THE CLOSURE DNA SHOW: SEASON 7 EPISODE 34
Вставка
- Опубліковано 5 лют 2025
- Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 7 Episode # 34 CHITUNGWIZA
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h...
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our UA-cam Channel: ua-cam.com/users/ch....
Who skipped the grandma’s part ? Gogo havagone kusangana nemubvunzo 😂kungorebesa nyaya zvisina basa
Kkk I did.
I did apa vachinyepa
Kuita off topic vachitaura zvisina basa
@@samanthasabeta1499 nhai nhai
@@meganedee6759 Nhai nhai 😂
"ohh sure pamberi apo vachamutsvaga mwana uyu" vachawana zvinovawana zvei, isu tatochembera 50 yrs hatina zvatiwana, baba variko havana zvavawana life yavo itori bhoo ndini ndakatovatsvaga kungovaziva ndiri bhoo ivo vari bhoo hakuna akawanana nechinhu bcz hakuna munhu akawirwa neminamato yenyu iyi yekuti tichaku curser uwane zvinokuwana vanhu vanochengetwa naMwari.
Hanzi muchavigwa negonzo ari kudaro coz she knows kuti the truth is mufundisi avazvare
Mwana uyo haafe akaita munhu kwaye because gogo varikumusupporter pachihure remember mufundisi vaida kumuroora iye nehama dzake vakati mufundisi havaite ,gogo ngavagare pasi nemuzukuru vaudzwe kunababa vemwana
Kuti sekuru variko
Note to this girl!!
DNA is real, it’s not based on hopes or dreams! The best way to move on is to look for the father, it is clear you were involved with more than one man, threats and tears will not change the reality that he is not the father of the child. Cry all you want, curse him all you want, hide the truth all you want but one thing is DNA doesn’t lie!!! Take responsibility and woman up!
Note to “Mfundisi”
Please focus on your calling, sleeping with young girls is not part of it. You evidently need help, you were in a 7 year marriage, no child, this one is not your child and the one you’re staying with is still not pregnant!!! Seek help but not by sleeping with young girls, even though the child is not yours, you need to be a responsible Mufundisi.
Note to ambuya
Garai Pasi mudzikame!
Well said 🤞
I like your ‘notes’. Nothing to add.
mbuya vane dzungu unongoona nemagariro acho, ngava dzidzise muzukuru chinhu chinonzi LIFE not ku supporter marara akadai
I love you
Thank you we'll said
The sad part is that she's only 18 and already have 2 children of different fathers😱 Mufundisi knew kuti he's infertile and that's why he said "ndaitoda kumurora nyangwe ndaizviziva kuti ane mwana wake kare" meaning to say mfundisi just wanted a partner to stay with bcz he knows his condition.
Girl child go back to xul and learn wombomira zvekugadzira vana woita zvekugadzira hupenyu hwako varume avapere.
Well said 👏 👌
Mufundisi vaitofambawo nzira yakapamhama. Vachitodawo wekuchengetana naye asi munhu wacho haachengeteki. Inhunzvatunzva
So true
Do you think zvichagoneka pa type iyi aifanira kudzidza pa first mistake oronga upenyu patsva
@@takudzwamlambi679 its a non start. I don't think so even relative will be shame to report it now
The ending was very very wild and hilarious, the girl can act very well, even had me doubting the result for about 2 seconds 😅. As for the Gogo who wants a government result, I have no comment.😶
Vajaira corruption anyway ngavaende vononyadziswa second time around. After 1 year vanhu varambana some one comes claiming kuti ndine nhumbu kana ndimiwo gogo +muzukuru =nhunzvatunzva
hure remusikana uneducated gsl kuda kumakidzira mufundisi youre a disgrce to.womanhood n ini ambuyakadzi wearing mutodo kiki ten dollard my foot n hello 2023 pasi nevasikana vanonyepa kiki
Same as me I almost doubted . so it means me and u we can be manipulated by this kind of girl actions.tinogona kungo chengeteswa kkkk
@@takudzwamlambi679 😂
Government results kikkkkk
My new year's main resolution is to make sure I don't miss a single episode of DNA closure show. Happy New year Bota family. Mr Mugabe komborerwai mukugadzirisa nyika yedu.
Unorwara musikana uyu😂😂😂😂
Unopenga iwe unoda kupa munhu mwana asiri wake ere nhai iwe handiti waitengesa ere $5🤣🤣🤣
Va Mugabe Mwari vakutungamirirei ne basa ramuri kubata, munosangana nezvakawanda asi munongoramba makamira pa idi. What a humble man, you deserve all the honor
Tinashe Mugabe , please help this young lady to find out who the father of the child is
please come back with part 2 results
This is one hell of an episode, the grandmother showing her highest level of immaturity, the mother showing her highest level of emotions and some dark threats, the alleged father just sitting there showing us how he is representing the gender in both realms.
