Huyai Munzwe Zvakaitika Sisi Vangu Pavakaba Mw@n@ Muchipatara

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 5 вер 2024
  • Zim Family Secrets and Confessions
    Deep Secrets and Confessions Google.
    In this first episode, we hear a story of a .
    Please listen, like, comment, subscribe and share.
    Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
    Link down below
    @goromonzitv
    If you have any confessions please feel free to contact us on
    +27678702658
    #Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions

КОМЕНТАРІ • 79

  • @thekisonomsa2826
    @thekisonomsa2826 2 місяці тому +9

    Kune vamwe tete vangu vakabirwa mwana mushure mekunge vazvara ma twins vakasiirwa 1 zvakaitika kuma 80s mwana iyeye akabiwa nema nurse asi after some yrs mwana iyeye akatsvaga his biological parents akavawana apo akange atova ku chando akauya 6 yrs ago ku Zim ku vabereki vake atoroora.

  • @yeukaimusunza3023
    @yeukaimusunza3023 2 місяці тому +6

    To first Confession ummm Endai mondotaura zvenyu imi ku Chipatara chachona ikoko ,musanzwe vanhu vose vari kukufurirai kuti musataure . Hapana chinonzi Secret pasi pezuva rina manyanga haripurirwe Amainini ,Munhu ngaazive dzinza rake ,hanutombosungwe zvenyu imi ✅.ndiro basa re Mapurisa iroro ndi Mwari venyu ari kutaura nemi Amainini musatya.ivo vari kuti Musataure Vanotopenga chete ,ivo zvo zvavakaitavo kuMhuri kwavo izvozvo Nxa-a 👆😮😮

  • @mekong7529
    @mekong7529 2 місяці тому +11

    The baby's gender is determined by the man's sperm... Not nyoka dzemukadzi

    • @life7777ful
      @life7777ful 2 місяці тому

      taurai henyu, iko kuzopopota, murume manje, kuti ukasandipa mwana mukomana, ndokudzorera kumba kwenyu, who does that? exposing hake his ignorance in simple biology.....smh......

  • @shupikaiziwange3079
    @shupikaiziwange3079 2 місяці тому +10

    #1 usaite hutsinye atove mwana wenyu uyo chakaipa chii.inga akura wani wakuda ku betray your sister nekuti vafa here. Nyaya iyo yakatopera kare kudenga yakatongwa

    • @monalisakaetano8083
      @monalisakaetano8083 2 місяці тому

      Well said👏👏👏

    • @MiriroManatsa
      @MiriroManatsa 2 місяці тому

      Iwe hamuna mhosva sis vako ndivo vane mhosva mwana muchengetei ndewenyu mungazoudza mwana uyu akura munogona kuzoenda kumapurisa kotariswa mazuva avakapona zvinoita mwana musamuvenga shuwa haanamhosva

    • @prudencengwenya7736
      @prudencengwenya7736 2 місяці тому

      Guys becareful of people you call friends

  • @user-xr1gy5jb2n
    @user-xr1gy5jb2n 2 місяці тому +7

    Mwana usamuudza hako siyana nazvo iwe inoita sekuudzwa kwako nasisi vako mwana iyeye as long achifara

  • @beautymuganiwa7397
    @beautymuganiwa7397 2 місяці тому +5

    First confession, une huroyi sa sis vako. Taurira mwanakomana uyu nemapurisa zvese. That boy deserves to know his biological parents

  • @aleeyahtate9194
    @aleeyahtate9194 2 місяці тому +8

    Thats why i don't have friends 😏

  • @BerlinHandris-id8dz
    @BerlinHandris-id8dz 2 місяці тому +4

    Mhandu yemkadz mukadz zvakaoma confession yechi2 unoroya

  • @petronellazhuwawo-gs4fw
    @petronellazhuwawo-gs4fw 2 місяці тому

    Amainini 1st confession ,the truth will always set you free.Endai ku police munireurure secret yemwana moenda ku hospital ma records ariko mufunge.mai vemwana munovaona.wenyu mwana izvezvi akurambura kanjani

  • @ChipoMarimo-sh2zu
    @ChipoMarimo-sh2zu 2 місяці тому +3

    Varume vanopa.presur kuvadzi kuti anodawana werudzi rwakati sekunge mkadzi ndiye Mwari hutsinye hwacho munohunyanya

