The chief lacks respect and professionalism. He becomes emotional and personal unnecessarily. I like the way Chief Bush handling of issues. He is cheerful.
Thos guy needs more than 'hasha' even a cane is ok. The chief showed his stance and that of the Government on gitl- child abuse. Your emotions are that of a father's s pain. Bravo Chief!
This has nothing to do with girl child what what asthey were both jids ,he'd got arrested for the extreme disrespect listen again,that'd y the police realesed him too early they knew he was a kid too @emerginlynnmoyo50
Nyamaropa matonga zvakanaka iye akabvisa humhandara hwemwana ari mudiki haana chaakabvisa apo akutosvotesa futi mubereki wemunhu ngaasungwe. Vanhu mungavatuke henyu mambo ava but dai ari mwana wakowo. Waiona kurwadza kwazvo izvi
Mambo is very much correct; on this one That young man is completely out of order. Ari faita vabereki vemwana kuti ndiripeyi nekuti makandisungisa ndisati ndamitisa mwana wenyu. Apa aitorepa mwana wacho futi (Statutory Rape). This is a totally unrepentant criminal (rapist); he deserve to be arrested again.
Kana chaari kutukirwa ndachishaya vanga vachida kut aitesei iye munhu asina respect kuna Baba avo wakanganisa mwana wavo chikoro Baba avo vochengeta mwana wouya nhas woti ndrikuda mundipe mwana wangu arikumba kwenyu kutaurawo here ikoko
Ndo problem henyu imii Mambo musavhundutsira vanhu kana wauya kumatare enyu ,,ko kutuma munhu zviri pa chapter ipii mu constituty ,,,, Wese waive ma under sa munomusungirei ,,,musatore mutemo kuisa mumaoko enyu please ,,,hazviko izvii
Kumwe kupopota hakuzodi isu vana todzidza chii pakadaii I think chief he must learn from chief Bushu and chief Mutasa kwete kungoita hasha nepasingadi hasha kkkkkkk
@user-ht4hq9wc1f unfortunately you are right, so many underage girls are getting married out there but if the cows arrive in time the issue never comes up.
Kkkkk mambo vakutorema kupfuura magistrate kkkkk kungoisa munhu cheni asina mhosva kkkkkk next time pple will not come kuchidare chenyu if u dnt knw how to respect vamwe ,kuda hukuru here kkkk listen to both side first moyananisa ndobasa renyu not to insult and abuse pple infront of the whole chi village chenyu mhani
Ngavape mambo vangu ma banana. Kana vachitonga vachiita vachidya ma banana havana uturu hwakadai😅😅😅. Asi boys zhinji dzaka kurira mukomboni ndivana mambara. Vanotoda kuitirwa hasha.
I like chief Nyamaropa for his wisdom, he does not waste time entertaining offenders
Zvekutuka ndizvo here
Kutuka vanozonyanya, varikutowedzera 😅
The chief lacks respect and professionalism.
He becomes emotional and personal unnecessarily.
I like the way Chief Bush handling of issues.
He is cheerful.
Matare motnga henyu but dare haritongwe nehasha mnhu ngabatwe nemhosva muchitaura not kumuvhiringa vhiringa hakusi kutonga baaa magistrate Hadaro so zvamoita hongu aricwrong but musaita zvehasha
Thos guy needs more than 'hasha' even a cane is ok. The chief showed his stance and that of the Government on gitl- child abuse. Your emotions are that of a father's s pain. Bravo Chief!
This has nothing to do with girl child what what asthey were both jids ,he'd got arrested for the extreme disrespect listen again,that'd y the police realesed him too early they knew he was a kid too @emerginlynnmoyo50
Mambo hasha dzawanda munodonha ne bp ne ama 2k kkkk
Ndoteam rouya pano roti handiroore munhu akabviswa humhandara nemumwe munhu munhu akakwana unga noudze baba wemunhu kuti ndoda mwana wangu kunge ndowawairara nawo . Respect inongodiwa pamunhu ko kungozvi tyora unofa here kuti sure ndaiwewo mudiki takakanganisa baba unofanirwa kutonyara . Hunhu hwemunhu munhu dai matoita kuisa tambomuhuro mambo kudherera kahanda
Atondibhowa munhu iyeyu aiva nehutsinye bcz musikana akanga Ari mwana mudiki aidherera iyeyu manje mosva harove anotoipikira iyoyi
Good Chief ano deserve haana nyaya kuderera baba ve munhu
Mambo munogona imi vapfanha vanodherera ava
“Iwe ibva apo iwe” 😂😂😂😂😂
Iwe ibva apo iwe shatiapu tarira kunevakadxi uko big up chief Nyamaropa
Dai ndirini mambo ndakatoita wekumamisa
Mambo ava ritoriwo basa chairo
Hasha ndendeiko nhai mambo. Onesai mukomana mune zvakanaka, achiripa moripisa....You have wisdom but do not dilute it with anger
Chief ndewekumama
Mambo chaiye haatuki vanhu, ko tinodzidzei paari
Uyu mukomana akafanirwa nazvo zvekutukwa madzimambo ngaapihwe simba rekurowa shamhu gummi vanhu vakadai
Mambo chaivo vanotomamisa munhu chaiko dai vatomboenda naye kuseri vanomudzvanya tumabhora twaanorembedza itwotwo aidzoka ava right. Saskam remunhu.