I almost cried 😢
Representing the gender in both realms! kkkkkk
@@sihlemarongwe-nkosi723 😂😂😂I mean that’s too much drama for a pastor
which one is DNA muGovernment🤣🤣🤣🤣
Vasada kunyepera mufundisa avo Mufundisi Havana kumboita mwana since hapana chekupopota apo ngaadzikame musikna uyu anedzungu
Inga u hv so much tears chii chinochemedza ipapa kkkk
Nkazana vuma coz dna will never lie try to tell the truth shuwa ngoba iqiniso uya lazi gogo please help the kid and tell mwana the truth don't let the young lady think what she is thinking is true sorry sisi vuma ntombi edala 🙏🙏
Kkkkk uyazi worse logogo umvumela into engekhoyo
Bayazana umama lomtanakhe
Umama uyambona ukuthi vele nguguluva🤣
@@annalioness434 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Pane aonawo Christopher muna gogo here
Happy New year
Haa Usadaro Jethro chaiye 🤣🤣🤣
Gogo you can't fake genetics 🤣🤣🤣. Happy New Year Bota father and the Bota family
Asi Mufundisi pafeya chinjai hunhu mudanane nevanhu vezera renyu
Iwo mafundisi edu emazuvano aya 🙌🙌
Gogo 😂😂
She needs to grow up 🙌🏾. Pane basa!
Gogo hamunyare here kusupporter muzukuru anonyepa bvunzisisai ataure muridzi yemwana
Gogo ndeve Bhawa Ava ,her face tells all
Nechi gettho futi
Gogo naGurundoro skweyaa
@@registchigwedere8588 chigetto bhoo zvekuti kikkkkk
@@perpetuakatsiru8297 🙈🤣
Kkkkk Gogo ndevemadzudzu 😂😂😂
Chitungwiza will never disappoint
😂😂😂😂😂 Especially st marys haaa imi
St Mary's ma1
Tinashe haunadzungu and une respct kana magariro acho aunenge wakaita ekuzvininipisa
I think he comes from a good family setup ndohunhu hwake zii zvadzo asi dzinenge dzichitokuonerayi brain 🤣🤣🤣
Gogo makuhwa 2 much nyaya dzekunzwa motipedzera data imi jus skiipped nyaya dzawo
Momboita show inenge iine maupdates ega ega from previous episodes
Vanhu vanotaura vari soft so ndiwo matsotsi,,,,, at de age of 18 watova nevana 2 God hv mercy
Ah ah ah we are dealing with very weird people from the maternal side, very remote people, ambuya avo ndivo vakakanganisa mwana at that age anga atove nemumwe mwana kare, kanopenga kamusikana ako
Imagine
Havasati vatanga kuchengeta vana vemusikana uyo they will have a zoo Pamba pavo Mitupo yese Soko, Shumba, Shiri, Humba kachingofamba zvako nenyika kachipakura bota 5usd chete
Mai ndivo asi Baba havasi. Nothing is wrong with the DNA results.
more love to you Tinashe keep on keeping ✔️
Shaaame Gogo havana nguva nevazukuru wavo....
