Mwana Wangu Akati Afa Ndokubva Atanga Kubwaira Ari Ku Mortuary

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 5 вер 2024
  • Mwana Wangu Akati Afa Ndokubva Atanga Kubwaira Ari Ku Mortuary

КОМЕНТАРІ • 26

  • @Mally2known
    @Mally2known 9 місяців тому +6

    I am so sorry my sister. Ndapererwa chero kuti nditsanangure. Kana makaita umwe mwana ane machembere ekudziva endai naye kunogadzirwa zviripaari zvinomuchengetedza. Mudzimu nevemumvura havatukwe. Machurch anotimutuke asi munokumbira. Chisingangodiwi kubata mishonga kana kushandisa mishonga.

  • @user-qr4od4zj6n
    @user-qr4od4zj6n 9 місяців тому +5

    You can nevr control tradition
    Dayi wakasiya zvakadaro
    The old woman wasnt going to harm yr child
    You caused what happened

  • @tinevimbo8751
    @tinevimbo8751 9 місяців тому +5

    Njuzu haidi kunamata unouraya itai zvemushonga muno zvarira Pasi amai itai zvayinoda njuzu

  • @lindsaykaridozo9811
    @lindsaykaridozo9811 9 місяців тому +6

    Makawiga mwana mupenyu guys munhu anga akubwaira anga adzoswa pakashaayawo here akabikira porridge kut agwinye mwana iyeye so sad

    • @user-td3jm5bn7g
      @user-td3jm5bn7g 9 місяців тому +1

      Yangove Dai ndaka. But zvinhu zve mwana uyu zvaive pachena, some things must be followed, ende mese Nana tezvara mainyatsoratidzwa ku hope henyu but u all choose to ignore, sory hako dea

  • @user-cw3fp9jl3q
    @user-cw3fp9jl3q 9 місяців тому +2

    Pese panofamba machembere ekumvura kana mudzimu pane wakayipa vanopindira mukarota hope next time musaudze vanhu kunyangwe vatezvara venyu asi tsvagayi vechivanhu vakubatsireyi imimi mune lucky rekuvaona machembere ekumvura

  • @rumbimubvumbi4223
    @rumbimubvumbi4223 9 місяців тому +6

    Mweya we njuzu haubvise uchitukwa kunokumbirirwa urikumadziva moutaurira kuti takuda kuenda.ku church hatizigone kuita chivanhu unokupai nzira.
    Nekuti munenge matuka dzinza kwamakabva zvaiitwa.pasi chigare

    • @angelakwaramba9752
      @angelakwaramba9752 9 місяців тому +1

      Unokumbira demon kuti ndakuda kunamata. Strange

  • @mutsachokururama6187
    @mutsachokururama6187 9 місяців тому +2

    Semaonero angu i think maisafanira kubvisa shavi iroro cz ndezve chivanhu izvi and it’s within our culture.. u should have let it be why kurasa culture kudaro

  • @tatendagwata9768
    @tatendagwata9768 9 місяців тому +3

    Morning mkoma Nash and to you All ♥️ ❤️ 🙏🙏😀

  • @mutsachokururama6187
    @mutsachokururama6187 9 місяців тому +1

    And paaibwaira dai makadedza vechivanhu

  • @tre642
    @tre642 9 місяців тому

    Kuzviparira chaiko manga mapiwa chipo....mamucha garika

  • @EnergyKaseke-ub8ri
    @EnergyKaseke-ub8ri 9 місяців тому

    Vanhu vemumusha umu ndivo vakauraya mwana cz of thiss shavi plus dai makabvuma kuti apfekedzwe necklace yaizomuprotector kunemunhu ayida shavi riripamwana wenyu

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 9 місяців тому

    Mkunda makauraya mwana chikaranga chakasimba kudarika chitendero chenyu maifanira kutevera chivanhu kusvika chapera iye akakuudzai kuti chivanhu chakapera uye chakaipa ndiani vanhu vatema teverai tsika dzenyu kwete kutevera tsika dzana Cecil John Rhodes .

  • @melodymshuqwana2684
    @melodymshuqwana2684 9 місяців тому

    Joooo nyaya iyi yandishamisa zvàkaoma zvinotyisa ndapererwa

  • @user-vr8lx7tn5b
    @user-vr8lx7tn5b 9 місяців тому +3

    Woman,you failed your child. Because of lack of Wisdom, Knowledge & Understanding. In all your dreams, his guidance led you where to go. But you were so ignorant. You should have taken him to the actual river to go and say prayers of declaration. Even if time declared him dead you were supposed to take him, he was going to wake up. Now you being given another chance don't you dare messy it up. You shud buy white clothe short & a t shirt. Rice and coins that way he'll become a prophet of God that will understand water spirit but if you buy Yellow,Blue and Red you're pointing his gift to become a Tradition healer somethings you don't need a prophet you can become one yourself. Your husband he will become richer by following simple instructions. Don't grieve anymore the spirit of the one who has left its now sitting on the one that you're carrying. Be wise Mai guru. Wipe your tears. Cry no more.

    • @user-vr8lx7tn5b
      @user-vr8lx7tn5b 9 місяців тому

      Brother Nash, please send her this sms .

    • @zoromadondo4870
      @zoromadondo4870 9 місяців тому

      what's your contact ... I want to be knowledgeable

  • @thandiwedube2379
    @thandiwedube2379 9 місяців тому

    Iyo gospel yenyu iyi honai mauraisa mwana pamwe maitoti murikudzinga manjuzu achitotorwa nema pastor enyu iwo ini ndakakura ndinawo they try kutora kuma church zvichiramba hamaifanirwa kiudza vanhu vanenge vachitozvidawo

  • @judithnyewura3184
    @judithnyewura3184 9 місяців тому

    Good morning

  • @EvermoreMuchingami
    @EvermoreMuchingami 9 місяців тому

    Dai makatevedzera zvaidiwa nemachembere kutonamata vachidzinga ndopamakairasa ipapo vekumadziva avadi kupikiswa kana mazogara

  • @mutsachokururama6187
    @mutsachokururama6187 9 місяців тому

    Maisa fanha kubvisa shavi rake munoda kurasa culture stereki

  • @user-bk3cn5us2c
    @user-bk3cn5us2c 9 місяців тому

    Very sorry sister

  • @lindsaykaridozo9811
    @lindsaykaridozo9811 9 місяців тому

    Sorry Juju haide nharo maifanha kukumbira zvakanaka

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 9 місяців тому

    Zvakaoma