Emerson Munangagwa kana uine moyo❤unofema plizzzzz taridza kuti uri president wenyika...kwete kungotora mari yenyika usinei zviri muvanhu VAKAKUVHOTERA......
Hutongi uhwu huno surviver on blood shed anotonzwa kufara nyika kana ichidai zvinenge zvichitomufambira.It doesn't take a week for him to stop this madness achida hake.Kanyika kedu kadiki kangatadzwe havatorina time busy looting.Tichasvunura hedu asi tinenge tapfidza.
RIP Jido he was really a good guy akatombotsvagira baba vevana vangu girlfriend patime yandaiva ndakaroorwa 😢 achitaura kuti ndakafa chero hazvo ndaiva mupenyu RIP
Mazuva ano zvichambonetsa here Kuuraya munhu Kuba chero kudii unongobatwa chere variko sekuru tasvu Kànengo Bunzamukombe vakawanda vanoswera vabatwa don't worry back to sender iriko
Haaayas Zimbabwe it's now giving south Africa kuuraya hakuchatyise and kubatwa kuchichinetsa futi😢😢😢😢RIP young man
The first guy ataura mmm nyaradzwai mukoma u seem like a very good person
Zim zvongoda kumutsa munhu atevere vakauraya simple
Zimbabwe yakuita kunge south africa
South Africa now yatove better than zim cz zim yanyanya imi veduwe
Zvivana zvemasouthafrican zvakabviwa nazvo nemamai acho zimbabwe haina mhondi zvimusanganiswa izvo
It’s going to be worse gore rino 😢😢 kune nzara uku zvakaoma hazvo 🙌🏾
@@TalentTakaindisa I disagree with you
@@monnietaah9583 gore rino be next year kuchafiwa sure coz of nzara and vanhu vachabirwa
😢 Zimbabwe is now crime zone zvakaoma kuurayana chii
Yaah Zvitorinani nani kurega kubata vanorovana nekuti zvauraisa vakawanda izvi
Haaa kutya Mwari kwakangonaka. Mwari akunyaradzeyi semhuri
Makorokoza apedza vanhu nhai Mwari 😭😭😭
Mafiro arikuita vanhu ummmmm HANDINA KUZVIONA PANGUVA YA RG MUGABE.......😢😢😢😢😢
Rest in peace baba Tylar wakatisiira ronda ufunge
Inga Chamisa anokunamatayi and anodiwa nevanhu....ndepapi patirikutadza MUNYENGETERO😢😢😢😢😢😢
Zvabatana papi iwe kabiyasi iwe
He was very cool Jidho iwe
You're de best Auntie
Emerson Munangagwa kana uine moyo❤unofema plizzzzz taridza kuti uri president wenyika...kwete kungotora mari yenyika usinei zviri muvanhu VAKAKUVHOTERA......
Hutongi uhwu huno surviver on blood shed anotonzwa kufara nyika kana ichidai zvinenge zvichitomufambira.It doesn't take a week for him to stop this madness achida hake.Kanyika kedu kadiki kangatadzwe havatorina time busy looting.Tichasvunura hedu asi tinenge tapfidza.
Umm Futi Zvakaoma hazvo . Akafa arwadziswa mhani
Mwari ndivo vanoziva
So zim vanhu vakungouraya jeri amusikuritya here
Gushungo kana dziri hasha dzenyu TIREGEREREIWO...hatisi tese takafarira kubviswa kwenyu pachipinda munhu akadayi....kana Chatunga arinan dai akasara pachinzvimbo....ndorwadziwa mhaaaan...BHOBHO dzora moyo uri munhu MUKURU....
