Hanzi imba yakavakwa nemukadzi Mukuru. Chokwadi if she built that house she won’t be so muted like she is. Probably has no clue about how the house was built. This man trying to be clever and ditch this woman then ongoenda setsuro. Apa mamupawo dikita raakashanda mukadzi uyu. Good ruling mambo.
Mambo is improving and he is not chanting nonsense during the opening. On a positive note , he just need to consult at least 5 people among the jurors before passing judgement.
Ko umwe mukadzi wechi 3 uyo akatouya zvese zvawapo,. Mudzi we problem ndisekuru awo. Baba awo wakatofa nhasi property will be shared 50 /50 kumadzimai mawiri asara iwawo apa last wife Inegore chete yawapo pasport to property ndochimwana chakatakurwa ichi..
Komukadzi kana akaroorwa anenge arikubasa here varume hatina ma right shuwa bcz mukadzi unotoroora kubvisa pfuma lana mukarambana mosheyana futi zviripo ko zvataishanda zvichienda kumba kwavo hazviverengwe neyi
Robert, kkkkkkkk haubvumiwo here kuti ishe atonga mushe nyaya iyi in that at least he gave the lady some viable consolation kwete zva Chigodora anoita ubenzi hwekupfumburira vakadzi wemudunhu make when they come to him for remedies. Ndapota shamwari usandisvetutse madzvimbo kana kundipira mhiko Robert nekuti handina uroyi, makona kana hondo newe. I actually think of you as some nice guy who, however, enjoys dangling in very dangerous scenarios
Haa dai baba awa vakagutsikana nemkadzi vekutanga pasina zvese izvi ..back to the chief y didn't he considered vamwe vakadzi pacontribution emba ...zvakaoma
Zveipapo ndatevera madare enyu kubva kare at the end murume ndiye anenge aine mhosva why murume haasi kana kumbopihwa mukana wekutaura dare rakatonga kare iroo
Iiiii baba avo na1st wife ndo anonzi matsotsi kushandisa vana vevanhu, dai taizowana follow up ndingade kuzoziva kuti wife no3 mwana achazvarwa here kana kuti achabva same way 2 wife did
This chief has a bad practice when it comes to sharing property. Anodzvinyirira vakadzi zvisingaite...and he always starts the same way by scarring them that will never find peace in the house if they get it. He has some serious bias against women yandinotoonawo inini munhu wechirume. Plus zvekubvunza kuti mune vana here zvine basa rei pakuita 50/50?? Just trying to find ways dzekutsikirira. If a woman says anevana, anobva anzi zvisiye zvine murume bacause inhaka yevana vako. Akati haana vana anobva anzi she does not deserve to get a lot sezvo asina kupa anything kudzinza remurume. Useless arguments.

Watching from Botswana
Mambo is improving and he is not chanting nonsense during the opening. On a positive note , he just need to consult at least 5 people among the jurors before passing judgement.
I agree. He needs to ask other people before passing the judgement like other Chiefs
@@Palaz_AdventureHe has some dictatorial tendencies
@@shepherdmudimu6447 yes
Whats chanting nonsense?
Machants iyao anotodiwa. Hunhu muridzi waho
My favourite Chief. Full of wisdom.
Me too
Fambi dzonetsa idziiiii . kwahi ndoda $10000 kkkkkkkkk zvakaoma
Frm what sh explained she is right at least seven grand father is far not three K.
Mambo vanobatira vakadzi ava.
@@zvazvazva1270 7 for what ma bishu Aya anongotsvagawo Mari
Mambo vari right muchazvirega zvemujolo vanababa gutsikanai nevakadzi venyu
pfusteck imi mainini tswagai murume wezera renyu kuenda kuchembere yakadai kuda zvinhu zvemahara kunge honye
Chembere yacho irikunyengerei vana?
Idzo chembere dzacho ngadzinyengewo vezera.
Kkkkk musadaro imi tumadhara hatugare pasi utwu watowa sekuru asi wakatonobura rimwe bishu ratowa nenhumbu apa. Tarsai 1st wife dressing yacho vahosi wakafuratirwa kare awa.
Ko umwe mukadzi wechi 3 uyo akatouya zvese zvawapo,. Mudzi we problem ndisekuru awo. Baba awo wakatofa nhasi property will be shared 50 /50 kumadzimai mawiri asara iwawo apa last wife Inegore chete yawapo pasport to property ndochimwana chakatakurwa ichi..
Maybe vakange vanyeperwa
Vana vadiki vanoda harahwa nekuda zvinhu ,kuita mucheka dzafa zvakashandwa neharahwa nechembere shame
Gold digger , correct 😅
Kuvashandira vana ava
Koivo sekuru vacho kudzikama ndozvazvoita tipfidxe varume vakuda kuuraya gogo ne BP nekusada kukura Koko anopenga mudhara uyu
Harahwa dzacho dzichinyanya kusadzikana aàaaah 😅
Mambo l respect you
Maroora maroora uchazoroora nerinongozi
Why is it varume vazhinji vekudunhu kwachief Nyamaropa vane chipare 😂😂😂
And they encourage it
Mari yechikorokoza ndiyo inovapa kuwanza vakadzi.
