Haaazvadhakwa it was all marketing strategy. First ndakanga ndatokabirawo haa zvadhakwa. Hama dzemunhu uyu dziripi. Baba vake needs be intervewed including vanhu vaakashandira vaaiti akavaroya akavasunungura . Today's narration is all about marketing the prophet.
Ndozvandaona vanhu ava vada kuisa prophet pafront page to become popular soon vanenge vavenemari sanaMakandiwa, hapana nyaya apa they came up with this idea to exploit the weakness of Zimbabweans
true and b4 mukoman uyu aenda kwa prophate ava the same person akaendesa mwana uyu kwajosi akatanga ambo kamanisa vanhu kuti tiendeko....vanhu bvava complain kuti is it by force after that ndopakabudikira this guy ne story yake
I jus want to drop a comment,sometimes guys kana muchiisa nyaya dzenyu,jus think kt kune ma overthinkers,i don’t think if someone wants to assassinate someone he will make a confession like panzi akazofona achiti munhu aida ku shooter azokanganiswa na someone,am an overthinker I go through every shit until shit makes sense
I am with you. Maybe a part of his story is true but ndiri kuona as if maprophets Aya have found another way to advertise themselves. Munhu will go kwaTete tilder with his/her story cz vane larger audience. Unfortunately tilder doesn’t allow kutaura kuti who helped you but because of her large audience people get invested munyaya. Then unozovaona kuSly media or drewmas alongside prophet vanenge vabatsira. Vanhu vochimhanya kuna said prophet and he charges them mazimari and he gains.
Good aftrrnoon, i really thank God almighty for the man of God, all what i want to say is keep on doing good of helping people being delivered from Satanism.
Mmmhhh. This story, now looking at the boy and looking at the whole thread around this boy, wasn't this story arranged to advertise the prophet? Possibly the prophet himself and the church members. Some things don't make sense.
I think there is a part of this story that you missed on how he was connected to this prophet. If you see it you will have a better understanding on how he got to Harare.
What u are saying is the truth because I so something like that In life.i was in plam tree and I so Stone hitting thing with out anyone Controling them.
Thank you Drewmas media thank you papa Jose nekubatsira pachena uyo ari kuti ngavaende kupari hanty Hama ndizvo dzinoemdesa Hama yadxo kwainoda kubatsirwa iwe we wo endesa Hama yako kwainoda kubatsirwa muhosp mune vanhu vane zvitendero zvakasiyana siyana so impossible kuendako plus zvinosungisa you will be imposing yourself to people kumanikidza vanhu noo
no weapon forged against you will prevail, and you will refute every tongue that accuses you. This is the heritage of the servants of the Lord, and this is their vindication from me,” declares the Lord. Isaiah 54:17 NIV
All that l love is that whenever l hear a man of God acknowledge God not himself all power belongs to Jesus all that we need is to exercise our authority in every powerless power . When power of God jams in the lesser power bow As you receive Jesus as your personal saviour boy maintain your deliverance if you abuse it hee more demons will come & strike you forever. All l can advise him is to cut off his sim card and throw away everything that you got from satanism Kingdom you will start operating supernatural power of God
nekuti its all about i want to thank "prophet Jose" vakangopa munhu akangwarira chete kugona ktaura if it was so real they were going to censor his face zvinenge zvichitotyisa
Prophet ava havapinduri ma messages. Some of us are out of zim and we need help. Manje vakatanga ku ignore vanhu izvezvi ko pavachazoita chaunga vanomhorosa vanhu nechitanda ka.
