Me being silly now; on your message when you click the 'Translate to English' button.....'sando dzenyu gogo' translate to 'your hammers gogo' 🤣🤣🤣🤣 Chirungu ichi 🤣🤣
@@lizbertify The translation is 100% spot on. 'Sando' or 'Nyundo' are the Shona vernacular versions of 'Hammer', however, in street lingo/slang, 'sando dzenyu' is a figurative language referring to lots of respect or salute.
@@jbzumba6829 mumaSupermakets chinowanikwa, especially muHarare ini ndachiona ku Ok Glenview, Ok Budiriro, Foodworld iri pedyo neCoppa Cabbana munotengeswa maHerbs akatiwandei anenge aripedyo nemasamba
Drewmas Media you should be ashamed nezvamunoita..... How can you ask money just kuti mupe vanhu phone number yevanobatsira. Think kuti kubva kumashure kwese uku ndozvamaingoita, i wonder kuti even number ya young pastor varikubatsira mazuvano avo munobhadharisa futi? You really should be ashamed of yourself, ko chingonyoraika kuti phone number is not for free totoda 20 US dollars not bonds... Kana mazogara zvenyu... Musazodaro... Vanhu vanenge vachida kubatsirwa vamwe vasina kana mari... Imi motoda 20 US imagine.... Repent!!!
True so why do the shows then charge people for the contact details,you must be ASHAMED for real,change that attitude and u will earn to many subscribers
Mari haimanikidzwe kubhadhara. Tiri kutotsvagawo sponsor anoita kuti basa redu rekukutsvagirai vanobatsira makagara mudzimba rienderere mberi. We are not government funded. Vese vanobata maCamera vanotoda Mari kupera kwemwedzi hatina kwatinotora Mari yacho. Maybe u can sponsor us tigorega kubhadharisa. Otherwise munhu asiri considerate achingoda zvemahara should be ashamed
Drewmas Media kana muchida ma sponsor there are ways to go about it. You used to announce during your shows kuti people support us even epashoma pamuinapo and that was fine. Yatisirikuda ndeyekuti muti kana vanhu vauya ku inbox kwenyu moti 20 US kuti muburitse number yevanobatsira,izvozvo zviri wrong. My question to you is ko vaye vanotambudzika vachida kuona that young pastor kana vauya kwamuri vachida rubatsiro muchati here 20 US pamberi? Lower your greed please, mukutsvaga mari ne wrong way. We are already subscribing and watching your channel, i am sure panotobudawo mari through youtube yamunowana, not to mention ma secret sponsor aripo. Siyai kuda ma 20 US kubva kuma ordinary citizens asinawo mari.
Quite clearly, dementia patients are many in Africa. However, our greatest handcap is the obsession to always want to explain everything beyond our understanding using anecdotes derived from myth, magic and unfounded legends. It is not a balanced way of approaching knowledge beyond the limits of our understanding... Certainly, not a good way of treating our elderly and the sick.
I have the same questions for you Mr Neshamba and all those who are like minded. If Gogo is a witch how come the family hasn't invited n'angas or prophets to come to her homestead and help unearth the stuff that she uses to practice witchcraft? They can even tell us where her clothes are. They all claim to have powers to deal with witchcraft. How come Gogo didn't go to spent the night at her house if she knew she intended to go to the cemetery that night? People are not forced to sleep at funerals. How come she wasn't at the grave sight? How come she wasn't found with any of the tools associated with witchcraft? Handiti muroyi ayedzerwa anoobatwa nezvinhu zvake here? There's also a condition called sleep walking that can cause this same kind of behavior. If Gogo is a witch something clearly went wrong this night, show us the evidence? Hembe dzavo dziri kupi?
The fact that she was found without clothes and that the clothes are no were to be found makes it suspicious more. Family might have decided to take the issue the way they see fit, without exposing it to Drewmas Media. With regards to kubatwa without tools, we don't know kuti ma tools acho ari visible here or you know very well kuti pabata muroyi panobatwa nema tools. Maybe you are saying this coz you know much, Drewmas Media must visit you so that unyatso rondedzera kuti panobatwa muroyi panofanirwa kunge pakaita sei.
@@drewmasmedia3856 you need to go back to school for sure or at least travel out of Zim to like Europe or North America you will find Gogo’s condition is very common and “normal”.
