Murume is a good narrator and a good actor , mukadzi a descent crook . bese wane maoutside relationships . but murume thumbs up akagpna kuita cover up and kusiya madam munyaya
Eish mambo u were on the lady’s side, which is ryt, bt mazokanganwa kumupawo nguva yema grievances, tadzidza zvakawanda! To you young lady, all the best wasunungurwa
Mambo Bushu on this was very unfair murume uyu akaenda kuhama dze mukadzi wani he followed all channels. Mukadzi uyu was abusing this man but mambo waita sevasina kuzvinzwa
Mambo atozviona kuti imhombwe iyi. He is abusive very abusive...emotionally and otherwise. Haachengeti mwana. Ko dai iri hanzvadzi Yako waingomuti rarwa hako zvichanaka...imi
"Vanhu vekuchiweshe havaroore".......and then,"quite a number of people vakaroorwa kuChiweshe".Tinoroora asi kungoti nonokei kugadzirisa zvinhu tichimboita make shuwa.
Matsotsi akagerana awo kubva munhoroondo dzavo vose. Zvinoita Sekt murume ndiye akatanga ma game bt achida mhuri yake hakewo zvake then ndokubva asungirwa play. Mudzimai paakazona kt handiye oga ane play oga it was too late boys dzachowo aaah ndimain actor zvadzo. Hatikurudzire chipfambi mumba asi tiri kuti vana amai mukasabgana nevarume verudzi urwu edzai kugadzirisa nhau dzenyu nekukasika nedzimwe nzira kwete kusunga bonde it’s a no no.
Ko sei dare raanga ratopedza murume ari iye ataura divi rake chete dai mai ava vasina kutozokumbira kuti vataurewo divi ravo murume uyu aingonzi ari right
Iwe bushu satani wako iwe kurova mukadzi wakunzi mombe ko iye aitambudzwa wani nemukadzi wake urikukurudzira zvakaipa iwe bushu kuti vakadzi varege ku respcter varume vavo haa zibhachi satani
Thanks chief kuti ane mwana ngaasapinde mudare uuu bce noice inoitwa mudare renyu apa muri very intelligent chief
Murume is a good narrator and a good actor , mukadzi a descent crook . bese wane maoutside relationships . but murume thumbs up akagpna kuita cover up and kusiya madam munyaya
😜 imika
Sure vese matsotsi
Kkkkk yeah! U got it right, he's a decent crook. Ane mumukanwa munotapira. Ndiyo type inokusiya munyaya, uri ndiwe mumhan'ari.
Mambo you deserve my ❤❤❤❤❤❤munogona kutonga mumopa mukana
Lack of intimacy for whatever reason is always a problem in a long term relationship.
That's the core reason for marriage , *bota*
Chief munofanigwa kuziva kuti vakadzi vari kushungurudza varume mudzimba umu please please nyatsocherechedzai varume vari kushungurudzwa ndatenda hangu mambo
Good move bro siya zviende bota harinyimwe munhu
What is bota😢😢😢
Uyu Mambo anotanga zvisizvo ano favor vakadzi nguva dzose vanhu varorwa mudzimba
Woman destroyed her own family
Eish mambo u were on the lady’s side, which is ryt, bt mazokanganwa kumupawo nguva yema grievances, tadzidza zvakawanda! To you young lady, all the best wasunungurwa
Chief ava vanozonyana kungoteerera vakadzi dare ravo rega rega varume vanowanikwa vaine mhosva
Pane chakaipa here
Mambo uyo uuuummmm akadhakwA andisati ndaona nyaya yaamotong zviri fair
Mambo ava vanoda vakadzi 😂😂😂
Mambo Bushu on this was very unfair murume uyu akaenda kuhama dze mukadzi wani he followed all channels. Mukadzi uyu was abusing this man but mambo waita sevasina kuzvinzwa
Mambo atozviona kuti imhombwe iyi. He is abusive very abusive...emotionally and otherwise. Haachengeti mwana. Ko dai iri hanzvadzi Yako waingomuti rarwa hako zvichanaka...imi
Mukadzi ataura wani kut ayimunyimirei bonde,,,murume uyu ano abuser chii chakadero apa ndanyara anobva kumusha kwedu 😢
Mai ava vamohura vane chikomba. Imhema dzavo kana roda kuramba murume woshereketa.
