Inzwaiwo Nyaya Yekuroorwa Ne Mwana We Mbinga
Вставка
- Опубліковано 12 тра 2024
- Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions - Розваги
Hamuna henyu kuzvara mwana amai makangoshandiswawo lets be careful out there ladies
Cheziya chonaka veduwe cheziya here ka1 sekwa hako uchitengesa madomasi or mazai
Njere panzvimbo kwete pakati pamakumbo.
Idyai zvezia kwete kunongoita zve busy bodies.
The world is full of evil people.
Munenge mazivana zvarini zvekutoendws nemi kuma Lodge.
Muchavurayiwa kufira mahara chaiwo.
Vasikana imi zvikoshesei mhani.!!!!!
Munonyadzisa.
2nd confession Dzokera kumba kune vabereki run with your life kwete kumirira zvose zvawaka mirira izvo.
Kana watokwanisa kuita confession iyo surely u can get the first bus kutiza chaiko
Mari ichauraisa vanhu vakawanda
Uummm wakazvariswa chidoma chimbofamvaiwo kumaprofita
Morning mkoma Nash and to you All ❤️
Wakatakuriswa chitokoloshi for 7months! Why murume uyu number dzake dzisiri kupinda since you last met him!! Zvake zvakufamba manje!! Next time stop falling in love so easily like an 18 yr old!!
MA one
Tsvee kuhooder zvesimba rako busy kunorarwa mu Lodge ndiwo mubairo wechihure
#1 sorry hako Hidey wakazvariswa chikwambo ...Baba avo anenge ndo atori maitiro avo ekuzvarisa vanhu zvikwambo
Mazuvano vanhu vanemari vaipa adzisi dzese dzakachena Mari idzi tambura zvako uyine piece of mind.awuna kuzvara mwana wakazvara chidhoma ,mazino awukaona ndiwo nekuty Anga asirimwana ndosaka murume uyu akaita disappear ayiziva kuty apedza newe
Nyika yakatakura kurema
Manga makatakura chitokwani main initiative chakatoenda kumuridzi wacho haasi mwana
2nd confession get out now ... run 🏃♀️ 🏃♂️ tell your parents .
They will understand..
Fumura Satani
Vanasikana ngatiregei kuti tikangoona munhu one day wotorara naye waitorara nechikwambo
Mmmmm vakadzi mmmmm mari tinoida, kungoona munhu ane mari kana asingaomeri anokupa mari yakawanda, brain dzototadza kushanda zvakanaka
Yaa itori mishonga yake yekuti zviro zvake zvifambe Saka anodanana nevakadzi Kuti vazvare vana vekuti zviro zvake zvifambe
First things First questions yauriluzvivhunza yakadhakwa... why ask kuti isit possible kuti murume aziye kuti akunhumburisa usingavhunze kuti nei aka despair right after akudza kuti une nhumbu
Sister taurai chokwadi kuvabereki venyu.
Makashandiswa kunze kwaipa uko
Zvivindi zvacho iii
Ummmm wakambofamba here kudzifambira nyaya dxacho kune vanobatsira just in case kana zvaive ne mushonga zvisazoitika futi kwamuri yaar tikudzidza 😢😢
Ungavimbiswa mari yausina kuona plus 5000 imari here
Ummm zvakaoma akashandiswa kutakudzwa chikwambo chinomupfumisa hake
Zvakaoma
Uuuuuummmmm siya murume iyeye
#Last Saka zvino worarama hupenyu hwekutambudzika nekuda kwemari here nhai mwanasikana.Buda mumarriage iyo woti wozvara mwana orombeswa iwe wacho woiswawo muhurombwa chiri kukutadzisa kuzvisiya chiiko.Kana uchitombo gona kunyora uchataura zviri kuitika tiza nehupenyu hwako uchiri kugona coz uchauraiwa.Chii ichocho kuti unoita bonde naatezvara.
Umm nhaimi vese havadi kusiya
@@Nokutenda774 Just in the name of money munhu oramba akango womerera chete aripo.Paunodyirwa mwana iwe uchiitwa yese yese ada arara wototi ndine hupenyu ah,chii ichocho.Mwari vakamurotesa hope haana kudzitora serious saka anoda Mwari werudziiko kuti azopepuka.
@@tsitsimutombo2216 you wonder? Mari ine chitema sure.
😢😢😢yooo zvorwadza uyo musikana wekuroorwa nembinga uyo mmm ndapera power .zvakutoda sekuru tasvu izviii
Sisi makazvariswa chikwambo.
