptoms. Kana akatora mari yemunhu ngaadzosere. Zvichida akavatuka kana kuvarova. Sekuru vano yananisa, asi kana vakanganiswa vanoripwa mombe ndiyo $400. Mai nemwana mabva marwara makumbo mese. Mhai mhosva inoripwa. Hanzi tisataura mazita. Mumusha umu mune mhosva irimo inoda kugadzirwa. Drewmas Media, tinoda kunzwa divi renuridzi wemari

  • @tmatz6467
    @tmatz6467 4 місяці тому +2

    Innocent is not innocent imbavha, bhinya anobira munhu arikumutengera doro. Pay $400 worega zvehu mbavha, hapadiwi n’anga kana muporofita.

    • @user-qq4eo8cg6q
      @user-qq4eo8cg6q 4 місяці тому

      Parikudiwa mari 400us zveku n'anga munoguma matorana nezvimwe pay 400us next time ukaona chero rand isiyako haunungi

  • @mancuesokolate9989
    @mancuesokolate9989 4 місяці тому +3

    😢😢😢 ndarwadziwa hangu namai ava hangu nesituation yavari mmmm😭😭😭varoi chiikooo

    • @mandlas.4305
      @mandlas.4305 4 місяці тому +1

      Yesi mancue. Why do you always ignore me kuDNA Closure.😂

    • @mancuesokolate9989
      @mancuesokolate9989 4 місяці тому +2

      @@mandlas.4305 🤣🤣ndekupi ikoko nhy

    • @mandlas.4305
      @mandlas.4305 4 місяці тому

      @@mancuesokolate9989DNA Closure Show

    • @mandlas.4305
      @mandlas.4305 4 місяці тому

      @@mancuesokolate9989do you speak Ndebele?

    • @mancuesokolate9989
      @mancuesokolate9989 4 місяці тому

      @@mandlas.4305 No ndotaura

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 4 місяці тому

    Munotambisirei nguva yenyu muchienda kwaMagaya imi musingawani rubatsiro

  • @margiendlela8356
    @margiendlela8356 4 місяці тому +1

    Zvakaoma izvi

  • @shumzaali714
    @shumzaali714 4 місяці тому +2

    Zimbabwe yedu yakutyisa imi...chinhu chidiki unoto royiwa

    • @auxilliahmaramidzi9016
      @auxilliahmaramidzi9016 4 місяці тому

      Ndizvo vanhu vaite honest uye kukudza munhu nezvinhu zvake kwete kudheerera munhu. Kudya zvevapfupi nekureba ane zviito regai ambokaura.

  • @user-qq4eo8cg6q
    @user-qq4eo8cg6q 4 місяці тому

    The mother is so articulate ❤❤❤❤

  • @ruthkunyongana2756
    @ruthkunyongana2756 4 місяці тому +2

    Endai kwa tasvu

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 4 місяці тому

    Musandioneke kunonoka ndanga ndichiuya SHUMBA

  • @sozinyuenjura1202
    @sozinyuenjura1202 4 місяці тому +1

    Mom stop am watching by tadi

  • @mollineshato8442
    @mollineshato8442 4 місяці тому

    Panoda Sekuru Nyangatayani haiitore $400 anogwinhwa nemagetsi

  • @user-du4zt4jl6c
    @user-du4zt4jl6c 4 місяці тому

    Inno akafanana na Swaggger

  • @margiendlela8356
    @margiendlela8356 4 місяці тому +1

    Hoyoooo drewmas

  • @winfieldamadzungwe159
    @winfieldamadzungwe159 4 місяці тому +1

    Endayi kwasekuru Tasvu

  • @user-zl2rz1io6n
    @user-zl2rz1io6n 4 місяці тому

    Innoe Zimbavha

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 4 місяці тому +1

    Mom munhu anoripisa zvanoda noti zvinoda imi

  • @dzidzaisibanda7069
    @dzidzaisibanda7069 4 місяці тому

    Chokwadi nekuwoma kwakaita zvinhu moda kudya mari yemunhu nhaiwe innocent waizviitirei

