"Hama dzemurume dzinoti ndakahura ndizvo zvakaita vana varemare" Twice A Mother Ep 3

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 25 вер 2024
  • "Hama dzemurume dzinoti ndakahura ndizvo zvakaita vana varemare" Twice A Mother Ep 3

КОМЕНТАРІ • 58

  • @felyganda1614
    @felyganda1614 3 місяці тому +23

    Pakuenda kuperiod doctor vemwana wangu vakati mukaenda naye kuclini vanomubaya injection inoita kutiasaende.i would advise you kubvunzza doctor vanobaiwa ndinaye wangu akadaiwo .mwari ndiye anotipa Simba uye kudzidzisana I wish dai taiita group redu tobatsirana nokuti sometimes zvinorwadza.

  • @winniemunemo5790
    @winniemunemo5790 3 місяці тому +19

    Enge vari very smart mai ava mwari komborerai murandakadzi uyu

  • @zimzamx
    @zimzamx 3 місяці тому +5

    Unemployed husband yet this woman is waking up at 6 and going to bed at 12 midnight and clearly shouldering all responsibility AND providing for the family… let me reserve my words for this “man”

  • @ChrianaMatope
    @ChrianaMatope 3 місяці тому +9

    Vana Chivhayo ndiro basa ramunofanira kuita kubetsera vana vane hurema kwete zvamunoita Zanu nyakadhakwa

  • @Leezee-y
    @Leezee-y 3 місяці тому +6

    Stella you are the best presenter in the world even Oprah chaiye has got nothing on you

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 3 місяці тому +3

    Mwari sanganai namai Ropa , change her story with her kids 🙏❤️u are a super mom.

  • @lynmagwira5293
    @lynmagwira5293 3 місяці тому +2

    Baba vakagara, kugara zvavo.. ah zvakaoma

  • @mrsp-oe4qf
    @mrsp-oe4qf 3 місяці тому +3

    Mai ropa vana venyu vakachena muri smart zvekuty .hugs cc🤗😘

  • @WendyKarekera
    @WendyKarekera 3 місяці тому +1

    This is a lovely initiative done by the family to learn about disabilities and accepting their responsibilities..

  • @TambudzaiMutandwa
    @TambudzaiMutandwa 3 місяці тому +4

    Vari smart zvisingaite

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 3 місяці тому +3

    Thank you for this Programme Sister Stella. God Bless you for this Inspiration, Jehovah vapindire in these Families Unite them Strengrhen their Bonds regardless, for viewers too, to help those you shall be showcasing & l pray that help will come from round the Globe to their doorstep.

  • @beautymuganiwa7397
    @beautymuganiwa7397 3 місяці тому +6

    I advise the mother of those children to have a DNA test together with her husband. It could be that they are closely related hence the disabled children. God bless.

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 3 місяці тому +5

    Zim Gvt Create More places for these kids, disability Cars , Equipment to help Care Givers to make life Easy for Families, as well as Counseling for Parents.

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 3 місяці тому +4

    Zimbabwe Gvt Create More places for these kids, disability Cars , Equipment to help Care Givers to make life Easy for Families, as well as Counseling for Parents.

  • @JanetFoster-q4e
    @JanetFoster-q4e 3 місяці тому +3

    Very smart mairopa mwari vane zano zvinoita zvakanaka

  • @mariandundu4071
    @mariandundu4071 3 місяці тому +2

    Strong and smart momy itirwai Nyasha Mai Ropa

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 3 місяці тому +3

    Kids are truly Angels, they have no Stigma🙏🏽

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 3 місяці тому +2

    God Bless You My little Sister,You are Strong.

  • @tanyarue
    @tanyarue 3 місяці тому +2

    You the best mother ever❤❤❤❤

  • @TauraiSamhiri
    @TauraiSamhiri 3 місяці тому +2

    Please potai muchiisa number dzefoni dzevanhu kuti vanoda kuvabatsira vavabatsire direct...

  • @SibongileBwoni
    @SibongileBwoni 3 місяці тому +2

    Ummmm shame dai mwari varamba vchikupayi simba rekuramba muchichengeta vana venyu mai ropa murismart vana vakachena zvinonakidza.be strong forever mai ropa.thanks my sister stella muush

  • @everjoylupi7940
    @everjoylupi7940 3 місяці тому

    Smart,intelligent,calm and collected.This woman is 👌🏾!!!

  • @RonikaMajawi
    @RonikaMajawi 3 місяці тому +2

    Haaa kana vehukama ndovarikuroya vana ava kunyepera kupomera amai ava ivo ndovakarombera pavana ava

  • @RitaZulu-v6z
    @RitaZulu-v6z 3 місяці тому +3

    Be strong mama mwari hvakusiye vakurangarire haisi nyore se mubereki 🙏

  • @jabulanimgomesi7950
    @jabulanimgomesi7950 3 місяці тому +3

    🙏Thanks sisi Stella Muusha nechirongwa chenyu! Ko vanoda kubatsira vanoshandisa number ipi? Mwari vakuropafadzei baba namai Ropa.

