Chief must stick to custom law, not criminal law, he didn't kill her, she killed herself because of her own guilty conscience, he can't be charged for her death,he was not even present when she died, the police should probably look into her husband, he was the one who stayed behind with her when this guy left, so maybe the husband is the one who forced her to drink it,
Haasungwe kuti munhu amwa poison nekuti abatwa akarara naye. Haasiriye akamupa poison kana kumupa idea to take her life. She did it in shame and achengeta poison yacho ndiani? Traditionally tinoti akakonzera kufa kwemunhu nekuti akabatwa akarara nemukadzi wemunhu.
Mambo Mutasa Munogona kutonga. Munotonga zvineungwaru . Pamberi nemaChinda enyu.put them to shame shame. Apa sekuru vave kutamba Gorofu pamusana pemuzukuru anezemo kunge mbizi. No respect t for family bereavement.
This is not culpable homicide, he did not coerce or encourage or threaten or trick the woman into committing suicide, either her own guilt and shame and or the exchange of words she probably had with her husband pushed her over the edge
The guy beside mambo anombodzi ani i like his voice..... kkkkkk apa he never has a mind of his own. He just blots out words unthought kkkkk his voice is massive though kkkk remasese chairo
My people remember mamboo munhu u are saying as if mamboo wati muchinda uyoo ngaaende kujeri nekuti munhu akafa kwazi ndokuda pano musi wa28 waita tsvakurudzo dzawo kuti anokodzera kuwe panze here or mukati meaning to say havasi kunyatsoziva and he needs yr advise kunemi murikuziva before 28 then opedza nyaya iyi
Aaaah kuti wakamu mwisa poison yacho here.....hanti wakazvimwira ega here. He didnot force her to drink it. Aaaah imi mambo mukutii. Nyaya yake chaiyo ndeyekusvibisa nzvimbo yenyu. Zvimwe zvese makutoita henyu drama. Mnnnnn apa marasika homicode haitombopindi apa
Mambo sandizvo zvamakuita,hapana munhu akamwisa poison apo haty vaiita hupombwe here hapana need yekusungwa kwake.you are misleading vanhu ne wrong information
Vanopenga mambo ava he abuses people nezvima rules zvisipo. These were both adults and mbuya couldn't live because vakabatwa vakazviuraya Saka anoda mapurisa adii.
Inini handioni mamboo kanakunzwa panzi muchinda uyuuu anofanira kusungwa nekuti akakonzeresa kufa kwemunhu but mambo wati ndokuda pano musi wa 28 ndinzwe kuti do you deserve kunge uripanze or mukati meaning hawana ruziwo rwakakwana and he needs to be guarded on the said issue
Hauzive mitemo yechirungu nechivanhu here,fananidzo ukauraya munhu iwe ukaenda kudare redu rechirungu unogona kunzi hauna mhosva wobudirira asi kudare rechivanhu unenge unayo uye uno/munozongoiripa mega kana ngozi yakunetsai,ngozi haina chirungu.Rmmbr haungoripe kana Mambo vasingazive.
Kkkkk mambo apa mauya. Hanzi imi musingashandi ndimi mune dzinomira maningi😂😂😂😂😂Bonjisi anoda kurairwa kkkk
Kkkkkkkk zvanzi imi vasina chiro ndidzo dzinomirà maningi
Big-up Shumba. Zvamuri kuita izvi ndokunonzi kutonga. Imwi rambayi muchitonga zvenyu kusvika madhongi anera nyanga
Haana kumunwisa mhani imi munhu akanwa ega. Aisungirwei upombwe hauise munhu muchitokisi kudanana. It's civil. Itai mushe dare imi.
My chief ❤❤❤
Mambo murume uyo akasiya mukadzí ari múmaoko memurúme wake murume ndiye ari kuziva mashoko aakaudza mukadzi kusvika azomwa mushonga mambo
Icho chimabharani hachina kujaira kunyora chiri padesk. Chirikutadza kumhanya ne ball point sechaimboita pasi pemuti
Great Chief ever since for the rest of them second is Bushu is good in judgement
Hapana mhosva mambo apo haikwane pa culpable homicide. Culpa means negligent.
Adultery is civil not criminal.
Kumapurisa hakuna mhosva.
I second ur view.. this mambo is starting to show signs of being biased..he can't manipulate the law to accommodate his biased judgement
Best mambo ❤❤❤
Wisest of them all! I now call you Solomon!
Apa saMutasa varikupotsa, mbuya vakamwa roga nokusawirirana nomurume wavo. Havana kurepwa mbuya ava
Hongu muzukuru akarara nambuya asi chakakonzeresa kt mbuya vanwe mushonga vafe hachisi kuzivikanwa
I like this Mambo.
Chief must stick to custom law, not criminal law, he didn't kill her, she killed herself because of her own guilty conscience, he can't be charged for her death,he was not even present when she died, the police should probably look into her husband, he was the one who stayed behind with her when this guy left, so maybe the husband is the one who forced her to drink it,
Muzukuru don't give them the mombe tora poison unwe vanyare
Hanzi na chief mutasa dzenyu vanhu vasina chiro ndodzinomira maningi 😂😂😂😂😂😂😂
Thank you mambo. Rambai makadzikisa mambo. Ichaswatuka zvayo nyika.
