@@maiyeukai9346 Ndosaka muripo mai Yeu, preach my sister, we receive🙏🏾tatobatsirikana pano mufunge. Thank God for using you - kudzora vange vorashika. Ndotoyuvirawo kusvika Pa level yamuri, pakuziva Mwari apo. Ndinovimba ndichasvika hangu, ne nyasha .
Hongu baba ava vangava muroyi. Asi chiripo njere dzavo dzarashika ,amai ava vakabatawo ava hakuna mushonga unobata pasina chironda, vana sekuru vanobatsira ngava batsire mhuri iyi pachena, vana sekuru nana gombwe bond hero basa
This man need deliverance, vapedza ipapo votendeuka ,Mwari añovaregerera ,just like the prodigal son,uye hapana chivi chihombe chinopfuura chimwe saka once vatendeuka Mwari añovaregerera
Vanhu varikurwara ava nepfungwa. These are dillusions and parikuda psychiatric attention. Nyoka iyi ndiye ega anoiona 🤷♂️. Zveshishto chaizvo chaizvo hazvina mafunnies aya. Dai zvirizve zveshishto chaizvozvo zvaibuda pachena zvisina kana zvekufungira zvirikuita Baba ava. I may be wrong but this is fishy. Munhu arikutotaura zve braai😂😂
Uuuuuuum nyika yakaoma iyi veduwee baba ava havana kubata vachiziva kuti richave dambudziko but vaida kuve mupfumi zvinove zvakabarwa neruchiva kuchiva hupenyu hwevamwe vanhu veduwee ngatidzidzei kutenda Mwari pazvishoma zvatiinazvo izvozvo plus kana uchida kupfuma "you must work hard "you can see kuti face yavo vatorine stress ,..dai Mwari avabatsira ....ngachive chidzidzo kwatiri tese
Shumba matove chikwapuro panyaya idzi 👏👏👏. Your interview skills, I surrender. Forgive me for starting to believe kuti munombosangana nadzo gen'a idzi 😂. Muri kugona henyu. Ko kusazotya manje🤔. Imagine munhu uchinzwa kuti the person close to you anenyoka muchiuno 🙆♀️. But if anything, Zimbabwe yave padhuze nekucheneswa coz the rate at which this witchcraft business is being fumurwad ka, yah
Baba ava zviripachena havadi kutaura chokwadi vari kungondandama vasungatauri zvinonzwika vanobvunziwa mibvunzo ivo vopindura dondo back to senter ngaishande apa
Nyaya iri pamafuta enyoka amaizora, that was initiation that's why makurota muri kumvura nekupiwa matombo. Ndo anonzi ma marine spirits that's why muchiona mapurofiti Aya achishandisa nhombo pamiteuro yavo it symbolizes marine spirit. You need proper deliverance only hamusi muroi imi but mambuya ese emagirazi nen'anga yekukupai mafuta vanotozivana mu spirit world.
Keep up the good work,babamukuru.Mdhara uyu haasi kupindura zvamuri kubvunza.Ari kuti pamutondo pamusasa.Ngaataure chokwadi abatsirike.Uku kurumwa neche kuchera.
Shuwa uyu mudhara uyu arikunzvenga mibvunzo plus anenge akapihwa huroyi Mai vake saka haadi kunyatsitaura
Yoh - kuvigwa ku Zimbabwe 🇿🇼 kwave tricky - body yodyiwa 🙏🏾🙏🏾God have mercy
Unfortunately varoyi vari kwesekwese even kuvarungu. Nowhere to run kkkkkk
Haa hausati waakuziva Mwari hama yangu. The body doesnt matter its just clay and if you are of God haudyike. Nvunza sekuru ava
@@maiyeukai9346 Ndosaka muripo mai Yeu, preach my sister, we receive🙏🏾tatobatsirikana pano mufunge. Thank God for using you - kudzora vange vorashika. Ndotoyuvirawo kusvika Pa level yamuri, pakuziva Mwari apo. Ndinovimba ndichasvika hangu, ne nyasha .
