SATANISM- -'HANDITORE NGUVA KUURAYA MUNHU'-

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 25 кві 2022
  • OREURURA SATANISM
  • Розваги

КОМЕНТАРІ • 745

  • @chitaurofortu9559
    @chitaurofortu9559 2 роки тому +27

    Vanhu munogoti akutaura zvakasiyana nezvakataura patete sei?
    Anogona kuita pfupiso yenyaya sezvakaita kwaTilda
    Now pano aita inonzi Rondedzero yenyaya yese.
    May God show him mercy & give him second chance to amend his ways.
    Zvinhu zviri kuitika end time now
    May God keep exposing Kingdom of darkness.

    • @monnietaah9583
      @monnietaah9583 2 роки тому +1

      Yes he is the same guy from Tete Tilder. It’s so heartbreaking veduwe.

    • @cassiemakona3550
      @cassiemakona3550 2 роки тому

      Tilder haana kumupa time ayimumhanyisa

  • @kaie7308
    @kaie7308 2 роки тому +45

    Your life was meant for God and everything to show the world what is going on behind the scenes of the world we live in, I thank God for your testimony, the grace of God is already given to you.

  • @tinotendakahondo4860
    @tinotendakahondo4860 2 роки тому +31

    I never believed in the dark world, this guy made me feel otherwise. Ngatinamatei guys God is always on our side

  • @shyletmakwiranzou1482
    @shyletmakwiranzou1482 2 роки тому +26

    Dai mwana uyu akaenda kuskul aienda kure ,he sounds inteligency

  • @tiffmat9475
    @tiffmat9475 2 роки тому +55

    God was fighting for his life from day 1. To avoid the devil having him for eternity. I praise God for that!

  • @wanzi6461
    @wanzi6461 2 роки тому +61

    Hah mwana uyu ane maguts to tell this story. I applaud him I dont see him as lying at all. Anotova nevaluable story to tell and teach others in many different ways.

  • @ndizvo06
    @ndizvo06 2 роки тому +62

    Vese vari kuti manyepo manyepo natsai kuva cherechedzai nekuti imbwa nyoro ndidzo tsengi dzematowo. Muroi ndiye number 1 kufamba achiti witchcraft does not exist. They discredit the stories of those who want to leave so as to throw people off track. Garai maziva izvozvo. I have had an experience like that myself. Each time I tried to comment about nyaya dzevanhu vakaromba dzandaiona pasocial media ndaisekwa kuti you actually believe in those stories yet that very same person aiti it doesn't exist ndiye akazobatwa aine zvikukutu mumba make. Just so you know

    • @blessingmurozvi6059
      @blessingmurozvi6059 2 роки тому

      Kkkkkkkkkkkk

    • @carolziyenge5587
      @carolziyenge5587 2 роки тому

      Very true

    • @kingofkings3074
      @kingofkings3074 2 роки тому

      You are 100% on point. That's what these people do. The best way of denying something is to claim that it doesn't exist. I have experienced the same thing only to pick through psychic that those very people ndiwo vakuru mumadhiri acho

    • @raymondchinoda7361
      @raymondchinoda7361 2 роки тому

      🤣🤣🤣

    • @miriamhandoh7961
      @miriamhandoh7961 Рік тому

      Haurevi nhema vanobata bata ndo number 1 kuti hazviko.

  • @wanzi6461
    @wanzi6461 2 роки тому +20

    I watched this one from.Drewmas media. This is a truth testimony unto good. Zven'anga or midzimu zviya, umh pane nyaya

    • @markmax3112
      @markmax3112 2 роки тому +2

      Here he narrated without interference

  • @precizw9202
    @precizw9202 2 роки тому +18

    😭😭this is painful chinzwa age yacho asi kha zvakangooma hazvo vabereki build a good relationship with your children so that it can be easy for u to notice and identify that your child has changed in a particular way dzidzisai vana kunamata ini i do not think he would come make up lies to scare people and ruin his osn reputation pamberi pevhanu kudaro im glad he has tried to find help plz dai mwari akuregerera wawana rubatsiro

  • @takundasigauke9968
    @takundasigauke9968 2 роки тому +41

    I think this is a lesson for people to learn that its not every man who claims to be madzibaba wearing a garment to disguise people is God sent and claims to be a Prophet or Madzibaba as we dont know where the powers they use come from . Lesson learnt here people should open their spiritual eyes through prayer and God will always vindicate and protect us from being helped by people from the kingdom of darkness..

