Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
😂😂😂 Petty cash chii?Mukoma Lee "haisi yo yakabviswa nana Patie here last month? "Mukoma Lee anoshota shamhuchete😂😂😂
Mbuya Piyasoni and team are shinning stars. Keep on reaching for the galaxy.
Did he Just say "Nyaya iri Arrogant iyi"? 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
It’s the “ma buns aya..” for me …😂😂😂😂 offering ma buns in order to get assistance on balancing books 📖😂😂😂😅
To us takaita accounts 😂😂😂😂😂😂
😅
Wow to us
Ma accountants manyama ❤
I wonder why vanhu Vasari kupusher team iri rose, as Zimboz we don't appreciate talent tofarira zvinhu zvisina order
Awuuu Zimbabwe is best guys this guys varikupisa real talented Mwari ngaakusimudzirei vanhu imi much love
Zim politics 😂😂😂😂 to me Vakavhoterwa asi pakuzonyora manje 😂😂😂😂😂 Mukoma Lee ma1
"I havent done the monthly report"Lee.." zvakarepotwa kare izvi. Mufundisi vaakutozviziva"😂😂😂😂😂😂
Accountants and Chartered Accountants let's gather here........😂
Yes we are here😂😂😂understanding petty cash
Ndanga ndichiti kana kuita Usher 😂😂😂
2:12 😂😂😂😂mukati bveni moita kunge mukutaura dikika 😂😂😂 guru ndikutaura gudo guru😂😂😂😂 haaaa Lee is 🔥🔥🔥🔥
😂😂😂😂😂😂Munogona vanhu imi 💥💥💥💥💥
Nyaya iri arrogant iyi 😂😂😂😂 7:07
Mbuya Piyasoni ka 😂😂😂 hanzi ndoinda
kkk hanzi izodzo kkk lee ka.Hanzi gudo guru
Haaa mungacheme henyu mabasa but Lee chibaba guys
kkkkkkkkkkkkk haaa lee ndasarenda hangu😂😂😂😂😂.... mbuya vapi vacho haaaa
🤣🤣 Accounts it's not easy like eating mabuns mukoma Leee🤣🤣🤣
Panzi who is writing the minutes .Lee abva atarisa ku side 😂😂😂😂😂 Lee chibaba😂😂😂😂
“Mukati bveni makuita kunge mukutaura diki, guru”😂😂😂 haa Lee
this combination 😂😂😂😂hnz yanyaya yezodzo
Maihwiii😂😂😂😂 hanzi ini hangu handidi zvekunyora. This is good😂😂
Petty cash....yakabviswa nanaPatiey last week🤣🤣🤣
Yanyaya yezodzo😂😂
Kugara paaka gadzikwa😂
Haaa 😂😂😂 Lee mashura chaiwo kkk
Yanyaya yezodzo kkkk
To us vakapfura nepaiitwa Accounts 😂😂
Mukati bveni moita semuri kureva diki, guru😂😂😂 ndafa zvangu
Kkkkkk rikatomhuka tomhuka rodhererwa😂😂
Ndaseka zvangu mkoma lee vanovhura mastatements
kkkkk yava nyaya yezodzo
😂😂😂😂 ndafa hanzi nyaya iyi iri arrogant
kkkk hanzi ndauda kuita usher
Ko iwe nyari unogoti mkoma lee dairai ko iwe 😂😂
🤣🤣🤣🤣 mai Duve ka how could you insult mbuya va Piyasoni's inteligence. Matanga zvimwe apa
Hanzi ukooo,zvirisey,in lee's voice referring to mbuya piyasoni😂😂😂😂
Yava nyaya yezodzo 😂😂
Asi zvokwadi chirungu chenyu mbuya manga Moda kuti mkoma Lee vadiii zvokwadiii
Haaa pasangana maeredha apa.....mbuya va pia vozora bhata
This is Lit😂😂😂
Lee "Haasi mapower rangers ka aya "kkkk
Assets & liabilities ne cash flow yawachisa mukoma Lee
😂😂😂 mapapu kanii😅😅😅
kwahi eeeh uko, 🤣🤣🤣🤣, this young man so
Mukoma Lee thought vanosvikoitwa handover mari nema book zvopera not knowing kuti secretary ibasa guru rinoda pen ne paper zvakasimba 😂😂😂😂😂😂😂😂
Petty cash yakabviswa nanaaPatie😂
😂😂😂
😂😂😂😂😂 uyo wamunoti mukoma Lee anopedza masports
Gegegegeg mkoma lee vavharwa nechirungu kwaaaaa 😂😂
😂😂😂 Panosangana mbuya piyason na Lee haaa 😂😂 ndoseka zvangu. Ko munosvigonera henyuzvee