Mai avaitsotsi vakadzi munoziva imi nhasi
Its better to be cremated
Hanzi inoita senge irikunofuta yoita senge irikudzoka serwaivhi yoita senge irikunomira 😊😊😊😊
🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂😂😂
Baba ava vanonyepa ngavataure straight forward
Havas Kna kusangana nemuvhunzo vari kutaura zvinhu zvisr straight haiwa ska vanobatsirwa sey uye vaku reapeter same nyaya kuipindurisa muvhunzo dzese idzo
Mukadzi uyo skaramba achinyengerera murume uyo achafira mahara.Sezvo arikunzvenga ngapaiitwe back to sender zvipere
Ngavaenda kwasekuru tasvu vanonotaura chokwadi
Sekuru Nyangatayani and Taaaasvuuuuuu Tasvurai muroi uyo
Vanowanika kupi sekuru Tasvurai
@@lameckzisengwe6517 murikuda number dzavo hr mugokwanisa kubatana navo
@@effortkwinika1627 Ndipeiwo number dzavo
Drewmas media, wamuhle umsebenzi wenu👌🙌
Sibonge,,eNkosi bandla 🙏 🙏
I like mbira music nfopamunondigonera chete pakuvhura nyaya yenyu
vanotungamidzwa pamberi nevakadzi here,kkk
baba ava vanonyepa ngavatikwanire
Sekuru dhori vakashata ndivo vanoramba cute gogo here veduwee. Varume havagutsikane
Hongu baba ava vangava muroyi. Asi chiripo njere dzavo dzarashika ,amai ava vakabatawo ava hakuna mushonga unobata pasina chironda, vana sekuru vanobatsira ngava batsire mhuri iyi pachena, vana sekuru nana gombwe bond hero basa
This man need deliverance, vapedza ipapo votendeuka ,Mwari añovaregerera ,just like the prodigal son,uye hapana chivi chihombe chinopfuura chimwe saka once vatendeuka Mwari añovaregerera
Mkoma Andrew munebasa guru tinotenda chose👏 tirikudzidza zvakawanda
mhuri iyi mayaifamba ichitsvaga rubatsiro ndomavakapihwa imwe mishonga yakaipa vachifunga kuti varikubatsirwa
Baba vanenge vane problem yenjere avawo amai vaakunakurira baba but vakatyora mhiko
Pane ari kuvashandisa havana kuromba vaakungobvuma nekuda kwedambudziko
Mkoma Andrew mheno zvenyu kkkkk
Endai kwasekuru Kanengo chidhara chibatsirwe ichi, chinenyaya dzacho
Drewmas media taking us to another level.. Lots of love to you mkoma Andrew and your team
This complicated story baba havataure chokwadi vabatsirwe
Zvinhu zvacho zvine connection zvinokubvisa pane rimwe level zvichikuendesa mberi kusvika wave deep deep kt uzobuda manje ma1 anenge atanga
Mr Neshamba vaendesei kwa sekuru tasvu vabatsirwe chete pane dambudziko chairo vakabata mushonga wakaipa
Dai matigonera baba dai matigonera baa teega tinokundikana baba 🙏🏾🙏🏾🙏🏾zviratidzo tune
Nxaa.. This old man is not being honest.... nyaya yake ine maburi akawanda.
In Andrew's voice... "Asi baba hamufunge kuti mukamborohwa mbichana munotaura chokwadi chese imi 🤣🤣🤣"
hahahaha!!!😅😅😅😅
kkkk
Hahahaha you craz 😂😂😂
Yaze yabuhlungu lindaba😢
Very sad indeed 😢 ngizwela unkosikazi kababa lo, hayi kunzima bakithi 🙉
Mukoma Andrew well done 👏 You grilled this man well. I think ariku humana murume uyu.
