Imhata mupfanha uyu. Kutipedzera data nenguva. Kuisa nyaya dzekare asi achiziva kuti ari kutibhaizisa idhodhi Tichkach. Hatisi madofo. Wawana maViews and u wont see some of us again. Duzvi
Mambo Mutasa apa murikushandisirwa mushonga. Next time muitei amire straight asanereke maoko, mushonga iwoyo. Nyaya iyi inokunetsai kuipedza. He is buying up time this bad. Moyo wekubereka unorwadza.
Haasisina content dus y achivhara comment section and repost zvaakambo poster,i dnt knw if achishandisana ne karanganda,bcz kwese kwatangwa ne karanganda he is taking over,akadakwa boy uyu how do you block such ppl,ndisaone ma post ake at all
Uri mhata ticha unotipedzera ma data nezvekare 😢😢unobhowa
Verygood wamuudza chaizvo zvaari anobhowa uyu
😂😂😂😂😂
Imhata mupfanha uyu. Kutipedzera data nenguva. Kuisa nyaya dzekare asi achiziva kuti ari kutibhaizisa idhodhi Tichkach. Hatisi madofo. Wawana maViews and u wont see some of us again. Duzvi
Kkkkkkkk uyo ihoroo chaiyo haana oder
@laurenemasaraa6516 🤣🤣🤣
Mazuvano tich hapana zvauri kuita ,kutaura zvisina basa pamusoro pa headman chigodora
Nyaya iyi murikuitadza sei mambo munhu uyu zvaanetsa ko dzimwe munopedza wani sei uyu achikudhererai
Was waiting for this story
Haisi kana kuuya iyi nyaya iyi
Yoooo zvavari hama yanga vani mom awo pa Dangamvura ku 16
Eeeeee zvakaoma asi chiii sure siri kadzi tine nhamo bhaunza uyu ka muroyi mambo
tkazvion kare izvi
Tichi watitambisira nguva nedata why usina kutipa pave nenyaya iyi nhy
Sei vakadzi vachingochema nechirikadzi varume vasingachemi neutsvimborume?
Handipanzeisise.
Ndibatsireiwo.
Mambo Mutasa apa murikushandisirwa mushonga. Next time muitei amire straight asanereke maoko, mushonga iwoyo. Nyaya iyi inokunetsai kuipedza. He is buying up time this bad. Moyo wekubereka unorwadza.
Mambo Mutasa munogona ❤🎉🎉🎉🎉apa baba ava vari kukunetesai. If possible itai kuti musamupe longtime. Mangwana chaiwo ngaadzoke
😂😂😂😂 Haiti uyu
Iwe Tich kach sei uchimbovhara comment section especially kwa Ngorima na Marange? Urimboko iwe
Imboko
Mambo havakwanise kubatamweya wemunhu kuti asafa saka Mai Isai kunamwari
Dumbu iro rizere nemishonga rakaita kuremerwa nemishonga ndosaka nyaya yake isingapere
Mambo musanyanye kutaura chirungu mudarerenyu nderechiwanhu
Yoo nyaya yaGomez iyi zvainotyisa nhai
Gomisi ari kujairira mambo; haadi ma-kid cloves uyo. Anotoshinga kurumisa mupurisa wamambo nenyuchi futi. Dammit!
Ndoomuchinda akaroya Mutasa uyu. Kubva day irori Mutasa aakutonga kunge anopenga. Chaa chidzoyi
😂😂😂
Haasisina content dus y achivhara comment section and repost zvaakambo poster,i dnt knw if achishandisana ne karanganda,bcz kwese kwatangwa ne karanganda he is taking over,akadakwa boy uyu how do you block such ppl,ndisaone ma post ake at all
Handichavhure chichannel ichi old news only
Mambo dzingayi munhu uyo akukanganisa Zita renyu
Rinotooneka kuti zimuroyi it's sad uuuuuu
Gomisi kkkkkkk
Mhata yamai vako
Nyaya iyi haisi kuuya pano sei tirikuda kuona maperere azvakazoita iyi takaiona pavene time
Aaah mutamba nesu imi isu tiri kuti nyaya yauya
Konyaya iyi yakazofamba cy nhai varume
Horo inematoto sei uchitipa zvinhu zvakudhara iwewe mukosho unemarangasi
😂😂😂😂😂😂😂
Kushata zvese zimunhu iri
Batai munhu Mambo❤
Tichkach usatumire zvinhu zvinenge zvambotumirwa it's for the past 2 months
Tich kachi uri duzvi
Rume rekadumbu rinoroya manje irii
Tukuda kuziwa kuti yakazofamba cei nyaya Iyi
Baranzi iwe tich,Uri dako,tsvagai basa
Ko unounza munya pano kt tidiiko nhaiwe.
Wy musingatsvage dzimwe nyaya pane kutipa zvinhu zvakare
Unodzokorora zvekare rabishi
Ungatipe zvimunya sei
Ndaku unsubscriber😂😂😂😂
Gomisi indururani uyu
Wadii wambono ona chigodora unzwe side rake reku pererwa ne basa re nhaka
Yakazodii nyaya iyi
Ko motipirei dzekare nhai
Une dambudziko ticha iwe
Aaah 😡😡😡this is not an update but a repeat…
Takambochiona wani
Hnty yekudhara iyi guys 😊
Usadaro iwee munyaka uyu
Ndini ndatango nhasi
Ndezvekudhara izvi zvakaitwa nedrmas mdia
Ok
Reapeted uuuummmmm
MaDJ munonetsa why do you keep reposting nyaya dzekare nxaaaaaaa
Dako
Saskum
hauchaziwiwo zvekuita shaaa.toziwz kuty hakuna nya kwamabo mutasa ,vamwe havana chavari kuposter wani.usatijairira
Makwikwi
unsubscribed. bye
I will unsubscribe you demet
This Tich Kach tv is very biased.Dont subscribe this junk stuff
Usadaro iwee munyaka uyu