Murume akakumitisa anozviziva it's possible Kuti umbatire pamuviri waita bonde 1 day, but zvemazino pamwana mucheche apo ndiwo mashura chaiwo
Hmmm zvakaoma mari yakashata sometimes
Zvinotyisa
Uuuum mari yakaoma wee
Shingirira kunamata mudikamwi uti Mwari gadzirai zambuko rangu ndichimudiki .musafarira kundiratidza zvakaipa chete nezvakanaka zvacho ndionesei
Uyo webonde naTezvara regera kupusa uchiona shame udza vabereki vako nyaya yogarirwa pasi.iyo kana uchibva bvira chokwadi
Ehe mwana ane 7 anobuda mazino wangu akatanga kubuda mazino ave ne 3months saka pa seven aiva awanda
Pakaipa machurch aya😮
💰 will be the end of us
Hello mukoma naShy and family
Pakaipa Pakaipa
Mwana uyo changa chiri chikwambo.
Munofanira kumbofambawo muchibvunzira mumweya. Chiregaiwo kuwanza vana vane madzinza akasiyana siyana. Tambai makachenjera
2nd confession ichokwadi chekutanga pinda church isina mitemo yakawanda. Kana isingakuitiri ibva warega kuendako neky munoshandiswa. Ida munhu nemoyo kwete hupfvumi hwevanhu tinoifira vanhukadzi iyoyo inga zvakaoma sure. Namatai mainini munokunda kudenga Kuna Mwari mupenyu anotirwira misi nenguva.
Vakadzi kudamari kunoparira wakazvariswa chidhoma mwanangu famba ugezwe mhepo yekuzvarswa chikwambo
Nhumbu yacho wakaizvara at how many months
Muchinyanya chihure mazimbabwens muchamama henyu ityayi mwari
To the last Confession: Kuti Vakasungirirwa here ipapo ?havavhure Gate kanhi ? Kuzotiza kana kusatiza Tora Salt yematombo iyoyo kunyangwe fine Salt iyoyo ugeze nayo everyday .imwe Kanda pa Gate Pavo ipapo zvakachenjera ,vachakudzinga faster unenge Vave kupisa Zvinhu zvavo izvozvo..😌
2nd confession iiiiiii 😢😢😢, please 🙏 ngaaudze her parents everything abve, ngaavaudze kuti she's in danger pamba pema in-laws, one of the parent should pretend kurwara vomufonera kuti ngaauye azovaona, that's the only way yaangabve achienda kumba kwavo coz vanhu vakadai are dangerous.
Kuda mari kwacho kwakaoma
1st confession musafarira kuita katsika kekungosangana nevarume musati mazivana nenyaya yekuda mari. Imbofambai kune vanoona pamweya nekuti imi pachenyu munogona kunge pane zvakaipa zvamakatoitirwa nechinhu chamainge makatakura
Zvese zvinopera naMwari chakaitika iye aisada mukomana akada mari coz dai aida kuroorwa kwezvekwadi aifanirwa kudzidza umwe wake nguva kana svitsa ichizosvika yosvika zvayo.ikozvino ukanyarara kuvabereki vako uchafa iwewe pangwarire ipapo maspiritual husbands do yu know Kuti anosveta ropa uchaurawa zvako wakarivara
Brother Nashe ne vedare monotikudini ne matambudziko enyika
Girl child, I don't know what to say, mainini wekuzvara kamdhara kakazara mazino mukanwa, loose morals nekuda mari yemahara. Sisi kuroorwa nemwana wembinga awo, now that you know what the family is like, you should run for your life, otherwise unodzwa nekuchekeresa vana uye nekuita bonde natezvara. Again inyaya yemari yemahara. There is nothing for free in life. Anonzwa nekudzidza this is time to learn and flee from toxic relationships.
Haasi mwana zvachose mishonga yemurume iyeye
Mwana ane 7 months anogona kuita mazino 2 chete, kana kutoshaya. Mwana anozara mazino mukanwa at 18 months.
Morning mkoma Nashe nevedare
1st section btr wakasiiwa uri mupenyu bt kumwe kuda mari kwacho
Hanti munoda kuroorwa maningi ndomubairo. Ehe zvinoita ky varume vanoziva watova nemimba it's normal
Mbinga dzavakutyisa mazuvano kutoroorwa nemurombo zvotori better
Pakaipa vakadzi vachadzidza vanonyanya Kuda Mari zvisina mwero
Do So vakaroorwa ku ms church elders tell your parents and get a divorce
Shame sry zvenyu zvinowanika waiti ndawanawo murume
Yoo zvakaoma veduwe namatirwa dear zvifumuke go bk to sender vakadzu ngatityei kungorara umika now mumaorobkens nejuda kwe mari
Kuzhe kwakashatisa uko tangai wadzidza munhu wako usati wamupa bota
nekuteverera program iyi iv learnt kuti weti yekutanga yemakseni inorutsisa zvawakadyiswa asi 🤢🤢🤢 and anyways unomuudza sei munhu kuti imwa weti yako 😂
First nyaya hakuna zvakadaro chaiva chidhoma chamakabereka amai munaita joy shoma bcz makatakuriswa Hakuna mwana vamanga makatakura chidhoma icho
Hurombo hwakaoma shuwa r5000 makutoti imbinga 🥺🥺.
Yes kwaari imbinga pamwe Haana kubva akabata R5000 yacho muhupenyu hwake