Njuzu is an imaginary thing used to get children to respect the dangers flowing rivers and deep pools can pose. There really really is no such thing anywhere on earth and least of all in Zim. Hakutorina zvachose asi ngatirambe tichitaura kuti iriko kuti vana vadiki vatye mvura.
Imi injury iyi on earth tine blacks and whites so ukaenda India urimutema wakaremara wonzi hausi munhu here iwe ukawira mumvura njuzu dzinototiwo ishura there is room for mistake on every living creature yaiita mskanzwa njuzu iyi bvayabuda mumvura bvayashaya simba simba rehove ririmvura
imi haisi njuzu iyo vanhu vai actor drama avo amusi kuona kuti chinhu icho chakaitwa zveku joinidzwa here kkk🤣🤣🤣 vakadambura fresh hove mhenyu ndokupinza makumbo emwana mukati thats why its still moving u can clearly see zvaka joinidzwa makamboona kupi wig inogara mumvura iri clean and clear kudaro🤣🤣
@@cronyxcool6055 go on and believe whatever u want the truth remains they're all actors something like that would have been on world news all over. u will never see a mermaid even if u do u shall realize it doesn't have human skin nor a smooth nice fish tail like that and will be something very scary just like a creature that was designed to live and survive underwater. Every normal human being can clearly see that's a cheap wig from the shops
gogo vekutanga vataura shona yakadzama, asi vese vataura zvakafanana. replay and understand and stop judging by kuti avo vaka bleacher neavo nekuti mutema. Vese vanorema zvakafanana. vechi 2 vataura zvechimanje manje zvatoda ka
Mukoma Andrew hamuna juzi saka mune flue chihera no flue because ari kuzvityira mutezo wake thanks neshona yanhasi kukura kwese ndanga ndisingaizive MUROYI MUNHU WO AKABAIWA ANOCHEMA ndazidza matendwa
Ndaona pakanzi Muizenberg. Ndiko kwandinogara unless if iri imwe Muizenberg but kuno kwandiri kunogara varungu ndiwo vakawanda kudarika vatema uye kune ma social media groups akawanda dai ndakazvinzwa kana kutoona. Chinowanika kuno ma Whales, kana ma Shark. Tinotonoona plus jecha rekuno ijecha rakachena kuti chuchu. Maybe i Muizenberg isiri yekwandiri.
Nezvandazwawo about the place yakawanikwa njuzu iyi, i agree with gogo Mangwenya. It was found in a village in Mombasa called Ukunda, hanzi kune witchcraft last number😂😂😂 saka anogona ari mashiripiti shuwa
Evil spirits manifest into any form. Mostly cats and snakes. So do not be worried that’s how evel people get court. If those people live that creature it will become human again. Muroyi uyo.
Thanks. English is not problem for me. I have full command of my English. You forget typing on devices is tough. Plus communication does not cater for correct spelling and gramma. When I write on social media I care less about gramma and spellings by communicating
Ndinonetseka nevanhu vanomhanyira kuseka kuti munhu atyora chirungu. Probably English is the fourth, seventh or so language to that person, never our first language. If an English person speaks or writes broken shona or Ndebele, most say ari kuedza, vekwako you're quick to laugh....no wonder tinoramba tiri nhapwa dzevamwe vanhu. There's nothing wrong about that gentleman's grammar. Changamukai mabhoyi....!!!
For me, English is now just for communication. I don’t need to be like I am in an exam. I have passed all my English and even advanced business English. I just communicate, as long as I can convey a message that’s what’s important. I am more worried about the wallet not language. If something comes up that need me to write in a professional way I take time and proof read
You would expect kuti onopwanywa gumbo, rwoko or musoro kana padumbu kwete just private parts🤷🏾♀️🤷🏾♀️🤷🏾♀️. Garwe racho rakaoma shuwa kutanga kudya pakati
HAISI NJUZU IYO, ZVAKAITIKA APA VANHU VAKATORA HOVE, MURAMBA CHAIWO KOZ KUNE MIRAMBA YEHOVE INOKURA ZVEKUDA KUENZANA NEMUNHU OR LET ME SAY CAN BE ONE METRE LONG, THEN VATORA HOVE VAKAbva vaibvisa musoro., then kwakubvisa zvemukati ndokuchipfekera makumbo emunhu uyo, hongu njuzu dziriko but regarding that vedio, haisi njuzu
Drewmas we are not getting enough ndebele translation,your posts are very informative and educational please we need more ndebele or English translations
There was too much music on this video, more than 10mins of music. We want less music and more narration.
