Chief Bushu is a no nonsense man especially munyaya dzevanhu vane michiuno yakareruka. What l like most about him and his assessors havaise ma feelings panyaya but mukuseka imomo vanokupa shamhu inemunyu.
Tingati murume wekubata mazamu anemhosva hongu, asi guys let's be honest here. Anombova ma chips rudziiko anoramba achikumbigwa murume asiri wako Kahunhu ikaka is very common munyika medu. Hehehe bamkuru, hakusikuda kubatiwa mazamu here kabisira or even an invitation to more. Mai ava havana vunhu kwabwo.
I think vanhu vanopiwa nguva yekutaura like in this case. But vanozotora too much time explaining irrelevent stuff, thats when the chief cuts them off.
Kkkkk zveku Zimbabwe sooka ndichatouya ndibatwewo mazamu tiite mari nemurume wangu ivo vaikumbira ma chipx sei kumurume wemunhu im not happy with the judgment 😮
I think mai ava vakatopusher baba ava ,but baba ava vaive mu slow 🐌, plus chiboorangoma chavakazoita kunosiya panext door nyaya ichibva yasimudzwa nema neighbour mai ndokuchinja,otherwise dai vakatorovana vakapedza in secret
Apa Mambo marwadzisa murume uyo apamukadzi ndiye hure.hakuna mukadzi we munhu anokumbira murume we umwe machips iye ane wake murume. Pamombe manyanya asi Dai mati mbudzi nhatu .yetatu ndeyedare
Dare iri rovhiringwa netumadhara utwo.Kamwe kanenge kakarara kongoerekana kamuka achitaura zvakadhakwa.And this is a court case and achiihwina futi yekubata zamu iyo
Chief Bushu vanokunyudza vachisekerera
Chief Bushu is a no nonsense man especially munyaya dzevanhu vane michiuno yakareruka. What l like most about him and his assessors havaise ma feelings panyaya but mukuseka imomo vanokupa shamhu inemunyu.
Mface uyu akutotaura hake sa Silent Killer 😂😂
Pamwe mai ava kuramba vachikumbira machips raitova deal rekuda kunyudza baba ava
Zigo please say hello for me to Chief Bushu is my favorite Chief..l love him so much I wish to see him face to face
Dare guru nderaManuwere bvunzai Dhuterere
Tingati murume wekubata mazamu anemhosva hongu, asi guys let's be honest here. Anombova ma chips rudziiko anoramba achikumbigwa murume asiri wako Kahunhu ikaka is very common munyika medu. Hehehe bamkuru, hakusikuda kubatiwa mazamu here kabisira or even an invitation to more. Mai ava havana vunhu kwabwo.
Dare raChief Bushu rine confusion and havape vanhu nguva yekutsanangura. Chief Dotito should continue to come to this Dare
I think vanhu vanopiwa nguva yekutaura like in this case. But vanozotora too much time explaining irrelevent stuff, thats when the chief cuts them off.
Dare guru
Dare hombe ,dare guru 😂
😂😂😂😂😂😂mombe dzatobaya apa bota hauna kudya zamu wakabatira muhembe😂😂😂😂😂this life no balance 😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣
Achazoinvitwa namai ava kuti mombe dzako hadzingaenderi mahara
Chief Bushu ndakupai sando dzenyu
The woman is the culprit . how does she ask for chips from other man .
Ndokunge chiri chokwadi kuti akakumbira.
Kkkkk zveku Zimbabwe sooka ndichatouya ndibatwewo mazamu tiite mari nemurume wangu ivo vaikumbira ma chipx sei kumurume wemunhu im not happy with the judgment 😮
Saka machips acho paakatengwa sei asina kudyiwa
Iyo ingwere chaiyo
I think mai ava vakatopusher baba ava ,but baba ava vaive mu slow 🐌, plus chiboorangoma chavakazoita kunosiya panext door nyaya ichibva yasimudzwa nema neighbour mai ndokuchinja,otherwise dai vakatorovana vakapedza in secret
kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
Mai Ava ndivo vaka konzeresa.pamwe vakange vatumwa nemurune wavo vachida mombe pamusha
Wakakumbira mvura ndiye akakonzeresa, a kilo meter away akatadza kunomwa kumba kwake. Akazviwana zvaaida thats why he wasnt taking it seriously.
