Dare harina order shame iri,muroora haa wanyadzisa hko ko chihure wachitangirirei uri under age ndirini judge i wouldn't take you serious zvinobhowa zvaunoita
That's very true bcz that's a minor and she doesn't even have the right to stand in that case bcz she is still a minor although riri tsitsi haro .this case is now statutory rape mambo
Chief Nyamaropa kuseri veduweee i wish kuenda kudare kwavo ndichibva kwandogara❤❤❤❤❤❤
Mambo mwana uyu paati 17yrs hamusisina jurisdiction. Yatove police case nekuti mwana uyu ari underage
Under age Mambo munhu mukati.
Zvoda mambo mutasa
Zimbabwean law 16 yrs ndounder age
Mahindra iriko here kwa nyamaropa uku😅
@@herbertklyde846 Nowadays 14 yrs ndoichaita underage
Ummm vanhu vari kuhura wena😂😂
l wish dai ndanga ndirimowo mudare umu 😂😂😂 haaa munenge muchinakidza shuwa
Hameno mwari ndovanoziva 🙌
Kkkkkk mambo mune basa
Fon yechihure inogara muhupfu kana mumufushwa💪💪
😂😂😂😂😂zvakaoma
😂😂😂
Kkkkkkk vese vachadya hupfu ihoho nemufushwa wacho vachayita nzenza kkkkkkk
Kkkk
😂😂😂😂😂Mahwambe Mahwambe chokwadi
The very moment a married woman takes her clothes off 4 another man,thats her signing the divorce papers .haachade just let her go
True
True
True
Akuna zvekuti mwana apa mwana anoziva varume inzwayi mhinduro dzaanopindura ndodzinokuwudzayi kuti minhu mukuru uyo tisashandisa advantage yeage akuna zwakadaro chihure chisina bsa
Chihure full time
Zvunhuzvacho kumaminenekumapuraze chief nyama pakaipa😂
Pa prazi kese kabuda minyatso chete katokura kaakuto dyiwa bhinzi even 12yrs, 13yrs
Style irimumusoro memukwasha ndaishaya
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@joymufema6271 kkkkkkk kana ndiwewo
Makufumura manje mabase edu ekuviga mafoni😂😂😂😂Haaaaa vakadzi sooo🙌
Nyika yedu yafumuka shuwa
Asi kuMashonaland mjolo ndoku HQ😂😂😂
Mangaingai
I salute you my chief mundipeo chimunda ikoko ndakuda kugara kudhuze n dare
Ukuda mahure ekoka😂
Ndazvishaira mupanda ini 😂😂😂
Aka katori rudhu aka.... hanzvadzi yangu uyo mukadzi siya
Varume tengerai vakadzi venyu dzekuhurisa isinga gare muhupfu akomana munhu obata beans ontop obata phone asina kugeza maoko youswa muhupfu vaenzi todya 😂😂😂😂😂😂
The problem is unoti baba vanemusha vakagerwa sezvakaitwa mukwasha izvo ndezvechihure
Kugerwa hakuna basa unenge wagara urinzenza
Murume anotonga zvandoda mhani big up to u chief
Chief Nyamaropa munebasa huuuummm chihure chenzvimbo yenyu ma1
Vese vana vadiki ende zviri fani kuti ambuya nemkwasha uchiona vese vanana zvawo
Ummmmmm kamukadzi ako ari kutoshaya zvakaoma. Uye zve very rudely even when answering chief Nyamaropa.😮😮😮😮😮
Kamuroora kamburu zhezha kanobudira varume mvura ichinaya 😅😅😅😅😅😅😅😅🙌🙌🙌🙌🙌🙌
Apa hakana kana nyadzi kachikware chaiko
Haaaa kwaNyamaropa kunovhurwa hombe
Ambuya vari very rude ,,ndoona sekuti akatodyisa murume ini coz murume akapusiswa sure,,,chimina nyika yasanduka zvomene
Kajoki mambo
Ambuya mwana mudiki
Its fun
Basa muri kungona vakomana
Inihangu ndikakubata panorwiwa six to six
Haaa mukwasha ndi jatiwero matemai chaiye
Police case yei kahure kvakutoziva kuchinjanisa warume nxaaa hpna underage apa kabenz kemwana
Camera man you let us down 😢
Uone manakiro akaita mukadzi wake achienda kumunhu asingagoni kana kukama musoro
Vakadzi vanooneka se akanaka ivava vanonyima bonde. Zvipurunyenye izvo zvinongopakura bota
Mwari pindiri 😢😢😢
Uhmmm Nzwati chaiyo. Ndiani akafonyoka brain kusvika ipapo. Kurara nemukwasha murume wehanzvadzi yemurume wako. Ahhh kana ndizogara izvi zvinyowani izvi. Apa ane attitude futi ipapa kutomburuza hake futi ndoochii ichocho.
