Mambo apa matonga one side, ko agreement yavakaita. Nekuti muridzi wemukazi ndizvo zvaakakumbira kwaari. Hapana kunyatsojeka ipapo. Ko agreement yava papi
A guilty conscience needs no accuser.There is no woman who deny biological birth of children to the real father unless there are some grudges .What the woman has said is true.DNA is there to support but the prophet has revealed is the plain truth also.Already a woman who gave birth (1) knew the person whom he slept with.. Husahwira hwakadayi hwakapusa ndosaka tichiti husahwira ngahuperere kudoro problem chijayirira chekutsikidzana pazvivanze kunyange mwene wemusha asipo...
Dai baba ava sure vakauya vakaronga sure kuti musana wangu uri kurwadza dai mukadzi awuya kudare kuzopa umbooo kusauya kwake kuto nyara mujolo wake Uye zvee pakafona baba ava sei wakata foni iwee makataurirana muri tsotsi bulider imi
Imonya iro rinodzivisa kana vanhu vari kutongwa vakada kurwisana so anofanira kuona what is happening around mumwe anogona kuigirwa demo. He is just being alert about the surroundings
I still think Kamudyariwa is lying because muporofita akabata nhau iyi, dai vese vaizviziva chipotofita hachaiburuka. Chiporofita hachiporofite zvaunoziva unoudzwa zvausingazive asi wobvuma meaning baba Pamela knew nothing.
Havagoni kutonga varume ava.ko agreement ndeyechokwadi here?
Saka shona ichiri kungoti here Harina mwana gomba,
Uuuu five mombe ishoma ne kurwadza kunoita kushanda uchiriritira mhuri😢😢
Veduwe vakadzi tisadaro ndanyara Zvangu Ini ummmmm
Thanx u mkoma sly, ndafara kuona vanhu veparaini pangu vachibudao pamhepo.. Pachkoro pangu pandakadzidza 😍😍😍
Ndekupi uku dear
@@rutendokajawa9451 Madziwa paGoora
Ndokuya kwekunyura vapositori here last year
@@alicegome5904 ndokwekunyura mapositori mudziva here last year
But Changamire nedare rawo pane pawasina kunatsa kutonga mushe...murume wekutorerwa mudzimai atsanangura kuti akatorerwa nyakutora bvaazotaurawo kuti akakumbirwa nasahwira wake kusevhisa...dare radii kuzobvunza sahwira wabhiridha kuti ichokwadi here kuti wawiri awa wanga wawirirana, nyakutorerwa aifanira kubvuma kana kuramba kuti pakawe newirirano dare raizobata bhiridha neimwe mhosva yekunyepa under oath...and nyaya iyi yaizonatsa kutongeka dai mudzimai wanyaku mhan'ara dai anga aripo. dai kuri kwedu kwaBushu wangadai wati mukadzi auye uye paitwe pa DNA kuti chokwadi chibude pachena kuti vana vese ndewa bhiridha ndaa mangwana bhiridha akazoenda kuma DNA zvikabuda kuti vana sandi wake dare munozo dii
A refined chief outwa divert kumanyepo ari pachena achitambisa nguva ye dare ere huye kuzvidzikisira kt ndimambo asi uchenjere dololo ere. Hapa need zvachose yekusobvunza zvemanyepo emunhu arikuda kutiza nyaya zviri pachena zvinoonekwa nepwere dze primary. Munhu ane musana wakasimba zvokutema mapango nekumatakura otadza ere ku servicer mudzimai wake??? Iyoyo vai prover kt manyepo pava mubvunzurudza vachi Wanda waziva dambudziko ere… akakudza kuti kudii etc ndipo pavaona kuti haina gwara vapedza nayo chief pa trial kare it was addressed but inoda uchenjeri kuziva kt ndiyo yavanga vachiita address pavanga vachibvunzurudza chikomba.