Jipe haridyiwe mahara 😂
😂😂😂
Kkkkkk imi mayiyiteyi muchibatwa mazamo acho makango mira zvenyu muchiti batayi ndirini murume wako ndayikudzinga nokuti unobhayiza shm kutitawurira zvinhu zvakapusa kudaro kunyebera munhu mayive mawirirana
After zvese izvi mukadzi uyu haana mhosva 🙆🏽♂️ haaaaa varume tongotsikirirwa hedu trap yekudyira vanhu mombe
Nemiwo varume dzidzai kutengera vakadzi venyu marines nemachips
Vanhu musapote muchikumbira varume vevanhu machips movapinza pamiyedzo
Chief muridofo vanomawanepiko ma cheif asingagoni kutonga so dofo chairo 😳😳😳😳😳
Apa Mambo marwadzisa murume uyo apamukadzi ndiye hure.hakuna mukadzi we munhu anokumbira murume we umwe machips iye ane wake murume.
Pamombe manyanya asi Dai mati mbudzi nhatu .yetatu ndeyedare
Some are now using dare iri for money making.kutorongana mukadzi nemurume.trap chaiyo.
Nyaya haina kutongwa muahe iyi mukadzi uyu ipfambi anemiyedzo
gud chief bushu bho sterekk
Ndanga ndisinga zive Kuti zamo rindo dhuura kudayi😅
Nyaya iyi maimhanya deno manatsa kuongorora musina kumhanya pajudgement
Ey nyaya iyi inekamwe kaSide kandisiri kuhwisisa zvinoita fut kut it was a trep, thn murume akakoniwa kukunda muyedzo
Mambo munondifadza imwi matongero enyu ndinomafarira
Chelsea haijairirwe zvekubatirwa mukadzi mazamhu
Dare iri rovhiringwa netumadhara utwo.Kamwe kanenge kakarara kongoerekana kamuka achitaura zvakadhakwa.And this is a court case and achiihwina futi yekubata zamu iyo
Chief Bushu mukadzi uyu aitoda stonyeni zvake kubva Kuna baba ava vanozivana
Varume vose muzimbabwe ityai Mwari tarirai mhosva dzamurikupara 😢😢
Mambo BABA AVA
Murume uyu akateyewa nenzungu se gonzo....Ayikimbirireyi machips kusvika pakadaro
APA Mambo matadza kutonga Zimbabwe yave nenzara varume nevakadzi vavo vakutoita business SA chief you need to investigate properly
Very true sei vakachengea ma Chips variivo vainetsera maChps kumurume wemunhu
@HelenChinheya yes that's my point you find kuty Kumba kwavo vari kufara kuty Tane mombe mbiri pamwe vakatodya nota husiku wacho vanbva kwamambo
Ko iye mukadziwo aida kuenda kuchurch nababa ava asingadaidzi mukadzinwavo sei. Uye machips acho aidini kubvunzq kumurume wake
Chelle irikudya chero kudare
Zigo itawo kuti Chief ava vazikanzwe.
Amen
Mai vaida kudiwa,varume vanonyara kushorwa, vakadzi vasina pfungwa,kubatirwa zamu 2 dollars,vaida utoita zvebota
Apostle chiwenga magwaro chete Chief Bushu vatsinhira vakamira pamagwaro.
Baba va Silent killer vauya padare
Chief bushu ndipeiwo ma chips 😂😂😂
Mukadzi uyo nemurume vakaironga vari two kuda kupfuma nenhema
😂😂😂😂 srry kwacho wakabata zamo ririkuhembe
Machips anobhadharwa nekubatwa mazamo 😂😂😂
Kkkkkk dzakabata idzo
Ndi Baba chaivo ava
Baba Unity sorry hako nemanakiro akaita mai Unity uuum ndanyara chose
Motovaziva it was a well planned game from or nice planned trap from mfanha uyo ne mkadzi wake
Haa maoko kuna CHIEF AVA vano terere madhara aya ne dare ravo.personally l couldn't handle madhara aya though vanogona wo havo
Jipe Jipe 😂
Kkkkk
Vakadzi vanoda zvinhu zvekt 😂😂
😅😅😅😅
😂😂😂😂😂😂😂😂
Ko kutenga ma chips akadini kubatisa murume wacho akaenda nawo
Ko mai awo waibatwa mazamhu vakamira sei.
Zvinotsetsa mombe dzaktoenda nekungobta mazamu
Chelle irikudya chero kudare