imagine rwudzi rusiri rwake , nyika isiri yake, ambuya vasiri vake. Aaaah amai ava vatori ne problem. Kurambidza mwana kupihwa share ye zvinhu zva baba vake, kuchengetesa mwana kune vanhu vakasiyana siyana. Imagine trauma yacho then mwana oti I am dreaming ichi ne ichi and amai voti shinga aaaaaaaa
Mai Shanti mwanangu, une njere but usada kufadza murume pa kunopa mai vake mwana wako ?Kufarisa chaiko. Kanamafadza nyama dzenyu kwete kukangamwa kuti gogo ava vanogona kunge vaida kuti apinde mu shift navo. Wakakanganisa mwanangu. Anywhere endai kwa Prophet Paul.
Amai amai amai how many times did I kol u😢😢😢makakuvadzisa mwana navamwene vekwamakarorwa imi.y makabvisa mwana kuna mai venyu?plus from 2014 amaika ndachema nemi zvangu ipapa hamusi kugara naye futi ummm.plus maidi kupa muninina wenyu iyeye arikugara naye izvezvi than kwamakarorwa😢😢😢
Tsika yatakakudzwa nayo munyika medu yekunzi kurooorwa kwakakosha at all costs is a very big mistake. Amai Ava vaigona kungozviraramira hupenyu hwavo vachichengeta mwana vavo uyu sezvo vakange vavekuzvishandira. Zvino nekuda marriage at all costs chionai vakazozvipinza mukanwa mamupere. Siyanai nekukoshesa marriage sekuti munhu ukasaroorwa unofa. Marriage must be a secondary consideration to life.
Vanamai makaoma. Mwana anokuudza maStrange dreams wobva wati shingirira. Kushingirira chii. Those dreams was supposed to be an alarm to you to protect yr child. Saiyo nhamo yokuda varume iyi. Vana varimu abuse . Zvinorwadza🤦♀️🤦♀️🤦♀️🤦♀️🤦♀️
Mai benzi. Maiti mwana ashingirire chii. Zvakafanana namai vaye vemwana wekuuraiwa akaiswa mucooler box. Mwana aiudza amai vake kuti haana kugara mushe vachingoti shingirira upedze grade 7 ivo vari kumurume. Dai vakatora mwana dai asina kufa. Ivo Mai Shantie dai vakatora mwana pasina zvese izvi
Don’t conclude saying that kuti kwakatoorwa mai Shanti ndiko kaakaroiwa. We listen, we don’t judge, amai Shanti vari kuti mwana Shanti akagara ku vanhu vakawanda, so woman should learn to look after their own children.
Imi mai munopenga kuchengetesa mwana nevatorwa kwawaka rorwa, mwana aikuwudza hope, achikuudza zvemushonga. Waiti ashingirire chii. Ku NIGERIA WAISVAGEYI Unenyaya. Shati was right to runaway from you. Mune speed yegonzo mai Shati.
I think zvinhu zvawakapiwa Shanty its like maExpenses awakapiwa pakudzidziswa chikoro kubva grade 6 . Saka l think inonzi Pay Back either nokupinda Church yehusiku yavanopindamoita team team
Handidi hangu kutaurisa mai ava vane kakungwarisa hw come sure ungashinga kupa vabereki vemurume kut vakuchengetere mwana aaa even kutaura kwacho speed umm
Ko mhaiyo kungosiya mwana achigara na everyone seiko.imi muri mupenyu.lni ndogara nemwana vangu nemurume akandirora.Then ko kupa mwana vabereki we murume wenyu ma Tswana.Sei???Makakoshesa kwamakaroorwa ku Botswana kupfuura Santi.
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/B9XssxrvWoE4VLBIMWlDxo
Amai Shanti makaoma
Kuchengetesa kuvabereki vomurume ndochii
imagine rwudzi rusiri rwake , nyika isiri yake, ambuya vasiri vake. Aaaah amai ava vatori ne problem. Kurambidza mwana kupihwa share ye zvinhu zva baba vake, kuchengetesa mwana kune vanhu vakasiyana siyana. Imagine trauma yacho then mwana oti I am dreaming ichi ne ichi and amai voti shinga aaaaaaaa
Ava mai vanoda kurohwa shuwa mungabvise mwana kunamai venyu moendesa kunavamwene vasiri gogo vake haaa mokoshesa mereji kudarika ura hwenyu😢😢mukavaona batai murove
Ndabhoekana pandangonzwa nhau yavo iyoyo. I don't want to be rude but she is very *****. I'm very disappointed mufunge .
