Belvedere : "Kunge kukaurisana kutiputsira dzimba nguva yekunaya kwemvura" Vaputsirwa dzimba votaura

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 23 лис 2024

КОМЕНТАРІ • 1 тис.

  • @oliviakutsira356
    @oliviakutsira356 17 днів тому +120

    Zvinorwadza weduwee , fuel yeambulance vanoishaya Asi kunopwanya simba revanhu ummm 🥲🥲🥲

  • @tichaonagondokondo2237
    @tichaonagondokondo2237 17 днів тому +59

    Im so disappointed by our government. Really we don't have a government in our country. Huwori hwanyanya.

    • @tripodxxx1
      @tripodxxx1 17 днів тому

      stop talking nonsense this Harare city council which is run by the opposition ccc, gov irikupinda papi?

    • @Zimaestro
      @Zimaestro 16 днів тому

      @@tichaonagondokondo2237 u can say that loud bra we are fucken slaves in our own country

    • @JeffreyMutombeni
      @JeffreyMutombeni 16 днів тому +1

      Mubvunzo,ihurumende here or kanzuru

    • @Zimaestro
      @Zimaestro 16 днів тому

      @ my guy do you think kanzuru can do this alone ? The back borne of this catastrophe is our government

    • @alvinachimedza2964
      @alvinachimedza2964 16 днів тому

      So what are you going to do?

  • @PatrickShanganya
    @PatrickShanganya 16 днів тому +117

    It's time to fight back. Zimbabweans let's be united

  • @rutendojolamu6789
    @rutendojolamu6789 17 днів тому +33

    This so heart breaking tirikuitwa rough ku south Africa zvese nekumusha THIS IS UNFAIR😢

  • @samanthakane9986
    @samanthakane9986 17 днів тому +37

    When will Zimbabweans rise and fight the evil that is Zanu? No one is coming to rescue us

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 17 днів тому +101

    Ma Zimbo dai tamboitawo zvirikuita Mozambique once

    • @tripodxxx1
      @tripodxxx1 17 днів тому

      this is Harare city council which is run by the opposition ccc, gov irikupinda papi?

    • @sarahhuni9020
      @sarahhuni9020 16 днів тому +2

      Tannga iwe

    • @chingombedaries
      @chingombedaries 16 днів тому +1

      @@mesiMutepfa ita iye

    • @bvoro11
      @bvoro11 16 днів тому

      Say that again this government is evil Zimbabweans let's unite and fight back this Zanu PF

    • @tafadzwamaguma3101
      @tafadzwamaguma3101 16 днів тому +1

      Kana tasvika panguva yema votes vazhinji varikutengwa nema fake stands iwaya and a box of Chicken Slice😢😢 now on the ground zvaoma vanoramba kuzo mirira vanhu vavaka torera mari 😥😥😥😥😥

  • @Emc-sj8uk
    @Emc-sj8uk 17 днів тому +67

    Proverbs 29:2 King James Version (KJV)
    When the righteous are in authority, the people rejoice: But when the wicked beareth rule, the people mourn.

  • @Lillyonline-gv6sq
    @Lillyonline-gv6sq 17 днів тому +64

    Ok imi venhau sei musinga bvunzai vaputsa dzimba dzevanhu

    • @kumbiraimoyo5911
      @kumbiraimoyo5911 17 днів тому +3

      Havataure coz vanenge vatotumwawo vanenge vari kuitawo basa ravo

    • @evernicekapita7786
      @evernicekapita7786 16 днів тому +8

      Hazvisi pamitemo izvo ende havanzwe mukavaudza vagari vemo Harare belongs to the Council if u want to buy a stand go to council they approve

    • @BabaIdahTV
      @BabaIdahTV 16 днів тому +1

      ​@evernicekapita7786 inenge yakato approved but newrong person coz kuwana stand yacho hakuchina kwaunoiwana zviri pachena

    • @Mashinge
      @Mashinge 16 днів тому

      Yes ask the council

    • @MuchiemanNyakuromba
      @MuchiemanNyakuromba 16 днів тому

      Wanotya kumamiswa

  • @tsungayifurayi1677
    @tsungayifurayi1677 17 днів тому +31

    Am so heartbroken nhai Mwari better kuvaka kumusha hedu 😢😢😢😢

    • @karenmukuku6247
      @karenmukuku6247 17 днів тому +5

      Kumusha kwacho kana vada kukurwadzisai vanongoputsa futi iiii zvedu zvanyanya zveZim henyu 😢😢😢😢😢