Apostle....Jose mwari vakuitireyi zvakanaka true man of God🙏🙏🙏
Mbiri yese kuna Mwari 🙏🙏🙏🙏
Nhasi wakapenya watova different thank you kune vese vakabatsira
watching you from pietermariztburg kwazulu natal ndakadzoka kuzim ndouya kuchurch kwenyu Prophet Jose
Kana usina zvakarema rema hauonekwe hama yangu vaona vane zvakarema zvikukutu chaizvo
Apostle....Jose God bless you 🙏🙏🙏
15mins introduction nxaaaa
Taura hako nxaaa
VaNeshamba mufaro wenyu unoita sekuti mushoma kana pasina Chihera ndapfuura 🚶♀️🚶♀️
Without Chihera,no Drewmas Media
Kana watendeuka sure mukomana , Glory be to God
I feel an element of pride n at the time n element of marketing the pastor
Fare
So chinhu chakanaka hachi market here
@@vitalalois9479 and whats wrong with that marketing
So wats wrong about marketing. Being marketable does it mean ndezvenhema
Haurevi nhema , why say ne full name ...after every 2 seconds ...Pastor Joze
Haaazvadhakwa it was all marketing strategy. First ndakanga ndatokabirawo haa zvadhakwa.
Hama dzemunhu uyu dziripi. Baba vake needs be intervewed including vanhu vaakashandira vaaiti akavaroya akavasunungura .
Today's narration is all about marketing the prophet.
Wapedza
True
It's just a foolish story
Haunyepi max pandaona papa ndabva ndaziva kuti game over
true kuda kutiita ma barry awo
I like our young prophet jose very humble . Thank you drewmas media 👌. Kwedu hakuna masatanist Aiwa soko mazotifarisei shuwa. 🤣🤣🤣🤣.
Machurch anosiyana .... Thanks munhu wa Mwari
It's supernatural powers you can not visually see it but it doesn't mean that it's not real
Our God is able 🙌
God is using the young and humble in this season .
Prophet ndatenda hangu.
Ndinopa rukudzo kumatenga.
Dai vanozviti maprophet vaiita semi
Varega kuzvipa mbiri
Vapa mbiri kunaMwati.
Imi hamupo pakutsvaga mbiri asi murikuita basa ramakatumwa ramakadanirwa naMwari kuti muite.
Dai Mwari varopafadzawo vawedzera mairamba muchimira pamberi paMwari muchiita basa ravo nemazvo.
Amen
Ndatenda hangu
Marketing strategy...
Dai yaiva marketing strategy vangadai vakatanga pamwana wekurohwa uya
This is all truth coz I know
Inogoita marketing strategy sei ari iye akatanga kufonera tilda then ndokuzoenda uku
@@brendachiduku7385 kutoenda kwaTilder ane larger audience ndiko kunotangira maths dzacho.
I love the Good bye my friends song...I want Chihera to dance to thst one on her farewell party today. Kkkkk
Mwari anodzosa vanhu vake kubva murima
Thanks for reverting back to that introductory song
God is using the humble and young in this season amen and amen.
Ohhh ok ndiye mukomana wekuvenga baba vake..Ummm haaaa ramba uchinamata
Nhasi rarimwe zuva. Watching the ads, mari mukambani.
Kutaura chokwadi mwari ndiye anoziva.Pane vasingagutsikane nevarikugutsikana.Chedu kutarisa.Mwari uyu harizi benzi hama.Kana pasina nhema ini ndongoti rumbidzwai mwari.Chakwadi chenyu Jehovah ngachibude pachena.
He's free for good u can even see by his expression......God bless you bro
Drewmas media taking you to another level thank the young man looks free and god bless man of god 🙏🙏🙏👏👏🥰🥰🥰🔥🔥🔥
You took almost half of the program giving introductions guys be srs
Trust me
True
He is a poor journalist.
Ndozvavanobhowera even ndichida kuona program ndoguma ndasiya😅😅
Aaaah nhai imi
It's so boring
Long live prophet Jose ndakadzoka kuzim chasvik kuchurch kwenyu ,am watching from joburg in Benoni
Same here Benoni
Also in Benoni
That was the idea behind this stage managed story nxaa
ToGodBeTheGlory. Thankx to the Man of God Prophet Jose
Thank you Pastor Jose....a true man of God
10 mins muchingoita introduction chete tinzwireiwo tsitsi pa data plz
Chokwadi
Mazimba nhamu yanyanya vanhu vakungoita zvose zvose
I'm happy for you brother!!!