@@Natanieri yaaah waitadza kuitamba nyaya iyi
chokwadi ichocho
Murevi wenhema kamudyariwa uyi
Kana ari manyepo arimbirei kuuya
Aaaaa mai vane zvivindi ava yowee ndasvoda fani🤭
Kamudyarihwa kakadyara pamukadzi wemunhu 🤣🤣🤣🤣🤣
Global DNA
Ndaona paitwa wetatu mwana fut ini....
Waiting
DNA first pliz
Chokwadi ... Tinashe Mugabe ndopaanodaidzwa achinzwa apa
Chief🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏
Shedzai DNA man 👏👏👏👏
Mombe ishoma idzo good work mambo madziva
Mambo apa matonga one side, ko agreement yavakaita. Nekuti muridzi wemukazi ndizvo zvaakakumbira kwaari. Hapana kunyatsojeka ipapo. Ko agreement yava papi
Ndafarira kutonga kwa Mambo vane hungwaru sando kuna Mambo Madziva. Mukoma wemu dzimai akatendeka. Mukoma wemurume Amira nemwana wamai vake. Chaunga chiri mudare sando dzenyu.
Pane munhu angape munhu mukadzi wake mhombwe iyi inonyepa kunyepa kunge walemba kutemba zvigure kunge walemba
Zvinorwadza bt ndazoenda kuma DNA test abate chokwadi
Izvi zvinoda DNA ndiyo inopedza masport chete
Ita dna chaiyo vana vese
Uyu Kamudyariwa haana mhosva. He was invited to sample the cookie dough 🤣
Machingilani vane pink nhasi vakachena yooh
Umm dare rakarongekera iri hamuna kana noise😉
Panogona kunge pasina kana 1 mwana wake uyo, zvonzwisa tsitsi
Murume anofanirwa kupiwa mombe 10 zvichienda mberi, nekuti murume uyu anoratidza kuti haana utsinye zvachose. Murume uyu munhu chaiye anogona kugara nevamwe vanhu mu village chaiko zvekuti dai Mwari vaindipa moyo wakaita sewake dai ndaitawo munhu pa vanhu. Vamwe hatizvigoni izvi dai munhu akarohwa akavhunika kudhara dhara nekuda kwenyaya iyi.
Mambo👏👏👏👏👏👏👏👏
A guilty conscience needs no accuser.There is no woman who deny biological birth of children to the real father unless there are some grudges .What the woman has said is true.DNA is there to support but the prophet has revealed is the plain truth also.Already a woman who gave birth (1) knew the person whom he slept with.. Husahwira hwakadayi hwakapusa ndosaka tichiti husahwira ngahuperere kudoro problem chijayirira chekutsikidzana pazvivanze kunyange mwene wemusha asipo...
Mombe shanu saBuilder anovaka so,Chief ma1
Ndarwadziwa vakadzi tisadaro zvonyadzisa pamwe nekurwadza
Panongoda Tinashe mugabe apa the DNA man
Zvine basa rei gomba harina mwana kubva kare Wani
Gomba arina mwana asi apa pazoita vana kkkk
Asapiwa mombevfive ngaapiwe imwe nokuti ndiye akamukumbira kurara namadzimai hazvizi fair chief
Munofanira kutenga speaker Bluetooth
Speaker remakuhwa raTatelicious
Famba nespeaker 💃💃💃💃famba nespeaker remakuhwa
Ummmm amaña vakadzi ngatisaroya kudai zvorwadza kuchengetesa munhu mwana Asiri wake pliz vakadzi tisazodaro
Nhasi muri kwedu SMTV👏
Dai mombe dzaita shoma idzi
Dzinotori shoma idzo kuchengeta vana two chete kusvika mazera avave aitokwani tisati tataura kuparadza mhuri yake
Dai baba ava sure vakauya vakaronga sure kuti musana wangu uri kurwadza dai mukadzi awuya kudare kuzopa umbooo kusauya kwake kuto nyara mujolo wake
Uye zvee pakafona baba ava sei wakata foni iwee makataurirana muri tsotsi bulider imi
MMM Mambo ava havatodi guard nekuti ivo vakagwinya chaizvo
Aah mombe 5 dzishoma shoma aaah 15 yrs achidya mukadz wemunhu
Mambo munotonga well done 👏
Ko iye murume aikumbira achiti vana vaizova vani?