Wested our data nxaaaaaaa🤨
I agree with you 💯
@@mosesnyakabau6514 itai data mukoma rakawanda , more music bhoo tinatsonakidzwa
Sure we want less than a minute music
Taura hko music too much
Opah you did a very good job with your questioning. Good job. All the questions we wanted answers for. Thank you Va Chihera. 🤗👏
Kunyepa itai kushoma njuzu chinhu chisingambofi chakaonekwa nemeso
Njuzu is an imaginary thing used to get children to respect the dangers flowing rivers and deep pools can pose. There really really is no such thing anywhere on earth and least of all in Zim. Hakutorina zvachose asi ngatirambe tichitaura kuti iriko kuti vana vadiki vatye mvura.
Im going with the second lady or gogo thank you so much Dreams media ,I'm watching u live from south Africa CBD
*I just came here to greet all my kids - Much love ..Zim*
Love you too Zimbo 💕💕💕💕
Imi injury iyi on earth tine blacks and whites so ukaenda India urimutema wakaremara wonzi hausi munhu here iwe ukawira mumvura njuzu dzinototiwo ishura there is room for mistake on every living creature yaiita mskanzwa njuzu iyi bvayabuda mumvura bvayashaya simba simba rehove ririmvura
Good job chihera, your questions are very good dear.
haa nyanga dzemu zimbabwe hapasisina dzinoona chokwadi . vanyanya kuda mari zvekusvika kubvumira hurumende ivaudzire zvekuita . ngavasatiudza nhema vachisiya nyika ichienda ,makare kare hutongi waitevedzera zvinotaurwa ne mhondoro, .iyo injuzu chaiyo even vana mkhulu ne ma dhlozi ekuno kwayakaonekwa varikutaura zvazvinoreva , mbuya ava ngavanyarare vagadzirise nyika ye zimbabwe .
Hapana chinonzi njuzu changamire. Makaona muchibvuma kupusiswa ne nhema idzo aaa tiri pama one
Haisi njuzu iyo. Unenge wamboibata sei? Kune njuzu dzakagara dziri njuzu kuzoita vaye vanotorwa nedziva vozochinja. Dzimwe dzine besu rehove dzimwe dzine besu renyoka. Dzebesu renyoka dzinonzi svovanapasi just like shato yemumvura iye.
Svovanepasi inyoka ....njuzu ine besu renyoka inonzi tsungunu
Ndizvo
Good answer gogo mangwenya hakuna njuzu yakadai.
Drewmas media taking us to another level thanks mukoma Andrew munin'ina wangu Chihera and crew
Avo mai vatsvuku Havana chavano ziva,variku compare njuzu iyi neNjuzu dzavanoona muTv mai vekutanga ndovataura
Mbuya yechipiri iyo ndoonjuzu chaiyo ..smart ,kugeza
Ndofiunga ukadanana nawo unofa nemupfuhwira
Iro garwe kumhanyira kudya ma private parts neruwoko chete I have a ask???
Kana ini zvandinetsa wena..why not makumbo anogutsa. Why ma private parts ne rwoko ? Hmmmm pane mivhunzo apa.🤔
Thank you so much drewmas media tanzwisisa guys ,
igarwe rekupirino ngodya ruoko nenhengo yotosiya panechakaitika apa
Aah veduwe tinotenda kana vakawana mutumbi wake. Zvinorwadza veduwe.
38:28 chii chawaita nhai Andrew kkkkkk wabudisa face yambuya
Wenge wachihwandei mbuya vacho inga chihera haahwande wani.
Taona 👑 kkk
The only person who can explain this better is Gogo from chiredzi
True 👍
very good makadzosa sound track rinonakidza
andrew gws 🤣🤣une flue 😊zviri kunzwika
NeShamba kkkk hanzi kuarea ikoko kune njuzu dzakawanda.