  • @user-wi9wk7fy8t
    @user-wi9wk7fy8t 4 місяці тому +1

    Kwa sekuru tasvu zvinonopera

  • @smartchidyamuti2437
    @smartchidyamuti2437 4 місяці тому +2

    Akandii kuvapa 3 us yavo ipapo

  • @user-qq4eo8cg6q
    @user-qq4eo8cg6q 4 місяці тому

    Kkkk woramba ne 4us podiwa 400us😂😂😂

  • @salomechipfuwa5550
    @salomechipfuwa5550 4 місяці тому

    Zvakaoma

  • @juddykarambo1048
    @juddykarambo1048 4 місяці тому +2

    Saka wakaregerei kumupa change nhai bhuti Innocent

  • @mandlas.4305
    @mandlas.4305 4 місяці тому +2

    Vanhu vekuMasvingo so. Ndovanhu vaChamisa ava

    • @bornjustin7521
      @bornjustin7521 4 місяці тому

      Chamisa apinda papi uribenzi

    • @mandlas.4305
      @mandlas.4305 4 місяці тому

      @@bornjustin7521 bite me…

    • @Angylngumashupa-gt3yz
      @Angylngumashupa-gt3yz 4 місяці тому

      benzi remandirir chairo ..chamisa ndiye ari kupunzira vanhu musha here

  • @maryrushavashava6776
    @maryrushavashava6776 4 місяці тому

    Iwe waitorerei mari yemunhu

  • @juniorfreedom8775
    @juniorfreedom8775 4 місяці тому +1

    Mutoriro kkk

  • @nyaraichizuzu8303
    @nyaraichizuzu8303 4 місяці тому

    Mother tsvagai mari not zvamakutaura mwana anofa uyu

  • @user-qq4eo8cg6q
    @user-qq4eo8cg6q 4 місяці тому

    Kwahi muzimbabwe medu imomu 😂 innocent kaaa

  • @TeclaFrankson-lh6zh
    @TeclaFrankson-lh6zh 4 місяці тому

    Endai kwaTateguru tasvu hongu akashaisa lnnocent asi baba avo ritori bussiness ravo rekutsinga vanhu

  • @kelvinmarongwe2844
    @kelvinmarongwe2844 4 місяці тому

    Mwari pindirai

  • @juniorfreedom8775
    @juniorfreedom8775 4 місяці тому +1

    Masvingo ndokwana Obama wekumuka kuvafi panaMayaya

  • @user-sg2od9yr5p
    @user-sg2od9yr5p 4 місяці тому

    Enda kwasrkuru Tasvu

    • @evasnyamhere4066
      @evasnyamhere4066 4 місяці тому

      Kunodiwa Mari futi kunze kwekunge vabva nemumawoko a Robert Tapfumanei ndopaangatorapwa mahara

  • @peterphiri9590
    @peterphiri9590 4 місяці тому

    Nyakutsinga ngauyewo neside rake but mbavha iyi I have no mercy.

  • @user-rt2hw2dw1f
    @user-rt2hw2dw1f 4 місяці тому

    Ummm pakaipa but ndoona sepanezvimwe besides kushotesa mari lnno taura chokwadi ndicho chinosunungura

  • @dadiraimandigo4004
    @dadiraimandigo4004 4 місяці тому +1

    Vanhu wanoroya yoooo

  • @joycematsikidze8509
    @joycematsikidze8509 4 місяці тому

    Mmm inyaya uakawoma asi ngatidzidzei kuva nechokwadi nguva dzese 9:44

  • @user-jh5zt8js2r
    @user-jh5zt8js2r 4 місяці тому

    Uyu murume muroyi chaiye chaiye

  • @juniorfreedom8775
    @juniorfreedom8775 4 місяці тому +2

    Taura chokwadi Innocent

  • @smartchidyamuti2437
    @smartchidyamuti2437 4 місяці тому +1

    Asi vanorara mumba 1 vese

  • @mollybabe
    @mollybabe 4 місяці тому

    Yooo zvakaom

  • @geesibanda1036
    @geesibanda1036 4 місяці тому

    Vanhu varikuroya yowe...ko iye airambirei nechange yemunhu

  • @henrychukwnyereiheanacho6877
    @henrychukwnyereiheanacho6877 4 місяці тому

    Saka madii kubatsirwa kwaMagaya

  • @bornjustin7521
    @bornjustin7521 4 місяці тому

    Ngavaendeswe kwasekuru kenengo

  • @richardmanyati6774
    @richardmanyati6774 4 місяці тому +1

    How far kwamutoko Kuna bee

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 4 місяці тому +1

    Pamwe pane zvamakaita mudhara uyo mumhuri menyu why makauya makasvikoita paralise pane nyaya endai kwaTasvu

  • @tendaichinos8475
    @tendaichinos8475 4 місяці тому +2

    Ndipewo number dzemunhu akamugadzira pane munhu asingadi nemari yangu ndimbomusortawo

  • @user-ns9fs2in6q
    @user-ns9fs2in6q 4 місяці тому +1

    Toitasei nevanhu veMasvingo

  • @lovenessmatambo2939
    @lovenessmatambo2939 4 місяці тому +1

    Muroyi uyo full stop

    • @ktm9853
      @ktm9853 4 місяці тому

      Iwe Innocent hanzi imbavha kubva kare nemunhu akamboroja pamba pavo vanhu ava.