Mambo mutasa for the people❤
Mambo muzaya haaa mhosva kupolice
Uuumm, mambo inga mazuvaese munomboita kunge makangwara wani. Ko capable homicide yapinda papi
Bvunzawo 😂😂. Anonyepera kungwara
Culpable Homicide ????😂😂😂 Mambo is actually studying Law. How can the guy have anything to do with death yambuya. Tongwai mega 😢😢😢😢
Mnnnn dzino bhaiza idzi big time. Kkkkkk ndatozvishayawo kuti suicide ne homicide zvino pindirana papi.
Munechipo chokutonga sando dzenyu mambo ,Amen.
We as Manchester United supporters tati uyo haasi mumwe wedu 😂
Wise chief Mutasq
Mambo wangu ❤❤❤❤
Kkkkk kamupfekero kako aka ndekechihure 😅😅😅
Chihure hachifi chakapera
mambo wakarongeka uyu
Mukadzi uyu akafa nekuda kwekunyara community,mzukuru akatadza nekuvata nambuya
Chief mutsasa is back tumos up
Kkkkk muzukuru ngatongwe zvakasimba
kugona kutonga❤ Best mambo
Ngaatibvisire jersey reMan U iro imbwa uyo
😂😂😂 mutasa wenyu wamoswera muchibigger azoisa gumbo mukanwa manje, culpable homicide ipi?
Mambo now in a new hall makorokoto 💃💃💃🤸♀️🤸♀️🤸♀️🤝🤝🤝❤
Mambo ❤
Kkkk yeah mambo vevanhu makadzoka makajamuka,hamusisina seke nenhubu
Police yanzwa kuti munhu akasara nemurume wake ska vakamusiya kana achingoripa ndaripe chete coz murume arimowo mukati uyomekufa kwemukadzi wake
Mukadzi uyu akafira zvivi zvake, charuveki akafira pajokwe, chikomba icho chiri kutotaura chakatosimba zvacho chinodherera.
Apa chikomba chacho chirikutonge chirikurwara kuonda her ikoko
Mutasa hauzive mutemo zvachose akonzeresa yes pakuhura naye but haana kumumwisa mushonga akamwa oga
Mambo wangu mandinakidza hangu hanzi wakapfeka zvechihure
Man U 😂😂😂
Sin builds up
Mambo apo matipotsei, haasi iye akamumwisa poison
Haasungwe kuti munhu amwa poison nekuti abatwa akarara naye. Haasiriye akamupa poison kana kumupa idea to take her life. She did it in shame and achengeta poison yacho ndiani? Traditionally tinoti akakonzera kufa kwemunhu nekuti akabatwa akarara nemukadzi wemunhu.
Haasiriye akamunwisa poison akanwa ega ko dayi asina kunwa ainakirwa nechihure mukadzi uyu musanetse muzukuru
Mambo dare rava pane muvhuri pasina mhepo makagona
Kanenge kasinawo mbereko kamudhara ako
Pane charge yeadultery in the court of law kkkk mambo istudent yeLaw zvedi ndabvuma. Kukanganisa zvake muzukuru ane mhosva under customary laws ndipo paaifanira kubata samambo muzukuru oripa zvakaendeka ndawa paane guwa pakati
Atori paAfrica university second yr or third yr if not mistaken
Akwana mambo, anodonha nemashoko.
Munhu akahura akazvimwira poison imhosva yemunhu here😂😂😂
Apa Shumba mapotsa the woman committed suicide there is no culpable homicide charge for he co adulterer
Yoweee😭😭😭mambo Mutasa plsss tarisai mativi ese vakadzi ndomahure arikupfimba vazukuru ava xaaaa varume vane nhamo plsss
The mambo is confused. Culpable homicide pakudii? How do we know why the deceased committed suicide?
mambo mutasa ndandakusuwai 😊😊😊😊
Kkk tonga munhu mambo wangu kkkkk
People of God fear God. Kushandiswa na satan kusvika apa here
Chihure chake chakamuuraisa afainira kuenda kumba kwake mugumo wechivi kufa
Akasvoda kufacer reality
Mambo Mutasa nyaya dza mbuya ne muzukuru kana varipo vose pasina wamwa mushonga ipai mu tongo vese nekuti vakadzi vakajaira kuita chihure
Mamurerutsira mambooo
King Solomon is back
😂😂😂😂Kuupfeka kwe chihure kkkk
Man U
Why would the police arrest him because of someone who killed herself
Muchinda uyo anoripa chete kutora mukadzi wemunhu,mbuya vakazosara nemurume wavo ,vari vaviri pamwe vakazonetsana zvakaitika ndovanoziva.
Chivakwa chaka buda zvekuti dhuu
Mbuya iyo Yanga iri Tsotsi
Adultery charge yes but culpable homicide no. Mukadzi akamwa poison ega pamwe akanwiswa nemurume wake hapana anoziva
No no no no mamboaramba
Mhoroi vamhosva ndauuya 😂😂
Mambo Mutasa
Munogona kutonga.