I think this show VaMugabe should also bring team rinenge rine shamhu kuitira ava vanofarira emotional black mail ivo vachiziva huden'e hwavakaita
Chinenge chat chatove chiZanu ka icho
Vanoda rumamiso sure gore rose munhu unemimba wakangonyarara wozoti watamba nhamo wakuti mwana ndewa mufundisi aah anopenga uyu vose nambuya vake vake vane dzungu
Vamwe vanenge vane Dollar 💵 muhomwe vamwe tinenge tisina
Asi vanhu havanzwe here Mr Mugabe pavanoti *without any bias*
Gogo pandangoona bottom yavo ndaziva kuti varikunyepa 😂😂😂
😂😂😂😂
🤣🤣🤣kana neniwo ndatozvionawo
Oh finish 🤣🤣🤣
😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Ko nyadzi Mr Mugabe keep it up the good work pls mufundisi havatobereki cz pa7yrs dzavakambogara vasina mwana ngaaebde anotsvaga bba vemwana wake
Last day of the month , last Saturday of the year , last episode of the year , wish you a happy and prosperous new year bota family 🤗
yhaaa family iyi haisi bhoo gogo kusakwana
Gogo's dressing and language shows it all that she can't even sit down with her granddaughter and educate her about life. Gogo mutoriwo basa pachenyu
Ehe trousers rinopfekwa maybe kwavanoshanda it's mandatory but makumbo unongobatanidzawo semukadzi zvino ukati Gumbo uko rimwe uko pakati pese pachena ummm hameno
Kkķkkķ gogo chimu dealer
Gogo vanenge vane shavi rechirume avo hazvisi zvega izvo
Gogo is uneducated 😂😂🤣🤣
@@josephined8931 kakuta kacho kunge murume chaiye
Apa mbuya vauya vakapfeka regalia yekarate... DNA will humble you
Ready to fight big time
Kana mazogara tarisisai gogo kana muchida kuona Tsotsi
Ko iyo dressing yagogo
Mubhanditi😂
Ama2000 so 🙌🙌 gogo vacho kuzobatana nemuzukuru kupikisa zvisina basa unosvika pachikamu chekunyarira vanhu
Hey..🔝🔝
⬆️Hit me up.....💬☝️
I started to doubt her when the alleged father said he was paying for sex that clearly means she was sleeping around for money
Kabenzi kamwana aka at 18 katove nevana 2 from different fathers ngaadzikame kanogurisira hupenyu padhuze
Exactly
Apa very soft spoken 😂😂
Mufundisi 42 musikana 18. He took advantage of this vulnerable young lady. Promotes her to work in his home ,falls in love, wants to marry and paying the girl 3 times. Mufundisi no order my heart goes to the current wife.
18 year old anotori nemumwe mwana before Mfundisi, saka advantage ndeip apa
Hapana advantage APA ,mainini already had a child and aiziya kubhadharisa pakati.She s the one that actually took advantage of mufundisi to get things from tuckshops
But mfundisi siyanai nevana vadiki
Pakangoti I forgot to take morning after ndabva ndatoona kuti the father is excluded, aah it's not easy being Tinashe Mugabe veduwe, zvinosangana nemurume uyu zvakaoma, yet he remains calm, ini mapengero andanga ndichiita vanhu avo vachiramba ma results😂
Saka vanhu tikuenda kupi senyika gogo adzimo chete mwana akaita mimba vakasaziva muridzi avatarise mwana kusvika pakuita vana 2 at 18years chavanoziva ihondo yet it solves nothing and why siding nemunhu ari wrong...I'm hurt gogo mukukuvadza mwana slowly her future amuna kana basa nayo💔💔💔happy new year bota family
💌Appreciate your feedback and thanks for watching! Don't forget Hit the subscriber button📩
Hey.... 🔝🔝
It is the government results for me 😂, education is Power , Bota family to the world 🐐🫶🏾🔥🔥🔥
Lkkkkkk
Ahhh zvimwe zvinhuwo sooo.Ambuya ityai Mwari. Government kuita sei kwacho. Batsirai muzukuru wenyu ataure chokwadi.Muchinyanyawo mfundisi ahhh
Happy New Year Fam. I wish you all the best in 2023
Mufundisi knws kuti his Darwin Nunez. saka arikutoziya kuti hapana hapana. 😀😀😀
HAPPY NEW YEAR BOTA FAMILY
🎆🎆🎆
Spent bullets or missing the target
Be blessed Bota team
Have a great Tinashe year 2023
Dzikama iwe unoziva nyaya yako n baba vemwana unovaziva zvenyu mainini musapa munhu mwana asiri wake
Zvinozoda here mbuya nemuzukuru kubva mazungaira mese🏃♀️🏃♀️🏃♀️🏃♀️
Tinashe how do you always manages to be calm in these situations kkkkkkkkkkkkkkkkkk ini ndaidzingwa basa racho
Hahahahahahaha
Ummmm gogo ava panebasa hey ndatenda zvangu Tinashe unebasa hanzvadzii yangu thanks for everything
Gogo avo i lesbian chete 😂😂😂😂😂Nyaya dze pesenari dzamufundisi dzavarikutiudza dzine basa rei
Be blessed bota family makandikoshera you are best happy new year
Happy New year everyone.. Msikana uyu kaa ndanyara zvangu
Nyaya ye bota iyi
Mskana uyu anoda award re the best Actress of the year , so far pa gore rino atora mukombe
Gogas dzangonzwa panzi Father dzakutosekerera😂 kutonhodzwa kwaGogo pazotaurwa shona shame😢😂😂😂
Mwana waito rovesa chinhu hake 18 with 2 kids😔
Kkkkkkkkkk i saw that aswell kkkkk
And don't ever think kuti kadzidza muchakanzwira
Kkkkkkk
Harare ine zvi Dom Dom zvevasikana. Big up kwandiri ndinana Sisi vakakurira Masvingo Zaka Jerera yeeeeeeee
Happy new year family wishing you all the best in 2023
Futseki wako unodanananemurumewemunhu uchiti unohwina kkkķķda wangu wenunhu hatorwe
Mbuya iyi inopenga iyi pane kuti vabvunze muzukuru kuti muridzi wemwana ndiani
Gogo nemuzukuru wenyu mune drama
Kahure ke mwana, angaziva sei baba vemwana,handiti aibhadharisa here.