We live to testify
Mkoma neShamba musanyanyopedza nguva yakareba muchitaura musati mapinda munyaya
Sure ngavaitewo saSilvester
@@annanyamugudza1327 true
Introduction 10 min aaaah,,,,nyaya iyi yai sounder serious pekutanga pavakuisa prophet seem lyk now advert ,,,ko prophet vaurira chiii ayifanirwa kungobatsirwa ikoko vakanyarara
Ndozvandaona vanhu ava vada kuisa prophet pafront page to become popular soon vanenge vavenemari sanaMakandiwa, hapana nyaya apa they came up with this idea to exploit the weakness of Zimbabweans
@@mpjudha6463 true
true and b4 mukoman uyu aenda kwa prophate ava the same person akaendesa mwana uyu kwajosi akatanga ambo kamanisa vanhu kuti tiendeko....vanhu bvava complain kuti is it by force after that ndopakabudikira this guy ne story yake
@@angelbeswick2910 taura hako imagine paya vanga vakungounza zvirongwa zva prophet vaya vanhu vachipa ma testimony zvine chekuita nesu tinenge tisina kuenda ku church kwacho here kunzwa ma testimony
@@angelbeswick2910 kkk anditi zvakanzi kana uchida number dzemuporofira vanokuti tipe mari tikupe number kkkkkkkk
Haa will miss chihera hope she will come back soon
Mukoma Andrew itai gaga pa introduction
Tinokutendai zvikuru vaneshamba nekubatsira vanhu vanematambudziko akasiyana siyana God bless you
God is good! Where are the pictures?
Thank you Neshamba
I'm happy for you may God bless you more
He is so much happy now. You can see how free he is
To God be the glory
Thnks nekumbounza sokostina
Kana usati wasangana nazvo muhupenyu haukwanise ku believer asi ukasangana nazvo ucha believer! Drewmas itai basa renyu chete nekuratidza vanhu zviri mumararamiro evanhu verudzi rwevatema.
Glory be to God
🔥🔥🔥 glory be to God 🙏🙏🙏
Apa wakanaka my brother kuita handsome chaiyo
This is true story taimbodzidza nemumwe musikana paakabatsirwa akataura zvkda kudai mazita evmwe akatya fty ktaura but zviriko
I jus want to drop a comment,sometimes guys kana muchiisa nyaya dzenyu,jus think kt kune ma overthinkers,i don’t think if someone wants to assassinate someone he will make a confession like panzi akazofona achiti munhu aida ku shooter azokanganiswa na someone,am an overthinker I go through every shit until shit makes sense
I am with you. Maybe a part of his story is true but ndiri kuona as if maprophets Aya have found another way to advertise themselves. Munhu will go kwaTete tilder with his/her story cz vane larger audience. Unfortunately tilder doesn’t allow kutaura kuti who helped you but because of her large audience people get invested munyaya. Then unozovaona kuSly media or drewmas alongside prophet vanenge vabatsira. Vanhu vochimhanya kuna said prophet and he charges them mazimari and he gains.
Thanks guys
Marketing strategy
Drewmas your introduction is toooo looong aahhh nhai Mukoma Andrew
Thank you
10 minutes..... Imagine
Kuita kunge munhu kadzi
Good aftrrnoon, i really thank God almighty for the man of God, all what i want to say is keep on doing good of helping people being delivered from Satanism.
Mbiri yaMwari ngairumbudzwe💥💥💥💥💥
I wonder if these Pastors are not into it as well.
Sure. Zvinototyisa
Some are into it as well. We need to discern
My pipol I greet you all
Thank you for taking good care of him ..
Register to Vote 🗳
Madoda kkkkk
We miss u brother
May God bless this guy
Glory to God
God is good no evil can withstand the power of Jesus Christ.
Mmmhhh. This story, now looking at the boy and looking at the whole thread around this boy, wasn't this story arranged to advertise the prophet? Possibly the prophet himself and the church members. Some things don't make sense.
But I have watched this prophet helping so many families
I think there is a part of this story that you missed on how he was connected to this prophet. If you see it you will have a better understanding on how he got to Harare.
True they advertise this prophit
Life is spiritual, if you know that you will understand the process.
Maybe you missed it from where it started, this boy spoke to tete Tilda, Sisi Melly who helped him to go and see prophet
Tipei number dza prophet Jose
Nhai mukoma ko Java akamira.sei
Kkkk
Ndikoko 😂
ndagadzirira tikutomada mazita isu
THIS PROPHET IS UNSTOPPABLE
Gore rino munodzidza zvakawanda from this young man of God...he's lit..