  • @primrosechiboziwa3284
    @primrosechiboziwa3284 2 місяці тому +3

    Uyo wemwana ngaende kuchipatara kwakasungukira sisi vake nedate of birth remwana uyo anogona kubatsirika

  • @sindy308
    @sindy308 2 місяці тому +1

    #2 heeedeee mainini ngozi yacho muchaigona here imi nevana venyu . Makaparira mhuri yenyu nekuda zvisiri zvenyu and ngozi yacho ichapukuta kubva kuvana venyu vamakabereka nemurume iyeyu. Kunyange mukaenda kun'nga yakadii it's not going to help kuzvika mareurura nekuripa zvamakaita

  • @AdelaideSamaritan
    @AdelaideSamaritan 2 місяці тому +1

    Mainini chengetai mwana uyo Ave wenyu so sisi vakati musaudze vanhu vakasarudza kuudza imi chete ingomuchengetai Semwana wenyu

  • @RutendoChanzenza-fr8jv
    @RutendoChanzenza-fr8jv 2 місяці тому +2

    Chengeta mwana wasisi vangu plizz keep yr sisters secret ndivo vakutokupa mablessing ingoita zcawakaudzwa nasisi vako chete

  • @brendangwena1388
    @brendangwena1388 2 місяці тому

    Yes ngavachengete mwana

  • @preciousndlovu-oq3ck
    @preciousndlovu-oq3ck 2 місяці тому +2

    Zvimwe zvinhu zvinongoda kunyarara

  • @millicentnzanga3322
    @millicentnzanga3322 2 місяці тому +2

    Siyana nazvo zvakapfuura don't open the can of worms zvinoparadza zvakawanda ende you will break the hearts yevana vasisi vako

  • @blessinghamadziripi3974
    @blessinghamadziripi3974 2 місяці тому +2

    Unokohwa chaunodyara mainini
    One day is one Day

  • @rebeccakatsache4010
    @rebeccakatsache4010 2 місяці тому

    Haa pakaipa Saka Tinashe Mugabe akqdeedzwa mumusha kotonzi mwana ahasi wenyu baba. Nekuda kwamai vakaba nwana muchipatara

  • @tsitsimutombo2216
    @tsitsimutombo2216 2 місяці тому

    #1stUmm,sisi vako ranga riri basawo.Ko panyaya yemwana chiri kukunetsa chii iwe wakaudzwa kuti usamurase.Chengeta kusvika palevel rekuti anenge akuzviitira hupenyu hwake ega.Chokwadi chichazobuda kumberi ikoko.Unoda kumurasira ani nhai uriwe wakamusiirwa.

  • @tsitsimutombo2216
    @tsitsimutombo2216 2 місяці тому

    #2nd Nange nange nekutsvagana nehuroyi manje ngozi yakakumirira kumberi ah,une zvivindi kugadzira mwana wevamwe vanhu kudaro kuita chidzoyi,kuna Mwari kudenga uko.

  • @lindiwenyamvura6118
    @lindiwenyamvura6118 2 місяці тому

    Vanhu vakaoma kunze uku 🙌

  • @vividbluesea1
    @vividbluesea1 2 місяці тому

    Mainini endai kunoudza ma nurse kuchipatara mhosva yayenyu. Mukanyarara garai makaziva kuti ngozi makatotakura. Muchadzoka henyu mapinda ma1

  • @user-zl5gc3pn7k
    @user-zl5gc3pn7k 2 місяці тому

    She said don't tell her child so why do u want to tell him,juss leave that child n keep the secret,your sister trusted u that's why she left her kids with u.

  • @preciousprecious263
    @preciousprecious263 2 місяці тому +2

    My sister siyana nazvo mwana ave ne upenyu wava kukanganisa mwana, mwana haana mhosva wavakuda kukanganisa chiraramo kurisayi mwana abudirire pazvidzidzo zvake, mhosva ina sisi vako vakaba mwana we muridzi 🤐🤐🤐🤐🤐🤐🤐🤐

  • @yeukaimusunza3023
    @yeukaimusunza3023 2 місяці тому

    To the last Confession ummm; Manje mukati zvechivanhu Noka Muchasvikepiko , Endai makanyarara kwanana Sekuru Tasvu kana Kanengo,Va T Freddy. na Miracle Paul zvose zvinotopera izvozvo ,zvidhomaka munoti chiiko Imi, Prayers yachona ungasato onda.😮😢 Musano geza ne Salt yematombo yakanzi Thokoloshe Salt everyday mose ne Mhuri yenyu....