@@jeftachikwanhadze7208 ichokwadi vanorambei mari ye kuno unorwadza kuwana kudai ndongotumira 20us kuti ndipiwe number vana gogo chaiwo pa matare vano charger 10 us ivo kungopa number 20us that's not make sense knhi
Drewmas Media monyadzisa.... I have been following and subscibing to your channel ndisingazivi kuti mobhadharisa ma 20 US kuti vanhu vawane phone number apa vanhu vachida kubatsirwa.... Mofunga inonhongwa here mari iyoyo... Motoda kupfuma neyevarombo..... Kwanai imi
Gogo Soko vataura idi chairo. Ukasagadzirisa chivanhu idi katatu unofa nhombo dziri muhomwe
Ambuya seems genuine. Thanks Drewmas Media for giving us more alternatives, more information with regards to Africa and her Spirituality.
Tipeiwo vanobatsira ava tibatsirwewo 👏👏
Ď
Tipeiwo number dzavo
The problem is this dremas media crew won't give you her number
Havana number here gogo pane vanoda kuvabatawoo vanoda kubatsirwaa
All the best gogo .tipeivo number dza gogo tivabate mkoma Andrew
Nceli number zika gogo I juc feel some sought of spiritual connection with her
Tadzidza zvakawanda 👏. This is another level!
Mancube y uchigona shona kudai asi urimundebele weMberengwa kwangu kasi
Chivanhu chriko ,varoyi ariko ,Mwari Variko zvakwauri kuti wotora zvip
Mhinduro dzemuchembere uyu dzinoratidza kuva neruzivo nezvematare echivanhu....sando dzenyu gogo🔨🔨🔨.
Me being silly now; on your message when you click the 'Translate to English' button.....'sando dzenyu gogo' translate to 'your hammers gogo' 🤣🤣🤣🤣
Chirungu ichi 🤣🤣
@@lizbertify The translation is 100% spot on. 'Sando' or 'Nyundo' are the Shona vernacular versions of 'Hammer', however, in street lingo/slang, 'sando dzenyu' is a figurative language referring to lots of respect or salute.
Ndokutendai team Drewmas
Ko number dzagogo
Andrew vanhu vanotaura as you are saying naivo vanomuka. Number1 pamishonga
tsvee kubvisa Mnangagwa busy nekukudza mboro...haaaa imika imi
Kikikikiki, zvese zvakakosha sha
🤣🤣🤣🤣🤣
Hauzive here kuti kutogadzirisa dzimba dzakawanda inhau hombe iyoyo yaunotora senyaya diki
🤣🤣🤣
Ndiri kuda kurapiwavo sick Gogo
true gogo it not every doctor that heals
Vanhu vana man of god ivavo vanoda kuramba zvinhu but wakasvika navopanzvimbo vanhu vacho vanopeta muswe
Iyi regai indijambe zvayo. All the best mose
Lol
@@drewmasmedia3856 # dzasoko
Adrew neshamba uri kumberi kudzidza hunhu wauinawo.I salute you ten times my brother how can i connect to you please.
0714903747
Pakubatsira varikure apo panorohwa munhu bag apo...
Ndokumbira number dzagogo thanx nekutidzidzisa
Gogo ko mushonga wasiki
You forgot to give us the number
Neshamba pliz Pliz pliz Pliz pliz Pliz pliz munogona bt musarebese kutaura
Kudzidza hakuperi Gogo vataura zvakawanzika this is very true give us her pin location
MaNcu, chasisa kuhle, ma uphinde ufake saka njani njalo
How do I get in touch na gogo ava ndirikuda kubatsirwa ne cancer
Gogo is very genuine
Tipewo number ya gogo
Ko gogo vanobatika kupi uye runhare rwavo kt titaure navo
For help where can I get Gogo
Ask Drewmas staff they will assist you
Zviri sei wakazowana number dza gogo ava hre
Dementia yes can she do anything.but Andrew you are very suggestive panyaya dzekuroya
shamwari tinovaziva kubva kare vanototyiwa kubva tichikura .