Hazvisikunatso nzwika please do something about
Machief anofanirwa kuisa summon re DNA whn ever there is a paternity case.
Baba vekutorerwa mkadzi avo havana kukwana regai mkadzi atorwe..vabvuma ku share mkadzi..Mwari ndavapindire
Zviriko nyika yachinja kare barika was fr man bt now barika is done by anyone anoda be a man or woman
Every heart broken man there is a woman involved
Same can be said about women too. Men do break women's hearts
True
Ko tete vaipa muzukuru nechikomba bedroom 😢
Mambo mambo mambo 🤣🤣🤣how many times did I call you 🤣hooo kunzi kamudyariwa kureva kudyarisa 🤣🤣🤣I salute you mambo wangu igweeeeee
Vakadzi tisazodaro veduwe vandinzwisa Tsitsi baba avo shame 😢😢hanzi ndashaya kwekufurira
Is that chief Tendai Madzwiwa?
But sometimes you need to refer them for DNA pamwe vana havasi vechikomba mukazo shungurudza vana
...ok, i didnt see that coming lol
Changamire vanogona avo 👏👏👏
Mambo wangu Tinashe Mugabe anokuudzai zvakakwana muridzi wemwana.DNA is the best
pakudiwa ma dna u cant just vana ndevake
Chief vanotonga avaa
DNA first
Its not fair kunasahwira vakakumbirwa kuti vapinde mumba nomudzimai wababa varikuda mombe shanu. Nokuti sahwira aibatsira sokukumbirwa kwaakaitwa. Ko why avakuendesa sahwira kwaMambo iye ari akatsvaga zvose izvi. Ndokusaka mukadzi aramba kuuya kudare nokuti hazvisi fair. He promised kuti its between him, his wife and sahwira. Saka avakugona kufura here? Hapana ambomubvunza murume uyu kuti saka zvaave kuda kufura ave kugona kufura here? Kana avekugona kufura angadai angoudza sahwira kuti sahwira ndoda kufura ndoga.
Yevana sokutaura kwaita sahwira kuti ane doubt pavana. Dai dare ramuteerarawo. Nokuti kana vanga vachifura vose vana vaviri sokutaura kwasahwira vana vaviri avo or 1mwana vanogona kuva vababa ivava or sahwira. Pamwe hapatorina mwana wasahwira zvachose.
Imwe nyaya ndeyokuti vamwe varume vanogona kuita zvaitwa nomurume uyu kupinza sahwira mumba kana aita dambudziko ozomupandukira achiti ave kuti anohura,or akahura nomukadzi wake voti vanoda kuripwa mombe saizvozvi. Zvirinani kuti dare richitatirawo both sides nokuti dare rikasatonga zviri fair like this vanhu vachatanga kuita hundyire hwakadai hwokuda kuripwa asi uri iwe wakatsvaga nokukonzersa problem mu marriage yako.
Kune maproblems e ED(erectile dysfunction). Varume vanenge vaneproblem yakadai ngavanobatsirwawo nanachiremba kuzvipatara or kunasekuru vanoita mishonga yechivanhu. Kwete kutsvaga sahwira or umwe murume kuti apinde mumba mako.
Murume uyo dai angopihwa mombe yechiredzwa chete,or kusapihwa zvachose kuti chive ch dzidzo kuti haupe mukadzi wako kuno umwe murume uye nokutiwo sahwira atange kusupporter mwana or vana vake. Sahwira haana chaakakanganisa aibatsira sezvaakakumbirwa.
Uye sahwira ngaaite ma dna tests kuti anyatsoziva kuti vana vake here zveshuwa agopawo support akasununguka. Sahwira haana kupihwa fair judgement cuz haasi chikomba asi kuti akatokumbirwa kubatsira kupfutidza moto mumba yanga isisina moto.
Mambo haana hakee hudyire mbudzi mbiri kwamambooo dai wari mambooo ? ???? Altogether ma1
Kkkk kamudyariwa arikudyara mbewu pese pese ndi bhiridha arikuvaka
Mombe 5 ishoma vatorerutsirwa baba ava
Hama yaLevels.