Vanhu varikurwara ava nepfungwa. These are dillusions and parikuda psychiatric attention. Nyoka iyi ndiye ega anoiona 🤷♂️. Zveshishto chaizvo chaizvo hazvina mafunnies aya. Dai zvirizve zveshishto chaizvozvo zvaibuda pachena zvisina kana zvekufungira zvirikuita Baba ava. I may be wrong but this is fishy. Munhu arikutotaura zve braai😂😂
@@briankasekevambe8174 we are on the same boat. Ini handina kuzvipihwa mushe ini kunge nyaya yemubikirwa 🤣🤣🤣🤣
Ngavasangane nemubvunzo vakuda here kuti back to sender iitwe
Drewmars nhasi mamubata mudhara uyu,he knows is a wizard, anga achida kuramba tamba kunge anoroya asingazivi, good investigative skills blah Andrew, best interview so far, rinonyeba zimudhara iro maribata
Vanhu two imu makaromba taurai chokwadi, regai kutiita mapenzi enyu muri kutinyebera muri 2.
yaaa true mavaifamb imomo vachida help ndomavaitoromba vachipihwa mishonga ykufushira nemagar usiku vanozivana ava
@ Forget Jenyura taura hako asi tiri kutodzidzawo zvakawanda.
If roundabout was a person
😂😂😂
Ukutenderera
Ah taura hako 🤣🤣
Nice questions broo Anďrew ask him he knows the truth daddy uyu
Vakarohwa vanotaura zvakanaka
Promotion kumapurazi yarombesa vanhu vazhinji hatisati ndambonzwa munhu aishanda paHotel akaromba ini vashandi vemumapurazi purizi shandai nesimba renyu
Aiwa huroyi hwakabva pamukadzi vakamufushirisa nemagaro vasina kupfeka ndiye akavapa huroyi. Akuna mushonga unoiswa usina kupfeka huroyi
“Ishīri chete yatinongoita ndege” 😂😂😂😂
🤣🤣🤣
Baba ava varikuzvambarara pamubvunzo uye vatove nekakuzungaira nenyaya yekuromba
Andrew take them to Profet Jose or Tasvu baba awa warikubvuma jst help take them to Tasvu
Vanowanika kupi Tasvu
@@lameckzisengwe6517 78
baba ava vakasiirwa huroyi namai vavo vakazonowedzerwa nen'anga yakavapa mushonga wekufushira nemagaro.
Baba avaka havasati vave serious imbovasiyai soo. Nhema dzacho🙌🏽
Taura zvako kurasa nyaya chaiko munhu ktadza, kudaira zviripo
Say that again,ko kuhumana kwacho kkkkkk anenge akurasika netwrk 😂
Drewmas ndodada nemi ndafara kuona two yacho bless u mukoma Enduru
Baba ava vanokwidza forogonya... Vanoda ruramiso vagone kutaura zvakanaka
Very good ndiwe wega 😂😂😂😂
Ndakakurira hangu pa heyshot pa modern, Aiwa pakatakura zvinorema
Baba ava vanonyepa.
This is what Nigerians would call nonsense! He must own up.