  • @PriviledgeMupakati
    @PriviledgeMupakati 2 місяці тому +1

    Confession 2 zvazvakaoma hazvo mukoma Nashie.

  • @user-zl5gc3pn7k
    @user-zl5gc3pn7k 2 місяці тому

    You will never see me with a friend,friends are evil

  • @tsitsimutombo2216
    @tsitsimutombo2216 2 місяці тому

    #last Zvanetsera pakuti mati hamudi zvechivanhu zvino kubatsirika kwacho zvino famba seiko imi matochembera muchingorohwa apa muchinamata iko zvino zvanhanhira kumwana.Hameno imbozamai kuna apostle Monalita number dzavo tarisai kuma videos eSly media tv.Munobatsirika zvakanyanya kwavari and vachakudzidzisai zvimwe zvinhu zvamanga musingazive.

  • @shupikaiziwange3079
    @shupikaiziwange3079 2 місяці тому +1

    Last confession chivanhu chauri kushora ichocho ndokune kundiso yembama idzodzo

  • @WendyDlamini-yr6fk
    @WendyDlamini-yr6fk 2 місяці тому +1

    Second confession hauna moyo .u are not a friend but am enemy .uri iyo muviri wese

  • @sithabilehove5498
    @sithabilehove5498 2 місяці тому

    Endai kwa Tilda nenyaya iyi

  • @lilianbandera6151
    @lilianbandera6151 2 місяці тому

    Asi urikuda kuti mwana afoire . Secret yakaudzwa benzi

  • @tinevimbo8751
    @tinevimbo8751 Місяць тому

    Last conf munhu anoshereketa anohwanda endai kwa prophet Jose kana Paul unobatsirikana

  • @TarisaiGwenzi-gv3em
    @TarisaiGwenzi-gv3em 2 місяці тому

    Iiiiii siya mwana akadaro mwana wenyu muchengete nerudo

  • @kudakwashenyamande-kk3os
    @kudakwashenyamande-kk3os 2 місяці тому

    1st confession,ko chanetsa chii ingochengetaka mwana uyu inga akura wani don't betray your sister please akaku truster

  • @LorraineRumbidzaiChirenga
    @LorraineRumbidzaiChirenga 2 місяці тому

    Haa siyana nazvo, its too late.Chengetai mwana wenyu unless zvekumusha kwake zvamubata, if not just love yo son, atori wenyu

  • @RutendoChanzenza-fr8jv
    @RutendoChanzenza-fr8jv 2 місяці тому +1

    Ummm unehutsinye friend sure kuuraya shamwari yako kumuurayira murume wake sure 😢😢

  • @sindy308
    @sindy308 2 місяці тому

    #1 mainini udzayi mwana chikwadi nekuti hapana chisingabude pachena . Pamberi apo muchachema henyu nekuti mwana uyo anemudzimu yake nenzidza rake

  • @TakecareBopoto
    @TakecareBopoto 2 місяці тому

    Chengetai mwana makanyarara musaudze mwana izvozvi

  • @nomsaprosper6385
    @nomsaprosper6385 2 місяці тому

    #1 you will regret telling him,siyana nekuda kumuudza

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 2 місяці тому

    Mkoma hamusati matambura murikuvenge chivanhu saka dambudziko renyu hachisi chivanhu hre kana muchinge mava wechivanhu muchabatsirwa plus madini kunamata kuti mukunde .

