Heboo ccta Stella. Hii ende zvakawoma shua zvinorwadza sei. Vanhu vari kutsvaga mari. Baba ava ngavazive kuti taakurarama nguva yekuguma vanhu votsvaga malikes.
Baba am sorry to hear that. Vanhu vane godo ! Vanorwadziwa nekubudirira kwenyu.vana wenyu varikubudirira kuzvikoro. Forget about this nonsense and focus on your family.
Heboo ccta Stella. Hii ende zvakawoma shua zvinorwadza sei. Vanhu vari kutsvaga mari. Baba ava ngavazive kuti taakurarama nguva yekuguma vanhu votsvaga malikes.
Stella I like you so much! You are so humble!
Keep going Stella
I'm Mozambican and I live here in Mozambique I fill pety of what was being said.
Kkkkkk kkkk munebasa sis stella handina majuru ini
Mhoroi sis stella
Idzo n’anga dzacho vakadiiko kuona kuti inhema post iyi
Tisataure mazita pliz
😂😂majuru hagare pamunhu😂😂 mudhara sue vanhu avo ende munhu wekuziva akazviita. Trace post iyo
Kumba kwedu...nxt week I'm coming ...Miss home 😒😒😒😒
Munhu wekuziva ari pedyo nemi baba akadaro ummmm I'm very sorry mufunge .Ndiri kudawo kuona majuru ini 😢ndobvumidzwa hre
Hesi Stella🤝
Koukutsvagei kumazezuru iwewe uri mukorek ore😂😂
Zimhata
This is so sad honestly 😢😢😢
Kkk majuru aogara muchuru
waiita mari sue these people for deformation of character
Agh pataurwa chirungu apo umm ana vendetta
Muvengi haaa kusatonyara kani. Aneruchiva munhu iyeye yooo
😂😂,😂😂😂😂 hanzi majuru anogara pachuru
Zvimaguyupu izvi zvichauraisa wanhu kutsvaga nyaya here haaa
Munenge hure imii,that's wy makarongerwa dhende😅
😂😂😂😂😂😂😂
Zvinorwadza ngavabatwe varipe nemumhuno
Am sure varipedyo pedyo nemi vakuru ndivo vakaku kanganisai
Vanhu vabatwa nemweya wakaopa
And futi asi vanhu chii vanhu ngavakwane
Asi vanhu chii nhai taurai chokwadi kwete manyepo sorry brother
Kkkkk asi vanhu chii nhai
Zvakawoma shuwa
Mrs Stella munogona kubvunza kutaura chokwadi 😂
Baba am sorry to hear that. Vanhu vane godo ! Vanorwadziwa nekubudirira kwenyu.vana wenyu varikubudirira kuzvikoro. Forget about this nonsense and focus on your family.
Munhu wepedyo asi zvakaipa kusvibisa munhu kudaro
Politics nebato kkkkkk
Vanhu vakatokumaka ivavo
Musataura mazita please 🙏
Anambwa vanodakusungiswa
Chera churu uone majuru
Zvinorwadza chokwadi
Sue them vapfidze kunyepa.Kutsvaga mari nenhema and views.It’s now getting out of hand.
2nd
😂😂😂😂😂
Sorry zvenyu vahanzvadzi
Tisataure mazita
Vanhu so fake news
Apa fake news dzofamba fast sei zvino bhowa zvkty