aiwa mutsai munhu uyo anopedzerashungu vakamuuraya
My Tylaar is very young veduwe apa ane vana vake 4 mhondi idzi ngadzifewo
😢 nayi mwari tibatsireiwo😢
Zim chii chaizvo every month nyaya dzekupondwa Mwari pindirai 😢
Everyday check zimhomicide yatoo everyday
@@SandraKariramombe zvakaom Zim yakuita kunge SA
Jidho andirwadza he was a very cool guy
Apa achitaura fast zvine kakukakama oseka hake 😢
Ma 20years arikupihwa wanhu warikuuya mashoma cz munhu anozopika 15 years basi dai wanhu wachizi life wari muri jeri
Life in prison is a luxury, ngavadamburwe maoko
Mwari tibatairei senyika kani hama dzedu dzapera nekuurayana tarwadziwa senyika. Mwari batsirai Zimbabwe Kani nyika yatambura. Varikuuraya ngavatongerwe kufawo Kani
The best kuita mind your hokoso zvisinei newe siya ...resi in peace broo!!!
Hezvo vanhu ndovaziwa ava sry mhamha eish ndarwadziva 😭😭
Ah kumba kwedu uku 😢
Ndakarwadziwa when l heard the news 😢
😢😢😢 ummm zvakaoma
Jido sure
Awu mwana wenyu ah makasimba moms
Inini hangu can't explain anything honest my son
MHSRIP
Ndimainini mai vake vakafa
Bakithi benkos umthetho woku Jenga ababulali awubuye bantu
Hanzi patsika remberi reshure rotevera Zimbabwe ikutongwa nemhondi ndo problem E.D kubva problem goes
Ndarwadziwa weduwe zvakaoma kani
Anonzi Jidho Geodrics you were lucky you ddnt find my cousine there maidzingwa ipapo musiye nyaya yeku interviewer vachemi
Hezvo
Pataura hanzvadzi yemufi misodzi yangu yabuda😢
Makorokoza ane nyaya anoromba kuri waite mari ...mushonga wacho unozoda ropa
Ko vanosoirei mhondi munyika dzichirarama
Chìiko chapinda munyika yedu Mwari ndiwo here mazuva ekupedzisira Mwari tachema vana vezimbabwe
Very very painful
Sorry sorry
Nyika yazoshata 😢
Shame.vakaponda ndinovimba vanobatwa vopikiramhosva dzavo😢😢
Zanu pf nema CIO ndovega vaigona kuuraya vanhu ikozvino povho yakuzvigonawo
Pahurumende yavaMugabe zvakanga zvisiko izvi....munotii naGarwe??????
Akafa zvinorwadza may hiz soul rest in peace vanhu vauraya ava they deserve life in jail😢😢
😢zvakaoma hazvo, zuva rengozi harizi kanwe RIP so sorry to his wife , brother, family and friends, vanhu havachatya kuura sure , mhepo yacho irikufamba .
Maive nestrong bond zvesure
Life is very difficult
Shame 😢zvinorwadza irwa hondo dzako my brother
irwa sure sezvakaita munyaradzi weku Gokwe..vakakuuraya unovaziva
Nzara yanyanya that's why vanhu vakungoita zvese zvese it's too much shame
Inyaya yenhamo nekushaiwa mabasa vongomwa ma drugs baba namai nyaradzwai namwari
makadiiko uko nenhamo iyo Mbuya ndine hurombo nyaya ndakainzwa kuti kule vakapondwa pamashops uuuu vanhu havasi kutya kuuraya kule zororai murugare asi musanete vakakuuraya movaziva
Hamuna # dzambuya here munoratidza kt muri muzaya wavo chaiye iye iye. Nguva ino havangambouyi pano pasoshari
Uuu something wrong nyika yedu zvaisadai izvi zvanyanya
Second republic imhondi Mugabe aive akaipa but uyu ari pamberi
Rest easy Samushonga 💔 💔
Dai paitwa mutemo wekuti awuraya awurayiwewo
Mondi ngadziuraiwe mufu rwisa kusvika vese vapera
Nyika yashata vanhu havachadye kuura mutsa mufi ayende kunorwa ega
RIP Jido he was really a good guy akatombotsvagira baba vevana vangu girlfriend patime yandaiva ndakaroorwa 😢 achitaura kuti ndakafa chero hazvo ndaiva mupenyu RIP
Really
Watii?
