Ko mai ve mwana hapana contribution yavarikuitawo here? Munhu akaroorwa anobva akanganwa mwana wake? Vasakoshese kuroorwa zvakadaro. Very sad story but mai should be involved as well .
I hope wherever you are you are working to support and provide for your mother and son and not leave her to beg on social media. Begging is never a good thing but now Zimbabweans are normalising it.
Candy ashayawo one parent ari hands on dai mai vake vaitawo vachicheukawo mwana financially vachikanda kanda tumari vatsvakirewo gogo mubatsiri nurse aid kana maid zvake anodzidziswa zvemwana
Sisi vangu vanaye Ave ne6 years vakamuzvara ari premature haagari haafambe asi anotaura zvisingaite, sisi vangu vanoda mwana iyeye zvisingaite baba vacho vakangomira nemhuri yavo
Mwari wangu you never failed us ndinotaura kusimbiswa kwemabhonzo aKendrick I speak total healing my Lord, you have answered our prayers before even now we trust in you Lord, amen
Ndarwadziwa shem ini ndinaye mwana ane chirwere chemwana uyo asi mwari akapindira wangu anofamba anotaura anotoenda kuchikoro asi ane challenge yekusanyora hke asi zvadzidza anokuudzai chirungu anotaura ndinoti gogo itai moyo murefu zvakaoma hazvo wangu mwana ane 14 years
Ah ndiye Mwari mufunge,wangu akashaya asi aisagara,kutaura,kubata chaiko kana kufamba.Chake kusekerera aiziva zvese izvozvo.Akazofa at 4 yrs
Dai mwari aiti wese murume anenge atiza mukadzi nekuti azvara chirema mukadzi wanenge aroora azvarezve chirema zvinorwadza😢
Ndinofunga kuti tete Stella Vanofanirwa kukumbira kumhuri yeZimbabwe kuma well wishes vane ma pamper, chikafu nekurapisa
Mhuka inonzi murume sooooo .ummmm so touching hey
Imhuka idzi 🏃🏿♀️
Kutiza mwana nekuda kwehurema,achasangana nazvo kwaari ikoko.
Vese mai na baba vakafanana. They both abandoned their child . Tisashore murume chete
Thank you gogo nasekuru nekutambira muzukuru . Dai Mwari akuwanisai vabatsiri mwana aitewo utano hwakanaka uye musaterera zvinotaurwa nevanhu . Zvakangooma hazvo
Ndabva ndafunga Mwana wangu Panashe RIP Mwanangu .😭 Zvinorwadza ndakararama LYFE yakaoma nemwana wangu . Ndakasvika nguva yekuonda ndaitukirwa Mwana ndichiudzwa everyday kunzi Mwana wako Chikwambo ichi chawakazvara.😭 Kusvika nanhasi ndichiri neronda mumoyo mangu. Kuti imba yaka parara Mwana wachona akashaya .Mwari pukutai musodzi yangu .
Sorry dear its part of life mwari ndiye muridzi wazvose
Mweya mutsvene akunyaradza
Blessed parents havasi vese vana baba vanogashira vazukuru
Very sorry dear Mwari vanewe chinyarara hako
Only God will heal you my daughter. My prayer is for her soul to find peace❤
Thank you gogo nekuda muzukuru don't listen zvinotaurwa nevanhu
Isu toti pasi neZanuPf
Ko mai ve mwana hapana contribution yavarikuitawo here? Munhu akaroorwa anobva akanganwa mwana wake? Vasakoshese kuroorwa zvakadaro. Very sad story but mai should be involved as well .
Very true Dai akadzokera kujoni koshanda achibatsira amai
Very true cz mwana ndimai chokwadi arikwaakaroorwa ikoko anofanirwa kuudza murume kuti anofanirwa kuitawo mabasa emaoko kuti akwanise kubatsira kuchengetwa mwana wake
Ummm panehurema mai vanogona kurwadziwa murume kana Hama dzake vasingatonzwisisa Havana kurasa mwana adi vanotodawo kupfuurira Mberi nekusimudza imwe mhuri vabereki vavo saka vakatomubatsira mwana Dai vaisada mwana vakarasa ari mudiki vakashingirira
@@overflowblessingdaughterof8187kufunga kwako uko
Ini ndikasiiwa nemurume handichadi kunzwa zvekuroorwa focus nekushandira vana vangu
Hanzvadzi Stella Muusha komborerwayi namwari! Basa renyu rinotendwa🙏 Gogo nasekuru va Candrick rambayi makadaro nemoyo wenyu wakanaka wekubereka.🙏
Chishuwo changu kt Dai ndiina maiwo vakadai manje handichavawani hangu vanerudo kudai 😢😢😢😢😢😢
more over Stella wava kugona kuinterviewer
She's like my mother she's taking care of my son ari challenged
God bless her
Ngatitende vabereki
I hope wherever you are you are working to support and provide for your mother and son and not leave her to beg on social media. Begging is never a good thing but now Zimbabweans are normalising it.