KaMudyariwa haasi right kwese kwataenda kunovaka anotonyenga amupabasa
Asi murume uyo akakanganisa zvikuru zvaakaita kushamwari yake chero naiye mukadzi wacho inzenza, I feel for the two children they need DNA testing
Pasi panotaura apa sure vasiri kutsvagwa nemidzimu yekwavo vaidiii
Mambo batsirai mashaiwa kwekufurira
🤟
Murume washaya vakadzi here uyu
Dai ATI 20 mombe
Mambo number 1 kugona kutonga uye vanopa munhu mkana kusvika vabata anenhosva .rambai makadaro nemumwe wenyu uyo sando
Most hilarious but painful true
Mkadzi wacho pamwe haana kukwana zvake
DNA plz before go any further
Ko Kamudyariwa mhosva yake ndeyei nekuti akakumbirwawo...Guys this is not fair
voice ra mambo bhooo
Kkkkkk handidi ne coment yangu ndanyara
Kikikikikiki iwe ka
@@fortunatezovovo7480 kkkkk sure
Haaaaa vakadzi mazuvaano havana izvozvo chiro uchingara naye anohura zvakandaro
ewoooooh 🙆♂️kkkk ndatadza kuverenga eyiiii
Murume wekukwirirwa mukadzi akazvininipisa anotya mwari haaa mombe 5 ishoma
Slymedia vana ava vasati vashungurundzwa danai Tinashe Mugabe aite maDNA tests evana vese vari 4.
Chief vanogona awa kkkk
Cheya yamambo inotanga yagarwa neumwe kubvisa uroyi🤣
Ndatozvionawo
Kkkkk ndatombofunga kuti iconfusion🤣🤣🤣
Apa panoda DNA first
Vakadzi chii itaivanhu ngatisadaro cz Vakadzi vanohurirwa vachiti ndozvinoita varume aaa imi hakuna zvakadaro munhu ngaazvibate Saka tese hapana anoda kuhurirwa
Changamire idofo
Muridzi vemukadzi ndiye aigara neMukadzi vake so panoda DNA 🧬
Mambo muri simbi yebasa wedzerai mombe
Awo wari pakati wane shirt ye pink tarisai kurikuenda bhazi
😂😂😂😂 varikungocheuka
Kkkkkkkkkk kushiringinya kwavo kwanyanya sure
Nechaanocheuka kumashure ndatochishaiwa aaah mrume mkuru kuita sa class monitor arikutarisa warikuita noise achinyora mazita
Imonya iro rinodzivisa kana vanhu vari kutongwa vakada kurwisana so anofanira kuona what is happening around mumwe anogona kuigirwa demo. He is just being alert about the surroundings
And ishoma 5
Ko anoripirei iye akakumbirwa kurova poto
Mambo Ava vanogona chikonzero,vanotendedza muonero wevamwe varimudare
Kutopa mwana zita refuting Progress kkkk yekuzvariswa.
😂😂😂😂😂😂😂 hakuna zvakadaro
Sahwira ane mukadzi here
I still think Kamudyariwa is lying because muporofita akabata nhau iyi, dai vese vaizviziva chipotofita hachaiburuka. Chiporofita hachiporofite zvaunoziva unoudzwa zvausingazive asi wobvuma meaning baba Pamela knew nothing.
Shame, this man is broken. Kamudyariwa usazodaro mhani!
Kkkkkkk ko unoti tese Sei iye ati musana ukurwadza iwe Chirara naye
Message yacho yaiva yakanzi chii yakatumirwa mufon
Apa dzirikuramba vana varikudiwa nedzidza radzo wena
Ah vaKamudyariwa varikunyepera kudzungaira.
But avo vane sutu ye brown havagoni kutonga hako
Tongai nyaya zvekuti wakasiirei mukadzi hazvipi kamudyari simba rekuvata nemukadzi wemunhu nokuti kamudyari anewo mukadzi wake
Tinashe Mugabe please 😁