Nyamaropa always rule with Justice
Hakuna mambo akadai
Unogot hako sei iwe uchidomuona mambo wacho atoripo 😂😂😂
Nyamaropa anoda kuendeswa ku anger management
Ane chiZanu chakanyanya kupopota hakusiri kugona kutonga
Haana hasha... ane show off chete
He is right to get angry netumapenzi utwu!
Very true
Ange management yei mukunyatsoona neface yake kutoona Kuti Ari stubborn mukomana uyu zvamuwana
Omunye ucheaf engimthandayo godbless u
Chief chief in Nigeria 's voice kwaaaaaaaa
I like this chief
Maface ajaidzwa aya
Chief is a no nonsense man
Nemi madzishe, muvaitire saizvozvo, murege kuvatyisa; nokuti munoziva kuti Ishe wavo nowenyu uri kudenga; haatendi zvinovonekwa zvomunhu.
Mambo munogona bsa imi excellent
Well done mambo iwe bvapa iwe
Imi vasikana munombodanana nemagora iwayo mashaya vakomana vasvinu here. Manzwa butter
Chief ava ka!!!
Handiti akatotongwa here
Nyamaropa matonga zvakanaka iye akabvisa humhandara hwemwana ari mudiki haana chaakabvisa apo akutosvotesa futi mubereki wemunhu ngaasungwe. Vanhu mungavatuke henyu mambo ava but dai ari mwana wakowo. Waiona kurwadza kwazvo izvi
Mambo is very much correct; on this one That young man is completely out of order. Ari faita vabereki vemwana kuti ndiripeyi nekuti makandisungisa ndisati ndamitisa mwana wenyu. Apa aitorepa mwana wacho futi (Statutory Rape). This is a totally unrepentant criminal (rapist); he deserve to be arrested again.
@@innocenthapazari8699 sure iyoyo. Amugona zvinhu izvi zvinorwadza. Mufunge mudhara uyo muridzi wemwana haana mombe yaakapihwa nechimukomana ichi asi akumudherera.
@@GraceMapfumo-ep9tx ini handina kufara nazvo mukomana kunyange aiva mudiki asi arikuratidza kuti aiziva zvavaiita sha haisi nyore kubata mwana anongotsemurwa nemunhu mahara asina send raakupa ane svoto mukomana uyu. Ndirini hangu ndaisvitsana naye kumapena. Mwana iyeyu akapusa zvisingaite. Kana aiva mudiki akaziva kuti atadza haaifanira kutaura zvisina basa Kuna baba vemwama. Wawatsemura humhandara usina kuroora
Kana chaari kutukirwa ndachishaya vanga vachida kut aitesei iye munhu asina respect kuna Baba avo wakanganisa mwana wavo chikoro Baba avo vochengeta mwana wouya nhas woti ndrikuda mundipe mwana wangu arikumba kwenyu kutaurawo here ikoko
Nekuti nhas akura mwana akaenzana newangu 14 yrs akura akutaura zvisina basa nhas Mambo ari right chaizvo
Mmm mambo kutuka kwenyu bho here? Amusi makuzvinyanya here
Mambo ava imhata chaiyo havagoni kutonga nyaya 😢😢😢
Mambo ava havatuki munhu ASI pane zvava bhowa kuti undotora underage apa kutotora vari vaviri kani kwanzi mukadzi wangu wanga atobvisa Mari here kana kuti yaingova beating pots chete kwanzi ndoda kuripwa anoripiwa kubvisa mwana wevanhu humhandara ngaadzokere kujeri akatonyora mapurisa nyaya ikasaenda kucourt ndobva apuwa community service injapisi yatosvibiawa nedombo apa avakuchichiva mukadzi uyo nekuti Ari healthy akagara zvakanaka nemurume wake ngaatibvirepo mukomana uyo jamukoko remunhu zihozana ndagumbuka dai ndiri pedo ndamuputisa zvaanovimba nazvo zviri muzijean rinetsvina
I love this mambo namutasa vari wise vanhu ivava Big up tanzwa nekumitisirwa vana vedu mama uyo ngaaende kundodya sadza ne beans 3 kujeri
Marriages in zim we need GOD ayas
😂😂😂😂 mambo nyamaropa muneyese ❤❤
vanhu vanenge vakupenga muZim
Ndo problem henyu imii Mambo musavhundutsira vanhu kana wauya kumatare enyu ,,ko kutuma munhu zviri pa chapter ipii mu constituty ,,,,