    • @nyaraitaderera9369
      @nyaraitaderera9369 16 днів тому +2

      Taura hako mutwn hamuchaita zvachose ende kumusha ndokwava nechirungu chose

    • @nai6474
      @nai6474 16 днів тому

      Hunge uine kumusha kwacho and also kumamosha kwacho kwapera saka vehukama chaivo vanogona kungoti haaa isu hatina pekukupa. Ukanotengeserwa naSabhuku kutiko kwechitupa chako hokoyo in a few years zvirukuuya neko😢

    • @ShiMnamzee
      @ShiMnamzee 16 днів тому

      Kumusha kwacho hakusi safe fut Hama yangu kwedu heard makuhwa kunzi vada kupwanya futi but we've been there for over 25 yrs 😢

  • @ChenaiMakurwe
    @ChenaiMakurwe 17 днів тому +52

    Endai munovagadzira vafambe vachizvimamira 😢 veduwee kuvaka kunodhura uku

    • @chingombedaries
      @chingombedaries 17 днів тому +1

      Inga haunyari

    • @Margaret404
      @Margaret404 17 днів тому +1

      Remember munhu apwanya Uyo Anga aripabasa zvinogona atori Hama yako

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 17 днів тому

      Vatumwa vari pabasa Navo hapana chavanoziva royayi city council namnangagwa

    • @EsnathMatope-kt1fx
      @EsnathMatope-kt1fx 17 днів тому +2

      Taura zvako endayi kun'ga😂

    • @chingombedaries
      @chingombedaries 16 днів тому

      @@ChenaiMakurwe unofunga ungaroya government

  • @ArchfordmurigoMurigo
    @ArchfordmurigoMurigo 17 днів тому +24

    Its heartbreaking unenge uine loan ichiri kubhadhara for that house umwe oputsa. Haaaa Zim dzangove nharo ndiyo land yacho here yakaenderwa kuhondo iyi.

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 17 днів тому +1

      But ungatenge stand seuri kutenga madomasi fast fast unoparira aripo akadya Mari kuvanhu Ari munhu mukati nevanhu hutsinye

  • @AshleyThandiwe
    @AshleyThandiwe 17 днів тому +23

    This is painful api ndipowo paunenge uchiri wapedza imikaa

  • @Mashinge
    @Mashinge 16 днів тому +13

    It doesn't surprise me if it's not the city council that burned down Mbare Musika?

  • @victoriadoda3009
    @victoriadoda3009 17 днів тому +16

    All is left is for all Zimbabweans to rise and fight.

  • @edithtsveta
    @edithtsveta 17 днів тому +21

    Kugara uine pfuti kuri right. Unorova munhu atumwa iyeye kana uchienda kujeri woendera zviripo. Country yedu haina president shame.

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 17 днів тому +4

      But my question is they buy it zviri pamutemo here or Navo vakangoita zvavo

    • @TavongaTariwona
      @TavongaTariwona 17 днів тому +3

      I'm in agreement with you

    • @edithtsveta
      @edithtsveta 16 днів тому

      @@muchmuleya9651 vanoita zviri pamutemo vanhu ava. Sekuru vangu vakaiputsirwa pane dzimba dziya dzekuputswa Kuwadzana gore riya. Vaine mapeper ekanzuru. Paka putswa dzana Chinks paya

    • @StephanietinasheMachaban-nw6re
      @StephanietinasheMachaban-nw6re 16 днів тому +1

      ​@@muchmuleya9651 vamwe vanonyeperwa and vamwe vanobva vaiswa panenge pachinzi open land but voiswa nevanhu vanoba

    • @ThomsonDube
      @ThomsonDube 14 днів тому +1

      But why they leave people built first

  • @memoryfletcher8846
    @memoryfletcher8846 16 днів тому +11

    Pamwe vene ve Zimbabwe machina neva rungu, ndivo vono respectwa kumusha kwataifunga kuti ndekwedu🤔🧐💔💔💔😢

  • @MichaelTBetaniya
    @MichaelTBetaniya 17 днів тому +23

    Munhu wacho apwanya madii kungomumamisa bcz iye anekwekugara mazimba we lack unity

  • @rudophinachigori5959
    @rudophinachigori5959 17 днів тому +11

    Southafrica inoremekedza mikukudzimba dzemapango dzakavakwazvidziro nemarata dziya dzinonzi.mahoki or mikuku. Kwaakuzoti imba yes Idina yakavakwa ikaiswa matiles denga . Why Stella this is heart breaking

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 17 днів тому +2

      Human rights is lacking

    • @tripodxxx1
      @tripodxxx1 17 днів тому

      @@muchmuleya9651 opposition run city council...ndo vanowanza kuti human rights what what, now what is this?