Imimi murikubasa here or maku hapiri mereji henyu nevamwe vana
@@imath68vanenge vatokanganwa hantie ukunzwa ava vakashaya mari yekombi
Varume denga munorionera pa book re Watchtower....thank u gogo
Nhasi wandiuraya nekuseka
Chokwadi nekuti kuita kwevarume ma1 chaiwo
Haa ini kana moyo navo ndakapera hangu,chero ndikanzi mirapo handmiri,gehena rakavamirira,inyore here vasikana haa ini ndine shungu pamoyo
😂😂😂 watch tower here kkk
Varume vane hutsinye kana mazogara vana vaLucifer
Stella Muusha doing a great job ,my best best mutori we nhau and great reporting
Gogo vanemoyo wakanaka zvavo.chengetwai nedenga gogo kendrick ararame
Baba vacandy namai candy help gogo nepashoma pamuinapo pliz candy haasi nherera muriko kumarimuka pliz do something for yo child
Baba ava vacharohwa neshamhu namwari kuramba mwana wavo god bless you gogo
Dai vachimubereka nembereko kuti asarezuke musoro..❤❤❤❤much love to you gogo vaHendrick
Inonzi Cerebral palsy
Musoro wakatongodaro mutsipa hauna simba saka mbereko haibatsire apa
Ndarwadziwa moyo wangu Mwariiii
My the good God bless you gogo vakedrik nasekuru mwari wanzai nyasha
Dai ndine mari ndaikupai hangu kuti mubatsirike
My prayers are with you baba Simba and mai Simba ❤May God bless you pakuchengeta mwana.
Very touching story Mbuya naSekuru vane rudo avo ummm ndatenda hangu. May God reward you abundantly 😢🙏
Taura hako dear ndarwadziwa vanerudo gogo Na sekuru😢
Stella muusha cei hko bt mai vemwana uyu ngaite vachibatsirawo gogo kuchengeta mwana waifanira vkasvika vchiuudza murume kt ndine mwana akaremara kuita kt vkwanise kubatsirawo pashoma ipapo
Ichokwadi maivemwana vanofanira kubaatsirawo
For the sake of that lovely baby boy,Mwari ngaakupei makore hobho nehushingi!
Varume chiiiko pakaita mwana anedambudziko onzi ndewemukadz
Chengetai gogo mwari vanoona ini ndikuchengeta mwana wamaivangu vakashaika vese nababa vedu atove ne 19years
May GOD BLESS YOU GOGO NEKUCHENGETA MUZUKURU WENYU MUNE RUDO❤
Changamire Kode thanks Destiny tv i know this family Mufakose muna Muriranyenze
Pihwai simba gogo namwari rekuchengeta muzukuru wenyu
Gore baba wange watiroora mumwe mukadxi zvakaoma shuva gogo chengetai zvenyu muzukuru wenyu
Ummm gogo you have a good heart
Mwari vanoona zvese
All will be well gogo❤❤❤
Umm varume kaaa musadaro dai mukadzi wavakaroorawo akazvarawo chirema nxaaaaa
Thank u my sister may God see through this situation
Mwari ndokutendai nevana vamakandipa vasina hurema,gogo shingai nezvibereko zvamakapiwa😢
Heyii zvakaoma hazvo denga rinoona. Thank you gogo nerudo rwenyu Mwari vakupei simba
Yoo ndarwadziwa shuwa vamwe varume denga hamupindi
Kendrick is beautiful ❤
Varume munofa riniko tizorore umm zvinorwadzwa
😂😂😂😂 aaah ndazoseka wani pano.