Amai ava hameno kuti kusa here, kusadzidza here, kushaya hanya here chii chaizvo chaizvo. haungati mwana asiirwa pfuma nababa vake imi mai norambira mwana kuti anotora pfuma yake. Moroorwa kumwe mutora mwana anogara nevatorwa. Kunyatsokwana mupfungwa here ikoko? Anaamaika ngatirege kufarira varume kupfuura vana vedu, hapana chidofo chinopfuura ipapo. Mwana akakura achikuvenga womushatirirwa futi.
Ndiko kuda kuroorwa Botswana ka koita kuti varasirire mwana
Mai Shanti muri benzi makano dumper mwana nekuda kuroorwa Botswana ,kufadza murume shame on you
Makaramba mari yemwana asi maintainance maitora so what does that mean nxa
@@miriamphiri7204 Moyo yekubereka takaisa kupi nhayi vanhu kadzi asi pakafa vaMugabe vakabva vaenda nemoyo yedu sevakadzi here? Zvanyanya iyezvino
Amai shanty endayi kwa prophet miracle Paul kuchitungwiza
Mai Shanti mwanangu, une njere but usada kufadza murume pa kunopa mai vake mwana wako ?Kufarisa chaiko.
Kanamafadza nyama dzenyu kwete kukangamwa kuti gogo ava vanogona kunge vaida kuti apinde mu shift navo.
Wakakanganisa mwanangu.
Anywhere endai kwa Prophet Paul.
Makuti mwana akanditiza vamboti ndakakwira naye bus
Ipapo unenge wada marriage zvonzi huya nemwana woti Mwari wandinzwa zvakaoma
Mai Shanty makaregerera mwana musakoshesa kuroorwa muchiregerera mwana
Nyaya nekuti mwana ati handichadi kugara kwandirikugara mongoti garako muchaurairwa vana.Dai makamutora nguva iyoyo kusina izvi
Taura zvako hama. Ipapo amai ava vakavhiringa big-time.
Makaoma moyo amai
Amai ava vakatopiwa huroi kumusha kwavakaroorwa
Mai Shanty vacho havasi vave kurwarawo nepfungwa nekuti kakungwarisa kavo hakana kuita mushe
Vakoma mai Shantie makaregerera henyu mwana imi pachenyu sei kuudzwa kut ndine zvirikiitika moti shinga for the why imi ndinoona sekut makakoshesa kuroorwa kupfuura mwana wenyu dai makamusiyawoo angori kwamai venyu
True ane amwene wavo ndovakaroya mwana
🙌Botsvana
Chanty is sooo beautiful. Mwari dai vapindira sure. Keeping you in my prayers sweet child
Amai amai amai how many times did I kol u😢😢😢makakuvadzisa mwana navamwene vekwamakarorwa imi.y makabvisa mwana kuna mai venyu?plus from 2014 amaika ndachema nemi zvangu ipapa hamusi kugara naye futi ummm.plus maidi kupa muninina wenyu iyeye arikugara naye izvezvi than kwamakarorwa😢😢😢
Amai ndimi makakuvadzisa mwana aikuudzai zvinhu izvi zvisati zvatanga imi makavarairwa dai makatanga kufambira mwana pahope plus makatora mwana mumaoko amai wenyu monoisa mumaoko emutorwa ndokupusa dai makachengeta mwana muchiendesa kuchikoro ari mumaoko amai vako
Which means makanobuda Nigeria kunotora anointing oil🙌🙌🙌
Tsika yatakakudzwa nayo munyika medu yekunzi kurooorwa kwakakosha at all costs is a very big mistake. Amai Ava vaigona kungozviraramira hupenyu hwavo vachichengeta mwana vavo uyu sezvo vakange vavekuzvishandira. Zvino nekuda marriage at all costs chionai vakazozvipinza mukanwa mamupere. Siyanai nekukoshesa marriage sekuti munhu ukasaroorwa unofa. Marriage must be a secondary consideration to life.