  • @acs2443
    @acs2443 17 днів тому +12

    They don't really care about us 😢

  • @perlinperpetualperpetsenge9993
    @perlinperpetualperpetsenge9993 17 днів тому +20

    Why rainy season nhaimi all the time

    • @audriemzendah
      @audriemzendah 17 днів тому +1

      So sad 😢

    • @afronews7034
      @afronews7034 17 днів тому +1

      Aha nhaveduwe thets an expensive thing to build yayaya mmm maiona zanu pf ukukuputsira vanhu masoja ku moza ahg mwari pindirai😮

    • @desiregadza7995
      @desiregadza7995 16 днів тому

      ​@@afronews7034 city council is run by ccc zanu yapinda papi ? Do thy have title deeds go ku council and verify your property, ungatenge Mota then you don't check ne cvr?

  • @pascalmagwiroto5449
    @pascalmagwiroto5449 16 днів тому +7

    Ma zimbabweans we suffer because we're peace loving people

  • @JoyNyasha-do7de
    @JoyNyasha-do7de 17 днів тому +13

    Kusvika riini nhai mwari ko Zimbabwe maitadzawo here nhai mwari 😮

    • @Mufombi
      @Mufombi 17 днів тому +1

      I am convinced God is not concerned about Zimbabweans. Drought, poverty, Zanu pf, diseases, etc. We are vulnerable

  • @louissibs7175
    @louissibs7175 17 днів тому +26

    Poor reporting because she did not go to Harare Town House to get official comment. Destiny needs to be more professional especially of major stories like this one.

    • @Gogoaggie2018
      @Gogoaggie2018 16 днів тому +8

      She is not a licensed reporter . She is just a UA-camr trying to make money on UA-cam. I don't think she can be welcomed ku City council to interview then. She is a street youtuber. Ndokwaanoperera

    • @Snowie446
      @Snowie446 16 днів тому +3

      Taura hako zvinobhowa stereki. Their reporting is always one sided.

    • @evernicekapita7786
      @evernicekapita7786 16 днів тому +1

      Very poor shuwa kunge asingazive mitemo yecouncil

    • @evernicekapita7786
      @evernicekapita7786 16 днів тому

      ​@@Gogoaggie2018😂😂😂😂😂

    • @Wulalah-u1v
      @Wulalah-u1v 16 днів тому

      Saka wawafunga kuita sei​@@Snowie446

  • @NosterMataya
    @NosterMataya 16 днів тому +6

    The idea of letting corrupt people continue to be in charge is not working

  • @takundasigauke9968
    @takundasigauke9968 17 днів тому +8

    This is heartbreaking, heartless indeed ko dzasara idzo why ? Ma stands Ari legit here ? I can imagine vanhu venama blood pressure ne sugar pakadai munhu anoita stroke pakadai ko vana vadiki this is really bad.

  • @fortunatekashambe9796
    @fortunatekashambe9796 17 днів тому +16

    Mmmmh hutsinye wacho😢

  • @petronellachiyangwa6766
    @petronellachiyangwa6766 17 днів тому +28

    Mazuvano ukaona munhu achitengesa stand ita question mark anenge akatonzwa kuti pamugere hapaite ibvai iye otengesa ongoti mheno ikoko

    • @prosperplumbers5098
      @prosperplumbers5098 17 днів тому +6

      Vanhu hatidzidze tinoramba tichingovharwa ne same stlye becoz ukapa munhu yambiro anotofunga kuti urikumuvharira panze anoda kutanga azviona zvasvika paari. Ukaona panzimbo patotanga tunyaya chibva waregera kuvaka zvokuenda kuna court anozongarasikirwa ndiwe beciz vari kupwanya varikushandisa ma laws akaiswa munyika.