Dare rine ruzha pliz pagadzirisei mambo
Hanzvadzi yemukadzi amhangara neboyfriend kuJeri underage
Mukwasha haana kurongeka
Haayimbotadza kurova bota ambuya chinyama icho 😂😂
Vasinga gezi ava
@@godwingwatidzo3980 aaaaa iwe God chodyika icho wadiizve iwe kkkkkk
@@godwingwatidzo3980jesooooo
Moroora nogeza
Unotopenga hako svina idzodzi
Cameraman ngaangwarire paBasa
Ambuya wanotodaira mambo kunge warikudaira mwana wawo
Kahure kanyama
Ok
Yema Rasta haipotsi
Devabhadharisa nekahure ako kanotowoneka kuti akahura jare mwana uyo ende ahana kuroworwa nemukomana uyo achakavharika ranga rangove gaba zwaro zvimwe zvinongoratidza zvega
Akatoita gaba may at 12 uyo
😂😂 Rastaman dread 🔥
Muroora akanyenama
Sarendaaaaaa
Mmmmm! 17 years😢
Ivo ambuya nemukwasha tsano tete pamusha 1.
Dare harina order shame iri,muroora haa wanyadzisa hko ko chihure wachitangirirei uri under age ndirini judge i wouldn't take you serious zvinobhowa zvaunoita
Ko kamufesi asi kakatema hugariri here karikugara pavatezvara
Varume vaviri kuJeri pliz
😂😂😂 ko varikunowanikwa nema 15 tozotii
Kahure Ako
😂😂bt haana kumanikidzwa asi
Chii chakumboitika munyika weduwee ...ambuya wako shuwa ....nawo ambuya hawana kana hunhu kudada nehubenzi
Nzvimbo iyi ndaimisa maoko, mahure ega ega
Magonesa kutonga mambo
Zvakaoma
Chiripo tsano muchisvika kumba hure kumba kwamai varo
Mambo vanhu avo ngavaende ku police ...Mukadzi uyo aita mwana mudiki..
Kupolice kwei 17 years
Mwana mudiki pakudini kana arimwana sei asina kutawuta kuti mukwasha arikundipfimba newurudhu hwacho hunongowonesa kuti ijoki rekarekare akaziva varume karesa uyo apana zvekuti mwana apa
Kadiki kachiziva varume regai kutamba nevanhu technology yachinja nyika vana ava they look porno at 10 or 11years they no everything,
Unorwara iwe
Zvinorwadza weduwee sure muroora kuparadza imba yaambuya zvakaoma hazvo,ngakaende kamhuka ako hakana kana hunhu very stubborn kana kudare nxaaa batai murowe kani tete muise mhiripiri kuburi ikoko once nxaaaa
Hapana nyaya yekujeri kahure kakakurira shure kwe varume
Muroora anechihure chehuroyi
Kakutoshamisira nechihure haazive kut chikomba chinokuda uri pamurume wako
Malegs 😂😂
Kahure kakanaka asi
Makumbo anodiwa😂😂
Ko mwana ane 17 years aakutoziva bonde akazvitanga riinhi?
Akatanga ane 12years
Apa kutabisa mukadzi akanaka kudaro
Ama 2000 muri mahure avakadzi
Hatisi tese ufunge
Ma 2000 because of technology everyway Vanetsa ,south Africa worse akura uyo here we see a ten year pregnant, and the number is rising.
Ambuya vane kahunhu kanobhowa soo
Sunhat iyo hanziiko
Kikikikiki
Kahure kemuroora kanoda rumamiso
Ama 2k
No to judgement. Police straight mukuwasha and tsano. Underage
Kugara nemurume handiti kutoreva kuti ainge atodawo
No rape kudara kachiziva varume ako
@@mercynagengwaru5061taurai hako kuto pembedzA chihure chisina basa
Hanzvadzi dzako wakanodzimhangarira here kupolice or dzirikutochaya mapoto kuda kuona zvevamwe
Dharuweni surrender ndaitadza
Nhasi mudare makanyanya ruzha
Kumwe kuita soo
Kanhubu aka vambuya vacho
Kari rude
Ama 2006 aya anotemesa musoro apa karikungosekenyeka kahure kamwana aka karikuti ndine 17 years kakamboroorwa kanemakore mangani
Sunhat.
Dare rine noise zvekuti haunyatsozwa
Ende fut arikutoseka hake
Underage mambo musapedze nguva ...
😂😂😂
Atete varikurwira imba yavo
Ummmmmmmmm zvakawoma hzvo
Mukwasha asi chiiko chauri kuita ichi
Ma sun hat mudare Kwete vanhu ngavasunge ma dhuku
Kamuroora kapenzi
That's very true bcz that's a minor and she doesn't even have the right to stand in that case bcz she is still a minor although riri tsitsi haro .this case is now statutory rape mambo
Underage iyo vanhu mujeri
Kapenzi kemuroora
Vese vana vadiki ende zviri fani kuti ambuya nemkwasha uchiona vese vanana zvawo
Vana varikuroorwa vari vana havana kufarawo