Mai ava vanondinzwisa hasha chaidzo
Arikuroiwa nehama dzemurume wenyu mhai
Endai kwaProphet Miracle Paul vanokuudzai zvose zvrikunetsa
Im watching frm Botswana kumakalanga masimo
Ndopaunoona kuti vakadzi vane zvivindi. Mwana haasi wekungo chestira munhu kunge bhora. Kana zvazodai ndopaunoona kuti pakaipa
Murikwaye here imi muchiti mwana shungirira achikuudzai zvinhu zvakadaro
Mwana anodiwa nababa wake chaiwo mukoma Robert mai awo vakapambisa mwana nerudzi rwusiri rwake.vanoti murume asachengeta mwana sei iwo vachipiwa maintenance
Nhai veduwe sometimes vana mai toita bitterness inokuvadza vana
I think mistake was kupa mwana vanambuya vasiri vake verudzi dai makagara nemwana imi mai
Mai Shanty vati vakanzi ne muporofita mukasangana ne munhu anoshandiswa na Mwari ndaona apora.....so mupofita uyu haashandiswi na Mwari here.
Mai Shantie ko mairegererei kutora mwana achitaura zvese zviri kuitika mototi shingirira shuwa😢😢😢
Vanamai makaoma. Mwana anokuudza maStrange dreams wobva wati shingirira. Kushingirira chii. Those dreams was supposed to be an alarm to you to protect yr child. Saiyo nhamo yokuda varume iyi. Vana varimu abuse . Zvinorwadza🤦♀️🤦♀️🤦♀️🤦♀️🤦♀️
Imagine
Abuse chaiyo taura hako kutoti shingirira ungopedza chikoro saka akazochipedza zvinhu zvakanaka here.
Mai Shanty vane kakungwarisa so. Ku Nigeria vaifambirei kwavakazouya ne anointing oil
Well said Nigeria vane nyaya
Bvunzawo🙌
Taura hako pane nyaya apa KO ikoko kuti mwana ati l have a problem zvonzi shingirira. She is something else Mai Ava
Kuzvichengetera mwana sei imi maitora maintains taurai chokwadi amai imi izvezvi murikutogara nemurume wenyu mwana achigara nemunin'ina zvakaoma
Apa ndipo panonzi kuregerera mwana...
Watching you from Botswana
Asi mother ava vakanyatsokwana here?, her child warned her about what she was experiencing, but she didn't listen. Zviriko here izvozvo?.
Unganotorera Mai vako mwana kupa step vamwene 😢
Makaregerera mwana amai ndarwadziwa hngu.dai Mwari vamusunungura Shantie
Mai Shanty vakazvibatira mutswana wavo👐
Watching from jozi
Iko kuramba muchinoti Botsvana Botsvana ndiko kunokupai kaku zhangandira kusvika pakupa mwana kuvanhu vaasina rudzi navo,
Vabereki venyu vanodarowo vane ruoko pakurwara kwemwqna coz vakatsamwa kuti makatora mwana mukaenda naye kuvanhu vasiri ivo, of which ndivo vakarera mwana wacho
Mai benzi. Maiti mwana ashingirire chii.
Zvakafanana namai vaye vemwana wekuuraiwa akaiswa mucooler box. Mwana aiudza amai vake kuti haana kugara mushe vachingoti shingirira upedze grade 7 ivo vari kumurume. Dai vakatora mwana dai asina kufa. Ivo Mai Shantie dai vakatora mwana pasina zvese izvi
Taurai zvenyu ndakaiona nyaya iyoyo
Saka mai Shantel muchiri kugara henyu kuBotswana ne murume wenyu mwana achichengetwa nevamwe iye achirwara haaaa zvakaoma
Mai shanty vanekahutsotsi 😢😢vane kakukasika kutaura she is hiding something 😞
Mai shanty vaka ngwara ngwanduka ummmm pfugwa dzako dziri right?
Zvakaooma hazvo murimaooko ari safe vanokubetserai mukoma ndandinayo situation iyoyo vana vachigara nehanzvadzi yemurume ndakazovatora ikatova mhosva v ndakungorowerwa mwana nezvidhoma ndakugara ndirimunzira ndikazoyambukira kwasekuru Shumba kuburikitsa namukoma apa aewa zvakapera kubvaApril kusvika namanje ndakurarao hope vanokubetserai
Mai Shanty makaoma, chinokutadzisai kugara nemwana wenyu chii😭😭😭
Satani achidaa kupinda anokupa kamwe kakuzungaira
Kakuvharika so. Zvimwe zvinhu hazvide kufungirwa. Mai Ava vakaregerera mwana
Shanti is looking old she’s sick 🤧 shame
Makapusa zvekuti Mai imi mungatore mwana Kuna Mai venyu monopa gogo vasiri venyu
Mai chanty varikutoshandiswawo ava nekuti kusavhundukira zvinhu zvemwana shuwa aitopiwa nyama dzevanhu uyu ndodzainhuwa mufuro imomo😢😢😢😢😢
Don’t conclude saying that kuti kwakatoorwa mai Shanti ndiko kaakaroiwa. We listen, we don’t judge, amai Shanti vari kuti mwana Shanti akagara ku vanhu vakawanda, so woman should learn to look after their own children.