    • @NaumeChiwandika
      @NaumeChiwandika 17 днів тому +1

      Ok kana watenga kukanzuru havazoputsi hre

    • @thelifegames4499
      @thelifegames4499 17 днів тому +2

      We are all Zimbabwean, let’s not forget that there is law that must be followed. Ignoring law it’s not an excuse

    • @darkskinneddutchess4007
      @darkskinneddutchess4007 17 днів тому +1

      Takapotsa tavharwa 1k kucouncil nekuda kwema stamda..akuna kuri safe... we're lucky someone snitched and the government intervened dai so titori pa same place tajutwa nevanhu ve council vacho ivavo

    • @darkskinneddutchess4007
      @darkskinneddutchess4007 17 днів тому +2

      ​@@NaumeChiwandikatakapotsa tavharwa Ne council workers..vanenge vataurirana madhiri lucky someone saw it and blew the whistle,mari tanga tabirwa memunhu we council zvakanaka naka

  • @carlosbob8686
    @carlosbob8686 16 днів тому +4

    Lets build kumusha guys Harare inenge isiri kudiwa vanhu.. very sorry to all those vapwanyirwa Mwari vakunyaradzei, we hope the gvt ichawana pekukuisai

  • @reginadzapasi9668
    @reginadzapasi9668 17 днів тому +10

    Ndoo zvavanongogona haa just imagine unenge uchiti ndapedza kuvaka😢

  • @eltongurende3753
    @eltongurende3753 13 днів тому +1

    Nhai ve distiny tv can you please set an appointment to interview the mayor of Harare he should answer for these crimes by his people he should give us his side of the story

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 17 днів тому +3

    Eish sorry God take care of your children touch hearts to come to the rescue & make a way 🙏🏽

    • @Mufombi
      @Mufombi 17 днів тому

      God has abandoned Zimbabweans. He has forgotten all of us. We are on our own.

  • @ernestmudzengerere2787
    @ernestmudzengerere2787 14 днів тому +2

    I have one question, dzimba idzi padzaivakwa council yaisa inspector here?

  • @farooka25
    @farooka25 16 днів тому +8

    why do people build houses on land that us not properly allocated?

    • @ElizabethMatanha
      @ElizabethMatanha 16 днів тому +2

      Ko sei kanzuru yacho ichigashira Mari dzacho kana zvisiri pamutemo

    • @lornasmwanda3142
      @lornasmwanda3142 16 днів тому +1

      Ko dzimwe dzimba dzasiiwa wani

  • @nicktau6342
    @nicktau6342 11 днів тому +2

    Mwari Zimbabwe moida here takatadzeiko zvamusingatirengerere 😢

  • @margaretmoffat4701
    @margaretmoffat4701 16 днів тому +3

    Zimbabweans let's fight back how long are we going to be silent let these wicked people doing this over and over look at the timing seriously rain season argh

  • @donaldmutede9089
    @donaldmutede9089 16 днів тому +4

    The MPs are are quiet , look for the MP he is suppose to be presenting his people

  • @denzelphiri1256
    @denzelphiri1256 16 днів тому +4

    This is land that was left idle for years and years... If it wasn't lawful, they couldve just made the owners to apply for the necessary paperwork to legalise their structures not just destroy like this. How ruthless!

  • @BeastmodeAlphamale
    @BeastmodeAlphamale 17 днів тому +15

    Apa dzimwe nyika dzirikutotiwo dai vanhu vavaka vavane pekugara Mnangagwa imhata

    • @WashingtonJaravaza
      @WashingtonJaravaza 16 днів тому

      Haana kana fungwa dako uyooo ndarwadziwa wangu imagine pamwe uri joni mhuri ikumusha ichigara pamba apa vongomuka vave panze haaaa

    • @ktm9853
      @ktm9853 15 днів тому

      I nyika dzipi....?

  • @tafarapaul
    @tafarapaul 17 днів тому +8

    There is need kuti vanhu vaite go through approval documents themselves - ku to whatever court & city council approval.

    • @margs2724
      @margs2724 17 днів тому +2

      Exactly Zvimwe zvinoda kufambira wega to confirm and not just believe zvataurwa neatengesa kuti all is ok to start building

    • @The_chosen_one915
      @The_chosen_one915 16 днів тому +2

      But that doesn’t give the right to demolish dzimba without eviction notice. Why let people build dzimba kusvika dzamira 🤷‍♀️ why not stop people before they go any further. This is being ruthless!!! The government should sue the cooperatives

    • @isaacmapondo5861
      @isaacmapondo5861 16 днів тому

      The same council ndiyo yaiuya ichimonitor nekupasisa mastages ​@@The_chosen_one915

    • @wamz8477
      @wamz8477 16 днів тому +2

      Ko ivo vanopaza vacho sei vachimirira vanhu vapedza kuvaka, vanodii kurambidza vanhu vasati vavaka, Zanu PF nevanhu vayo ndavashaira mupanda, utsinye hwacho ndahutya, mabhinya. Varoyi ,imhondi they all feed on human blood, utsinye runs in their blood, I'm disappointed