  • @machuma9192
    @machuma9192 2 роки тому +13

    Lord have mercy tinamatire vana vedu at the age of 16 unenge watambura zvakadii chero zviwome sei idya cheziya tikada kutawura history dzedu vamwe l had roof on top off my head at the age 40 zvichiwoma zvichirwadza ndakabatirira mukombero wa Jesu kusvika zvayita

    • @sci-fientertainment.949
      @sci-fientertainment.949 2 роки тому +1

      Kana wakakura zviri bhoo you won't understand

    • @machuma9192
      @machuma9192 2 роки тому

      @@sci-fientertainment.949 Haaa kana kutotambura zvokurevesa my father passed away when l was 12yrs old takakura tichirerwa namai tiripo 6. The journey was so hard zvekuti kuwudza munhu anoti ndonyepa l can write 4 counter books mayererano nezvatayisangana nazvo inline.Mai vakatidzidzisa kuziva mwari

    • @machuma9192
      @machuma9192 2 роки тому

      In life

    • @kruzhnevbrezhnev7798
      @kruzhnevbrezhnev7798 2 роки тому +1

      Y'all had people that loved you even if your fathers had died... You had mentors....this boy didnt have anyone bcz even his mother loved her new husband more than her son

  • @thulanidouglas6857
    @thulanidouglas6857 2 роки тому +15

    Good people we must fear God 🙏 of all things nhamo haiuraye zvachose shandisa maoko nepfungwa dzawaka pihwa na Jehovah nungo dzino parira.

    • @vivian-ys3fu
      @vivian-ys3fu 2 роки тому

      Mmmmmmm nyika yaende kumagumo veduwe

    • @wanzi6461
      @wanzi6461 2 роки тому

      You said it all, nhamo haiurayi at all.

  • @mavismupunganyi6076
    @mavismupunganyi6076 2 роки тому +14

    Gogo vake aivada. Mwari vachakupa zvishuvo zvemoyo wako

  • @briantinorwa6203
    @briantinorwa6203 2 роки тому +17

    Good Job Mkoma Andrew & Chihera,regai ndimbopa maonero angu esp kune avo varikuti his narration of his story zvasiyana nezvaakataura pashow ya Tilder .iam fan of Tilder bt unfortunately haapi nguva yakakwana kumaguests ake ,anoda kti guest ataure zvaanoda iye .For me this is the best podcast , ,Andrew went to voice mail mkomana achataura zvake guess wht part 2 is coming becoz guest kept on mentioning his nast childhood bckgroung & Andrew akapabata ipapo.manje paTilder we end up judging pple becoz munhu anenge asina kupiwa tym yakwana ye kutsanangura

  • @delighbless3373
    @delighbless3373 2 роки тому +56

    shame, I feel sorry for my brother. It's all because of parents who doesn't want to take responsibility for their children. This brother was doing all this out of bitterness because bad parenting. May God guide you through your journey of repentance

    • @balistenbmbolam7809
      @balistenbmbolam7809 2 роки тому +3

      Kwete husimbe haisi nyaya yevabereki

    • @nonom5659
      @nonom5659 2 роки тому +5

      @@balistenbmbolam7809 he has been working tirelessly, one man didn't even give him his money plus remember this guy did not go to school, nderipi rimwe basa ramuri kuda kuti aite raasina kuita

    • @balistenbmbolam7809
      @balistenbmbolam7809 2 роки тому

      @@nonom5659 saka urikuti ndizvo zvinotuma munhu kuromba izvozvo here zvokuti washanda ukanyimwa mari kkkkkkkkk musaita munyengeri

    • @nonom5659
      @nonom5659 2 роки тому +1

      @@balistenbmbolam7809 Nhamo inotuma munhu kuromba dear, things are hard in Zimbabwe

    • @pamelamupungayi
      @pamelamupungayi 2 роки тому

      True

  • @allentlou8813
    @allentlou8813 2 роки тому +13

    This is so painful..... Single moms pliz please don't get married to people who don't want or love your children. If this guy could have grown up with parents, he was not going to suffer like this.