Beautiful wife dinji riripo
kkkkk waripna here
Aaaaa kkkkk
Mambo zvimwe zvacho so. Mombe yekuti marwa mumba here? Musaita kunge musingazivi madzimai
Mukadzi in uyu Anga anechikomba
Hamhunyebi ipapo aitodyiwa bota
Chokwadi zvenyu
Not all but most women talk crap and start acting the victim when a man reacts.....
Mmm iyi nyaya yakatonfwa chigavhanyongo, mamhanyira judgement musati manzwa divi remkdz. This guy is lucky to have escaped correct justice.
Good move that the really chief
Ipa baba iweee
Mukadzi uyo akangwarisa zveke anga akutoita hake zvezvikomba shandirai mwana mai
Kkkkkk akomana hanzi zigotsi iwe chikadzi iwee
Abuser haidiwe good chief
Ivo vanhu vane vana vacheche vanotsvageyiko kudare? , kukara zvinhu ikoko.
Kkkkkk mukadzi anyebawo uyo
Mambo u always support women, uri we murmur mudhara iwe Dakota rko mhani
Hausvodi kutuka munhu mukuru worse uchitaura zvinyadzi
@@fungaimaposa2664Nhai zvako
Vanhu vekuchiweshe havaroore .ndine a quite number yevanhu varikuchema vakaroorwa kuchiweshe vari tough varume veikoko..
Chiweshe ipi yaukutaura nezvayo iwe
"Vanhu vekuchiweshe havaroore".......and then,"quite a number of people vakaroorwa kuChiweshe".Tinoroora asi kungoti nonokei kugadzirisa zvinhu tichimboita make shuwa.
Unecchikomba ku side
Vakadz vemshamva gold mine kubva zvakatanga mine zvekumbovharwa mahure avo vanohura nemakorokoza kwavanoenda vachinotengesa mafreezits nemadrinks
Inini handijairirwe zvakadai ndotoita kasmallhouse becoz hosha inorwadzaguys kudarika nzara yechikafu
shiri inemuriro wayo hairege havasati vaguma kuroora baba ava
Chief anazvanoziya
Dai wamupa 20bond chaiyo rinoti ziGuma kkkk
Zig😂
Pliz siyai muchinda uyu akadaro mukadzi uyu ari worng zvakanyanya nekuti anenge anechikomba chaanacho now kana warambwa nemurume chikomba chokurambawo nekuti chingechakuziva kuti ndicho chakuita zvese and kana warambwa nemurume hauchanaki bcz mukadzi wemunhu ndo anonaka
true coz chekubiridzira chinonaka zvino kana asisina murume chinonaka chiya hapachina nekuti hachisisiri chekubirira
Chief imi ndoona nguva dzese munorerekera kuvakadzi sei ,Vakadzi ngavadzidze kuva neRespect kumurume chete
Even varume ngavave nerespect kuvakadzi
Murume uyu ane kahutsotsi Soo akachenjeresa pakutaura aah....
Mwanasikana ane kakunyenama . Imagine zvaari kuita pamberi pa mambo
Sound is poor and the noise is too much in this court room.
But nhai ambuya avo shuwa worambirwa bonde ko makavingei kumba kweVanhu
Kune kwavaiwana Bonde Mai ava saka vange vasisina basa nemurume
@@sampremi2014 true
Vakadzi ndozvavari Mumba mukangoita ka lack ke finance zvatodhakwa
Takuda take nolodge vanhuwe wese mutauri mudaye ngaave nespekar mhepo iite Shoma
Nyaya idzi hadzitongwe zvakanaka handizivi kuti zvimadzishe izvi hazvigoni kunamatira wisdom here zvisati zvatonga nyaya dzakadai. Tisati tamboenda kure zvaifanirwa kuzikamwa kuti sei ainyima munhu bonde uye unogara naye uchiti uri ani kana zvakadaro ?? Piri, vabereki vane zvibata bata ava zvinokonzeresa kuti vana vasagara mudzimba ndosaka muchiona vasingaiitiri simba kuda kugadzirisa nyaya idzi.