    • @evernicekapita7786
      @evernicekapita7786 16 днів тому

      Thank U asi havanzwe

  • @ThaboNgwenya-z6d
    @ThaboNgwenya-z6d 17 днів тому +6

    This is totally unexpected we don't have the government how much money do the people lost through working hard trying to have a decent home and stupid government come and destroy why did they stop them from building in first

    • @tripodxxx1
      @tripodxxx1 17 днів тому

      stop talking nonsense this Harare city council which is run by the opposition ccc, gov irikupinda papi? mukunzwa vanhu vapunzirwa vari kuchema ne council imi makuda ku blamer gov

  • @josephined8931
    @josephined8931 17 днів тому +5

    Aaaaaaa zvakaoma izvi , ko vari kuti vari kudzipwanyirei nhaimi.
    Uku kufa chaiko

  • @DarksecretsConfessions
    @DarksecretsConfessions 13 днів тому +1

    The only reason I wll never dream of owning a house in Zimbabwe

  • @wilsonmabhizamabhiza2867
    @wilsonmabhizamabhiza2867 16 днів тому +7

    MOZAMBIQUE NDIYO INEVANHU KWETE ZIMBABWE MUNYIKA MEDU HAMUNA VANHU TIRIMAKUVA

    • @JohnbullMalaka
      @JohnbullMalaka 16 днів тому +1

      Especially mashona hatisi vanhu

    • @evernicekapita7786
      @evernicekapita7786 16 днів тому +1

      MuZim hamuna vanhu 40% vari Joni 20% kuchando 20% surrounding African countries Saka 20% yakasara yacho ma1

  • @DaissieTSanar
    @DaissieTSanar 16 днів тому +1

    Eish this is so painful😭😭 aiwa Zanupf ndeyekupenga aaaaah ndochiii chakadaro, hutsinye uyu, munhu unenge wakashanda for many yrs kut uzovaka imba yako chimwewo chimunhu chongouya hacho chopaza 2mins haaa ndarwadziwa aaaaaah

  • @deemanase512
    @deemanase512 17 днів тому +3

    We're you engaging the council Inspectors along the stages of building. That is so sad.

  • @ShepherdMbofana
    @ShepherdMbofana 16 днів тому +1

    Nhaimi vedu we ko iyo kanzuru iyi yadii kushandisa dhiziri iro rawashandisa kuzviescavator vadii kuri isa mota dzino takura main vocleaner ma locations ayo marara are everywhere mvura chaiyo hainwike it's sewage yega yega

  • @zenzoncube-d8g
    @zenzoncube-d8g 16 днів тому +4

    kana vakuda kuvhoterwa vanokuti vakai kkkk kana vava in power voputsa dzimba maone kufudza mbada netsono muzimbabwe

  • @TrymoreDavidMatombo
    @TrymoreDavidMatombo 13 днів тому +1

    Guys its time to change our Zimbabwe lets unite guys

  • @jujun6465
    @jujun6465 16 днів тому +3

    This pain goes into my bones

  • @biggiederera6880
    @biggiederera6880 15 днів тому +1

    Reporting yakadai is substandard. Wadi kuenda ku Town House kunobvunza the real reasons why varikuputsirwa dzimba

  • @EltonMunyama
    @EltonMunyama 16 днів тому +4

    Was that area designated for residential property . Make sure when you acquire a residential place you're allocated by the rightful people. I don't blame the government for this. Desperate homestead in urban areas and it's surroundings are illegal. They're getting these stands through bogus land barrons. Over excitement at times it's too costly. Follow the rightful procedures and you won't go wrong. In my area in Harare, the areas that were left for roads and other amenities are now residential stands. Don't buy residential stands like you're buying tomatoes from the streets because you have the money

    • @BoitshepheloDavid
      @BoitshepheloDavid 16 днів тому +1

      That's true how can you build a big house like that without approved plan from local authorities vanhu vanomyeperana kuti kana wavaka wozoita mapepa yet you need to follow the protocol

    • @ngonidzashezhou8672
      @ngonidzashezhou8672 16 днів тому

      Hanti varikutaura kuti vaitobhadharawo ku council here mamboteererawo here. Imhosva here kuti vamuniti vanobatsira ndovanozokutambai rough mangwana futi, Ska vakaudxwa kuti go on vakaiska maida vadii?? Vaende kuna President here to confirm?

  • @thizaman1972
    @thizaman1972 17 днів тому +4

    Zimbabweans should be learning from Mozambiqueans and Angolans and refuse to be oppressed by going to the streets and using their ballot powers wisely.

