Chikomba kunakirwa neyeke yeke kusvika pakutizisa Mukadzi wemunhu

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 5 лип 2024
  • Chikomba kunakirwa neyeke yeke kusvika pakutizisa Mukadzi wemunhu

КОМЕНТАРІ • 109

  • @manasschibanda
    @manasschibanda  9 днів тому +2

    Remember to like, comment and share

    • @nondochirau9664
      @nondochirau9664 9 днів тому +1

      Udzai mambo ava vapote vachionawo matomgero evamwe vanekubatira nekubira kwavanoitira vanhu😢

    • @user-fj4ow5sm1i
      @user-fj4ow5sm1i 8 днів тому

      @@nondochirau9664 true havazive kutonga ndarwadziva dai hama yangu uyo akatorerwa mukadzi ndamuudza kuti ingowati baita bsa nekutonga kwakanaka chikomba ndachiregerera ngaasandipe hake mombe yacho. Imi vaChibanda potai muchiwaratidzawo ana chief Nyamaropa, Bushu na Mutasa vazivewo matongerwo enyaya dzdrudzi urwu ndarwadziva ini

    • @YeukaiJeche
      @YeukaiJeche 8 днів тому

      Vanoziva asi vatenge chete ndivo mambo vanobhadharisa zvizhinji asi APA ummm hanzi 5 months to pay mombe 1

  • @user-fj4ow5sm1i
    @user-fj4ow5sm1i 9 днів тому +11

    Haaaa mambo Makoni hamuna wisdom yehumambo imi

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 9 днів тому +11

    Mambo ava ibenzi mombe 1 mukadzi wemumhu musadero asi dai dziri kuuya kwamuri mapiwa hobho.Musadero imi

  • @lovemorechinyadza6603
    @lovemorechinyadza6603 9 днів тому +7

    Mambo makoni musadaro chikomba kubhadhara mombe imwe chete musadaro

  • @user-fw9iw6ec4l
    @user-fw9iw6ec4l 9 днів тому +5

    Kutora mukadzi wemunhu kunoripwa nemombe 1 here nhai mambo

  • @percymawere3793
    @percymawere3793 9 днів тому +6

    Chief ava is inconsistent with his judgements, why mombe 1 dzimwe uchiti 5? Same cases treated differently.

  • @user-zc5pe4vp3b
    @user-zc5pe4vp3b 9 днів тому +2

    Mambo munhu uyu aifanirwa kubvisa mombe nhatu kana nhanhatu.. paita favor apa…

  • @mondiwaj
    @mondiwaj 4 дні тому

    Tirikungonzwa hee Makoti Mafoti 😂

  • @user-bx8hn5zh1b
    @user-bx8hn5zh1b 9 днів тому +4

    Mambo urimhata 😢😮

  • @user-ul3be7co3k
    @user-ul3be7co3k 9 днів тому +1

    Vakadhakwa vamunoti mambo ava i think mhuri yekwa Makoni must look for a competant person to take the throne

  • @jabulanimgomesi7950
    @jabulanimgomesi7950 7 днів тому

    Chikomba chanyepedzera zvacho kurwadziwa icho chichiziva ma logistics aripo😂😂😂

  • @TawandaChikukwa-ll1ld
    @TawandaChikukwa-ll1ld 6 днів тому

    Mambo makoni muri godzva zimambo rinongokudza musoro nekutaura zvinyadzi chete rine kahudown down soo karinako mombe 1 pamunhu atiza nemukadzi wemunhu😊

  • @MelindaMelindaJones
    @MelindaMelindaJones 6 днів тому

    Regai vanhu vabvunze vakasununguka . Munenge mukuda kurerutsira chikomba. Dai murimi munonzwa sei??

