Ndiri Nherera Ndakasanga Nechipoko Mugomo

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 5 вер 2024
  • Ndiri Nherera Ndakasanga Nechipoko Mugomo

КОМЕНТАРІ • 26

  • @luciasango4281
    @luciasango4281 5 місяців тому +1

    Mwari wee tichengeteiwo vana wedu vasadzingaira

  • @BreshinevyNdatengwa-nu3dv
    @BreshinevyNdatengwa-nu3dv 2 місяці тому

    Saka mkoma murikumunamatawo here Mwari uyu . MWARI HAVAKUSIYI WEGA VARIKO Mwari

  • @mtemavester
    @mtemavester 5 місяців тому +2

    2end confession waifanira ktoita munhu wekumasowe ndoochinamato chaunofanira kunamata Ngiroz dzinouya zvkuru panguva yekutambudzika kunyaradza kana kkunzvengesa munjodz yawanga uchapindana nayo,kwandiri ini ndinototi urinherera yakanzwirwa tsitsi,izvi zvinoitika but kwete kuvanhu vese vese🙏🙏🙏

  • @veronicajani7846
    @veronicajani7846 5 місяців тому +4

    Mukoma better kutanga kuverenga nyaya yamunenge maisa pa headline

  • @jenniferndlovu-pn1dw
    @jenniferndlovu-pn1dw 5 місяців тому +1

    Mukomana wemugomo Mwari vamwe zvida mweya wemunhu akaonekwa akafa zvida ndiye wawakaona akanyangarika

  • @patriciacharehwa5350
    @patriciacharehwa5350 5 місяців тому +2

    2nd confession haisi njuzu here iyo njuzu dzogara mumakomo

  • @violetmatenga7721
    @violetmatenga7721 5 місяців тому +2

    Veduwee vabereki ngatirairei vana mmmmmm kuba hakuna kunaka

  • @user-fe5bw7kh9u
    @user-fe5bw7kh9u 5 місяців тому +1

    Zvakaoma veduwe kana musingakwaini kuchengeta nherera murege henyu zvino rwadza izvi

  • @user-vq9ro2cd7d
    @user-vq9ro2cd7d 5 місяців тому

    For me haisi ngirozi iyo mashiripiti ayo munhu akafira mugomo. Imomo. Akasangana nechipoko uyo ngirozi inotaura shona makamboionepi haisingirozi

    • @anniechinguwo7979
      @anniechinguwo7979 3 місяці тому +1

      Ngirozi can use any language, an angel can visit you inform of a mad man so be sensitive to the holy Spirit

    • @shamiso15
      @shamiso15 2 місяці тому

      This is why tichi needer discerning spirit. Mamwe mademons...they know how to imitate God. A lot of people get misled.

    • @user-vq9ro2cd7d
      @user-vq9ro2cd7d 2 місяці тому

      @@anniechinguwo7979 hakuna zvinhu zvakadaro ngirozi iyi yakadii kubururuka mudenga makamboionepi ngirozi inopinda mubako nooooo ndosaka munhu wese akungorira nendimi ari madhimoni ndimi dzimwe unotoshaya kuti dzirikubvepi wotarisa mabasa emunhu hana kuchena tisanyeberane kana kutamba namwari haisishamwari yedu yekumahumbwe pliz ngatimirei pachokwadi

  • @Eva3rt
    @Eva3rt 4 місяці тому

    Mwari vakanaka zvimwe mukadzi wawakaona akatokunzvengesa kuti usaona varume vakaonekwa neshamwari yako

  • @Chihoro1999
    @Chihoro1999 5 місяців тому

    Zvakaoma chokwadi asi thank God coz pamwe dai wakatouraiwawo nevarume ivavo

  • @owenlutan8279
    @owenlutan8279 5 місяців тому +4

    2nd confession wakaona Angel not chipoko

  • @nyashachikuruwo6407
    @nyashachikuruwo6407 5 місяців тому

    Hanzi gogo vanofarira mashura nezviratidzo

  • @yeukaimusunza3023
    @yeukaimusunza3023 5 місяців тому +1

    Second Confession : umm Very very sorry my Bro kanhi !😢

  • @tatendagwata9768
    @tatendagwata9768 5 місяців тому

    Ummmm such a sad 😔 story vana ava havana mugoni zveshuwaaa aaah😔😔😔🤦‍♀️🤦‍♀️🤦‍♀️

  • @masigodo8341
    @masigodo8341 5 місяців тому

    Huoenyu hwenerera kwakaoma veduwe

  • @jenniferndlovu-pn1dw
    @jenniferndlovu-pn1dw 5 місяців тому

    Mwari vanewe

  • @TinaMoyo-ne5tb
    @TinaMoyo-ne5tb 5 місяців тому +2

    𝗣𝗮𝗿𝘁 2 𝗶𝘀 𝘀𝗼 𝘀𝗰𝗮𝗿𝘆 𝗹 𝘀𝘄𝗲𝗮𝗿

  • @yeukaimusunza3023
    @yeukaimusunza3023 5 місяців тому +1

    😂😅😢🤣 To first Confession: yaa vana havanzwe handiti zvima Born in Location ,Regai zvimushonga zvachona zvakadaro .musavhunduke mukavhunduka vhunduka zvino ku affect ,zvakatoteverera muridzi vazvo izvo.,

  • @loxlux8118
    @loxlux8118 5 місяців тому

    Saka chipokwe ndi Mwari here?😂

    • @user-vq9ro2cd7d
      @user-vq9ro2cd7d 5 місяців тому

      Noooo haasi mwari uyo akaona chipoko chakauuya neface yemurungu maybe ndimai vake ngatoti chivanhu chiriko kwete mwari variko