Wishing everyone a great 2023. May God keep everyone safe
Same to you
Amen same to you
This episode yanga yandidarika seiko😂😂😂😂mufundisi bvumai chete imi kuty mwana ndewenyu chero asiri zvakaoma
dei pasina vaMugabe,mufundisi angobvuma hake nokuda kwambuya ava😅
Kkkkk kwaaaa kanemweya kasikana ako dai adzokera kuchikoro, mufundisi havana mbereko zviri pachena, kamikaze ako kanzenza chaiko
Asi gogo panyaya yamufundisi neunder age vari right havo but nyaya idzi dzinongotsikwa tsikwa
Scary when people so younger engage in such rampant promiscuity and then refuse to face up to their negligence and throw tantrums threatening to unleash the supernatural
Indeed. Dzangove nharo, she so desperately wanted this man to be the Father because she knows he would be able to provide for her and her child.
@@yllabis Huyezve nyadzi dzinotokunda rufu
The girl at 18 but akutoziva kubhadharisa nganake
@@nellyvictorian8369 apa ane vana 2 different fathers scary haa
AMA 2000 kkkkk
As for gogo, inin ndanyarara hangu, vanotodawo vana gogo natete mulife mavo
Platform of realities,,, more love support for the show,,, DNA man and crew...
Education!
Babie is beautiful, soft spoken apa kunyepa.
Kkkkk ko kutozochema,kani kwanzi ndiye ega,murume wandakarara naye
I was tempted to look at the comment section before hearing the results....all because of Gogo....dressing,language, gestures and body language....ndigogo here zvedi or ndisekuru😂😂😂😂school me guys
I could feel it was 0% when shd said she forgot to takd the moring after n wen shd said she procrastinated telling the father mmmmm hakuna zvakadari kussziva kufa chokwadi
Tinshe I salute your composure ini ndaseka
Nyadzi dzinokunda rufu 😮
Aikazve. Gogo zvandanga ndamboti makakwana 🙆🏽♀️🙆🏽♀️🙆🏽♀️😂😂😂😂
Ama2000🤣🤣She made the "Pastor" pay for each session🤣🤣🤣
My heart goes to mufundisi? Mwari pindirai? I ma genuinely praying for you
Amen
I have become addicted to this show.
Mi too I don't Want to miss any episode
Ko nharo dzinenge dziri dzeiko ,zvachinjei kubhadharisa munhu kurara newe ,uri pfambi mwana iwe enda kune vamwe wawaibhadharisa ndoana baa vemwana
Me too
Me too
Me too
Agh nhai sister makuda kuroya mufundisi here mathreats ndeapi ayo yoo taura baba vemwana ubetserwe baby number 2 at 18yrs ma1
This grandmother is supposed to be behave like an adult, she's agreeing with the granddaughter instead of finding out from her granddaughter's galavanting sprees. She's been sleeping around and the only truth is for her to tell people who else she slept with, if she remembers
Gogo vanenge vaya vaya nxaaaaa
Gogo ndivo vakati ipa mwana kune ane mari ,,sei vachirwira muzukuru kunge vaivepo
@@bchis8806 you can say that again 🤣
The girl has another child from Godknows where
Nhai
Ndezwemeso I'm speachless,keep up the good work,Mr Mugabe,but im concerned about the HIV rate,on these youngsters
Kababe ako igandagoriya iro.Remember that is her second child.
Ama 2000 aya 🔥🔥🔥🔥 ibota chairo 🤔 zai hauriwani kutanga uri mubota.