Haaa iweee.
Drewmas family how are you taking us to another level
😂🤣😂😂😂😂
imi haisi njuzu iyo vanhu vai actor drama avo amusi kuona kuti chinhu icho chakaitwa zveku joinidzwa here kkk🤣🤣🤣 vakadambura fresh hove mhenyu ndokupinza makumbo emwana mukati thats why its still moving u can clearly see zvaka joinidzwa makamboona kupi wig inogara mumvura iri clean and clear kudaro🤣🤣
Very true,haisi njuzu
This is the real njuzu guys how come bvudzi rosviba but it always mumvura mazimba munoda kutenga mazvionera mega satomasi 😂
@@cronyxcool6055 go on and believe whatever u want the truth remains they're all actors something like that would have been on world news all over. u will never see a mermaid even if u do u shall realize it doesn't have human skin nor a smooth nice fish tail like that and will be something very scary just like a creature that was designed to live and survive underwater. Every normal human being can clearly see that's a cheap wig from the shops
Are you for rela
Real
Neshamba kusapfeka juzi kusapfeka but une flue Kikikikikiki so hapana chindimba ndimba apa😂😂😊😂
,😂🤣🤣🤣🤣🤣
Njuzu dzine ma diference form dzakasiyana siyana
Thank u Drewmas media
Moms varikurova bute avo vanyatsojekesa either mashiripiti emishonga yevanhu yapfuka or ritori firimu or drama 🤣🤣🤣
Have a habit of liking before watching these shows
Music yawandisa kudarika chirongwa vaNeshamba,iiteiwo ishoma.Otherwise murikugona basa,zvironga zvenyu zvirikutivaraidza.
uuuu mhino yemhondoro iyo iri munhamo shuwa nebute iro, but svikiro rekutanga iro rataura , ndoripa 7/10 kuti isvikiro, mu salad uyo 5/10 kkkkkkk
Njuzi yakatsvukira kwete iyo yakasviba kunge vanhu veku Gana .......
🤣🤣🤣🤣🤣
Good job drewas media
Haisi Njuzu iyo chinhu icho chakaita kupfekwa. Acting chaiyo
Gogo vekutanga vati injuzu yadzingwa nedzimwe, gogo yellowbone varikuramba kuti injuzu. Vanhu ava vakutivhara
Gogo Yellowbone, Lol
gogo vekutanga vataura shona yakadzama, asi vese vataura zvakafanana. replay and understand and stop judging by kuti avo vaka bleacher neavo nekuti mutema. Vese vanorema zvakafanana. vechi 2 vataura zvechimanje manje zvatoda ka
Haisi ukanyatso tarisa akaita chekupfeka chibesu.
Less music pliz kana muchida kuti tinzwe music munozotipa iri payo yega
Chihera pavati Dolphin 🐬 she’s classic please let Chihera be; taifungq kuti Chihera vari kuuya kuDiaspora; Gogo vane crown😂
Gogo vecrown kuseri Mai mwana.slay n'anga
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣aah
It's the end of the world 🌎
Zviriko here izvi nhai mkoma Andrew, Njuzu yeganda dema
Haisi njuzu can’t you guys see , njuzu yakapfega wig here guys. You can see kuti iwig yakapfekwa 😂
Kkkkkkk nhai zvako iwe
I followed gogo veChipinge vaye vekubuditsa vanhu vakaita 46yrs mumvura.Vaiti njuzu haionekwe zvekudaro vaitoti unogona kuto pesana nayo iyo ichikuona but iwe usinga ione.I guess ndochokwadi chaicho
Ichokwadi Njuzu chaiyo hapana mupenyu akamboiona Chero vakatorwa nayo hapana akadzoka achiti akaiona kwete ,Njuzu ine power rekuti chero N'anga,Maporofita, vaRoroyi hapana anotambira payiri, Aaah imi,Ndiyani anga kukuzva Njuzu
Better zvaakawanikwa vanowana chekuvigawo Mwari vakanaka vakashaisa garwe appetite Dai rakamupedza havaimuwana
Iyo haisi njuzu chaiyo. Munhu akatopfeka costume kuzasi. Maoko enjuzu haana kudaro.
