Kubira vanhu.Mambo vane n'anga dzavo.Sure mambo angati munhu ane tuma elements twehuroyi.Makope is not fit for office neuro zibenzi Rosina rimee ziso iro!!!Nxaaa!!!
Aiwa zvee! Murume apinda pakuti kana vakazobatwa pfuma /homwe ichabuda ndeyake. Havasi kumupa mhosva asi vari kumuvonesa kuti taura nemukadzi wako asaita nharo dzemusoro dzinozokupinza panodhura-dhura. Dare rinotoziva kuti amai avo vakambobatwa; asi ivo vauya kuDare vachifunga kuti munhu akangokuti uri muroyi chete anoripiswa; which is not the case.
Ruvengo rwunobvepiko nhaiwe, let the Africans live in Africa freely without discriminated, kumhiri kwamakungwa tinovengwa, munozve unoda kuvenga vapoteri, haaaa🤦
Kubva zvandakatsnga kutevera nyaya dzake he doesnt sound like a shona speaker, ndakambobvunzawo the same question but no ans. Kana kuve mundebele hazviite futi.
Mambo Mutasa ngavaise mutemo kunyika kwake then mambo Makope ngavaitewo zvekunyika kwavo plus mambo kusiya vanhu vachinwiswa vanenge vakatoita mainvestigations avo vogutsikana but mambo Mutasa vaida kublocker vanhu kuti vasaende kwatasvu vamarkete Mukotsa
Dare rarasika. Nyaya haisi yekuti complainant muroyi here kana kuti kwete. Maonero angu complainant haana kupumhwa huroyi, akanzi chete wakanzi nen'anga urimuroyi saka akamupumha in'anga kwete defendant. Chaidikanwa chete iconfirmation yekuti zvakataurwa nadefendant zvakaitika here kana kuti kwete. Basa rese rekutsvaga imwe n;anga harisiro rinodiwa, ko kana vakasiya huroyi mushure mekunge vabatwa kana kuti imwe n'anga ndeyenhema kana kuti dzese mafake.
Huroi chihure Zimbabwe is high every day 😢😢😢
Kangaroo court chaiyo. Evidence ye n'anga handione ichitenderwa pamutemo wenyika.
Padare rechivanhu zvinobvumirwa
Traditional courts its very allowed thats why you see kuti nyaya idzi hadziende kuma courts
Nyaya dzekuroya dzine dambudziko rekuti unogona uchitoshandiswa usingaziva kuti unobuda usiku saka better kusapika....just say handizivi asi maoko angu akachena
Kubira vanhu.Mambo vane n'anga dzavo.Sure mambo angati munhu ane tuma elements twehuroyi.Makope is not fit for office neuro zibenzi Rosina rimee ziso iro!!!Nxaaa!!!
Madzimambo ese vane right yekukupai anachiremba wavo wavanotsvaga ivo cz ndiye wamunenge musingazive ndokuti musanetsane
Ka Mumosikeni akapihwa nani umambo Shona haaizivi 😢😢uyu
Uyo akarara mudare ngaamuke anozosura imomo😂
😂😂😂😂😂😂 hongu kwete kkkkkkkk
Matare ndinonada nekunzwisisa asi apa munenge murikurasika ,murume anopinda papi chero zvikanzi vanoroya bcz haasi mwana wake.makurasika mambo
Aiwa zvee! Murume apinda pakuti kana vakazobatwa pfuma /homwe ichabuda ndeyake. Havasi kumupa mhosva asi vari kumuvonesa kuti taura nemukadzi wako asaita nharo dzemusoro dzinozokupinza panodhura-dhura. Dare rinotoziva kuti amai avo vakambobatwa; asi ivo vauya kuDare vachifunga kuti munhu akangokuti uri muroyi chete anoripiswa; which is not the case.
Mari inozobuda ndeyake zve mambo havana kurasika
Rubbish court madzimambo anofanira kuendeswa kutraining yekutonga
Why would we allow people , any people to be subjected to this kind of process?
Hokoyo 😂😂😂
Exodus 22vs 18
Part 2 please
Aaah ndiko kunotongwa nyaya idzi
Kumakomboni ka bodoshuwa hands down not up
Hongu kwete kkkkkk
Mumukonombwe munyika yashe Makope
Hongu kwete
Varungu makadzinga makomboni arikubvepi aya dzingai mabwidi hubharanzi hwanyanya
Ruvengo rwunobvepiko nhaiwe, let the Africans live in Africa freely without discriminated, kumhiri kwamakungwa tinovengwa, munozve unoda kuvenga vapoteri, haaaa🤦
@@Dalailama3674exactly kondovakavadzinga here vakadzinga ndovakasiya vanhu mukomboni
@Dalailama3674 but nyika dzavanobva dzinoswero tenderera immigration mumacomboni
Haasi ykare hr iyi chimunya ichi 😅
Mambo uyu mu shona here ?? Ma buritsiro ake mazwi mumuromo mavo. Immmmm
Kubva zvandakatsnga kutevera nyaya dzake he doesnt sound like a shona speaker, ndakambobvunzawo the same question but no ans. Kana kuve mundebele hazviite futi.
Vatori muzukuru waMicho
Muroyi chaiye chaiye kusasimira pamusha pevanhu
Muzuvano kunana tora mari boys zvapanzi mombe 7 vanobarwa coz pane cash zviya zvinotoda machine chaiwo unenge wogold chaiwo unonyatsonanga zvemunhu hazvitembeke kunana fejafeja tora mari bots 😂😂😂😂
Haunyepi wangu
Ka mumosikeni
Musanwisa vanhu mutoriro....vaMutasa havazvidi😂😂
Mambo Mutasa ngavaise mutemo kunyika kwake then mambo Makope ngavaitewo zvekunyika kwavo plus mambo kusiya vanhu vachinwiswa vanenge vakatoita mainvestigations avo vogutsikana but mambo Mutasa vaida kublocker vanhu kuti vasaende kwatasvu vamarkete Mukotsa
Vakabvuma
These are old videos
Matare anga akambovhara
Aiwa haisi old asi yakada kufanana neyakambopinda mudare kumashure uko
Yes
Very old, ameno sei vasina respect nemari dzedu.
Its old video nxa
Chihure chete chete ko mazuva ano kuchapfekwa mapitikoti here
Kumusha anopfekwa cz hembe dziriko ma c through
Hapana kutonga apa.Chidare ichi marata chaiwo.Varoyi varipiko muroye twumambo twekupenga utwu!
Hapana chavatadza
ko munhu anot hure kunewe zvofadza hr
Part 2 please