  • @SekaiMasaraure-zu1nf
    @SekaiMasaraure-zu1nf 7 днів тому

    Mambo hawana kukwana Dai nyaya dzese dzichitongwa kwaMutasa

  • @LoveOfSouthernAfrica
    @LoveOfSouthernAfrica 9 днів тому +1

    Chirudzi chevasina mabviii chanetsa kuverengeka zvedi

  • @ceciliachitongo
    @ceciliachitongo 7 днів тому

    Vanhu varikujola veduwe.....Varume mudzidzewo kufadza vakadzi venyu kwete kuti mazvarisana makadzi akuita kunge akauya kuzochengeta vana chete rudo ngarusa chinja mumba zvinhu kana zvakudai hazvicha nakidze.

  • @artwellmatimbe7899
    @artwellmatimbe7899 9 днів тому +3

    Mmmm mambo matora divi ,,why mamurerutsira kudaro , mhosva imwechete inosiyaniswa zvichibva nekut wabuda mumba maani nhai?

  • @user-wk2sz8kj7j
    @user-wk2sz8kj7j 9 днів тому +1

    Kurariswa nemukomana webasa zvakaoma hazvo.

  • @moseskapfudzaruwa6194
    @moseskapfudzaruwa6194 8 днів тому

    Iri dare harina vatongi vanogona kuvhiya mhosva rakangofanana nema drama yana naiza boom

  • @dezzy956
    @dezzy956 6 днів тому

    Mambo havagoni ava mombe 1

  • @makonidanies7851
    @makonidanies7851 7 днів тому

    Ana home boy wangu muri kuzvinyanya

  • @sarudzaitahwa1224
    @sarudzaitahwa1224 5 днів тому

    Kana munhu asisade munhu haadi. Zvekuti mukadzi ahura as you say and the husband gets compensated should be banned. Zvimikono zvematsambarafuta kutadza kuchengeta vakadzi kwauya hako anogona why not go naye. Unosiyirwei kana wakakwana nxa

  • @elidiomarsalomao9897
    @elidiomarsalomao9897 9 днів тому +2

    Makoni apa watadza kuronga dako rako

  • @user-pk1xi1wt8y
    @user-pk1xi1wt8y 8 днів тому +1

    Haa mambo ava ndeve fake dzimwe nyaya vanobhadharisa mombe dzakawanda, vobva vawedzera yavo yedare why 1 mombe I think Mufesi uyo I hama yenyu

  • @EdwinChando-nr2cm
    @EdwinChando-nr2cm 8 днів тому

    Mambo iduzvi ava mombe 1

  • @rodysondai6744
    @rodysondai6744 8 днів тому

    Manje hure roramba riri hure icho chikomba kana chapedzwa nacho chotizwa futi.

  • @hoyi80
    @hoyi80 8 днів тому

    MAFOTPRINTS😂😂😂😂😂. I HAD TO REWIND SEVERAL TIMES

  • @-johnchikura
    @-johnchikura 4 дні тому

    Mambo vangu musadaro 😢

  • @witnessmutero9278
    @witnessmutero9278 8 днів тому

    Why mambo vamanyira kuti mombe 1. Nguva zhinji vano bvunza atadzirwa kuti anoda mombe ngani. Kana ataura vozopira dare. This one vairovera musaga!

  • @user-ws9fo9uy4q
    @user-ws9fo9uy4q 7 днів тому

    Makagona mambo pane tuvarume tunotoda kutsvaka upfumi nevana vevamwe mombe 8 iye akabvisa ngani nxaaaa

  • @user-qs1uu1ju1d
    @user-qs1uu1ju1d 9 днів тому +1

    Mombe imwe chete iye akaroora kwatezvara azviite

    • @MejuletZariro
      @MejuletZariro 9 днів тому

      Mombe ndeye kuripa chete then uyo Murume anenge akuzomhangarira Vabereki vemukadzi kuti apihwe pfuma yake sezvo ava kugara neumwe Murume

  • @user-mt5wn4jm6k
    @user-mt5wn4jm6k 9 днів тому +1

    uyu mambo hagone kana kutonga😮

  • @user-zj1jd8cw5z
    @user-zj1jd8cw5z 7 днів тому

    Varume varipano munehasha ah 😂😂kupopota hanzi mombe1 kwanatezvara kana kuendesa munonakidza varume imi mukutopopota mukadzi kana ahura ngarambwe kuda hupfumi woti mukadzi ndomuda ah ndaseka

  • @rodysondai6744
    @rodysondai6744 8 днів тому +1

    Kutora vakadzi vevanhu kwachipa mazuvano.