🔥🔥🔥🔥
Following from Toronto
What u are saying is the truth
because I so something like that
In life.i was in plam tree and I so
Stone hitting thing with out anyone
Controling them.
At the end the Good will triumph over evil
A fascinating story indeed......
Thank you God
Kutso ndiye munhu vamwari here
Thank you Drewmas media thank you papa Jose nekubatsira pachena uyo ari kuti ngavaende kupari hanty Hama ndizvo dzinoemdesa Hama yadxo kwainoda kubatsirwa iwe we wo endesa Hama yako kwainoda kubatsirwa muhosp mune vanhu vane zvitendero zvakasiyana siyana so impossible kuendako plus zvinosungisa you will be imposing yourself to people kumanikidza vanhu noo
Drewmas media happy workers day
no weapon forged against you will prevail, and you will refute every tongue that accuses you. This is the heritage of the servants of the Lord, and this is their vindication from me,” declares the Lord.
Isaiah 54:17 NIV
All that l love is that whenever l hear a man of God acknowledge God not himself all power belongs to Jesus all that we need is to exercise our authority in every powerless power .
When power of God jams in the lesser power bow
As you receive Jesus as your personal saviour boy maintain your deliverance if you abuse it hee more demons will come & strike you forever.
All l can advise him is to cut off his sim card and throw away everything that you got from satanism Kingdom you will start operating supernatural power of God
Good staff guys 👦 👍 👏 👌
Jesu mukuru
ua-cam.com/video/hM7jcOY2xHM/v-deo.html
Mmmmm Yaa be safe uchibvako because life yako haichasi safe
hw much do u charge for yr prayers
List how far
He is so happy and. Chiso chasununguka
10:36 face yake yachinja shuwa.
Chihera umunhle😍😍
Go straight to the point nguva yopera
Aaaahh sha very true . Kungotaurisa vanasekuru vedu Ava vaneshamba
I want to prophecy too
Mwari vakanaka shuwa
🔥🔥🔥🔥 WE NEED MORE OF THESE STORIES
In short mukuti vanhu va joine Satanism or ?
i see it like advertising the name of this Prophet Jose uyuu
Neniwo ndaita kakuona sekudaro
nekuti its all about i want to thank "prophet Jose" vakangopa munhu akangwarira chete kugona ktaura if it was so real they were going to censor his face zvinenge zvichitotyisa
@@marshallbillion8252 plus haasi kutenda Mwari akamusunungura Ari kutenda munhu plus prophety ava vagara vanoi Adverty yeDrewmas
@Ann Nyamugadza hoo aah kna zvakadaro zvee what we saying iz true that vid its a make up those with descenment hrts lyk us tozviona 🤣🤣🤣
Nemiwo ndaona sekuti ku advertising prophet hapana nyaya apa
Zita rako ndere ndebele but ndebele Yako hsisi kunyatsobuda
Prophet ava havapinduri ma messages. Some of us are out of zim and we need help. Manje vakatanga ku ignore vanhu izvezvi ko pavachazoita chaunga vanomhorosa vanhu nechitanda ka.
Greetings all
🔥THIS STORY IS HOT AT THE MOMENT 🔥
Taura hako,of all the stories this one is my number 1
I don't know wat to make of this story 🤔🤔🤔he dsnt fear these Satanists anymore but he dsnt want to say the names
Kkkkk
Nhai zvako
i'm sure prophate has gained chaunga now
Ummm the story ikuchinja chinja ahisi marketing here pa prophet
You are one of them...ungatii
Takamirira mazita
Kkkkk for security reasons, she has been given another name
Tovawanepi pastor ava vambotinyengeterawo
ntombazana ochasisa ngesintu ungahlanganisi ulimi lesilungu kumbe lolimi lwasempumalanga siyaluthanda ulimi lwethu senze siziqhenye ngalo ngokujiyisa ulimilwakho ukuze luhlabuse siyabonga uxolo ma uthinteke kabi dadewethu