I fashion zvaizvezvi
Fodya ne gold
Chipurazi nechikorokoza
Chipare chine gwara Racho uye uchizvikwanisa in supporting all wives. Uvakadzi zivai munhu wenyu as musabvume muyedzo .Vose learnt valuable lessons.
Mambo, pls murume uyu ngaabadare mukadzi uyu. Akamunyepera kuti anomuda iye aakumutamba chitsotsi. Hazvina kunaka
Varume ava vano shandisa vakadzi vavanenge vaona kuti vane jere dzekuvaka vovashandisa vovadzinga yhoo vanorwadza madhara
@@babrachakawata5992 ko iye mukadzi asi ashayawo wezera rake hr zvati take take na baba vake ivava
ibhishu iro agenda pane umwe mukadzi kuti zvidii
Standard ya amainini nemurume zvakasiyana
Kuda zvinhu tumadhara utwo! Chief dai atoti 7000. Apa umwe uyo anenhumbu😂. Mari inechitema
Kuda zvinhuwo size yako kuenda pane harahwa idzi kuti uwane zvinhu
taurai bhishu iri kuenda kuchembere kuda zvinhu zvemahara kunge honye
Chief chimbopai vamwe mukana wekutaura vanongotaurira pasi.
Kedebu
Kamudhara kane muchiuno aka
Mopakura zviri fair 🙏🙏
mai iyi ibhishu roda zviro kuzopika nevanhu wakafa ichabuda honye inoda zvemahara izvozvo
Bhishu rawana 3000
Maiguru vakanyarara musambovatarisire pasi zvenyu. Type iyi haina kumira mushe iyi.
My favourite chief dai vamwe vaidzidza kutonga kubva apa
Size yenyu amai kunochinjaniswa nechembere idzo sure mmmmm
Hope dzinopera kushe uchafa Kuti zvirove
Muchinyanya kuda vakadzi vakawanda. Muchadzidza henyu.
haa ndarwadziwa Maiguru vanoitirwa madrama
Chihure hachidi vachembera ba😂
Ah mukadzi wechitwo anondimara sei
Maiguru zvarinenge zungairwa
Eishy age different sekuru avo vachirikuwana power here yekudya bota
Nhasi mambo hamuna tubanana
Makanyanya
Komukadzi kana akaroorwa anenge arikubasa here varume hatina ma right shuwa bcz mukadzi unotoroora kubvisa pfuma lana mukarambana mosheyana futi zviripo ko zvataishanda zvichienda kumba kwavo hazviverengwe neyi
Hona pfuma yapedzwa nepfambi
Robert, kkkkkkkk haubvumiwo here kuti ishe atonga mushe nyaya iyi in that at least he gave the lady some viable consolation kwete zva Chigodora anoita ubenzi hwekupfumburira vakadzi wemudunhu make when they come to him for remedies. Ndapota shamwari usandisvetutse madzvimbo kana kundipira mhiko Robert nekuti handina uroyi, makona kana hondo newe. I actually think of you as some nice guy who, however, enjoys dangling in very dangerous scenarios
Haa dai baba awa vakagutsikana nemkadzi vekutanga pasina zvese izvi ..back to the chief y didn't he considered vamwe vakadzi pacontribution emba ...zvakaoma
Hapana need to consider their views because its obvious they will support the husband kuti pfuma isakamurwa. Zvese vanenge vazviona kare
Dunhu iri kana unemukadzi 1 unotonzi hausi murume
Zeta remudhara achikutenga preparation kkk
haa zvevakadzi 2 zvonetsa ndomashoko angu ose
very true
Mambo manyama muchadzidza zvakawanda maside chick😂😂😂😂
Ma different colours one person anokupedzai panonaka aya. Vari after cash chete 😂😂.
Haaaa barika unonzwa seunotsva
chief munotonga zvechokwadi aiwa tozvirumbidza munotonga zvepajekerere
Barika moto unopisa muchasvinura henyu nekuda vakadzi vadiki
The first wife has been tired for decades 😂
Apparently all witnesses are late,,,,
Gweja
Haa varume vemazera enyu variko wani nhai Mainini maida mine imi kuda kudya zve chembere haunyari bishu zera rako iro uchemere chembere iyi sarendi
Chief tongai nyaya not kungoita tuhasha
Tuhasha tunotsvakika kumunhu , anozviita bhuru revakadzi.
Mambo
Mambo ava hagoni kutongazva chose
Ava vanogona , Mapenzi anoda vakadzi
I was trap.