  • @Ftv_studios_entertainment
    @Ftv_studios_entertainment 2 роки тому +64

    How did he manage to remember all these things at once and narrated everything for more than 2hours without a break this guy is somehow genuis....too long but worthy to watch thnks drewmas media i personally need to see more stories like this1

    • @chitaurofortu9559
      @chitaurofortu9559 2 роки тому +9

      Kkkk saka iwe hautogoni kurondedzera any story yaunenge waita went through.
      Ndopaunofanira kuziva kuti Wisdom is not all about writing books stories. Inga kunze uko kunotova nevanhu vanogona kuimba zvinhu zvasina kana kumbonyora pasi first

    • @MarwaFamily888
      @MarwaFamily888 2 роки тому +6

      because he lived it. Hazvisi zinhu zvinokanganwika. Zvakafanana nekuti ukasangana neboys rako rawakaita form 4 naro, nyaya dzese dzamaita nebhebhi akanaka munomataura ese. Unenge wa remember sei

    • @Ftv_studios_entertainment
      @Ftv_studios_entertainment 2 роки тому +2

      @@chitaurofortu9559 thats why ndati he is genius kuimba song isina kunyorwa pasi hungwaru

    • @mucharuzamukoni1652
      @mucharuzamukoni1652 2 роки тому +2

      Saka imi hamucharangariri zvamakamboita kumashure

    • @kudzanayigwanzura694
      @kudzanayigwanzura694 2 роки тому +1

      Sha ndichiri kuziva zvakawanda zvandiita ndiri grade 1 apa ndane 34yrs

  • @lizbertify
    @lizbertify 2 роки тому +39

    What's up with the background noise? Kugwedebedza gwedebedza, in and out door richingorira it's so disturbing zvisingaite

  • @mat-on-go8644
    @mat-on-go8644 2 роки тому +68

    Once you start listening to this story you won't stop 😂😂🏓

  • @tendaichinorinda5134
    @tendaichinorinda5134 2 роки тому +4

    Ndatya 😳😳😳very young man , Mwari dai vati batsira ,even this guy akawana help bitterness iri maari haipere.Vabereki please ratidzai rudo kuvana venyu.

    • @ThomasChitambira
      @ThomasChitambira 2 роки тому

      Zvikapihwa nguva yekunamatwa hakuna chisingapere nemunamato, anoda counseling, kugara pasi nevabereki neminamato kuzama kuvaka moyo wake akanyanyorwadziswa shame ☹

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 2 роки тому +36

    That young man is a nice person if wasn't he wouldn't have thought twice about killing his elderly grandma for money.

  • @chitova2601
    @chitova2601 2 роки тому +4

    Vadzimu vemuchinda uyu vakamurwira hondo hombe, ropa rake rakarambana nehurombwa. God is great people must learn to work hard

  • @wellychauke
    @wellychauke 2 роки тому +35

    Mazvinzwa ka imwi vekuda kupiwa Mari naana Passion java

  • @marlonmarimirajnr3423
    @marlonmarimirajnr3423 2 роки тому +20

    Drewmas media never disappoint

  • @mucharuzamukoni1652
    @mucharuzamukoni1652 2 роки тому +3

    Vese varikti mwana uyu arikunyepa handikuchenesei

  • @rachelmpawa508
    @rachelmpawa508 2 роки тому +17

    Truly there’s God in Heaven a man came to sleep with me but when he was standing in the room he said he couldn’t see my bed. I beat him and he said I don’t even know you I was sent by someone to do it . Please please pray the Devi is thirsty for blood 🩸

    • @handizindoga2222
      @handizindoga2222 2 роки тому +1

      Kunamata ndonumber 1, hakuna chinotikunda kana tina Mwari.