Akuna njuzu inoonekwa zvakadaro
Hahaha kuenda Kuna Queen kunoti takabata njuzu
"Bottlefish" 😂😂😂😂
Ndavhunika mbabvu nokuseka
King mbira mukurasika makeys ndidedzei ndikuchunirei
Mukoma Andrew hamuna juzi saka mune flue chihera no flue because ari kuzvityira mutezo wake thanks neshona yanhasi kukura kwese ndanga ndisingaizive MUROYI MUNHU WO AKABAIWA ANOCHEMA ndazidza matendwa
Chihera wakachena ende ukusimba
Izvizvakutoda mbuya Shumba yawonda izvi vakuru chayivo vanodzibudisa mumvura,mbuya Shumba yawonda vakati munhu akagarisa mumvura anonanzvwa nenyoka inonzi shato wobatanidzwa makumbo,saka mmmmm izvi zvakutotikanganisa kunzwisisa mamiriro enjuzu izvi
U are so cute chihera please translate more withi. Ndebele
Drewmas Media you are the best. ❤️❤️❤️
Ichokwadi hama
Tiudzei zviri kunzi yakawanikwa kwenyu ku Muizenberg 😅😅😅😅😅
Asi mune flue here mkoma adrew
Eheee yakavarova wena
Greetings chihera na mkoma Andrew
Good chihera
Imi.vanhu imi nyatsoi taririsa pachiuno unenge akapfekedzwa fish iyo
I think uyo munhu ndoari mukati me fish
Haisi njuzu iyi vanhu vaiacter ava munhu mupenyu uyu vanhu vanoda nhema fani
Ndaona pakanzi Muizenberg. Ndiko kwandinogara unless if iri imwe Muizenberg but kuno kwandiri kunogara varungu ndiwo vakawanda kudarika vatema uye kune ma social media groups akawanda dai ndakazvinzwa kana kutoona. Chinowanika kuno ma Whales, kana ma Shark. Tinotonoona plus jecha rekuno ijecha rakachena kuti chuchu. Maybe i Muizenberg isiri yekwandiri.
Zvakaitika l passed through there last week Sunday along beach road l witnessed it
nhai zvako iwe. kuno kunoitwa surfing. ndikotoishayawo muizernberg yavo pamwe kune imwe
get well soon Andrew
Saka mukureva kuti njuzu ine matumbu maviri dumbu remunhu nedumbu rehove 🙄🙄🙄
VaNeshamba munenge marinara Chando (if not omicron) pfekai juzi musati matanga kukosora😂🤣😂🤣
Akatii n'anga dzofanira kuita tsvina ndiyani
Ukuzvitorepi izvi
Good afternoon everyone
Nezvandazwawo about the place yakawanikwa njuzu iyi, i agree with gogo Mangwenya. It was found in a village in Mombasa called Ukunda, hanzi kune witchcraft last number😂😂😂 saka anogona ari mashiripiti shuwa
Gogo vataura chokwandi becouz juzu dzinobunda mumvura dzichinotenga kumashop zvokudya yoh ma1
Evil spirits manifest into any form. Mostly cats and snakes. So do not be worried that’s how evel people get court. If those people live that creature it will become human again. Muroyi uyo.
Rest in peace English kkk
Thanks. English is not problem for me. I have full command of my English. You forget typing on devices is tough. Plus communication does not cater for correct spelling and gramma. When I write on social media I care less about gramma and spellings by communicating
@@tafadzwachadamoyo8977 kkkkkk😂😂
Ndinonetseka nevanhu vanomhanyira kuseka kuti munhu atyora chirungu. Probably English is the fourth, seventh or so language to that person, never our first language. If an English person speaks or writes broken shona or Ndebele, most say ari kuedza, vekwako you're quick to laugh....no wonder tinoramba tiri nhapwa dzevamwe vanhu. There's nothing wrong about that gentleman's grammar. Changamukai mabhoyi....!!!