Sei imi muchiramba kana hanzvadzi yavo yakataura wani palast video kuti vanoroya and everyone was saying that
@@drewmasmedia385631:12
Ndiri kudawo number dzambuya avo ndivabate
Ndinovumirana have mbuya padre rambus avo vakawanikwa pajekerere vasina kufeka . Kuratidza nyika basa ravo rakashata rewuroyi mbuya vakawanikwa kumakuva
Avazirivo avo ndevamwe avo vari bhoooo avo
Good work
Gogo vari strait havo hava kakame kudaira mubvunzo
Gogo vanoratidza kut vakapiwa zvose kumvura
Tatenda Ambuya na mukoma Andrew kudzidza hakupere
Mbuya avo ndinoda kuti tiwonane
Mkoma Andrew neshamba tipeiwo number dzagogo Ncube .vanenge vaka jeka ava ROPA rangu ravada
Thank u so much nebasa ramuri kuita mkoma Andrew neshamba
Vanowanikwa kupi Gogo
Tipeiwo number dzagogo
Ko network yandiruzisa zvinhu zvinovaka thanks Drewmas media
Tokumbirawo number dzagogo
8 minutes uchingotsanangura bfo nyaya....make your clips short
Kana paine anayo number ya Gogo chingoiisai ipapa vanyare veDrewmas
Ndipeiwo nhamba dzagogo kana pane anadzo
$20
@@Jaicee $20 yacho ndokupai sei
@@brightonchirimuuta1620 kkkk Brighton Drewmas ndivo vanoida Mari yacho ufunge
When she said "haunzwisise kuti chiii? Madhaga here'? 😂😂😂
Ko number dzacho dzagogo hamuna kutipa wani
Number dzagogo pliz
There's a guy who spoke only once pataurwa nyaya yekukudza nhengo dzevarume.....how come to you hanzvadzi 🤣🤣🤣🤣🤣
Varoyi variko chokwadi vaya vanoramba vazhinji vacho ndovanamai zvikwapuro zverushero asi voramba vanhu vachongopera vanhu vachiramba Amai chaivo vanodya mwana wavo kutopera chaiko
Tiri capetown tingavabatawo sei Gogo tibatsirwe
Tipeiwo number ya Gogo tinobatsirika
Andrew your number is not getting through. We want gogo,s contact
Vanhu ngavarege kutaura zvekufunda dai vanhu vakafundanyaka yakadhakwa kudaro.
Where can we get mbuya avo Mr Neshamba
Tibatei pa number dziri pa screen
@@drewmasmedia3856 okay thanks l will do that
Pakukudza nhengo vakandi sparker
@@drewmasmedia3856 is it zim number ?
@@thokonkomo7148 aweee
Maita basa gogo ndanga ndichida kutobvunza kuti ko masare how maita basa nekutsanangura
Imboedza munyevhe tombi
Penis enlargement procedure sound superstitious. Zvinobuda here pakudanyanga gwenzi apa. Ndoda kuwedzera nhengo yangu Pliz
Gore rezvidzidzo 🤔🤔🤔
Number dzagogo dzekufona
Ubuthakathi bukhona. Kodwa aMasowe too much e Zimbabwe. If you are truly called you don't talk about it they SMITE you proper. Azvi shambadzwe.
Ndikudawo number dza gogo ava
Munozobhaiza pakuti number $20
apa wozobadhara futi mushandiri zvobva zvaramba kufamba...
@@Zim.news.online kkkk pakaipa
Mari inonetsa kudai
Saka vanooneka sei hapana number dzavo
Number
Ndokumbirawo number dzagogo
Wakadziwana here number dza gogo
Ndoda kubata gogo num dzavo ndedzipi
Makazodziwana hr ndikudzidao
@@knowledgembata6147wakzowana number dzagogo here ? Ndodzidawo
Kana paneane number ya gogo ndipeiwoo
Number dzenyu hadzipindi vedrewmas
Gogo avo vanoroya hakuna dementia yakadaro
Vanhu vanoti zvemumvura kana kuti zvechivanu akuzi kunhamata
Ko gogo waiita zwemweya here wachiri kumasowe or zwakango tangira after wabva kumbvura
Uuuuuuum hakuna zvakadaro hama dzadiva hurombwa uhwo
Tipeiwo number dzagogo avo neshamba
Amobhadharisa avapi mahara
Vanowanikwa kupi mbuya avo
todawo presenter wechirungu
Tibvirepo...chirungu chei? Uri murungu here?
Mukore uno uchiri kuda zvechirungu?
Zvanzi namukoma Neshamba titaure kwatasvera imikaimi murikumbotembeyi 🤠🤠🤠🤠🤠🤠
Lol
@@drewmasmedia3856 ndipeiwo number dzenyu
Drewmas siyaika number dzagogo
Ini ndanetseka nemudumbu ndibatsireyiwo
What is medical side saying?