    • @BbBb-hw5pq
      @BbBb-hw5pq 2 роки тому +1

      Rachel was that in your dream or in real life?

  • @bridgetgweshe2905
    @bridgetgweshe2905 2 роки тому +1

    Munotendwa nedenga nekureurura kwenyu.Mwari anoda vanhu vanoreurura vachipfidza.Musadzokere mukutadza futi bhudhi vangu👏🙏

  • @nevertori4588
    @nevertori4588 2 роки тому +1

    Ichenjedzo yakanaka vanhu warikuparara nekushaya ziwo yakadai thanks very much Drumas midea

  • @chitova2601
    @chitova2601 2 роки тому +3

    muchinda akasangana nezvakarema uyu, we thank God that he's been freed from all this evil

  • @kennedymsengezi718
    @kennedymsengezi718 4 місяці тому

    If evil exists then surely God exists. Tinonzvengeswa zvakawanda naivo Ishe. Be blessed bro.

  • @emmanuelmagwaza4427
    @emmanuelmagwaza4427 2 роки тому +20

    This guy is brave , I wish him all the best , I believe the Almighty shall protect him and lead him to a better life .

  • @handizindoga2222
    @handizindoga2222 2 роки тому +11

    chihera is beautiful

  • @felistasmusengezi6819
    @felistasmusengezi6819 2 роки тому +8

    Varikut kwatilder nezveapa zvasiyana , cant u see tym yaataura, kwatilder yairinyaya yetime apa he is giving all detail, listen and learn momira kt akunyepa as if maivepo

    • @portiapfumbidza1551
      @portiapfumbidza1551 2 роки тому

      Akatsanangura futi nyaya yake kwasis Melly.akanzi taura hako zvese .nguva aive nayo bt panepamwe parkuratidza kuti parikutisiyanei

    • @ezws
      @ezws 2 роки тому +3

      @@portiapfumbidza1551 haangataure exactly sezvazviri haasi robot zve 😂😂, in narration you your story will differ but mapoints ake enyaya haachinje

    • @portiapfumbidza1551
      @portiapfumbidza1551 2 роки тому

      @@ezws panepandakatobata pakaita kakuchinjwa that's y ndadaro

    • @ezws
      @ezws 2 роки тому

      @@portiapfumbidza1551 papi? If you don't mind sharing

  • @hokoyochikwenya7678
    @hokoyochikwenya7678 2 роки тому +13

    A good creative storyteller only ......combine stories so well......good research with black ppl witching affairs ....55 yrs but my other 47yrs is full of those episodes...few close witness but can't intelligent enough to narrate like this guy fulstop

  • @felistursamicia7732
    @felistursamicia7732 2 роки тому +12

    Vanhu mukut zvenyu anonyepa asi zvinhu zvaataura even 1yr zvinokwana zvese gore rakareba

  • @tawandatasarira5144
    @tawandatasarira5144 2 роки тому +9

    Huori hwakanyanya Kumatare edzimhosva varombo havachakwanise kunzwikwa zvichemo zvavo court yaitofana kubatsira mukoma uye nemari dze transport ataurewo kodzero yake asi nekushaya zvatadza kufamba

  • @margrethvenge1456
    @margrethvenge1456 2 роки тому +9

    Hapana nhema apa akumbaitaura zvaanoziva chaiko face can tell

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 2 роки тому +13

    Guys part yekuda kuba NYOKA ikundiseka ini. Hanzi ndaisada mari ndaida nyoka 🤣🤣

  • @idamupamhanga1386
    @idamupamhanga1386 2 роки тому +6

    I pray that you get total deliverence

  • @annaclettadingwiza2823
    @annaclettadingwiza2823 2 роки тому +3

    Hanzi kuraper kunobvumidzwa and hauendi kujeri Ngwarirai marapists vakuru vemakereke mamusicians uùuummmm zvaakuda nyasha

    • @markmax3112
      @markmax3112 2 роки тому

      Tadzidza zvakawandisa more than enaf.