    • @lovenessmatambo2939
      @lovenessmatambo2939 4 місяці тому

      @@ktm9853 ngareurure uye kuripa

  • @MichaelFisher-xl6nh
    @MichaelFisher-xl6nh 4 місяці тому

    Drewmas media life is not easy

  • @mancuesokolate9989
    @mancuesokolate9989 4 місяці тому +1

    Eysh zvakaoma chokwadi mmmm hongu Innocent akaresva hake pakusapa munhu change yake asi ungazokuvadzira munhu $4 here nhai veduweee pedzezvo wowodzera mazero maviri haya deno atomboti hake$40

    • @ethelsawadye4023
      @ethelsawadye4023 4 місяці тому

      There is something behind why asina kutaura kuti hana kudzosera munhu change imbavha innocent manje anobatsirika sei kana achiti nyepere iye achida help.

  • @nyashahodzi6030
    @nyashahodzi6030 4 місяці тому

    Ngaataure chokwadi pane munhu anga royerwa 3 dollars here plus iye atumwa why akatora mari yemunhu pane nyaya apa

  • @bothwellcharumbira8540
    @bothwellcharumbira8540 4 місяці тому

    Tasvu

  • @lovenessjeche3761
    @lovenessjeche3761 4 місяці тому +2

    Yoo saka awedzera ma zero pamari yake

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 4 місяці тому

    Nzira dzakawanda dzaivepo dzekurikavha mari yake (yapambwa nebhinya) mubhawa dzaiva dzipi chaizvo dziri kutaugwa naNeshamba apo? Patinopanana mari dzokutenga doro mubhawa hatidani mawitness kana kusainirana pasi; so, I really wonder kuti kana ndichida kurikavha mari yangu inenge yatogwa nemunhu wandanga ndichitegera doro andimukira bhinya ndoita sei?

  • @user-cl5hv1ep5v
    @user-cl5hv1ep5v 4 місяці тому

    Nyaya ye$3 murume uyu ari kuda kusvaga mari

  • @rachelntini4252
    @rachelntini4252 4 місяці тому

    Very sad sure

  • @user-ry5zn1sy3h
    @user-ry5zn1sy3h 4 місяці тому

    Iiiiiii masvingo kune varoyi yooooo 😢😢

  • @user-tb7yn5tn9j
    @user-tb7yn5tn9j 4 місяці тому

    Kuda zvevamwe hona wokuvarira $3

  • @ennybphiri2896
    @ennybphiri2896 4 місяці тому

    Zvakaoma varoyi variko

  • @sabi88184
    @sabi88184 4 місяці тому

    Nepano

  • @nyaraichizuzu8303
    @nyaraichizuzu8303 4 місяці тому

    Ko iwe wakaregerei kumupa change yake

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 4 місяці тому

    Shame zvakaoma dai akangomudzosera $3 change yake.wofira $3 here

  • @davidzopamberi7092
    @davidzopamberi7092 4 місяці тому +1

    Ko akaregerei kumupa 3 dollars yake?

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 4 місяці тому

    Saka same person akatora mai ndiyezve akatora innocent

  • @MavisbeautyRuseremandipa
    @MavisbeautyRuseremandipa 4 місяці тому

    Endai kuharare kwatasvu plz muri iyo inodavo rubatsiro

  • @bornjustin7521
    @bornjustin7521 4 місяці тому

    Why musina kumudzorera asi????

  • @ktm9853
    @ktm9853 4 місяці тому

    Mukunzwa tsitsi na innocent arikunzi imbavha ye huruweki.Pane apupura mu comment section kuti innocent itsotsi kubva kare.Akambo roja pamba ipapa.

  • @user-uz5ue6fb1z
    @user-uz5ue6fb1z 4 місяці тому

    Ngaende ku Revelations Spiritual Home ku Bulawayo. Anopora. Don't go to a Christian church vanonyepa plus vamwe vacho vakaromba

  • @brendaziyenge207
    @brendaziyenge207 4 місяці тому

    Ehe akagadzira akatadza kutonga nedemo but ngatitsiuranei veduwe tirege kungonetsana nevanhu,kubira vanhu,kukwereta mari dzevanhu orega kudzosa hatisi tese tine moyo wakanaka unokuvadzwa iyo $4 yacho kunyange ikaita shoma haisi yako,sorry zvenyu hanzvadzi but ndofunga vazhinji vedu vane hunhu hwakadaro tadzidza

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 4 місяці тому

    Munhu ari greedy anogona kutoti akuda imwe

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 4 місяці тому

    Ko kungozvimwira doro rawatenga wega nhai pane kuzofira $

  • @lindytv3075
    @lindytv3075 4 місяці тому +1

    Ko iwe wakaregerei kumupa change yake?

  • @user-wk1vo8ss5d
    @user-wk1vo8ss5d 4 місяці тому

    Could this be a genetic disease

  • @lindachizutu9399
    @lindachizutu9399 2 місяці тому

    Ko iwe wakaisepi 3$ yemridzi apa watengerwa doro wakuramba nechange yemunhu .ukurwara hako sorry asi dzidza kuvimbika