For me, English is now just for communication. I don’t need to be like I am in an exam. I have passed all my English and even advanced business English. I just communicate, as long as I can convey a message that’s what’s important. I am more worried about the wallet not language. If something comes up that need me to write in a professional way I take time and proof read
Ndeyemuno muzim hre njuzu nekti chividio ichi chatenderera
ndokumbirawo kuziva zita resong irikurira pa back ground
Ndiyo njuzu here iyo ikunzwikwa kanenge kasound kanoitwa nenguruve or ndaita manzwira nzwira
Njuzu yakambobatwa kupi muhatinyepera hmmm
You would expect kuti onopwanywa gumbo, rwoko or musoro kana padumbu kwete just private parts🤷🏾♀️🤷🏾♀️🤷🏾♀️. Garwe racho rakaoma shuwa kutanga kudya pakati
Vachadzkka vachitiudza zvimmwe pane uya wekaunzi adyiwa nebere uye akapondwa
Advert yapastor its too long inotipedzera data nxaa
Nhau yenhuzu iyi yaida mbuya shumba yaonda ndovangapita zvizere
Wakadzi wagara wari against weather kana kuchipisa wanopfeka zvechando kana kunechando wanopfeka zvenguwa yekupisa
😆😆😆😆 ndini mumwe vacho ,my husband always complain 🙄
ko zvaichafiswa nhai,inorarama here out of water or its just like fish which cant survive out of water
Juzu dzakungowanikwa Mr Neshamba na Sisi Chihera ibhoo here
Just for clarity that is not muizenberg...l stay opposite the beach hakuna kubvira kwaitika zvakadaro
PaChibero matikuvadza ne music
Muizenberg Capetown here? Ndokwandogara chaiko 😳zvakutyisa izvi
Umm zvaitika kupi izvi ndatangira pakati
I stay in Cape Town handina kumbobvira ndanzwa nezvazvo njuzu haikubatirwa kuno iyi
Yakaonekwa near strandfontein along Beach ndakapfura nepo
Kwazuva ve drewmas
Mmmmm Inga zvakaoma
This mermaid looks very dehydrated.
Magic gone wrong😲😲😲
😂😂😂😂😂 zvinhu zvacho ka
ha ha ha lol dead
HAISI NJUZU IYO, ZVAKAITIKA APA VANHU VAKATORA HOVE, MURAMBA CHAIWO KOZ KUNE MIRAMBA YEHOVE INOKURA ZVEKUDA KUENZANA NEMUNHU OR LET ME SAY CAN BE ONE METRE LONG, THEN VATORA HOVE VAKAbva vaibvisa musoro., then kwakubvisa zvemukati ndokuchipfekera makumbo emunhu uyo, hongu njuzu dziriko but regarding that vedio, haisi njuzu
Drewmas we are not getting enough ndebele translation,your posts are very informative and educational please we need more ndebele or English translations
Chihera. Kkkkkkkkkkk chihove chiya chiya chakanaka
They shld be fired ,better to hire vanokwanisa kupinda se avo vakapinda kuChivero
iyo haisi njuzu a very good video created in Kenya not South Africa, check the hands they are too clean, the waist part is very suspicious,
Zvakaitika cape town hama wee
@@marthasibanda4085 kupi mucape town
Sure that's very fake skin chaiyo shows kuti ifake ,skin inogara Irish mumvura won't look dark like that.
why r u hiding the face of the second ambuya you consulted?
PanaGogo ava panenge pasinawo zvinozivikanwa apa.
Nyangwe vakaidzosera mumvura I don't think ichine power ini
Ndanzwa muchiti hamuzive kuti inzvimbo ipi yakaonekwa njuzu iyo,ndekuno Cape Town
Nhema ku Kenya
Ko yakazoinda Jupiter njuzu after yaonekwa yakadzokera numbers ere
Ah
Apa ndi Johna anga akumedzwa ne fish.
It seems Njuzu yaonekwa pa Muizenberg beach reku Cape Town
Ndiyoooo
Inga inga eeeh
Hanzi kuKenya
Indaba liyazi vumbulula ngempela Chihera Lo Ndoda
Gogo vakasimba ava