  • @trishynemai2106
    @trishynemai2106 2 роки тому +8

    Jesus Christ is the king,he will deliver u

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 2 роки тому +42

    Dear Slay Queens. This is a message for you, work for yourselves. Fear for your lives ladies.

  • @afroverse9264
    @afroverse9264 2 роки тому +13

    Lord Jesus Christ is the answer to everything. Let's pray and work hard.

  • @shyletmakwiranzou1482
    @shyletmakwiranzou1482 2 роки тому +20

    He is good at narrating his story bt he needs deliverance

    • @destiny6547
      @destiny6547 2 роки тому +1

      He is already delivered nyaya iyo yakataurwa kwa tete Tilder. Then sis Melly directed him to Prophet Jose

    • @wanzi6461
      @wanzi6461 2 роки тому +1

      @@destiny6547 umh saka growth then, the way he is narrating does not show Jesus in him yet. I fear for the father's life :) still.

    • @tanakantix5176
      @tanakantix5176 2 роки тому +2

      @@wanzi6461 its like the way u narrate ur testimony do u expect him to cry or show a sad face while narrating his story he is already a free man but they is nothing he can do cz he is on media understand that

    • @portiapfumbidza1551
      @portiapfumbidza1551 2 роки тому

      @@destiny6547 bt the story sounds a bit different.qhasiriwo matsananguriro aakaita kwatete Tilder nekwaSis Melly

    • @mooniemoonie5611
      @mooniemoonie5611 Рік тому

      @@destiny6547 hyy sorry to bother you I don't understand Shona but I also need help against satanism I never joined it myself it's a family thing but I need to get out of it but I can't cz I'm just being used without my consent...where did the young man say he got help from maybe I might go there also

  • @shiyeliainkorea
    @shiyeliainkorea 2 роки тому +27

    He can be a fictional writer 😆 sounds so well connected zvinhu zvacho zvese 😆

    • @sabhukuchoko263
      @sabhukuchoko263 2 роки тому +1

      😜😜😜😜

    • @shiyeliainkorea
      @shiyeliainkorea 2 роки тому +1

      @@sabhukuchoko263 😆😆

    • @blessedeternally2666
      @blessedeternally2666 2 роки тому +1

      @Shiyelia in Korea good to see you on this platform, I follow you on your channel❤

    • @shiyeliainkorea
      @shiyeliainkorea 2 роки тому

      @@blessedeternally2666 thank you ❤

    • @ezws
      @ezws 2 роки тому

      Coz it's true 😅

  • @mavismupunganyi6076
    @mavismupunganyi6076 2 роки тому +9

    Imi mukuti akunyepa pazvaitika maivepo here?. Kwa tete tilder aitaura achimhanya same nekwasisi melly saka imi tererai nyaya mobatsirakana

    • @leratoncube9676
      @leratoncube9676 2 роки тому +1

      Nhy hako

    • @h.d5546
      @h.d5546 2 роки тому +1

      Nhy nhy vanhu vatema tine dambudziko

    • @rebbecahove5499
      @rebbecahove5499 2 роки тому

      vanhu vanoita kunge vasingazive kt kune satanism

    • @lucysanyatwe2420
      @lucysanyatwe2420 2 роки тому +1

      Vanhu vanotangotaura imarii?? Yaangawana nekunyepa nhai imi zvese zvaari kutaura kwasisi melly akazvitaura kwaTilda kwapastor Kudakwashe futi .shuwa angataura zvekuda marii mwana ane 22yrs asati amboroora kuzvikanganisira life yake