Wese waive ma under sa munomusungirei ,,,musatore mutemo kuisa mumaoko enyu please ,,,hazviko izvii
Mkomana uyo haana pfungwa dzakakwana....anotaura mhoswa senyaya
Well-done chief ndivo vatongi vatinoda
Henhu muridzi waho
Chief munogona kutonga 👏🏾
Izvi hanzvina kana direction izvi,Murume mukuru anoguma azorohwa hake ofunga kut adheererwa,Dare ndere kutonga nyaya not kutyisidzira vanhu,Haana pfungwa mambo wenyu mune dambudziko hombe😏
Ahhh chief hasha hakusi kutonga every time moita hasha, hapana angavapawo sanamisi vanotongwa na chief mutasa
Mambo uyu kubhaiza
Chief behave well, remember, the government has power to remove you
Hudofo hwevarume ve Zimbabwe hunonzwisa tsitsi
Mambo is strictly asi pamwe he is using force pasingadiwe
Chief Nyamaropa basa irir haurigoni
Stella unemwana mwangu futi
😂😂😂😂
Good chief vanhu vanodherera
Kumwe kupopota hakuzodi isu vana todzidza chii pakadaii I think chief he must learn from chief Bushu and chief Mutasa kwete kungoita hasha nepasingadi hasha kkkkkkk
Gwazh newisdom.
Zvakaipa kutuka but zvinoshatirisa vanhu vanoda ku waster time yevanhu vari ma big offenders.There is no need to respect a criminal.
Uyu mambo anotonga nechi zanu pf mukati anodherera shaya dzamai nxaaaaa
Chi ccc chisalad. Hakuna kwachosvita. Chongochinjisa macolors chete.
Gume!!
Chief Ava vanobhemei nhai veduwe😅😂😂😂
Mambo munodadisa imii njere dzenyu dai maita president wenyika yeduu .
Yaaaaa pakaipa
So imwe akasungwa for underage and 3 months later the girl got married to another? The law is not clear here. I feel a DNA is necessary for this one.
@user-ht4hq9wc1f unfortunately you are right, so many underage girls are getting married out there but if the cows arrive in time the issue never comes up.
Akazoroorwa a year later after 3months ndipo akabva munzvimbo yaigara iyi
@@PatienceMutsipa if she was 16 then 1 year later isn't she still underage?
Nyamaropa hatarisi musoro wenyaa sevamwe madzimambo 16 years+3 moths munhu atove ne 18 years vakomana ka musadaro tongai nyaa kwete kutonga munhu ndarwadziwa zvangu guyz chero kwedu ku Moza havadaro😢😢😢
I mhata mambo uyo
Uuh, ko kuzotukirira mwana kudaro nhai mambo, zvinoita here? Munhu anongorangwa kwete kutukirira kudaro. Musungwa ane kodzero dzakewo. I disagree ne treatment yakadai
Kkkkk mambo vakutorema kupfuura magistrate kkkkk kungoisa munhu cheni asina mhosva kkkkkk next time pple will not come kuchidare chenyu if u dnt knw how to respect vamwe ,kuda hukuru here kkkk listen to both side first moyananisa ndobasa renyu not to insult and abuse pple infront of the whole chi village chenyu mhani
Mambo vakufunga kuti ndivo vaneyese havazivi ramangwana .kutonga hakudi kutongera chitororo haungangoisa munhu cheni pakanyaya kadiki kakadai aka
kkkk. iwe ibvaapa iwe,mambo vakagumbuka
Chikwapuro chaChief , no nosense ! 🤣🤣🤣
hasha dzenyu dzinibhowa chief, kana mukanzi chief hazvieve kuti mune kodzero yekutuka vanhu pamadira.
Mambo don't be rude and please musatonge nyaya nema emotions haaa😢
Dzidziswa naMutasa kutonga mhosva waita mwana nazvo izvi,Hausi mambo,haukodzere kuva mambo,Handiite mambo akadai ndoswera ndakumamisa
Maboss avo Hasha too much
Ngavape mambo vangu ma banana. Kana vachitonga vachiita vachidya ma banana havana uturu hwakadai😅😅😅. Asi boys zhinji dzaka kurira mukomboni ndivana mambara. Vanotoda kuitirwa hasha.