  • @ObertRanga
    @ObertRanga 4 дні тому

    Mambo makadhakwa

  • @Stavo702
    @Stavo702 6 днів тому

    Dai pachiitawo next on line kwaMakoni uko. Vanhu vari kutambudzika nekushaya mambo ari fair. Shuwa munhu angatora mukadzi wemunhu ane vana 2 pedze oita pamuromo, ongobhadhariswa 350 mombe one over 6 months😡😡😡

  • @constancegwasira2418
    @constancegwasira2418 8 днів тому

    Mambo murume uyu must pay 5 mombe not 1 its too lenient
    Appeal pls

  • @NoxyZvayi
    @NoxyZvayi 7 днів тому

    Chidare ichi ndechekumama mbanje chaidzo dzinoshanda pano

  • @lloydchigowe9933
    @lloydchigowe9933 8 днів тому

    Nyaya dzekutora vakadzi vevanhu dzoda Bushu na Nyamaropa. Makoni kungongwarira zvinyadzi, hapana chozivikamwa

  • @elizabethbongers1124
    @elizabethbongers1124 2 дні тому

    Hezvo, kutora mukadzi wemunhu zvonzi ripa mombe 1? Uh, thats too little. I think there was no conclusion for this case. Saka mukadzi achamuona sei?

  • @user-qb1pf6ym3t
    @user-qb1pf6ym3t 5 днів тому

    Chibanda ratidza mambo avo macomments aya mambo uyo ngaakwane uyo

  • @tetelestai4004
    @tetelestai4004 8 днів тому

    Murume anoripwa kuti ndiye mubereki wemunhu here, mitemo iyi inofanirwa kupera.

    • @sheprev
      @sheprev 5 днів тому

      Ko mubereki anofanirwa kuripwei pakuhura kwemwana wavo?

  • @Rebhara
    @Rebhara 7 днів тому

    Makoni ibenzi ramambo

  • @MelindaMelindaJones
    @MelindaMelindaJones 6 днів тому

    Mhosva iripo!!

  • @user-qb1pf6ym3t
    @user-qb1pf6ym3t 5 днів тому

    Aninzi chief aniko uyo ....Asi anoita zvemadrugs here ...mombe 1 pamukadzi wemunhu ...this is nonsense ...apa chikomba chakatosungisa munhu nxaaa irizimambo zidofo iri

  • @blessingpongwa4298
    @blessingpongwa4298 8 днів тому

    Mambo vane hutsinye avo

  • @mistyma1chekudyahachidadir100
    @mistyma1chekudyahachidadir100 8 днів тому

    CHIMAMBO ICHI CHU.

  • @mayibongwembedzi7358
    @mayibongwembedzi7358 6 днів тому

    mambo vane mari muma socks

  • @YeukaiJeche
    @YeukaiJeche 8 днів тому

    Ummm mambo mutombotrngwawo ndaisaziva dzimwe mhosva munoti mombe 3 neyedare 1 nhasi hapana kana yedare yacho

  • @victormuhwati-ni3zf
    @victormuhwati-ni3zf 8 днів тому

    Asi ihama yenyu kani nhai mambo

  • @user-cl5hv1ep5v
    @user-cl5hv1ep5v 8 днів тому

    Mambo Makoni havagoni kutonga nedare ravo dayi vabviswa plus dayi vachimboona vamwe machief vanotonga zvakanaka vari kutokudza chihure mombe 1 hazviite

  • @Shirimanhenga
    @Shirimanhenga 9 днів тому

    Chief ava vatengwa nechikomba ,mombe 1 inotova iri yedare

  • @sekuruvaJamella1078
    @sekuruvaJamella1078 8 днів тому

    Y muchiti chikomba ndochakanakirwa. Akatiza murume ndiye Ari kunakirwa

  • @user-gz1br6xc6e
    @user-gz1br6xc6e 9 днів тому

    Idzo mombe ndedzei iye mukadzi akaita wo sarudzo iyoyo

  • @marygotora7842
    @marygotora7842 8 днів тому

    Umm kutonga rudzii ikoku mambo 😢😢

  • @musarurwakanyoka29
    @musarurwakanyoka29 8 днів тому

    Mambo makoni musadaro

  • @mosesparadza765
    @mosesparadza765 8 днів тому

    Haaaa ava Mambo ava hapana zvingaitwe ere vabviswe ava nhai???

