Chero chiri chimunya hacho this case was supposed to be a rape case out of the jurisdiction of the overzealous chief, and to actually think he might have infected the innocent woman during the process
Zvinoda mambo mutasa nyaya kana iri yemeda kana rape vanozoitonga yatobva kumapurisa .couse pavakadanana naye asati atorana nemurume wake she was under age.
Ngaasungiswe if he infected someone intentionally.
Kkkkkkkkkkkkk. Kwa chief Nyamaropa varume Veko havazezi kubvisa vakadzi vavanhu mabhurugwa .
ASI zvimwe zvacho kuuraya munhu wawanga uchagara Naye Dai varume tiine Moyo tairegera Kudai zvinonyadzisa mambo tongai chaizvo vanhu avo vapedza nyika haasi wega uyu waakadaro vamwe havauye kudare ne mkadzi wake ngavabhadhariswe vanonyepa
Kkkkk uko kwakapenga havana matyira
Munya nxaaaa media chiiko nhai
😂😂😂😂garo rinobatwa ipapo ipapo😂
Aah musatipa munya imi vemedia
Chief Nyamaropa batsirai Mainini avo vawane counseling vanoti bitter nezvavakaitwa nababamukuru😢
Munonyora kuti Rebroadcast.asi mapererwa nenews here makungodzokorora maold videos.wasting our data nxaaaaaa
Kkkkk murume mukuru anoti mabiscuits mabhisvo😅😅😅
Kkkkk asi kaidawo kamukadzi ako , kakatadza nei kuramba , kakazo regret katopedzwa nako chihure icho
Sando kuna chief Nyamaropa ndinofarirai munogona kutonga pamwe same na Mambo mutasa
Zvichida mwana wemkadzi uyu ndewabamukuru.
.
😊😊.
😅
.
😊😊.
😅
True dat
Mainini ngavanotestwa kana vanechirwere
Kababa aka kandururani chaiko kanoda shamu
Kadhara ako Kane hutsinye mukdz uyoo anorarwa kakawanda asingaudze Vanhu Inga akura wani chiii chakadaro
Bamukuru muri tsotsi mave kunyara mukadzi wenyu
Inyaya yekare iyi
Dude you're not serious, kutambira mbudzi ne fertilizer 😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Nevakadzi unonyura basi
Bamkuru dzirimo here mumsoro 😂😂😂😂
Chief nyamaropa munotonga zvemene ndinonzakuonakti amuvhunduki madinga kkkkkk
Vaidanana ava hapana kumanikidzira apa mambo plsss mkadzi ane drama uyu ngatikwanire
But hazvisungise hre zvekurara nemunhu yekedero iwe uchiziva kuti unaho hutachiwana
its a criminal case, kusaziva mutemo chete
Wakabviswa hauchasungisa
This man is a devi. Aimanikidza ngaasungwe irape
Mambo wedzerai mutongo cz chikomba ichi chatouraya vanhu nechirongwa, ngavaende vaongororwe
Bamkuru vanoshota shamhu
Kana watobatwa zamu unopfachuka ipapo wotorova bara kutiza or kuscreamer uchimhanya mkadzi mukuru hauzochengete secret iyoyo hautadze kuudza mumwe munhu mukuru dai murimwana mudiki mhai or chembere vanhu ava vakadanana vanenge vaitengerwa mabhisvo
Face yacho chakafita kusvirawo zveshuwa
Ehe vanonwa mapiritsi maive musingaoni tsinga mumusoro here 😂😂😂
Vskafzi venyu mahure siyayi vanhu please
Nyaya kana muchidzokorora pliz nyorai paCaption kuti it's repeat. Munoshaya maviews nazvo izvi. Veku Tichkach takatozako nenyaya iyoyi yekudzokorora pliz musadaro
Ko kungoiti repeat iyi inyaya yakare kare hamusisina nyaya here,, tiratidzei mbudzi roundabout panekudai
Chero chiri chimunya hacho this case was supposed to be a rape case out of the jurisdiction of the overzealous chief, and to actually think he might have infected the innocent woman during the process