😂😂😂😂😂
Chief havarovi mutoriro here hanzi iwe ibvapa iwe😂😂😂
😂😂😂😂 vanogara vakacharger
😂😂😂😂😂Ma one
𝙈𝙪𝙥𝙛𝙖𝙣𝙖 𝙖𝙩𝙤𝙢𝙖𝙢𝙖 𝙨𝙤
Ini handione chatadza murume uyu Mambo asi pane maprevious kani
Yoweee zvangu 😂😂😂😂 handiuye kudare futi
Mambo asingazivi chibenzi chemunhu tonga nyaya unoda kuti munhu apike kangani haunyare.
Mambo musazodaro kana mazogara
Numero chief uyu
Mmmm mambo ava vanobhaiza , language yavo yakadhakwa
Ummm muzonyanya musadaro tauraiwo nevanhu zvakanaka hasha dzenyu ndedzei
Mhata yamambo chaiyo.
Usanditukire sekuru vangu Havana mhata mhata Ina Mai vako wanzwa itamushe cause kuti uve panyika imhata iyoyo wadii kuti machende ukwane
Mambo munogona basa mukomana uyu akuda kuvhiringidza marriage yemusikana uyo ngaakwane
Panofanira kuva ne Thrashing Team yekurova zvimbongoro izvo zvinodherera. Shuwa kakomana ako kanodherera Tezvara kagodherera dare, kago dherera mutemo wenyika futi.
Anoda serious bulling mufana uyo ungabvunze atezvara mwana sure kunge ndo vaakanyenga abva oda ukubhadharwa futi
Too much anger 😂
Wakavhiringa mwana wevanhu wave kumuteeredza kwaakaroorwa uchimunetsa futi uchitaura zvemwana zvausina humbowo
Uyu cheif akadhakwa uyu mhosva haitongwe ruviri Basa rekushandisa chisimba ma chief ezanu aya
Big up chief Nyamaropa
Chief vanobvumidza kutuka pazere vana
Chief manyama inonsense yemukomana iyi anodherera ukuda kubhadharwa chii ngaakwiridzire mabhurugwa ayo
Kamface kanomhanya bani ako.kanoda kubhadharwa iko kakarara nemunhu kasina kuroora 😅😅
Mambo mnyama
Muchipota muchionawo vamwe venyu vachitonga.muchidzidzirawo kwe kuda kutungamidza hasha ikaramba uchidaro ucharohwa plus mari munoida kusatonyara kubvunza mari yedare haunyare watongei ipapa plus mkomana uyo unenge wakatomuka.ko ivo baba vemusikana pavakamuendesa vaisaziva here kuti anemakore mangani vaitofanirwa kusungwawo futi.iwee mudhara iwee tonga mushe ndimi vanhu munoshatisa nyika unaonawo zvinoitwa nanaMutasa udzidze kutonga kutonga.munhu ngaatongwe nemhosva kwete ne face.
Y kusunga munhu akato server sentence kare
😂😂😂😂😂😂 ngaatukwe mupfana asina kurairwa uyu stupeti 😂😂😂😂😂
mambo vanemoto ava 😂😂😂 pasi nekuja chausina kutenga
😂😂 welldone Chief
But ungati ndrikuda mwana wangu akuudza kuti ndewako ndyn
Uyu mambo uyu anosvuta ere uyu
Kutonga nedema chii chakadaro vachatituma kuroya tiri vana vadiki
Vafana vanojairira Ava!
Komadiivkungoendesa mwanawacho kuma DNA zvopera
Inga ATI aivewo underage mutoriro uyo😂 apo akapika, ko saka why kumuisa marikiti🤷♂️
Ko arikusungirwei iye akapika kare. Mambo Havana kutengwa here avo .anoda mukomana uyo asanvunze here kti kotakaita bonde ko mwana wangu aripi
Aramba kubhadhara dare ramambo
Baminini vanoda shamhu ava nezvauri izvo mwana wacho unogona kumuchengeta here.
Chief manyama
Hakusi kutonga uku chief uyu anowanza musesepende tuhasha tusina basa
Mambo makagona zvenyu imi vafana vacho ndozvavanotoda mukasavaremera vanopinda nemwenje mudare
But ask yourself ivo vanasikana why kubvisira zvikomana izvozvi bhrugwa usina kuroorwa. On the other side mwanasikana ngaazvibate please. Now ndakuona kunge nyaya idzi dzirikunyanya nesu vabereki tichitemba kuti toenda kwaChief tonoripwa nechihure chemwana nxaaaa shame
Mambo ndovada ava😄