These guys are the best❤
Hoyooo kuna patie 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 ahoyi Lee ahoyi
Yanyaya yezodzoo😂😂😂😂😂😂
Munopedza masports
Lee chibaba imi😂😂😂
Ini mbuya piysoni ndoda kuona mai venyu
😆hanzi gudo guro, hanzi guru
Huyayi kuushering mukoma Lee😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 mukoma Lee ka
Pashota Patricia na Nigel apoo inobva yaita cream cheese
Mukati bveni moita semurikutaura diki😂😂😂😂😂😂 toreva Gudo guruuu
Lee pane bsa yoo😂😂😂😂😂😂😂
Haaa Lee unogona🤣🤣🤣🤣
Zodzo😂
😂😂😂😂😂😂😂😂 haayaaaaaaaaa
😂😂😂😂😂😂 no words kubva kwandiri, haaaaa ndaseka zvangu😅...mbuya va Piyason makamedza ma B e Accounts yooo magadzika mkoma Lee mu dish 😂😂😂😅
Composure😂😂😂
Mari Yana Patie
kikkiki Mabuns 😂😂
Kikiķkkki usher haadi zvekuzonyora Lee anoda kurohwa anoshota shamhu
😂😂😂😂😂 yanguva yezodzo
It really happens shuwa muma church umu😂😂😂🙌
Ndozvanandichiti mabuns aya 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣last part kills me
Chirungu chambuya😂😂
Nyari unopa mkoma lee pressure to answer,why bcz you push him why kkkkkk but you're the best nyari ndiwe wangu
Elder 😂😂😂
Handidi zvekuzonyora lol
Zodzo razongotiza😂😂😂😂
Loool 😂😅😂😅😂😅 when you lie on your CV to get the job
Nyarie wanga asati asimudza ruvoko kkkk
Ndafa😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂 gudo guru
Yanyaya yezodzo munhu asingagone kunyora 🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂mbuya chiwororo
😂😂😂😂hakusi kudya mabuns uku
🤣🤣🤣🤣🤣🤣haaaa zvayendwa
Hanzi ndakati ndogona but handidi zvekuzonyora. Kkkk saka accounts dzacho unoita sei uchiti petty cash haisiyo yakabviswa nanaPatie last week
Tisu takasarudza😂😂😂
shirt ya mkoma Lee ne tie unotongoona wega kuti hapana zvinoziikanwa
Ndanga ndichingoti chero ndikaita usher😂😂😂
Mkoma Lee murikudya apple here. Bhanzi rrikuita kunge apple marumirwo acho 😂😂
Mbuya vaPiyasoni vashandisa all those words kuwachisa chete😂😂😂😂haaa mogona guys
Lee vavhagwaa😂😂😂
Cash in hand😂😂😂😂
Mbuya kuvhundutsira vanhu neaccounts 😂😂😂😂😂😂
Mbuya VaPiyasoni aewa sarrend ....kkk
❤❤❤
Asi elder 😂😂😂😂😂😂😂😂
hanzi kana kuita usher😂😂😂
Ndozvandandichiti mabuns aya 😋
Ndini ndasvitsa pa 1000 likes.
Mbuya 🤣🤣🤣
Hanz ndozvigona kwete kunyora😂😂😂😂😂
Mbuya pipi muri pamberi.
😂😂😂 Petty cash chii?
Mukoma Lee "haisi yo yakabviswa nana Patie here last month? "
Mukoma Lee anoshota shamhuchete😂😂😂
Mbuya Piyasoni and team are shinning stars. Keep on reaching for the galaxy.
Did he Just say "Nyaya iri Arrogant iyi"? 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
It’s the “ma buns aya..” for me …😂😂😂😂 offering ma buns in order to get assistance on balancing books 📖😂😂😂😅
To us takaita accounts 😂😂😂😂😂😂
😅
Wow to us
Ma accountants manyama ❤
I wonder why vanhu Vasari kupusher team iri rose, as Zimboz we don't appreciate talent tofarira zvinhu zvisina order
Awuuu Zimbabwe is best guys this guys varikupisa real talented Mwari ngaakusimudzirei vanhu imi much love
Zim politics 😂😂😂😂 to me
Vakavhoterwa asi pakuzonyora manje 😂😂😂😂😂
Mukoma Lee ma1
"I havent done the monthly report"
Lee.." zvakarepotwa kare izvi. Mufundisi vaakutozviziva"
😂😂😂😂😂😂