Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Good combination I'm so happy to see mr sosora🤣🤣🤣
I had missed Mr Sosora so much
Ndakatombovadaro pane imwe skit kuti makutinyima Sosora
Chopedza mnj
Welcome back Mr Sosora 🎉
sosora is a legend
@@yoursuite6005legend kani anondiita bho
😂😂😂well done gyz❤❤ Dan wavabvunza hr Kut KO KuDande kwedu vanosvika ft hr
Ndokumbirawo behind the scenes clips😂😂😂😂😂
Lee and Sosora vanenge vanotorwara nebrain aiwa bodo😅😅😅😅
,😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂 Well guys so talented never dissapoint us
Good combination love you guys
team ranqu rogona eyyyy.....big up ma guys keep it up
Security yakatirera takuziva zvisina kusimba nezvisina kkkkkk lee bodo kkk munogona guys ngazviende mberi 🔥🔥🔥🔥
Good combination 😂😂😂😂😂😂 mese munogona kanhi
Thnk u
@@dangrego5107Dan ukuona vanhu vanga vasuwa Sosora mucomment section umo 😂😂😂 mukunyanya kutinyima VaSosora
Mukoma dan vakafitwa nemari sure lol
Mr sosora and Lee 😂😂😂
That's good bro ,rambai makadaro imii
Sosora mastermind muri vana chiremba vestress
Thank you so much. I took contact I was looking for pole who do aluminium windows
Kkk kuita kunga munhu akutsvaira kudayi 😂😂😂 nekupa imi landlord mari yenyu 😂😂😂 Sosora ndanga ndamusuwa
Haaa munochigona chibasa ichi guys ….. keep the good work
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 baddest combination
😂😂😂😂lee size yematrouse ake nebhande kumberi😂😂
Unogona mwanaaaa❤❤❤❤❤
Ndofunga inyaya yekuti chisecurity chatirera 🎉🎉🎉Lee masasi acho soo
Sosora z so talented
😂😂😂😂😂 sosora on place
Danny role yake anoigona yechi boss always on time
Dan Grego reminds of my friend Abraham Molife, same character
Welcome Mr Sosora
Imbwa yangouyawo hahahah! Munogona mhani imi.
Leee in real life moti akakwana here🤣
😂😂😂 vasosora "Akagara ipapo haasi isusu"
😂😂😂😂😂
Hanzi Isusu tisu isusu😂😂
Mbavha yakangodaiso, inotongoerekana yato ku dining 😂😂😂😂😂
Hanzi iye haasi isusu, isusu ndisu 😂😂
😂😂😂
Mari yacho yerent yakangosiya ne12 dollars nepay yedu😂😂😂
Isusu ndisuuu😝😝😛
Kkkkkkkk hanzii takuziya zvakasimba nezvisina 😮😂
Epic epic epic❤❤❤
Mmm mabrugwa ayo boe here boiz😂😂
Mawana takuenda😂😅
😂😂😂😂yall make my day
Hoyoooooo uyu muhmbe 😂
😂😂😂Haasi isusu
Chapedza😂😂😂
Lets not view only lets subscribe and comment ladies and gentlemen
Makadii mose ndinoimba and your support will be much appreciated ❤❤
Nhasi boiz mabhande murikumaona kupiko
Mukoma lee 🔥🔥😅
kkkkkkkkk aaaaaaaah bvisai mari apa ma windows aita sei
😂These guys are talented 😂😂
Its boss for me
Mukoma lee muri kumberi😂
Isusu ndisu tauya kkkkkkkk
😂😂😂 Lee naSosora munoenderana shuwa sosora ndewe backup plan 😂😂😂
Exactly i always want to see them together haa vanonyatsoenderana
Kkkk chi security chakatirera takuziva zvakasimba kkk😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂door frame hnzi rukuita muchenje
Pa food ndipo pawagona 😂😂😂
Nice one
Mkoma Lee vekwaMurehwa 😂
After aah long tym
chikuru isalary hahaha sosora usadaro
Hhhhhhh kkkkkkkkk leee unondinakira hangu ini
Sosora bhamdi mahwan
Kkkk kusanganisa landlord naboss
Kkkkkkkkkk boys iri so
Tinorumwa ne mosquito tikazvirega😂
🔥🔥🔥😅
ndasvika
Lee to the world
Mukoma Leee😂😂😂😂
Belt raLee rikupedza sport
Kkkkk mosquito net ma guards here veduwe
Ndabva ndafunga kapfupi naMarabha panguva yavo vachiri kupisa
My daily laughter 😃 😂
Kkkkkkk sosora to the fullest
Chibaba icho
😂😂😂😂 mosquito net munoidii
Lee De boss
kuduze nekwamashwede😂😂😂😂😂
Kwai chisecurity chatirera 😂😂
😂😂😂ma horror ayo
Sosora where were you?
Mr Sosora
Zvanzi zvakasiyana ne12 dollars
Akagara ipapo haasi isusu
Bt lee zvauno actor nezvauri zvinonyatsopindirana
hayassssss
Munhu anopa Lee matrouse mwariamukomborere kkkkk oversize
Ha Lee mukuru
😂😂😂❤❤❤
Kkkkkkk zvifanha izvi sooka , Sosora😂😂
Chi security chatirera 😅😂😂
Leee bhurukwa rko kaa rinondinakidza😂😂😂
Tanaka
Murikupisa gys
😂😂😂😂😂😂 Lee👐
Danny Danny
Security yakatirera
Mosquito net yei pa basa rechi guard 😅😅😅😅😅
Kkkk haya
😂😂😂😂😂😂😂
😂😂
Sosora😂😂😂
Sosora is so underrated anondinakidza hangu 😂😂😂
@@tondetanditonny802 😂😂😂vanenge vachivhura hombe vakaeaser zvavo
@@Elevate_Clips 😂😂🤣🤣 exactly 😂😂 ukatotarisa sometimes vanotovhura hombe kudarika Lee kkk waona zvavaita ruoko pavananzviwa nembwa 😂😂😂
@@tondetanditonny802 😂😂😂😂 ndapererwa
Zvonakidza izvi