Imbotsenga gavi remususu, or chifumuro
@@ishmaelmakuvaza3637 chifumuro handichizivi ndiudzeyiwo mukoma wangu
@@jbzumba6829 mumaSupermakets chinowanikwa, especially muHarare ini ndachiona ku Ok Glenview, Ok Budiriro, Foodworld iri pedyo neCoppa Cabbana munotengeswa maHerbs akatiwandei anenge aripedyo nemasamba
@@ishmaelmakuvaza3637 ok saka ndochiwana pavanhu vanotengesa here or ndonotema ndega kana ndichinotema ndoga ndipeyiwo 4to racho ndichizive
Pagomo ravari riri kuchitungwiza ndipo patinono namtira ndafunga kumusha
Pagomo repaChitungwiza papi chaipo? Ndirairei pliz!
@@chelesanimalinga6866 uri kunew Zengeza 5 kudhuze neku st Mary's
Haa vakadzi vatinetsa ivava it's now better we have some expects on our rescue 😂
Makanyanya gogo
Drewmas Media you should be ashamed nezvamunoita..... How can you ask money just kuti mupe vanhu phone number yevanobatsira. Think kuti kubva kumashure kwese uku ndozvamaingoita, i wonder kuti even number ya young pastor varikubatsira mazuvano avo munobhadharisa futi?
You really should be ashamed of yourself, ko chingonyoraika kuti phone number is not for free totoda 20 US dollars not bonds...
Kana mazogara zvenyu... Musazodaro... Vanhu vanenge vachida kubatsirwa vamwe vasina kana mari... Imi motoda 20 US imagine.... Repent!!!
True so why do the shows then charge people for the contact details,you must be ASHAMED for real,change that attitude and u will earn to many subscribers
You can say that again . I wonder why
Mari haimanikidzwe kubhadhara. Tiri kutotsvagawo sponsor anoita kuti basa redu rekukutsvagirai vanobatsira makagara mudzimba rienderere mberi. We are not government funded. Vese vanobata maCamera vanotoda Mari kupera kwemwedzi hatina kwatinotora Mari yacho. Maybe u can sponsor us tigorega kubhadharisa. Otherwise munhu asiri considerate achingoda zvemahara should be ashamed
Drewmas Media kana muchida ma sponsor there are ways to go about it. You used to announce during your shows kuti people support us even epashoma pamuinapo and that was fine.
Yatisirikuda ndeyekuti muti kana vanhu vauya ku inbox kwenyu moti 20 US kuti muburitse number yevanobatsira,izvozvo zviri wrong.
My question to you is ko vaye vanotambudzika vachida kuona that young pastor kana vauya kwamuri vachida rubatsiro muchati here 20 US pamberi?
Lower your greed please, mukutsvaga mari ne wrong way. We are already subscribing and watching your channel, i am sure panotobudawo mari through youtube yamunowana, not to mention ma secret sponsor aripo.
Siyai kuda ma 20 US kubva kuma ordinary citizens asinawo mari.
Yooh $20 yakawanda uchada transport uchadayekunobhadhara kwaurikuenda dzikisaio mukoma Neshamba trikutambudzikao munomu Zim
What is the cell number
Apa Drewmas mashaya
Hevoi team team
Team iyi irikumberi taurai chokwadi chete imi vanhu kuzvida kna kuzviramba pamberi yechokwadi.Murikugona basa
Endai kuchikoro
Ndinotend nechirongwa ichi tirikudzidza zvakawanda kuburikidza nezvandanzwa apa rambai mkdaro vedrewmas media
Becareful varume in terms ne nyaya dzekuwedzeresa nhengo dzenyu gutsikana nezvauri manzwa here kuti zvanzi unorasa mbeu yako first ndo condition zvigwarirei vanhuwe zvauri zvakanaka chaizvo gutsikana pane kuzvikanganise zvachose please 🥺
Azvina Dhiri zvekukudza mboro chinongodiwa kugona kusvira,hanzi apana Pfuti isingauraye Pfuti ipfuti,chakakosha kuberekavana,mukadzi anongohura chero uyineZimboro zihombe mukadzi anongohura zvakadaro
Taura zvako wena
Munorebesawo munamato
people know very little about dementia....the condition gradually wipes a person's memory
I like you...kkkkkkk..... What happened to science.
Wanowanikwa kupi
@@gibsonnyirenda6696 Like in the sense of what he said about dementia.
Quite clearly, dementia patients are many in Africa. However, our greatest handcap is the obsession to always want to explain everything beyond our understanding using anecdotes derived from myth, magic and unfounded legends. It is not a balanced way of approaching knowledge beyond the limits of our understanding... Certainly, not a good way of treating our elderly and the sick.