Ini murume akadai ndomuramba
Zvakaoma baba vanonyepa ivava kuita kudzamba dzamba murume mukuru kutadza kusangana nemubvunzo
Endesai baba ava kwaana sekuru Tasvu,Nyangatani kana Kanengo ndinovimba navo vana sekuru
Kanengo anemasimba mashoma pana kule Tasvu na kule Nyangatayani
Mmmm kanengo isimbi iyo
Andrew bvunza muroyi kuti vanozivana sei varoyi kana munhu uchangopinda panzvimbo
Andrew mushonga wemhiko yekucherera pamba huroyi baba avo ngavaende kwasekuru tasvu vanobatsirwa kwete kudyirwa Mari nevanhu
Uuuuuuum nyika yakaoma iyi veduwee baba ava havana kubata vachiziva kuti richave dambudziko but vaida kuve mupfumi zvinove zvakabarwa neruchiva kuchiva hupenyu hwevamwe vanhu veduwee ngatidzidzei kutenda Mwari pazvishoma zvatiinazvo izvozvo plus kana uchida kupfuma "you must work hard "you can see kuti face yavo vatorine stress ,..dai Mwari avabatsira ....ngachive chidzidzo kwatiri tese
Waizviita shasha yekunyenga,manje uchafa uchingonyenga,kkkkkkk
Aiwa baba bvumai kudonha ndimi makakonzeresa honai Amai vakutambura
Ummm mudhara is hidding something well done sandoo dzako my brother urikubata nemubvunzo
Mdara akato vhiringidzika njere nekushandiswa
🙌🙌🙌💔💔💔munobatirei mishonga iyi
Mwari ngavafe mhani vanhu vakadai
Haaa baba ava avataure chokwadi kuti vanoroya vanongo nezvenga nzvenga ngavabude pachena vabatsirwe
Dambudziko ravo vari kusangana nematsotsi vachiti vari kubatsirwa kkkkk vari kunwiswa mudzepete vachidzi vari kurapwa
Haaaaa baba avo ma1 chibhodhoro nekutora mukadzi wemhunhu zvokenzera kuroya ummmmmmm
Thank you Andrew for refusing kuRombesa 👏🏿👏🏿👏🏿
Saka nyaya yababa ava ndeipi chaiyo, kuti baba vataure chokwadi pakutodiwa sekuru Tasvu.
Mushonga wavakaisa pamba vakafushira nemagaro ndowapanduka ngavawane anovabatsira
Andrew you nailed it straight to the point. This man is guilty if not how come he remembers everything they do during the night
Kkkk ayas hanzi takafushira mushonga ne magaro
Baba ava vanonyepa vonoziva chokwadi.. mafuta haasiriwo arikukonzeresa there's something zviripo hobho
Vakapihwa mudzepete vanhu ava. Hapana huroyi apa kana wadhakwa unoona zvisipo
Mai na Baba vakabata vese Mai vakuhwanda, Mai vanoroya ,musamanikidza munhu kubvuma zvaasina kuita
Mmm Mai vanoroya papi
Gegegegege kubvotomoka ndokuziva ini hanzi Amai vangu vairoya vaitombo ndishandisa semurume wavo 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 baba ava vakashwapaidza tutama utwo
Kkkkkkk taurai henyu ndovagure vanoda kurohwa
Shumba matove chikwapuro panyaya idzi 👏👏👏. Your interview skills, I surrender. Forgive me for starting to believe kuti munombosangana nadzo gen'a idzi 😂. Muri kugona henyu. Ko kusazotya manje🤔. Imagine munhu uchinzwa kuti the person close to you anenyoka muchiuno 🙆♀️. But if anything, Zimbabwe yave padhuze nekucheneswa coz the rate at which this witchcraft business is being fumurwad ka, yah
Taura hako unogona basa
I think these stories must be documented, that's invention of wi-fi, password known by the owner
Var kungotsika tsika nyaya yavo sekuru avo havas kuda kunyatsotsanangura nyaya yavo sezvair varikungoruma ruma ngavataure chokwad vabatsirike especially mhur yavo
Ring inechekuita nen'anga here chidyiswa chinechekuita nen'anga here madzimai ehusiku nekuenda kumakuva zvinei nen'anga asanyepera kuzungaira munhu uyu muroyi chete