    • @patmtc477
      @patmtc477 16 днів тому

      They grew up being told that wyt pple are evil, but if that was the case, then blk pple are the devil themselves.

  • @tatendatatenda9837
    @tatendatatenda9837 17 днів тому +1

    Haa zvakaoma sure
    Dai Mwari mapindira veduwe toyendepi.Just imagine apo unenge uchiti regai ndiyende kumba Dec kani imba yoputswa pamwe waive netable kwakatsva kuMbare apo wunenge wakatora loan usati wapedza kubhadhara

  • @noelmujeremoyondizvo9980
    @noelmujeremoyondizvo9980 17 днів тому +9

    The fact that you vote them...thus the results.....keep voting there

  • @farichisunga7120
    @farichisunga7120 10 днів тому

    I hope Sis makazodzifambira kukanzuru kuti sei dzimba dzakavakwa in the middle of a road iripamutemo iyo yaibatanidza Belvedere ne Industrial site dzisati dzapazwa ,road iyi yaibatsira vanhu vanobva kuma rukusheni akaita seRugare neKambuzuma kuita shortcut yekupinda mutown pasina kutya mabhinya seyaroad yavakusevenzesa nhasi,also yabatsira vashandi vemubelvedere mamaids nemagroundsman.Zvino road yakavhrwa kuti weganda dema asawonekwa ko,this is apartheid iri pachena iyi practised in our so called indendepent country inofanirwa kuongororwa,we are equal vanhu vakapazirwa down and maforeigner aya ari Up anofanirwa kuvhuriswaw road yedu yakasiya naSmith. by demolishing their illegal structure.

  • @RethaRSA-x8i
    @RethaRSA-x8i 17 днів тому +4

    Let's unite gys tirwire nyika yedu😢

    • @celianchitembo4924
      @celianchitembo4924 16 днів тому +1

      The sad part is vamwe vanoda hurumende nekuti varikudya navo,kana vapesana zvodai,kurwadzisana kumusoro ikoko

    • @RethaRSA-x8i
      @RethaRSA-x8i 16 днів тому

      @celianchitembo4924 🙏

  • @KudakwasheNgona
    @KudakwasheNgona 13 днів тому +1

    This gornvement is luminate there is nothing like this Ermason must go with his team Endai henyu Baba

  • @BertinaGoko
    @BertinaGoko 17 днів тому +3

    Koneiko vachingotaimira time yekunaya gore rega rega .zvinorwadza weduwe .vanhu voendepiko nekunaya uku sure haa nyika ikutongwa nemagora sure havana moyo nevanhu zvorwadza izvi weduwe nekurwadza kunoita kuunganidza mari yekuvaka sure .

  • @nai6474
    @nai6474 16 днів тому

    Most of these places dzinopanywa nekuti hadzina maPlans, you need to get council from the start kuti this is the house plan, foundation, window level, roof….that’s hoping they’re approved stands nekuti Zimbabwe order izero.

  • @nicerechab2396
    @nicerechab2396 17 днів тому +3

    Dai mwari vapindira mhuka inonzi Munangagwa ango fa munhu ane hutsinye ndofunga ano Buda husiku kunoroya haana tsitsi ne hupenyu hwe mhuri ye Zimbabwe moyo wa mugabe ndiwo waanawo hutsinye husingaite

  • @ChipoZvenyika
    @ChipoZvenyika 16 днів тому +1

    Uuuuuuum zvinorwadza vanosiya munhu acchivaka vomirira kuzoputsa so painful tiri kuuraayana tega munyika

  • @phiniasmarimo6233
    @phiniasmarimo6233 17 днів тому +4

    Saka varoyi vacho varipi n'anga dzenyuchi muripi

  • @rosemaryndoro3967
    @rosemaryndoro3967 14 днів тому +1

    Asi moyo yevanhu ava yakambonyatsoita sei kuita sekunge vakayamwa zamhu ra satan ummm so painful

  • @Zimaestro
    @Zimaestro 17 днів тому +15

    Huh our governance system is a total joke kubva ku president wacho ndi Satan mnangagwa will face hell including all ZANU members God is watching

    • @tripodxxx1
      @tripodxxx1 17 днів тому

      stop talking nonsense this is Harare city council which is run by the opposition ccc, gov irikupinda papi?

    • @celiajames600
      @celiajames600 16 днів тому +1

      Zanu ndoo iti ku Harare city council here?

    • @Zimaestro
      @Zimaestro 16 днів тому +1

      @@celiajames600 what controls the entire Zimbabwe if i may ask you….