Vanediki ndavaziva ne kutaura kwavo
Kkkk taura hako
20$ kupiwa number guyz guyz musadaro
I have the same questions for you Mr Neshamba and all those who are like minded. If Gogo is a witch how come the family hasn't invited n'angas or prophets to come to her homestead and help unearth the stuff that she uses to practice witchcraft? They can even tell us where her clothes are. They all claim to have powers to deal with witchcraft. How come Gogo didn't go to spent the night at her house if she knew she intended to go to the cemetery that night? People are not forced to sleep at funerals. How come she wasn't at the grave sight? How come she wasn't found with any of the tools associated with witchcraft? Handiti muroyi ayedzerwa anoobatwa nezvinhu zvake here? There's also a condition called sleep walking that can cause this same kind of behavior. If Gogo is a witch something clearly went wrong this night, show us the evidence? Hembe dzavo dziri kupi?
Aaah come on.
Huroyi munohuziva here? Do u think munhu anotogara pasi oti mangwana ndichanoroya. Ko saka vakabvisira kupi hembe dzavo
The fact that she was found without clothes and that the clothes are no were to be found makes it suspicious more. Family might have decided to take the issue the way they see fit, without exposing it to Drewmas Media. With regards to kubatwa without tools, we don't know kuti ma tools acho ari visible here or you know very well kuti pabata muroyi panobatwa nema tools. Maybe you are saying this coz you know much, Drewmas Media must visit you so that unyatso rondedzera kuti panobatwa muroyi panofanirwa kunge pakaita sei.
@@drewmasmedia3856 you need to go back to school for sure or at least travel out of Zim to like Europe or North America you will find Gogo’s condition is very common and “normal”.
@@drewmasmedia3856 can I have number yagogo shoko
Ko vanorwara nepfunhwa ke havagoni here gogo
Pfunhwa chii
@@drewmasmedia3856 myb ndozvipusha zvacho
Siyanai navo. They claim to be educated but no wisdom at all. Regai vafire murima. They are the poor in spirit.
Tipeiwo number dza gogo Andrew tivabate
Kkk drewsmedia inobhadharisa phone number baba
@@Widzo3.3 you are very correct.
Asi Slymedia inopa phone numbers. Tsvagai ikoko
Ndichangopindaw mudremas media ndoda kupinda live chart anyone help me
Tibate 0714903747
So why do we still have unemployment in Zimbabwe with such people?
Because there is no work ,that's why
Coz there is no jobs which are created by Zanu pf ,instead they destroyed a lot of jobs from year 2000
Tiri kt pasi nezvechivanhu cz vazhinji muri kurombesa vanhu imi muchiita kunge zvisvinu tendeukai munamate
Ndudzi nendudzi inemavambo ayo kuziva Nyakusika, chinamato chamudisisa tsvagai mavambo acho musati mashora zve chivanhu
Kurombesa kani aiwawo .zvakubhowa
@@shinelikestars2759 kutendeuka kuromba zvekare, asi nekusaziva toti ndekwezvikwambo chete. Hongu pasi nehurombwa asi tisashora chivanhu chedu
Sha takabva kuchivanhu sorry hako bible risakurasisai even kana muchinamata
@@pediusmayula9914 bible haritombondirasise ndakatozvarirwa muchivanhu ndikakuriramo mune zvizhinji zvakashata zvirimo zvakaita ndizvisiye vanhu tendeukai mutsvage Mwari
Andrew wataurisa pa condition apo😂
Andrew hape mnhu number unoda 40us handizive tobatsirika how coz iye une ma charges ake gogo vanewawo
Zviriko here zvamunoreva
Zviriko ndakakumbira nhamba mukati isa 20 usd its not fair as we support your channel . Musadaro
@@jeftachikwanhadze7208 ichokwadi vanorambei mari ye kuno unorwadza kuwana kudai ndongotumira 20us kuti ndipiwe number vana gogo chaiwo pa matare vano charger 10 us ivo kungopa number 20us that's not make sense knhi
Yaaa woti kubhadhara data reku follower page ravo woti kubhadhara achakubatsira . Zvakaomera isu vana veZimbabwe dai nyika yawana rusununguko nekuti chese chava kutengeswa
Drewmas Media monyadzisa.... I have been following and subscibing to your channel ndisingazivi kuti mobhadharisa ma 20 US kuti vanhu vawane phone number apa vanhu vachida kubatsirwa.... Mofunga inonhongwa here mari iyoyo... Motoda kupfuma neyevarombo..... Kwanai imi
Kouya musikana akanaka wandofarira aripi nhaimi 🤷♀️
Ko uyo akadii... 🙈
Akaenda ku chikoro Chihera
Pa Translation apo itayi plan