  • @lovemorechinyadza6603
    @lovemorechinyadza6603 9 днів тому +1

    Guy hakuna here kwekumhangara nematongerwo anoitwa Na chief Makoni

    • @user-fj4ow5sm1i
      @user-fj4ow5sm1i 8 днів тому +1

      @@lovemorechinyadza6603l support you. I still remember wachitonga imwe nyaya ye bishu riya rekugarwa naro for 3 months wakati apiwe mombe 3 or 2 if I'm not mistaken munhu akatorwara pa touch line kwakugarisana obhadharwa kudaro apa woti munhu akanoroora kwatezvara abhadharwe 1 mombe apa havana kna kuudza Mophati kuti adzore mukadzi haaaa mambo ava mmmmmm maonero angu wanokurudzira chihure.

    • @SekaiMasaraure-zu1nf
      @SekaiMasaraure-zu1nf 7 днів тому

      Nhai

  • @EmergeGwetera
    @EmergeGwetera 8 днів тому

    Why mombe one mambo

  • @user-ls9mn7hl9n
    @user-ls9mn7hl9n 8 днів тому +1

    Makoni family choose another chief mumhuri menyu this one is useless how can u treat nyaya dzakafanana differently vamwe vanonzi mombe 3 why 1 pamukadzi wemunhu rubbish chief

    • @it3788
      @it3788 8 днів тому

      Mambo takes imwe cow 😂😂

  • @FanazDema
    @FanazDema 8 днів тому

    Imwi pakutonga Muri Shure semagaro kutora mukadzi wemnhu 1 mombe are u sure ? Aaààaaaa Kuda Muri masindiketi mukuita mazhets Aya cause matauriro Amoita zvinyadzi mudare menyu Moti kutadza kutonga tichakubatai hedu mamukuitira maths dzenyu

  • @linahmazani-zj7zx
    @linahmazani-zj7zx 9 днів тому

    Munofarira varume vanorara nevakadzi vevanhu,sei muchidaro?pese pamunotonga nyaya idzi munosaidira chikomba.zvanyanya.muri kukurudzira chihure

  • @samuelitso3425
    @samuelitso3425 9 днів тому

    Haa mutongo uyo mambo paongororei ndapota.. Vamwe nyaya dzakaita saidzodzi munoripisa mombe dzinoverengeka wani.. Umm I'm not happy

  • @sarudzaitahwa1224
    @sarudzaitahwa1224 5 днів тому

    Ko dare rinopirwei mombe these people are thieves I am telling you mbavha chaidzo sei kwaMutasa kusina zvese izvi Mambo vane mombe ngani ava. Apa he is always talking vulgar and you can tell kuti he is a thief shem. Please get educated on matare kwaMutasa please. Mazimbavha aya