    • @monnietaah9583
      @monnietaah9583 2 роки тому

      Yes. Now he is narrating in full. It’s very sad

  • @antoniebenjie8701
    @antoniebenjie8701 2 роки тому +1

    Mwari dai vakuchengeta hama...I really feel uou chasara kunamata chete bro mapihwa mmwe mukana

  • @dee.mellow
    @dee.mellow Рік тому +4

    What a revelation, as some have already pointed out, it’s very brave of him to speak so candidly without hiding his identity or fear of reprisals. His testimony does seem credible indeed. Dear folks,please spare a thought for the innocent victims. It’s heartbreaking to see our vulnerable young people now falling prey to such cults and secret societies due to lack of employment opportunities in our beloved Zimbabwe, that’s the bigger picture. You’ve definitely opened my eyes with this one.The you man should write a book and have it translated to English. it will be an interesting read for sure. Judgement reserved.

  • @Gogoaggie2018
    @Gogoaggie2018 Рік тому +3

    Wooo, this guy can narrate for sure. Hours of watching. I feel sorry for this guy. Something should be done in Zim to help youth. This is deadly

  • @charitymagavu6213
    @charitymagavu6213 2 роки тому +5

    Give the people you interview some refreshments pliz

  • @hazelkaseke562
    @hazelkaseke562 2 роки тому +4

    Man take responsibility of children look now , even here we are having problems with Nhlanhla lux because he also grew up without a father.i thank God I grew up without a father but I never had such bitter thoughts I was also raised by my grandma

  • @clarislonely8501
    @clarislonely8501 2 роки тому +5

    Noise ku back ground ...sad story i feel for that boy

  • @tre642
    @tre642 2 роки тому +40

    Dremus media could you please stop people from walking and opening doors during interviews. It's very annoying please.

  • @muchi313
    @muchi313 2 роки тому +13

    now i understand why they say Ginimbi aakaromba

  • @leonausayi2632
    @leonausayi2632 2 роки тому +2

    Yaaa zvakaoma veduwe young man waita zvakanaka warega zvichiri pedyo

  • @audiechakanyuka548
    @audiechakanyuka548 2 роки тому +1

    Live nepafon zvosiya, unganyebe nhoroondo Yese iy here, magheto youths arikutora zvinhu

  • @kudzanaimhako5785
    @kudzanaimhako5785 2 роки тому +2

    I pray God to equip us more as Christian to be more spiritual as a way to counter this evil Kingdom

  • @felistasmusengezi6819
    @felistasmusengezi6819 2 роки тому +7

    Varikuti arikunyepa tiudzei chokwadi chacho kut zvakafamba sei nekuti murikuziva chokwadi chese

    • @tinevimbomemory3912
      @tinevimbomemory3912 2 роки тому

      kunyepera kudzungair hako vanoziv zvoitika

    • @ezws
      @ezws 2 роки тому

      they are satanists those ones they don't want pple to listen to the truth

  • @priscillarmaenzanise6480
    @priscillarmaenzanise6480 2 роки тому +6

    God loves ❤ you and he saves you for a reason

  • @lydiarobinson2893
    @lydiarobinson2893 2 роки тому +8

    Thank God wakasira kuona chokwadi.ndonamata kuti mwari akushandise to the fullest uye uite Mari nesimba rako.vazhinji takakura zvinorwadxa asi namwari tinokunda chete

  • @masibandamhazishumba2241
    @masibandamhazishumba2241 2 роки тому +6

    Ndosaka ndisingade zvemagroup izvi

    • @ezws
      @ezws 2 роки тому

      😂😂😂pakaipa

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 2 роки тому +41

    This young man was on the phone with aunt Tilder the other day

    • @bennymapfumo2986
      @bennymapfumo2986 2 роки тому

      true zvakaoma hant niye wekuzvit Child Killer

    • @ShortCircuit05445
      @ShortCircuit05445 2 роки тому +4

      Yes I heard him too when he told Tilder his s9

    • @judeluv2474
      @judeluv2474 2 роки тому +7

      Sure even kwaSis Melly Diaries futi aivako

    • @sarahmutingwende2078
      @sarahmutingwende2078 2 роки тому +5

      Aizve ko ndiye wekwaTete tilder naSs Melly, yooo aai anenge akazobatsirwa kwaProfet José