But why sisi😂😂😂 saka newangu unoda kuti afewo here wandisetsa aaaaaa varume magupa dear
@@ronicamazive1506 😂😂😂ngaafe hake
Candy ashayawo one parent ari hands on dai mai vake vaitawo vachicheukawo mwana financially vachikanda kanda tumari vatsvakirewo gogo mubatsiri nurse aid kana maid zvake anodzidziswa zvemwana
Mwari chengetai kedrick nambuya wake nerimwe gore zvichanaka
Zvakaoma God bless you gogo
Stella muusha 🎤
To the world
Mwari ndichengetei ndione vazukuru vangu
Amai vemwana uyu mwari ave navo. Kwakuroorwa kwakukanganwa mwana asiwa na gogo???Ana mai musadaro. Chawadyara ndochauchadya. Amai vemwana ngavazive mwari arikuvatarisa. Ndabatikana.
Baba Kendrick satan afambe nemi pese pamuri
Gogo nasekuru muropafadzwe Mwari awedzere makore ekurarama
Tipeiwo number dzagogo tibatsirewo kendrick nepatiinapo
Could he need some kind of support for his neck. Can Physiotherapists please suggest some ideas. My heart goes to this child
Shame chengetwaii nashe gogo
Mwari vakupedza samba nemoyo murefu
Murume I benzi chairo
Shem shem ndabatika veduweee Mwari uyu sooo unekuita kwake kwekuti isu vekusaziva tomutuke shuwa dai taiziva hedu kuti vatinoseka ndiani shuwa
Ko ma details ekubatsira vanhu avo toawanep
Zvinorwadza😢eish Kendrick Lamar ❤
Mwari muchengeti wedu
Where is mama va Kendrick?
Bless Gogo for taking care of the boy 😊
Zvakaoma veduwee
Mbuya kendrick denga rikupei upenyu nenyasha
Mwari vakukombereyi mummy 😢😢
Gogo mune rudo mwari wakuwedzerei mamwe makore asi bvisai zambai iro rinosimudza mhepo
My first grandson had celebral palsy like Kendrick,sadly he passed away at 4 years.MHSRIP😢
Wangu Mwana akatozoshaya 2022 ndafara naye for 7yrs ndichitukwa nanhasi moyo wangu ndinototya kuita umwe Mwana
@@amandafish3022 bereka umwe mwana zvinokubatsira unonyaradzika ini zvakandibatsira
@@Christine-w4e ok dear thanks ne advice
Maswera sei mese
Mhamha itirwa zvakanaka na Mwari chengetai mzukuru wenyu
Who do we contact to help this child in need please
Waiting
Shemu zvinorwadza komborerwai ambuya
Yoh handinyore weduwe mwari mubatsiri wedu
Zvinorwadza😢
Mwari vakunyashireyi amai vangu
Varume musazodaro
Zvinorwadza😢eish Kendrick Lamar
Murume uyo mmm😢
😢 ma1
Sisi vangu vanaye Ave ne6 years vakamuzvara ari premature haagari haafambe asi anotaura zvisingaite, sisi vangu vanoda mwana iyeye zvisingaite baba vacho vakangomira nemhuri yavo
Ndini ndatanga
Tete vangu vakaita vo matwins then 1 akashaya uyu akasara haana chaanokwanisa kuita ,atova ne 3 years
Ndokumbirawo number ya gogo please
❤
Mfombi
Mwari wangu you never failed us ndinotaura kusimbiswa kwemabhonzo aKendrick I speak total healing my Lord, you have answered our prayers before even now we trust in you Lord, amen
Ainorapisa mwana kuSA ivo vene vachiti zvipatara zvizere mishonga sei??
Sorry, wangu wayifanana naKendrick, akararama akadaro for 12yrs , akazoshaya Ake, zvakawoma hama wee
😢😢😢
Shame wainga panguva yakaoma dear
😢sorry dear ,Mwari varambe vachikunyaradza
Ini wangu akashaya Ava ne19years Hamawe haisi nyore
Very sorry mudikani,I lost muzukuru wangu anga akadai at 4yrs old.
Zvinorwadza😢eish Kendrick Lamar ❤
Waiting
Zvinorwadza😢
Zvinorwadza😢eish Kendrick Lamar ❤
Zvinorwadza😢eish Kendrick Lamar ❤