After this paakuda kuenda ne police kunosunga avo vanoita zvema under 18
Taura hako macases Evana vari below 18 vabuda pashow iyi vawandisa,zvinotorwadza.mapurisa ngaaite serious .mfundisi vharai henyu church
@dephine cee coz this is enough evidence, they admit to sleeping with the girls. She is 18 and possibly all this happened before she was 18
Kkkkk mbuya iyo yatanga yasekerera isina kunzwa chirungu,,, kadzungu dzungu kacho ndekemambuya anosenza kukanzuru chaiko🤣🤣🤣
Kkkkkk tete murikuti mwana ndewamufundisi by force kkkkk sadly 18 years 2 kids different fathers 🥺🥺🥺🥺
Kkkkk haaa handisi kuzvitambira changamukai pawairara Na nehobho vakomana waiti magumo ndeapi uchamabvuma hako,,, mbuya iyi ndoyakafanisa muzukuru kusakwana regai gombarume harinamwana tsvagai baba vemwana
Our people also need to be taught about the paternity test,vamwe vachiri kumashure zvakanyanya,I don't why girls keep on sleeping around with too many men and when they get pregnant vanoda kuzochuza kurinani it's so heartbreaking,naivowo varume dzikamai please stop sleeping around munonzwa nekuchengeteswa Vana vasiri venyu and you will go after under age girls that's very bad,gore ratakupinda iri guys let's be responsible people.
She knew very well, she was sleeping with other men.
@@nyasharichardson9249 ehe aitoziva zvake Kuda kupisa vanhu dai ataura chokwadi Baba vemwana vatsvagwa
@@pattymwale1409 Happy new 2023
@@nyasharichardson9249 happy happy tapinda tapinda 💃
You’re two hours ahead of us . With UK it’s 10pm
The wifey paanosvika 30 to 40 yrs anenge ato negame Park at the age of 17 tato ne2 tsuro nebere 😃 😀
Tinashe Mugabe, you are not just a Doctor, you are a Detective, so confident and you stood by your result musina kana kutya. On the other hand mfundisi kana makabuditsa 10 dholaz Kah iyo makadzvaaaa because irimuhari izvezvi those two vanoroyaaa
Seiko mahure achibehaviour like this apa vanenge vachingovhurira makumbo nyika yese
Vana 2 at 18 kuenzana neni ndine 2 at 36
Nxiii gogo avo ndivo varikudzidzisa mwana chihure
Pastor vane prob ichokwadi kut havazvari
3 wives no mwana Shem ,
God find mercy on him
Thanx to you peace makers Mugabe n Crew
I'm addicted to this show .keep on going Mr Mugabe
Bt mufundisi muri mufundisi chaiye here or ndimi vamwechete nana prophet vanodya lunch namwari vaye
Kkkkk Chitungwiza ngaingoitwa Beach zvayo this place is something else aagh
DNA Chanel make you to know is it your blood child or not " so l give more thanks to Tinashe
Supporting chihure chemwana
These kids should be educated on how DNA tests work instead of trying to impose unwanted babies on other innocent individuals.From my odservation Mfundisi already knew kuti haaite vana manje soo.
Yaa Mfundise wanozviziwa kuti wano faya ma blank
Yes, he knew. And hopefully akaudza his youthful wife, otherwise another divorce is on its way.
😂 😂 😂 And how are these guys innocent????? How can an innocent guy who has not had shenanigans be dragged here????? Men to men we are free to choose but we are not free from consequences of our choices. No need to be sarcastic about children born in these circumstances it's a matter of fate.
Dare I say even some babies born in wedlock are also unwanted......
@@tungamirayi7656 now that he has been on platform of realities new wifey has been warned 😁
@@chiyenyumba7135, they say mukadzi wemunhu haamitiswi 😁
Aaa gogo awa ngawaite semunhu mukuru kkk
Eeeeeeeee ndiko kungosimudza muswe pose pose🙌🙌
😂 😂 😂
@@chiyenyumba7135 mubatike kuLive chat🤣🤣🤣
@@advancematoweadttocksmatto9213 ok 2023 tichingovamo kikkkkk 🤣
@@chiyenyumba7135 yaaaaa ndokwedu ikoko
🤣🤣🙈thanks for the laugh
The mavende smile after the results killed me
The pastor is barren. And taking advantage of that
Gogo and mzaya endai munobvunzana makutinyangadza. ASI MWANA NDEWAVA DZVETERA HERE?
Mavende ese panze then suddenly kutonhorwa juga dzaramba muzukuru bhora musango
@@takudzwamlambi679 apa kunyebera kudzungaira. Pastor havazvari he made clear before he ate bota.
Still gogo went supporting nhema idzodzo. Kuita sekuti akamitiswa nabhudhi vavo
Well composed you cant even think she is lying.
Gogo vangarambire mwana vanoziva kwaaifamba here . Tuma2k kuhura kwega
Happy New Year Bota family we love you all
Gogo muri kuitei 🤷♂️
It’s so sad that the people who are supposed to be advising the younger ones ndivo vari kuSupporter zvinhu zvisingaite … 😢where are we going ?