    • @clarakingston2255
      @clarakingston2255 2 роки тому

      Yah ndiyeyu

  • @ytkushkushonthetrack8672
    @ytkushkushonthetrack8672 Рік тому

    Yea man i love this youngster great chap he is now safe

  • @onemansvoice2464
    @onemansvoice2464 2 роки тому +3

    Pa1:45:55 Zita raramba kubuda zvesure hey God work up soon vnhu venyu vamidziyo yemweya yamakadzinga kudenga , ndizvo here zvamaireva pamakati nyika hokoyo nenhamo nyoka huru ndaikandira pasi nevatumwa vayo

  • @cdechirume2979
    @cdechirume2979 2 роки тому +93

    You shud gave given him a drink or break. He spoke for too long

  • @graciouskwechete3569
    @graciouskwechete3569 2 роки тому +5

    It's God 's time zviri kufumuka zvese

  • @edmorendokwana6644
    @edmorendokwana6644 2 роки тому +2

    vàbereki ngatibatei vana zvakanaka honai pabva hasha dzemwana komana uyu

  • @CvengaiCvengaicom
    @CvengaiCvengaicom 2 роки тому +2

    Very touching story indeed

  • @collinsgivens293
    @collinsgivens293 2 роки тому +9

    Dear Drewmas media, iniwo ndine chikumbiro chekuti madii mavhura podcast account motiisirawo zvirongwa zvenyu ipapo ndawa vamwe tiri vemashift. Please ndatenda hangu. 🙏🏼

  • @freedomchitake5552
    @freedomchitake5552 2 роки тому +5

    Age yabamunini mmmmm nezvavakabata mmmmm chero iye ane 80years anosara pasi

  • @Fire-beats1575
    @Fire-beats1575 2 роки тому +1

    ,you are very brave my brother may God continue to bless you

  • @givemoremachokoto9122
    @givemoremachokoto9122 2 роки тому

    This guy he narrate his story very well you'll never tired of listening paTilder Live aungokatwa achinzi enda mberi so apa tanyatsonzwisisa nyaya yese

    • @briantinorwa6203
      @briantinorwa6203 2 роки тому

      Yaaah ndizvinoita Tilder izvozvo kudambura dambura munhu achitaura

    • @givemoremachokoto8762
      @givemoremachokoto8762 2 роки тому +1

      @@briantinorwa6203 haa pakaipa wena unosara une shungu yekuda kunyatsonzwisisa

  • @faith4792
    @faith4792 2 роки тому +9

    I was so proud of him panga achitaura chirungu 😂..

  • @gaffa7549
    @gaffa7549 2 роки тому +7

    its a scary movie... he is a good story teller

  • @elbeemash1876
    @elbeemash1876 2 роки тому +6

    I REMEMBER THIS STORY FROM TILDAH LIVE

    • @trex9882
      @trex9882 2 роки тому

      From tildah live the sound system yakadhakwaa

  • @zekiamuvhutie4369
    @zekiamuvhutie4369 2 роки тому +4

    Hatityei mwari hamadzangu zvatinoda tichawani nekufamba kweguva izvi zvekuromba hakuna kwaunosvika

  • @carolinezuze5275
    @carolinezuze5275 2 роки тому +4

    What a sad story ndatya nekusiririswa ini

  • @thegeorgemsnog5738
    @thegeorgemsnog5738 2 роки тому +1

    Can't blame the young man. The guy was eager to take care of his granny but had no means. Lack of opportunities or any hope for a good job without school, coupled with the hard upbringing, tempted him to do such things. God didn't allow Devil to win his soul. I believe this guy has a bright future and this is the beginning of his new life. Lord, leed us not into temptation and deliver us from evil...