  • @chitsvamureri5614
    @chitsvamureri5614 3 місяці тому +3

    Shuwa kutopa vanaMadungwe mar yerent kuine vanodawo rbatsiro

  • @petronelamusiyiwa2960
    @petronelamusiyiwa2960 3 місяці тому +3

    My favorite chanel ndipeyiwo number dzenyu Tete Stella ndine hama yangu inemwana anorarama.nehurema

  • @waynnekisi5863
    @waynnekisi5863 3 місяці тому

    Lord have mercy 🙏🏻🙏🏻

  • @MadalaSir
    @MadalaSir Місяць тому

    Ngavanake vana vacho Mwari ndiwo vanoziva

  • @sandrahmakaure8867
    @sandrahmakaure8867 3 місяці тому +1

    Mai ava ngavatsvage a gvt school iri kunzvimbo kwavo ,school fees inobhadharwa ne BEAM transport vanotakurwa ne bus rechikoro ,wangu mwana anoenda pa Ruvimbo Special school iri paseri peHarare hospital ndo ma services atinowana.

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 3 місяці тому +1

    Yes Musana Unokwara, so Health & Safety Training Needed Zim Gvt, lest Muzo kwarawo Misana.🙏🏽

  • @tendaichari5762
    @tendaichari5762 3 місяці тому +4

    God bless you mai Ropa.u are strong for your kids❤

  • @tsungaimukarati9737
    @tsungaimukarati9737 3 місяці тому +2

    Hama dzemurume kwanai hamupengi imi

  • @maiboys3934
    @maiboys3934 3 місяці тому +5

    Kuita amai kwakaoma chokwadi regai zvichinzi Amai vane ngozi zvatinosangana nazvo zvakarema

  • @mildredmharira8764
    @mildredmharira8764 2 місяці тому

    Stella try and put number dzvanhu vauriku interviewer. I am halfway watching. No number as yet

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 3 місяці тому

    Sister/Auntie Stella Musha , Zimbabwe's Oprah Winfrey , God Bless 🙏🏽🤗🙏🏽.

  • @apoloniamachona7055
    @apoloniamachona7055 3 місяці тому +1

    Why musingaise number dzana mai vevana l think mukadero zvinga batsire

    • @rumbidzaimusengezi5860
      @rumbidzaimusengezi5860 3 місяці тому +3

      Hapadiwe wheelchair chete vanoda mota kuitira kumwe kunenge kuri kure .cuz vati vanhu vanosema mumacombi

  • @ZodwaMarifandi
    @ZodwaMarifandi 3 місяці тому

    Zvakaoma Shuwa chengeta vana vako ..vari smart

  • @MargaretShonhiwa
    @MargaretShonhiwa 3 місяці тому +1

    Vema Akwa ndopavanofanira kupindira apa

  • @winniemunemo5790
    @winniemunemo5790 3 місяці тому +1

    She is very strong

  • @Siphaty91Siphaty
    @Siphaty91Siphaty 3 місяці тому

    Mwari vanoziva havo kuti sei zvakadai. Mwari vakushingisei vakupei simba

  • @MichaelFisher-xl6nh
    @MichaelFisher-xl6nh 3 місяці тому +1

    Stella muusha 🎤

  • @mildredmharira8764
    @mildredmharira8764 2 місяці тому

    Kingoti mari haiwankwi my clients vamwe vanobviswa chibereko vamwewo vanobaisa DEPO. Voenda kuperiod 3 or 4 times a year

  • @MavisNyavira
    @MavisNyavira 3 місяці тому

    Destiny ❤❤🎉

  • @bensonchitupa3804
    @bensonchitupa3804 3 місяці тому +1

    Hugs mum,

  • @winniemunemo5790
    @winniemunemo5790 3 місяці тому

    Thanks

  • @SibongileNyika
    @SibongileNyika 3 місяці тому

    Mwari komborerai mudzimai uyu zvatapiwa namwari togamuchira

  • @evelynmahovo1201
    @evelynmahovo1201 3 місяці тому

    Tokumbirawo number dzamai Ropa kana pane anadzo

  • @emillypesanai9855
    @emillypesanai9855 3 місяці тому

    maiguru tendwai

  • @NyaraiKaiyo
    @NyaraiKaiyo 3 місяці тому

    Hello ST

  • @LUSIYANAKufa
    @LUSIYANAKufa 3 місяці тому

    Sorry my sister zvazomunyanyira munhu 1 here mwari pindirayi

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 3 місяці тому

    Mwari simbisaiwo mhuri iyi padambudziko ravo ravainaro

  • @louismachivenyika1073
    @louismachivenyika1073 3 місяці тому

    Pliz destiny TV if you are interviewing people don't tell them what's is not good and am very disappointed with the way you edited my wife to say whatever is wrong so pliz pliz don't tarnish my image and l won't and will never leave my kids and for your info am going to work and that statement you made my wife to say am not working it's very wrong.even though l will get help regarding my kids pliz l don't want it through sympathy from the world due to your lies and next come when you visit my residents inform me as well ndovepowo kwete kuti munoti handisi kubasa asi you don't contact me kuti ndiripi

    • @louismachivenyika1073
      @louismachivenyika1073 3 місяці тому

      To those who are judging me regarding that video l hope you don't judge a person because of your emotions because if l and my family members did want my wife and kids as your self why we would allow you to come and interview her and for the past 13 years why are we still together if we don't love her and the kids