Vakadanana avo but mutemo wekuinfecter mumwe hauchasungisa
😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊
kababa aka kanototanda tsinga dzemumusoro kachinyepa kuchiva vana vadiki akanyari kakarombera kunyenga hama
Kkkk kandibhowa kutoti ndakapinda uyu asati apinda mainini ndakavasema AAA kurwadzisa murume uyo ibenzi mudhara uyo
Ndoo nharo dzemuzvezve chaidzo dzirikuitwa nababa ava
Musatipe minya please
Ko chirwere😢nhai 👀☹️😎
Mubate pamberipake kana wakarara naye kkkkkkkkkkkkk mamboka 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂❤❤❤❤❤❤
Kana Musina zvekuposter siyanayi nazvo data rodhura kutotiita vanhu vasingafungi nekurangarira kut takambochiona msadaro
Atleast tiri kutandara tichipedza nov mwedzi uno hauitwe zvematare
Ndiyo yacho herr irimubhurugwa 😮iyo
Mainini vanonyepa
Kubvisa jadel kuti umitise mukadzi wemunhu. Hurombwa chete
Kkkk bamukuru imi zvakaoma maitiro enyu anoratidza kuty munemhosva kungwara ngwara kwacho ummm
Mukadzi imbwa chaiyo nxaaa rasira kure iwe vakadzi vakazara munyika variko mhani.
KwaChief Mutasa kadhara ako dai katoswera kavharirwa nenyaya yerape nekuzora munhu chihwere
Vanenge vaidanana
Bamkuru manyama.....baba vanechipo chekutaura havo ava😅
Ndeye kare unopedzerwa data
Rape case must reported apa
Iyi idhara
Nyaya yekare tsvagai dzemwe kani
Nyaya iyi takamboiona iyi and apa paida kusungiswa chibabamukuru icho chaka nyangara kunge honye nekupa vanhu aids 😮😮 be fair kumatare uku
Madii kungo nyora kuti repeat
This is an old nyaya
Mambo makatadza nyaya vaifanirwa ku shedza mapurisa because wa ka repa anofanirwa kuvharirwa
Jadel ngaribviswe harina kana basa
"Handina kana chandiinacho" saka chaainako imbolisi. Shiit
Nhasi mambo morumwa nabamkru iziso hr iro kkkkkkk nyarai mhani mudhara makura
KO ivo bamkuru vacho chii chakadaro kushata kunge chidhoma
Bamkuru murwere wepfungwa
Mukadzi uyo ndo nzenza chaiyo nekupusa ndo pamusha pacho chaipo
kumapuraZi vakufanirwa kunyora pambanza kuti EchiAyiVhiii
Bamkuru vakarara namainini varikutemba kuti hapana akandibata. Mwana waakauya naye anogona atori wabamkuru.
Kamudhara aka kuida kumamiswa. Ko mhuri yemudhara iyi zvayaida vakadzi yooo. Panekamwe kamkoma kake kakazofa neAIDS apa kainge kakaroora munhu anekodzero yekuva muzukuru wake. Shame
Mainini vakarwadxiwa chete kut bamkuru vakazonzi vane chirwere but navo inhubu iyi
Mainin itsotsi fut
Kana akarara naye asati ave kumurume wake akabvumirei kubhadhara
Ziso rababa mukuru kkk
Kababa mukuru kamukono ketsambarafuta
Kwanai imi nyaya yakare kare iyi
Prison
Kubva vashata nemoyo baba vnoonrka kuti murwerr
Zvakare kare izvo
Kupa mwana chirwere havanyari
Kanhubu kababa ako umm kanoda shamhu
Honai Ziso rababamukuru 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Bamukuru vakapaparika kunge huku irikubva pamazai
Vakadzi vakapusa
Koshesa muviri wako
Zvinoda mambo mutasa nyaya kana iri yemeda kana rape vanozoitonga yatobva kumapurisa .couse pavakadanana naye asati atorana nemurume wake she was under age.
Pfambi dzawanda
Kanoda shamhu inemunyu kababa ako
😂😂😂😂😂😂😂 ha vambobvuma now vakuramba
Ko mambooramba wani nhai baba
😂😂😂😂