You tackled the subject very well and balanced it nicely. These challenges are common in life and have to be handled carefully. This is a potential source of conflict which society had to be aware of so that resolution can be made. Delivered in a humorous way😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Ndogona kumborara ndisipo, killed it
Nyari ukaramba uchigara na lee ucharambwa kkkkkk ❤❤💯
Maziso hangu a comic elder lee😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkk Lee zvamanji Manji ndiwe uneyese kkkkk urichibababa wangu
Hanzi nyarie ruunganidze ruunganirwa uyu adye ukafa hameno zvako kutoda kuramwa haa king munenge makazviisa pai zvimasasi izvi @comic elder
Comic elder mashefu havo kk😂😂
These guys vanogona ..big up to you all guys💯
Uyu wamunoti mukoma Lee kah haa ndatenda hncu😂😂😂😂😂😂
Tsano hamuna kupedza kuroora 😂😂😂😂😂😂Lee kaa keep going guyz ❤❤❤
Moda tidungamidzane here in Nyari's voice 😄😄
😅😅😅😅 hanzi ndakanzi.namama ndigaer newe Lee
Nyari muudzekuti ahana kupedza kurora uyu anoziva hr kuti ndiriani munhu uyu 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🔥
Kkkkkkkkkkk nyarii leee Dee guys munondigonera
Lee inonakidza hangu 😂😂😂😂😂 kwanzi hauna kupedza kroora
😂😂😂😂😂😂😂 Haaaaa imi Danny makamuonepi, tell me kkkkkkkkk haaaa ende mamubhohwa kkkk
Apa nyari munodawo anzvadzvadzi yenyu but tsano vacho 😂😂😂
Nyarie wakadyiswao uyu ndiLee
You tackled the subject very well and balanced it nicely. These challenges are common in life and have to be handled carefully. This is a potential source of conflict which society had to be aware of so that resolution can be made. Delivered in a humorous way😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Tsano ava so ka. Anondi fungisa mumwe so wandakati shasha ita hunhu hwako iwowo. Wato mupfanha wangu.
😂😂😂😂😂😂😂I like that part when his eating haaaaa pa food chete ka ma1
Thank you guys we are enjoying 😂😂😂😂 Leee dzinouya
muda kushandira mbudzi here😂😂😂
Haaaa chitsano chakajaidzwa kudaro ini ndochiridza nembama nxaaa hama yemukadzi kudyira kuparadza😂😂😂
Hamuna kupedzackuroora.haaa Elder Nhaka
Kkkkkk haaaaa vakwasha tripama1 shuw
Haaaaaa Leee unobvira hanzi waunganidzire uwape kkkkkkk guys 😂
You always make my day
😂😂😂😂😂😂😂😂 hanzi kana mafunga kuti ndiende
Nyatsorova spoon yakazara ..kkkkkk mkoma Lee
Munogona guys keep up
Lee chii chaizvo newe 😂😂😂ndatomboti this guy ndiDhimba
😂😂 l like the combination thank u nyarie n friends
Nyarie anoziva kuti ndiriani here uyo , potsai muchiudzana mu bedroom menyu 😂😂😂😂
Hanzi kana makaramwa ndezvenyu 🤣🤣🤣🤣
HAA Lee ma 1 chaiwo ,,,Munya ataurirwa kutichii ko munzeve😂😂😂😂😂
😂😂😂zvekuda kunditongesa kunge unoziyaa hupenyu Lee akaoma
Ndaona nyarie warambwa ini ukaranba uchigara naleee
😂😂😂😂😂😂Lee asi chiiko mkoma wanku
Kkkkkkkkkk 😂😂 mukwasha mumusha make hr kkkkkkkkkk imi tsano
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Leee haya
,,,,😂😂😂pane amboonawo matsengere a lee food here kumge achatsenga ne spoon yacho kkk haa good combination
Mukuda kushandira mbudzi here😂
😂comic elder ishasha iyi
Tese Tiri shasha😅
Hanzi hauna kwaunoenda hanzvadzi yangu 😂😂😂
Lee ngaamboyenda kumusha😂😂😂
Kana kudzoka mangwana😂😂😂
😂😂😂😂😂its "eee taswera " for me in Dan's voice
Machinjirwa nyaya kkkk
Haaaa babe iro rakanaka eish
Hanzii "handina kumbot enda hanzvadzi yangu"😂😂😂😂 iiii vanodiwa ahanzvadzi
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 tsano shingie😊
Hamuna kupedza kuroora 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Nyarie kuseri waona ere kunyengerera tsano😂😂😂😂😂
Nhai Lee unoda kuuraya Nyarie here neBP here
Nyarie Nyarie hesi kani ........ko food yacho wadii kubika yakawanda 😂😂😂😂😂 hanzi moda kushandira mbudzi here
Manga mune spoon yanga iri mupoto 😂😂😂😂😂
Usatomboita zvako zvekuda kumirira kuti ripore 😂😂😂
You nailed it guys ❤
Muzive kti muri mkwasha😂😂😂😂
Kkkk hazi hauna kupedza kuroora
kk haa mukwasha anonyatsogona chikwasha
Ma spoon akazara kkk
Great stuff
Lee hanonoke kutsamwa even ariye ari wrong 😂😂😂😂
Kkkk munogonesa guys 😂😂😂
Mukadziii muende hamuzofendii hr nemadiro amunoda kudya 😂
Nyarie you look mwaa, your makeup, your hair❤❤
*fake hair
lee unopedza strong yonke
Hanzi hauna kupedza kuroora😂.. confusion inanyari irikuita worse hanzvadzi arikuida murume arikumuda 😢
Kkk nyari naLee wako kaah kkkk Lee anoda kutobikirwa doro okumbirirwa kuvadzimu hahaha
Keep it up Nyari
comic elder anopedza😂😂
Well done Guys
Nyarie is top notch
Aww❤❤
😂😂😂😂😂😂 hokoyo mkwasha adhiniwa
Mukuwasha munhuwo😂😂😂
Kuita mukwasha haisi mhosva tezvara havatonge mumba memukwasha 😂 😂 leee dzojairira
Ndini ndabika 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Combination yenyu bhoo zvekuti guys....Dan,Lee,Nyari na Senzeni😍😍😍
😂😂😂😂leee kaniii wandibayaaa
😂😂😂hanzi anga akuda kudonha
Kana mati ndiende ndinoenda😂
Kana mati ndiende ndoenda hangu 😂
haana kupedza kuroora uyo ngaanyarare😂😂😂😂
😂😂😂😂 ❤ munopeza rambaimakandaro guys
Kuisa mbada kudura ❤😂
😂😂😂😂srs inozorohwa nalee 😂😂😂😂 ndeye munhu ari inocent
Lee hembe idzo anodziwanepiko😂😂
Kunditongesa kunge unoziva zvese zvehupenyu😂😂
Mkomana arikuziva paakatsika, hanzi kana mati ndiende ndoenda
ummmmmm Nyarie haadi nehanzvadzi yake.
Nyarie haarase hanzvadzi yake nyangwe zvidii but bhudhi vacho itsaona chaiyo
😂😂😂😂😂😂😂 haaaaa Lee naNyari kana
Kugona mogona zvenyu asi Tsano Lee apo mabhaiza trouble course Lee
Nyari na comic
Kkkkkk😂😂😂😂😂 Lee andipeta
Well done 👍 guys
😂😂😂😂hanzi uyu anga akuda kudonha😂😂😂
Lee hoyoooooo 🔥
Panga pane spoon yanga iri mupoto😂
Lee watambudza tsanoz 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
big up @dan