This is not necessary tho
Sorry hako Belinda zvakaoma
Belinda ndaidzidza naye pa Budiriro high
Vanhu veZimbabwe vava kungoita sevainoitona. E.D haatye kuuraya ende vanhu vacho vakungoita same same.. nguva YaR.G kwaive kusina matakanana akadaro
Nyika yaipa hama dzangu kuurayana kwabvepiko maZimbabweans mwari pindirai
Weird world 🌎 😕
Kufa munhu achitambura shuwa kudero😢
Very sorry, zvakaoma.
Mazuvano kaa zvakutotyisa kubata vanhu kt vasarwe kn kumira parikurwiwa .nkt pamwe ndiwe unenge urikutodiwa ipapo
Vanhu vapindwa neiko ityai mwarii.
Makorokoza noo imbwa dzevanhu
Nyika yedu yashata Mwari pindirai
Kumba kwedu chaiko ndarwadziwa ini vanhu ava ngavapihwe mutongo wakaoma
Ndarwadziwa Haasi wekwaMushonga here
Haaa munhu auraya ngaauraiwe. Shiit
Zvakaoma nyika yedu yaipa chokwadi
PRESIDENT WENYIKA ARIP ZVICHIITIKA IZVI....GARWE GARWE GARWE....ndozvawakatorera nyika izvi.... complaints EVERYDAY....YOU as president wenyika UKUITEI...chaunongogona kuputsa dzimba dzevanhu dzavakavaka nesimba ravo...mwari mwari mwari kna muchinzwa vana veZimbabwe TINUNUREIWO MUJOKWE REHURANDA😢😢😢😢😢😢😢
Zvakaoma veduwe
Ed atadza basa …shuwa zvinhu zvakadai kuitika muZimbabwe chaimo??? Mmmmm
Mhondi dzinofanira kubatwa idzi problem vanhu ivava kana vabatwa Vava kujere munenge makuti Hee vatendeuka vanofanira kunyimwa sadza ava
Kutendeuka wapara mhosva isu tiri busy kuparidza havadi kutendeuka now kuda kuziva Mwari nekuti jere rarwadza
Zvinorwadza chokwadi mwari vakunyaradzei
Nyika yaora chokwadi 😢
Chii ne Zimbabwe umm
Nyika yashata
Nyika yaipa uuuuummm
Zvakawoma shuwa 😢😢😢😢
Glen view 4
Zvaitika kupi nhayi
Mazuva ano zvichambonetsa here Kuuraya munhu Kuba chero kudii unongobatwa chere variko sekuru tasvu
Kànengo
Bunzamukombe vakawanda vanoswera vabatwa don't worry back to sender iriko
Taura hako
Rest in peace 🙏
😢😢
Sorry hama
Kunzima nkulunkulu ngenalani kuntima
Thats my brother Jidho R.I.P BRO 😢😢😢 GOTORA TASHOTA ,SORRY MUKOMA CHANZI 😢😢😢
Mwari akunyaradzei ❤
Rip
Rest in peace brother
So sad
Sorry sorry sorry
😢, zvakaoma
Nhai mwari chii chiri kuitika kuZim.
Destiny ine nyaya yemurder ,Drewmas ine nyaya yeMurder chiiko nhasi chaizvo
Ngozi vanodya nayo chete , Same nevanopondera vanhu politics vachizvirova matundundu kuti vakapenga ,kupa mhuri nhamo
Death sentence where are you
Death sentence ngaidzoke cz munhu haachatyi kuuraya, rest in peace
Taurai henyu
endai kwasekuru tasvu mumutsire mwana wenyu
Jidho makatisiya ne ronda
Nhamo yakashata chaizvo vanhu vave nemweya weumhondi veduwe
Zvakaoma 😢
Endai kwatateguru Tasvu mhondi dziburitswe pachena
Asi vanhu gakaponda havanetsi vacharohwa vakati eke
Nyika yashata