  • @cathrinemusariri1708
    @cathrinemusariri1708 2 місяці тому

    Kungozviburitsa wotoziva kuti nehupfumi hwese hwapera cz unenge wa betrayer sisi vangu yet wakavavimbisa kuti uchachengeta secret iyi n chero ukamuudza now achavanepi amai vake chitongomira sa mai pamwana uyu hauzive achazokuchengeta mangwana

  • @mandlovie
    @mandlovie 2 місяці тому

    Go to the police and report.help the child find his biological parents imagine kuti imi murikuti mukumuchengeta zvakanaka but what about wenyu chaiye kwaari ikoko do you know what she is going through or morestill maybe dai arikuvabereki vake chaivo his life would be far much better than it is today.chero vakanzi vanotambura muchida kumuchengeta aziva kwavo i still think its possible.dai mangoita kuti chokwadi chibude nekuti mai ava nhas vakafa makuona senge zvavakaita chinhu chakanaka kune avo varikuti vanyarare.imagine ariwako mwana akabiwa nxaa

  • @BerlinHandris-id8dz
    @BerlinHandris-id8dz 2 місяці тому +1

    Let it be chengeta mwana wakanyarara itazvawakaudzwa,

  • @veromapetere9795
    @veromapetere9795 2 місяці тому

    Tinashe mugabe ouya hake otaura chokwadi haa zvakaom heya zvitoriko

  • @carolinechirima
    @carolinechirima 2 місяці тому

    Shamwari idzi hakuna kuroya kunodarika apa

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 2 місяці тому

    Chisi hachieri musi wacharimwa hokoyo nengozi shamwari yenyu uchadzoka inguva chete wakaita chivi chikuru uchafa uchitambura iwe fara zvako nhasi uchiti wakangwara

  • @yvonnesakutombo6247
    @yvonnesakutombo6247 2 місяці тому

    Ii zvakaoma sure nemadna aveko aya l hope haana kunoitwa Kune mwana iyeye coz mmmmm pakaipa

  • @nicerechab2396
    @nicerechab2396 2 місяці тому

    Ngaatipe peku mubata tibatsirane zvino zvere zvekurrohwa

  • @user-ev5wm5fj2m
    @user-ev5wm5fj2m 2 місяці тому +2

    Chengeta mwana wakanyarra

  • @user-sc3yy6yk4q
    @user-sc3yy6yk4q 2 місяці тому +1

    Hey bro Nashy

  • @maximumdube2953
    @maximumdube2953 2 місяці тому

    Vakadzi mipengo chaiyo zvineyi newe zvemwana uyo kuda attention chete

  • @user-dq6jx1zf4y
    @user-dq6jx1zf4y 2 місяці тому +1

    U will tell him akati kureyi for now leave it it will affect him so so badly

  • @kudakwashenyamande-kk3os
    @kudakwashenyamande-kk3os 2 місяці тому

    Zvakaoma shamwari idzi

  • @mamoengorima7766
    @mamoengorima7766 2 місяці тому

    Ko mwana wavo muskna

  • @FlorenceBingura
    @FlorenceBingura 2 місяці тому +1

    Mmmm ende the lady ataura musecond confession you never live good life ndezve short time uchifara nemurume iyeye wakarwadzisa shamwari yako and you are the one akauraya friend yako but why did you do that ende une utsinye pasi nekudenga usazodaro .

  • @oliviakutsira356
    @oliviakutsira356 2 місяці тому +1

    1st confession iwe keep quiet zvichasolver chii kutaura at this stage zvimwe zvinhu ingonyararai dai vakataura vega kumurume. U will ruin everything, kana rugare utwo mainini zvinodhakwa

  • @sheilahmoyo4354
    @sheilahmoyo4354 2 місяці тому

    Don't expose that secret Mainini it's not necessary munorwadzisa Mwana

  • @user-dq6jx1zf4y
    @user-dq6jx1zf4y 2 місяці тому

    Confession 2 uri Jezebheri iwe mwana wa satan chaiye zimuroyi rinoroya maskati machena chena nxa.u call yourself a friend ?Zimu satanist remunhu

  • @ChipoMarimo-sh2zu
    @ChipoMarimo-sh2zu 2 місяці тому +1

    Maybe if u expose that secret yo.sstr is going to fight u jus leav it

    • @sindy308
      @sindy308 2 місяці тому +2

      Hakuna zvakadaro she needs to do something about this story. Mwana iyeye anogona kusosangana nematambudziko asingaite.

    • @ChipoMarimo-sh2zu
      @ChipoMarimo-sh2zu 2 місяці тому

      @@sindy308 chokwadi ngavaendese mwana kudzinza rake

  • @BerlinHandris-id8dz
    @BerlinHandris-id8dz 2 місяці тому +1

    Mhandu yemkadz mukadz zvakaoma confession yechi2 unoroya