    • @celiajames600
      @celiajames600 16 днів тому +2

      @@Zimaestro are we talking abt the entire Zimbabwe or demolition of houses in Harare? This was done by the opposition that Harare people voted. They got what they voted for..

    • @Zimaestro
      @Zimaestro 16 днів тому +1

      @@celiajames600 my comment was on poor governance not the city council….and if i may are u saying pple vote for this ?????

  • @trevormurahwa4329
    @trevormurahwa4329 16 днів тому +1

    Ma land barons iwaya are linked to the government, why pakuwanikwa zvidhindo zvehurumende pama papers eku aprover kuvaka dzimba idzi,,this is painfull,,mbavha dzawandisa mu authority

  • @AleKajawu
    @AleKajawu 17 днів тому +6

    Zimbabwe tonyanya kutya zvimwe zvotoda hondo chaiko ndosaka SA vasjngaiitirwe upenzi utsinye hwakadai saka toendepi manje

    • @TrustJamela
      @TrustJamela 17 днів тому +1

      Chokwadi ndichocho wangu

    • @nancy97nancy43
      @nancy97nancy43 17 днів тому +2

      taura hako dai vanhu vapisa wechigreda nepeturu kusirikufa ndekupiko zvorwadza mhani

    • @tripodxxx1
      @tripodxxx1 17 днів тому

      endai ka ku city council kwacho mo pengera opposition ndo iku runner ma council. and zvako zvekuti south africa vakaurayiwa wani pa marikana what did they do?

  • @RhodaDongo
    @RhodaDongo 16 днів тому +1

    God are you taneta isu zvanetsa paradzai Zimbabwe tizorore

  • @LetticiaChipameso
    @LetticiaChipameso 17 днів тому +6

    Nhai mwari KO toendepi Kuno Ku SA tirikudzingwa kwatinoti Kumba toputsirwa dzimba saka toendepi sevana wezimbambwe zvakaoma mwari tichaitazororo hre

  • @matthewchingandu2448
    @matthewchingandu2448 16 днів тому +1

    Sue them that’s s human rights violation. The counsel has to compensate the victims

  • @pfungwajvmarume1654
    @pfungwajvmarume1654 17 днів тому +5

    Why selective demolition. They is a reason why these people were targeted. A lot of politics at play

  • @ConstanceMpingo
    @ConstanceMpingo 10 днів тому +1

    Ko vanongopaza vasina kupa vanhu pamwe pekugara here😢😢😢hindava government yedu ichidai

  • @ChengetoChingoma-p3q
    @ChengetoChingoma-p3q 17 днів тому +3

    Why vachimirira kuti vanhu vapedza kuvaka

  • @AnnahKalonga
    @AnnahKalonga 16 днів тому +1

    Very painful kokuudza vanhu vasati vavaka

  • @amandamangozi329
    @amandamangozi329 16 днів тому +1

    I'm disappointed in this government I didn't know it was like this

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 16 днів тому +1

    Waroyi why wasingaroye hurumende yatinayo weduwee 😢😢😢😢😢........hustinye rudzii rwakadaro

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 17 днів тому +1

    Cooperative it’s a no land baron a no sabhuku deals better but zvorwadza weduwe life savings yese

  • @Lulue05
    @Lulue05 16 днів тому +1

    This is heartbreaking tirikuendepi senyika kana zvakadai

  • @chipohananda8238
    @chipohananda8238 16 днів тому

    It's so heartbreaking shame
    Chiiko nemutungamiri wenyika yedu

  • @hildachibamu205
    @hildachibamu205 12 днів тому

    City bosses know the truth even iri land baron but kunouya court vacation notice at least 3 months before then kunouya 21 day notice,then 7 day notice kana ndisingakanganise

  • @paulinechinyanganya-zt9md
    @paulinechinyanganya-zt9md 9 днів тому

    Ndirikurwadziwa nechiitiko ichi hama dzangu moyo wangu watsemuka 💔💔💔💔 loss yega yega vanhu zvavachafa neBp nhai

  • @RobertPikela
    @RobertPikela 16 днів тому

    How about the MPs ... What are they saying

  • @CynthiaShoko-d4v
    @CynthiaShoko-d4v 17 днів тому +1

    So painful vaya venyuchi ndopadzaifanira kushanda apa

  • @biggiejames1728
    @biggiejames1728 12 днів тому

    Lets exercise due diligence before we buy stands to avoid such losses. Simply consult the relevant council offices to verify the authenticity of the stand before you buy but isu wacho tinovharwa nemaland barons aya tobva tapusa kunzi zvese bho yet arikuda kukubirai.