Mai Tk
Baba ava vanoda shamhu chaio vari kuhumana......ivo vanoziya zvavarikuita nemishonga yavo
Sei uroyi huchifambidzana nechihure, unogonzwa tinovata tose chero mai nemwana
Mabasa asatani ese satani anowedzera zvakaipa pane chakaipa chese chaunotanga kuita
@@tendaiwarambwa9706 very true
Chaaaai😮😮🤐witch👏
Mubobobo here kkk
But baba ava vanogona kunge vakatopihwa huroyi nen'anga yakavaudza kt afutsire makomba nemagaro hutori huroyi hukuru chaihwo hwakaita murume uyu akatorombeswa
Ok nyoka bakayi tora kupi
Mudhara Uyo anoda kurohwa anonyatso taura
Baba ava vanoda kurohwa
Mukanonoka kunoona sekuru Tasvu michiramba muchitaura zvinhu izvi zvinokuurayayi endai kwasekuru Tasvu
Baba ava I surrender vanonyepera kuzungaira zvavo
Saka zvikureva izvo kt nyoka ndiyo inobobodza vanhu Jeso zvotopera nekubobodzwa isu amai kani hiii hii hii hii hii hii hii hii hii
Madhala Imi kwanai nxaaaa
Baba ava vanoda team re black boots vomborohwa magaro avakafutsirisa
😂😂😂😂aaaaagh
Sekuru tasvu pane ari kuramba kutaura chokwadi
Baba ava havana statement inobatika vakapuhwa kabhodhoro 1 vakarara nemukadzi wemunhu 2 vakapuhwa mushonga namaivavo 3 baba budaipachena
maonero angu baba ava mai vavakarara navo vaya ndivo vavarikuroya navo
Casio kuenda Kwa sekuru Tasvu kunaya mushonga better kufa urirombe hako pane kuparadza mhuri chawagonha hapana Jeri re bindura
Ngaaende kwa sekuru tasvu anopedza izvo
Sekuru Tasvu vanowanika kupi
Ummm ndatenda hangu nyika yakatakura kurema....vanhu namatai muchibuda nekupinda mumba team iri harizorori zvachose
N'anga muchadzirega henyu
Ndururani yababa havasi kutaura chokwadi
Straight point this man is a witchcraft he neeďs help strue I feel pity for u nummy askies neh I love ù
Endai kwasekuru tasvuuu vanotasvura varoyi kana kuti kwasekuru nyengetani
Saka imi nemukwasha makaromba.saka nehanzvadzi yenyu itoriwo nedambudziko rinemukadzi wenyu.kuda kukwidziridzwa kusakura mupurazi yooooo
Zvinei nehuroyi hwenyu zvamuri kunenera murume uyo sanganai nemubvunzo
Baba ava zviripachena havadi kutaura chokwadi vari kungondandama vasungatauri zvinonzwika vanobvunziwa mibvunzo ivo vopindura dondo back to senter ngaishande apa
ummnm vanenge vanoroya vese avo , zvemishonga izvi vanhu vachazvirega. ummmm baba ava nemhuri yavo ngavasunu ngurwe please heyi
Inhema. Hamuroyi imi. Hapana munhu anoroya.
Vanomuziva here mkadzi wacho anogarepi
nyaya iripakuti zvekuroya zvakatanga sei
Baba awa hawasi kujekesa ngawaende kwasekuru Tasvu
Sad story ngavaende kwasekuru tasvu vanobatsirwa zvinopera
Vanowanika kupi sekuru Tasvu
Sekuru Tasvu vanobatsira asi chandinosvoora pavari kuuraya vanhu varoyi vese vanodarika nepavari vanofa hakusi kubatsira ikoko ngavatorere munhu uroyi osara asina matambudziko aakakonzeresa ogadzirwa aripo achizviona kwete kuuraya hapana anozotitaridza kwakatorwa mishonga nezvidhoma neumwe urombwa
Zvemagirazi ndezvekunyepa unopihwa zvimushonga zvinodhaka wotanga kuona horror
Kkkkkkkkk
Maswerasei madzishe fambai nebhora team yakabaiwa
Mudhara ava vari kupota pota hvana chavari kutaura vari kuwumburuka pamivhunzo yose zvavo
Kana chavatawura chandanzwa baba ava iyoooh
Mudhara varikuita kutsenga mukanwa ava kana help havasi kuida