Ndiri ini hangu handina chandaiteerera pane zvinotaugwa naShe avo coz of his skewed judgement kusvika vaita tsvakurudzo yakakwana to ascertain justice.
Mudare munotongwa nyaya yawauya nayo zvekuzonzi zviii zvaikonzera ratove drama iro. Mkadzi ati arikuda kubudirwa pachena murume akabvunzwa kuti uchiri kuda mkadzi here akati noo...tsananguro idzo inhoroondo
murume ane mukadzi mumba anoziva pain iyi and vakadzi hamunzwi
Vana bushu ava kutonga kunoti shupei bcz unobvunzwa mibvunzo nevanhu 3 sem time haa kkkkk
Ende vanotadzisa vanhu kutsanangura vomhanyira kutora side
Murume uyu Gaana kuwana justice,kana muchinyimana bonde unenge uchifunga Kuti mumwe anoita sei,zvakare vabereki vomukadzi vaka adviser Mwana wavo nepasiripo.
Mombe yeiko.mambo uyu idhongi chairo
Mai shandiraiwo mwana
Ummh kurambana kwe mazuvaano kunge kutamba mahumbwe chaiko .
Hayiwaaa kuda kufadza small house uchiramba mukadzi padare mainn siyayi rombe iro bonde rambai munopiwa Aids
Abuse noooooo......good move Mambo
Chokwadi vamwe vakadzi vanoita varume vokutambisa vamwe tichivashaiwa
Uyo anorova torai henyu
@@dove5584😂😂😂😂
Amunasimba nenyaya iyi nkt mkadzi aivanekuzvikudza kudeerera murume
Amai vakurwadziwa nekurambwa
Why let children in court. Too much noise.
Ndiripo ini handiuye kana kudare kwacho
Uuuh wakatonoka munin'ina waizopiswa nemafuta nezimunhu iri rine ziMhino rinenge reGarwe anga aakutohura munhu uyo.
Matsotsi akagerana awo kubva munhoroondo dzavo vose. Zvinoita Sekt murume ndiye akatanga ma game bt achida mhuri yake hakewo zvake then ndokubva asungirwa play. Mudzimai paakazona kt handiye oga ane play oga it was too late boys dzachowo aaah ndimain actor zvadzo. Hatikurudzire chipfambi mumba asi tiri kuti vana amai mukasabgana nevarume verudzi urwu edzai kugadzirisa nhau dzenyu nekukasika nedzimwe nzira kwete kusunga bonde it’s a no no.
Murume mamunyima mukana wekutaura nyaya yake yese.mambo munombosvota pamajajiment enyu.
Yaa magona chief
Zvese zvamave kutotaura zvechikafu izvo zvawe kutoti bhowa mungaripise munhu ainyimwa bonde haaaa zvobhowa
Hey noise mudare yakanyanya
Haaaa murume uyu iiiii zvazobuda manje anorwadza hey
Mai ava vanoda zimboro
Mukadzi anga ane chikomba
Haana
Ngavandipe number mai avo mambo
Kana musati mavanechikomba asi maitiro enyu aya chikomba munacho
@@hasluckymago8898 manje chikomba chokuda uripamurume mukarambana chotiza chokuramba
Vakasangana matsotsi ese
Murume uyu ane ka Sweet sixteen manje..Murume uyu manje anofanirwa kusiyana nemukadzi uyu.
Zigotsi iwe chikadzi
Ko zvekuti mukadzi aidzinga murume pamubhedha achirara akapfeka Overall haaaa
Kkkkk dinji here
Tsvagirai mwana food baba
Pafair mukadzi uyu aizvinyanya zvake. Kusazozivawo side remukadzi.