  • @darrelchizingachizinga564
    @darrelchizingachizinga564 16 днів тому

    It's sad very sad but people don't learn from the past.
    These things have been happening for a long time wanhu wachingo putsirwa but nharo tinongoramba tichiwaka chete.
    Ukaona paurikuda kutenga stand pakangoita manzwira nzwira ibva warega nekuti end result yacho ndiyoyi.
    People must learn not kuda kuzochema mangwana

  • @RosemaryZariro
    @RosemaryZariro 15 днів тому

    Mmmmmm vanhu vane moyo here ava kana iye wacho arikupwanya moyo wake anenge akauisa paiko ndarwadziwa zvangu kunyange ndisina zvangu imba yacho ndinehurombo nevaputsirwa dzimba

  • @peterrichard9769
    @peterrichard9769 16 днів тому

    Its painful it showed the cruelty of corrupt government officials. They are heartless

  • @EginahKajokoto
    @EginahKajokoto 10 днів тому

    Ndakaona imwe imba ine masolar panels ichopazwa varidzi vachikumbira kuti vabvise ma solar panels but they continued destroying....pamwe pacho kutoita hondo chaiyo nevarikuputsa vacho...Hatina mutungamiri munyika

  • @EzreckHweru
    @EzreckHweru 17 днів тому

    Indeed we are going NOWHERE as Zimbabweans,,this is so EVIL,, these are the last LIVING DAYS for sure,,GOD BLESS YOU CITY COUNCIL💔💔😭😭

  • @kudziesandra8679
    @kudziesandra8679 16 днів тому

    Zim marwadzo..This is heartbreaking 😢

  • @sharaimkazi2604
    @sharaimkazi2604 9 днів тому

    Ndarwadziwa. Have tears on behalf of our fellow Zimbabweans. We have no rights at all

  • @RebeccaRebs-v3x
    @RebeccaRebs-v3x 16 днів тому

    😢😢😢😢 ndashaya kana rekutaura shuwa but why🤷🤷

  • @travormagwenzi2730
    @travormagwenzi2730 16 днів тому

    Tsvagayi vanhu vane information, someone approved the demolitions and should have been there to explain
    Those who came with the bulldozer must have the demolition papers, you have the right to see the papers before they start
    The demolitions are illigal tsvagai pfuti muende ku council kusirikufa ndekupi
    Dai mapisa mota dzacho dzecouncil how do they demolish without explaining apa mapurisa acho haana pfuti

  • @thehebrew4040
    @thehebrew4040 11 днів тому

    It's so painful zviri kuitika izvi

  • @luckmoremukova4580
    @luckmoremukova4580 16 днів тому

    Mmmmmmm so touching

  • @noelmatemedhandabanda8726
    @noelmatemedhandabanda8726 11 днів тому

    Saka matadza kuita plan nechigrader here
    But why every year panopazwa pasame place vanhu muri kuita cei nema stands

  • @amandadube5283
    @amandadube5283 17 днів тому +1

    ED and the government of Zimbabwe God is watching

    • @Mufombi
      @Mufombi 17 днів тому +1

      God wears a Zanu pf t-shirt and scarf. He will never act against this regime.

    • @tripodxxx1
      @tripodxxx1 17 днів тому

      stop blaming gov makaitwa sei ko ma zimba?? stop talking nonsense this is Harare city council which is run by the opposition ccc, gov irikupinda papi? problem inotanga akuti hamuzivi pekuisa complaint. endai ku council ku ccc

  • @eulitamatizha3661
    @eulitamatizha3661 17 днів тому

    This is sad 😭😭😭 uku ndokuroya chaiko toiindepi senyika tichidhisirwa dzimba kusiya vana varipnze zvorwadza izvi hurumende yedu kaa isatidaro 💔

  • @WalterMakaroni-mn6ri
    @WalterMakaroni-mn6ri 17 днів тому +2

    Zanu pf zvakaoma mbare makapisa dzimba dzonetsa kupisa saaa chigiredha masikati machena. Nyika inopiswa nevene vayo, igopaswa nevene vayo!

  • @brianjames9312
    @brianjames9312 15 днів тому

    Ndangowona 2 people operating that earth moving machine. Hamusi serious ma zimba. Makamira henyu muchiwona achipwanya. Anepfuti here?😢😢

  • @AugustineGambiza-xh4gs
    @AugustineGambiza-xh4gs 15 днів тому

    Ngatibatanei tose tiende kunoparadza imba yemukuru weCity council, let's form a group guys ndarwadziwa ini