Hello vanhu
Iye mudhara uyu achiri kubereka vana mai vhurai maziso mosara muchitambura nevana
Mudhara akangwara uyu
Mujolo wanyisa 😂
Zveipapo ndatevera madare enyu kubva kare at the end murume ndiye anenge aine mhosva why murume haasi kana kumbopihwa mukana wekutaura dare rakatonga kare iroo
Nyaya iyi yakabva kare this is part 2
Ku Shamva kunenge kwakazara ma barika.
Mapepa acho aripo here
Umboo hwekuroorwa huripo here
Mambo manyama wachizvimwira hawo mvura pasina hudzvanyiriri or kushandisa masimba
A no nonsense chief ,, munogona
Dhara waona kuti mayellow born vakuwashisa maiguru vanenge dununu koitawo kemimba ako mmm madhara dzidzai kutsvaga vezera renyu
Kungokarawo uku
Yowee vakadzi 3 here nhaimi Inga zvakaoma
Iiiii baba avo na1st wife ndo anonzi matsotsi kushandisa vana vevanhu, dai taizowana follow up ndingade kuzoziva kuti wife no3 mwana achazvarwa here kana kuti achabva same way 2 wife did
Richinyanyawo zibaba iro Kuda vakadzi hobho
Tuchembere tuchi nyanya kuda vanavadiki muchamana henyu vakadzi torai mari
Chief manyama
varume ngatisiyanei nechipare hachiite moto inopisa hazvipere mushe one chaiye mukadzi anonetsa kuzoti two unotsva usamata maone
Part 1 yacho iripi
I think it's 2weeks ago,topic yacho yaive yakanzi "Aive hure rangu kwete mukadzi wangu"kana ndisinga kanganise.
Vadzi 3 fut huye ndatya ini hangu veduwe Chii chiri kuitika pavakadzi kuzara pamunhu 1 apa inhamo yoga
Sly unodzifambira❤❤❤❤
Garai kumusha moga.
Kuda zvinhu uku adhala 3 vakadzi 🤭🤭🤭
Haa chief iro ihure iro raisafanira kuwana kana cent
Hure rakabvisirwa ririnani than hanzvadzi dzenyu dzanzwa nekumitiswa nemarombe😂
Ane cash mudhara uyo ,, anorova mari kuma mines ake ,,,imbinga
Well done Mambo varume vanehutsinye kushandisa munhu vapedza vokuita tissue paper aaaa
Zera rachoooo kuda dhara rakadai mukadzi akasvika kudai,musadaro kutambisa minda at end mudhara haakwanise kuzosakura futi munda iwoyo
Zvatinorwadziwa ne1 mukadzi kuzoti 3 magetto yuts mudhara munodhota natwo tuvakadzi
Sando dzenyu mambo
Harahwa kurai hupfumi hunopera
3yrs sekuru munotamba imi
Mari inechitema shuwa dhara rachena zvose iro netwana kurwira kadhara, modaa zvinhu shandiswai fokoro!! Umwe une nhumbu soo!!!
Latest zzz dram
Mambo apa vagona
Makaro anonetsa vakomana this old madala thinks he can control all these woman? Vapfanha will definitely help him out if u know u know.
This chief has a bad practice when it comes to sharing property. Anodzvinyirira vakadzi zvisingaite...and he always starts the same way by scarring them that will never find peace in the house if they get it. He has some serious bias against women yandinotoonawo inini munhu wechirume. Plus zvekubvunza kuti mune vana here zvine basa rei pakuita 50/50?? Just trying to find ways dzekutsikirira. If a woman says anevana, anobva anzi zvisiye zvine murume bacause inhaka yevana vako. Akati haana vana anobva anzi she does not deserve to get a lot sezvo asina kupa anything kudzinza remurume. Useless arguments.
Varume muchiwanzawo chihure shame... Vanhu ava vanongoda Mari dzenyu chete
Pane dzimwe nyaya Mambo munogona henyu kutonga
nhamo yekuda zvidhara nezera rako wonokumurira dhara bhurungwa mmmm muchinyanya kuda zvidhara hona pazvasvika nhasi mmm
Mambo vaka kedebura yellow bone iro last time paakauya
Chipare vanhu vanochidireiko? Kazhinji haviperi zvakanaka. Kuzvitsvakira nhamo uku.
Chihure chonetsa mdhara dzikamai
Hakubikirwe sadza mambo kunoda chamboko mbaramatonya
Mukadzi adzvanyirirwa veduwee
Mambo mumbouyavo kwedu muzotonga kuBikita kune madzimambo anobhema mbanje
Poor quality pic
Rudo zvagara panga pasina paingotaimirwa cash apa chete
Maiguru hapana zvavanoziva nezve imba iyo toda idi.
Yowee nhai adhara muchiri nemuchiuno three vakadzi uyo Ane nhumbu imi machena musoro kudai
Mathausandi anotaurwa aya maUSA hr kana kt mabond kkkkkkkkk handinzwisise ipapo
MaUSA wamai
Mdhara uyo ichembere ngaadzikame
Muchinyanya kunyenga nyenga