Vanhu vari kurambana veduwee
Ko sei dare raanga ratopedza murume ari iye ataura divi rake chete dai mai ava vasina kutozokumbira kuti vataurewo divi ravo murume uyu aingonzi ari right
Mukadzi wako arikudyiwa bota panext door apo.Anenge akatoneta nayo
Ukaona wanzi enda unosaina uko ibva waziva kuti wabatwa nemhosva, Chief ndinokufarirai zvangu
Zvinorwadza kurambiwa veduvee pamberi kwevanhu amai mwari havasi bedzi mowanika futi Musa cheme
Haa kuroworeswa munhu wawarambana naye achikunyima bonde haaa uku kutokuridzira zvakaipa bcz anenge aitachihure anoenda kwashe wonzi rambanai mosheya zvinhu haaa bodo its wrng
Kurwadzisa varume kuti vasamhanyire kuramba mukadzi nekuti anyimwa bonde 1 day obva atonotora mumwe.
Akamhan'ara ndiani mukadzi kana murume panyaya iyi
Mukadzi waruza uchatambura
Kangoda bhoo
Mambo murume uyu is very abusive. 😊
Kana vaitengesera ku MAZOWE haaa. Kunonyemgwa munhu . Vakadzi vanotengeserako vabvunzei. Gayyai machinda eko anobvuma kutenga condom rechidhori US$1 riri 1. Chifunga vangape mukadzi marii
Kana kumboedza kuramba Mari yekupuro
Aita hure adini siyai munhu baba vanemoyo wakaipa ava
A lot of This generation of parents have destroyed a lot of children’s futures
Wy zvimbo dzana ishe Bushu nana Nyamaropa dzichifarira barika......... Vane mishonga dzemadzitate guru kai
Panema factors akawanda maonero angu: goridhe nefodya saka inzvimbo inowanikwa mari uye kuva multi-cultural etc.
@jabulanimgome 24:01 si7950 plus labour force.
Ko ukaramba ku signer unoitwa sei nhai
Itori mhosva kuramba kusigner
chikonzi chinongouya chotora zvinhu uchida usingade
Ko kana uka signer then wonzi bhadhara $20k apo watoisa signature kare no no no zvirinani tiise nyaya ku high court once.
@@websterkaguda1950 kupinda pamba pemunhu zvisina kuwirirana imhosva kutora zvinhu zvemunhu musina kuwirirana kuba saka tikaisa kumusoro nyaya yacho inozopera mushe hre.
@@frankmoyo7267 Zvikonzi mutemo unotozivikanwa unenge wakaiswa.Unoona pavanotonga dzekuroodza vana vadiki vanotoverenga bhuku remitemo
He needs discipline this guy
Why
Mambo iwew haugone kutonga. Why usina kubvunza kuti Mai avo vainyimirei murume bonde.... mambo imimi mune error as like modanana namai avo.....fackof
My cheif
Iwe bushu satani wako iwe kurova mukadzi wakunzi mombe ko iye aitambudzwa wani nemukadzi wake urikukurudzira zvakaipa iwe bushu kuti vakadzi varege ku respcter varume vavo haa zibhachi satani
Chief ari right varume vanesimba rakawanda kupfuura vakadzi saka vakasiiwa vachiponda vakadzi, vakadzi vanoshaya anovamiririra.
Kana uchiti saka ndinoenda ndega here urikuda kuenda nani manje murume akashingirira kuti mugadziriswe hama dzako dzichiramba shit wako
Rinehutsinye zimbwa mupengo remurume,,,uchaifunga mhuri yawasiya iyoyo mushonga unopera hama
Ndoda zvangu murume uyo zvangu mambo
Rega ndikupe number dzake kkkkkkk
Kkkkkk mazviwanira murume
Akatogwa kare makadye manonoko sis🙈🙈🙈
Wandinakidza iwe kkkkk
Muri kumhanya mhanyaka pascrapyard yevarume😂😂😂
Ifashion
Ini hangu both murume and mukadzi are not my favorite saka ndoda mombe 6 from both of them
Mkadzi uyu ane Chikomba chete
Mukadzi haana chikomba uyu. Airwadziwa nekusevenza murume asiri kushanda saka kuzoti bonde mangwana mangwana hazvibude
dzimba dzakudonha kunge earthquake yekuturkey
kikikiki
Kkkk truu
Pakurova mkadzi hazvibude zvachose