  • @hildakavizahilda762
    @hildakavizahilda762 2 роки тому +5

    Ivo vanoti akunuepa vaiti vazvo varimazviri saka kuti arikunyepa kuona kuti nyaya dzavo dzamuda

  • @felistasmurapa7183
    @felistasmurapa7183 2 роки тому +3

    Kuba Nyoka nailed me😄😄

  • @thefire3465
    @thefire3465 2 роки тому +13

    THE BEST VIDEO SO FAR ON THIS CHANNEL

    • @nzwirashedehwa2887
      @nzwirashedehwa2887 2 роки тому +1

      Mkomana wechidiki zvivindi zvawange unazvo dai zvichinzi ndozvataive nazvo tese munezvakanaka dai nyika yedu iri kure chaiko

  • @lorrainemazhawidza148
    @lorrainemazhawidza148 2 роки тому +4

    There is a God in heaven 🙏.....all is well

  • @ladyscarahbee7649
    @ladyscarahbee7649 2 роки тому +1

    It's so scary yooooh...Mwari pindirai

  • @nyashamachingura6069
    @nyashamachingura6069 11 місяців тому

    I heard the second story he is a great story teller

  • @esierayner533
    @esierayner533 2 роки тому +19

    This is so sad I hope with his Mercy all will be well child.

  • @lucian1670
    @lucian1670 2 роки тому +4

    💔😭 zera racho unopera power shuwa.Mwari pindirai.

  • @ruthmunjeri2531
    @ruthmunjeri2531 2 роки тому

    God’s time for repentance for your soul mwanangu God loves you work now for your life to come in Glory with Jesus be strengthened in the Lord

  • @jbshow2745
    @jbshow2745 2 роки тому +2

    Ngaachisiya zvose anotendeuya anamatamwari mupenyu chandinoda kutaura zivaikuti mwarivariko namataimwari mupenyu zvenyika zvinopera nyika yavakundoguma mazuvaekupe dzisira atavakurarama

  • @faithchekeche3480
    @faithchekeche3480 2 роки тому +1

    Ummm vanhu shandai ... Haufi ne basa

  • @joymafukidze6297
    @joymafukidze6297 2 роки тому

    Inini ndinonzwa kufara kuita follow up nyaya dzinobuda pa drewmas media kana shumba vaina Chihera ,🙋‍♀️👌👍🔥🔥💯💯zvinenge zvichiendeka keep it up !bsa munogona zvenyu

  • @donaldmutede9089
    @donaldmutede9089 2 роки тому +2

    This young man he was vulnerable

  • @judx34
    @judx34 2 роки тому +5

    The background noise was disturbing...zvanga zvichitokanganisa the interviewee..it's something to avoid for next time please... nevertheless,great narration of the story

  • @progressmutandwa6724
    @progressmutandwa6724 2 роки тому +10

    He is handsome

  • @blessingmutekede8247
    @blessingmutekede8247 2 роки тому +1

    Mwari ngaapindire

  • @deliamatame248
    @deliamatame248 2 роки тому +7

    Agona kureurura vazhinji hatizvigoni wagonesa

  • @favournyamajiya5440
    @favournyamajiya5440 2 роки тому +3

    Zvakaoma inhamo yese yaiita mwana adai nyika ngainakewo

  • @vengaimasaka6450
    @vengaimasaka6450 2 роки тому +3

    Zvichikonzereswa nanamsoro bhangu vasingade kuchengeta vana vavo.Just imagine to know your father after 15years .At least zvakazoenda nepamwe you lived to tell your story.Hanzi kukurukura hunge wapotswa

    • @tarirobhunu131
      @tarirobhunu131 2 роки тому +1

      Zvongofanana namai vake akazovaziva akura

  • @liviemusampa640
    @liviemusampa640 Рік тому

    Ndarwadziwa veduwee

  • @netgaraj1
    @netgaraj1 2 роки тому

    😎

  • @charijindi1876
    @charijindi1876 2 роки тому +10

    1:57 Mainzwa ka nyaya yetsvimbo. Pane tsvimbo yenyika yakambonetsa mazuva aya. 🤣