  • @alexchawasarira2436
    @alexchawasarira2436 9 днів тому

    Mambo ava imhata dhodhi... tsvina

  • @jaspernambala
    @jaspernambala 9 днів тому

    Mhino dzako Paul ka

  • @user-zl4et5cw2b
    @user-zl4et5cw2b 9 днів тому

    Ahhh this chief

  • @tseletshuma8451
    @tseletshuma8451 9 днів тому +1

    Munyika beans dziri kudyiwa zvokwadi

  • @ashleysongore1120
    @ashleysongore1120 9 днів тому

    Aaaaah asi ihama yamambo kani

  • @nyaradzaikwaramba
    @nyaradzaikwaramba 9 днів тому

    Uuuu mambo imi muri munhu akaita sei chaiko inga mukwasha ataura kt akaenda kumusha kwemukadzi wake nemukadzi wake wani akatongwa natete akatorako akazotizwa husiku ihowowo asi imi mosumudza muromo wekt wakaroora hr munedzakakwana hr imi pamusoro pacho monzira chikomba tsitsi kt ngachibvide mombe imwe cht ft ....mambo imi moda huroyi cht imi mombooma makagara chaiko cz muri kubatira vanhu ...chimbotorai nyaya muzvita ndimi maitirwa izvozvo munzwe kurwadza kwazvoita ...dai muchiziva ronda rinenge rapihwa munhu anyengerwa mukadzika maisadaro uye motarisa vana kt vakarama murudo rwani ivo vabereki vava pakasiyana ndofumga munonyatsoona kurwadza kwazvo chaiko

  • @susanchihota1929
    @susanchihota1929 9 днів тому

    Ahyaaaa

  • @VhunzaiMachingauta-ji5jp
    @VhunzaiMachingauta-ji5jp 9 днів тому

    Nhaimi swka obvisa mombe oramba hake achigara nemukadzi uyu here zvapasina chambotaurwa

  • @romeodzangare9905
    @romeodzangare9905 8 днів тому

    Mambo havasi baba pakudii. Why is it that you assessors are always interjecting and trying to correct people zvisiri necessary. Protection yamunopa mambo Makoni is not necessary and you the only court yandaoona so far who do that

  • @KuzivaFaka-bt7hq
    @KuzivaFaka-bt7hq 9 днів тому

    Haaaa mambo =mari.

  • @nathanmakuni1750
    @nathanmakuni1750 8 днів тому

    Haaa apa hatina mambo apa,

  • @edwinbhimha9191
    @edwinbhimha9191 9 днів тому

    Ummmm zvakaoma sure

  • @alexchawasarira2436
    @alexchawasarira2436 9 днів тому

    Mambo ava idoto

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 9 днів тому

    Arikutosvira

  • @ChiedzaCharumbira-xn7zj
    @ChiedzaCharumbira-xn7zj 9 днів тому

    Taneta.nenyaya dzemujolo yevanhu vakuru Aids haingaperi kungotenderedzana muchiraini zvakaoma

  • @Energymutodi-nn3ml7fw8y
    @Energymutodi-nn3ml7fw8y 8 днів тому

    𝐂𝐡𝐢𝐛𝐚𝐧𝐝𝐚 𝐳𝐯𝐢𝐫𝐢𝐬𝐞𝐲 𝐚𝐩𝐨 𝐩𝐚𝐂𝐡𝐢𝐞𝐟 𝐌𝐚𝐤𝐨𝐧𝐢 𝐳𝐯𝐨𝐤𝐰𝐚𝐝𝐢 𝐮𝐧𝐨𝐧𝐳𝐰𝐢𝐫𝐢𝐫𝐚 𝐦𝐮𝐝𝐚𝐫𝐞 𝐮𝐦𝐮😂😂😂😂

  • @qinisonsele9186
    @qinisonsele9186 8 днів тому

    Useless chief

  • @user-oo2bx8wb7j
    @user-oo2bx8wb7j 9 днів тому +1

    Chibanda thanx for picture quality 🎉🎉🎉

  • @user-wk2sz8kj7j
    @user-wk2sz8kj7j 9 днів тому

    Maforty not Mofaty.😂

  • @fadzairwaveya4338
    @fadzairwaveya4338 9 днів тому

    Mwadi kumudiwa: Post Box kkkkkkkkk

  • @rumbie6450
    @rumbie6450 8 днів тому

    Tsamba bhoo 😂😂here

  • @user-si5zq2li6u
    @user-si5zq2li6u 8 днів тому

    Makon imbonodzidziswa kutonga naMutasa

  • @user-it7vv1wk8j
    @user-it7vv1wk8j 9 днів тому

    Mambo ka mvura ikuita shoma izvo mvura izere mumusoro mavo havo