Munotonga zvineungwaru .
Pamberi nemaChinda enyu.put them to shame shame.
Apa sekuru vave kutamba Gorofu pamusana pemuzukuru anezemo kunge mbizi.
No respect t for family bereavement.
Mashoko amambo haaa, haufi wakazvipamha futi
Mhoroi mhosva ndauya 😂😂😂I
Mama veee hanzi mhoroi mhosva kkkkkk
Vakadzi vevanhu vatora chimuti munzvimbo iyi
Kwesekwese wena
Vakadzi vava kutodarika varume kuhura
Long time
Muridzi wemukdz ndiyeakasara akashungurudzana nemukadz wake maybe ,
Yes, my very thoughts, ndiye angato batwa neye culpable homicide
This is not culpable homicide, he did not coerce or encourage or threaten or trick the woman into committing suicide, either her own guilt and shame and or the exchange of words she probably had with her husband pushed her over the edge
Nyaya ndeye upombwe nemukadzi wemunhu ndizvo zvaari kutongwa apo
@@maitivabvemushamba8604kasi ndanga ndichirota pandanzwa mambo vachiti this is culpable homicide and varikuda kuenda kumapurisa kunoita follow up?
Mface Hana mhosva zvake munhu akafa nekutya murume wake nehama dzake chete
Poison yakamwirwa chihure
Changamire
Mhoroi mhosva ndauya 😅😅😅
MUSHWINDI
MU KITCHEN MUNOBIKIRWA SADZA😂😂😂
CHIEF MUTASA 🎉🎉🎉
Hanzi unoda kuti vanwe mushonga futi
🤔🤔🤔
Havana culpable homicide apa akanwa ega akutya nyaya yake
Sekuru is fabricating zvese izvi. Hakuna muzukuru anozosvika pakudaro. Vari kuda kuti adzingwe mudunhu na Mambo chete.
The guy beside mambo anombodzi ani i like his voice..... kkkkkk apa he never has a mind of his own. He just blots out words unthought kkkkk his voice is massive though kkkk remasese chairo
😅😅😅😅
Kkkkkkkkkkkķ
Kkkkkkkkkkk ndimai wamambooo
Vana vava kukura vasina mai nekusazvibata kwevanhu 2. Hakuna vakadzi vasina varume here disrespect yacho
My people remember mamboo munhu u are saying as if mamboo wati muchinda uyoo ngaaende kujeri nekuti munhu akafa kwazi ndokuda pano musi wa28 waita tsvakurudzo dzawo kuti anokodzera kuwe panze here or mukati meaning to say havasi kunyatsoziva and he needs yr advise kunemi murikuziva before 28 then opedza nyaya iyi
kikikikikikikiki ko kana murume wacho ariye akasara akamwisa mudzimai wake mushonga?
Pakaipa
Chikomba chakaputsa
Taura hako nyaya iyi inorwadza, murume uyo atosara nevana mukadzi aenda nekuda kwechihure
🤔🤔😂😂😂😂😂
Aaaah kuti wakamu mwisa poison yacho here.....hanti wakazvimwira ega here. He didnot force her to drink it. Aaaah imi mambo mukutii. Nyaya yake chaiyo ndeyekusvibisa nzvimbo yenyu. Zvimwe zvese makutoita henyu drama. Mnnnnn apa marasika homicode haitombopindi apa
Pacomment apa ngatidzidze nyaya mbuya akamwa poison nenyadzi kunyara mambo is right thank you mambo
And Hiv test
Mambo sandizvo zvamakuita,hapana munhu akamwisa poison apo haty vaiita hupombwe here hapana need yekusungwa kwake.you are misleading vanhu ne wrong information
Vanopenga mambo ava he abuses people nezvima rules zvisipo. These were both adults and mbuya couldn't live because vakabatwa vakazviuraya Saka anoda mapurisa adii.
Problem yenyu munoda kusanganisa mitemo yematare echivanhu nematare echirungu.Mambo is very right,pamberi nechivanhu chedu!
Inini handioni mamboo kanakunzwa panzi muchinda uyuuu anofanira kusungwa nekuti akakonzeresa kufa kwemunhu but mambo wati ndokuda pano musi wa 28 ndinzwe kuti do you deserve kunge uripanze or mukati meaning hawana ruziwo rwakakwana and he needs to be guarded on the said issue
Zvechivanhu nechirungu zvapinda papi? Munongovhumukavo imi.
Hauzive mitemo yechirungu nechivanhu here,fananidzo ukauraya munhu iwe ukaenda kudare redu rechirungu unogona kunzi hauna mhosva wobudirira asi kudare rechivanhu unenge unayo uye uno/munozongoiripa mega kana ngozi yakunetsai,ngozi haina chirungu.Rmmbr haungoripe kana Mambo vasingazive.
Bata imbwa yako😅
🤔🤔🤔
Chikomba chakaputsa