Wy mai ava varikuita kunge vakuda kuseka ivovane dambudziko rakakura kudai
Mai shanty ndimi makatadza makarambirei kuti mwana apiwe zvunhu zvababa vake imi maipiwa mari mwedzi yoga yoga yekumuchengeta baba vake vafa moramba kuti apuwe fuma yababa vake makatadza henyu
Kuti mwana ashingirire shuwa mumatambudziko imomo mai Shantel makaoma.Iko kuzochengetesa kuvatorwa ikoko ndokudiiko ah zvinonetsa 10yrs mwana achishandiswa shem
gogo uya Kiliza wena stetmend vela
Iri hule wena
🙈
24:25 asi maintenance waitora hako,iri ndo saskam remukadzi iri😢
Botswana💙
Hezvoooo amai ava vanehutsinye ndovakaroya mwana wavo coz vakuraura kuti Shanty akagara nevanhu kwakasiyana siyana aaaaa havadi kugara nemwana amai ava nechikomba chavo nevabereki vechikomba vanozivana shuwa
26:13 vanomutsvaga sei usingade nemwana hayas ,hanti wakati vangoita zvavo ikoko vasiyane nemwana.I pray kuti ndisawane mukadzi dununu rakadai😢
Shem zvakaoma shuwa, but from 2014 upto nw hamuna kumuregerera here mwana uyu dai matanga kufamba kare. Muendesei kwasekuru Achapola
Mai shanty moyo wekubereka hamuna zvachose,kutorera amai vako mwana kundopa vatorwa.wakadii kumuisa kuna Baba vake.ungakoshesa kuroorwa shuwa uchisiya mwana.chawaimuti shingirira chii ipapa
Imi mai munopenga kuchengetesa mwana nevatorwa kwawaka rorwa, mwana aikuwudza hope, achikuudza zvemushonga. Waiti ashingirire chii. Ku NIGERIA WAISVAGEYI Unenyaya. Shati was right to runaway from you. Mune speed yegonzo mai Shati.
Very sad young girl Mwari pindirai
No sign of shame benzi remai makarutsa moyo benzi remunhu
And mwana kutiza kudzokera zim kuna sekuru shem akafunga rudo rwaaipiwa nasekuru nambuya
Kamai aka hakana moyo. Mwana anotaura dambudziko iwe woti shinga nxa
Madzimai kana mazogara koshesai vana venyu kwete kuda varume kudarika vana vamakazvara
Mai vashandi vakavharwa kt vasaona zvripamwana
Mai shandy makaregerera mwana nkuda murume
Mwana ari kudiwa kudzinza kwake, Shantel ngaatsvage baba vake
Ko maichetesrrei mwana kuvabereki vemurume nhai?Endai kwa Miracle Paul.
Makalanga nejuju zviorooro
Mai Shanty mune kamwe kakusakwana so. Munhukadzi ndewekumira nemwana kwete shinga muroora kunge mukuudza mwana wepanext door. Botswana to Zim unovata wasvika kubva 2014.
Mai Shanty batikanai ne mwana wenyu siyanai nekupomera vanhu ,murume anokosha here kupinda mwana wenyu
Amai yendai nemwana kuna. Prophet Feddy kana kuti kwaProphet Miracle Paul bese bari mu Harare zvinopera izvii Tatenda
Masvika pachiteshi mama Shanty musatambudzika
Vakoma 9months dzakawandisa kutakura mwanamudumbu ndinosarudza mwana wangu that MURUME
Top 5 today malikes hama itai kamanya kamanya zvifambe
Mwana aka berekeswa chikwambo enda kwa sekuru Tasvu kana kanegon abatsirwe zvinopera mwanangu
Handz mwana ndakachengeta ndega ko mantainance yaivha kumakore here dai aka drop off on the way taingot yes wakamuchengeta wega
Kana ndisina kukanganisa kùzwa ndanzwa kuti mbuya nemunin'ina pataura Shanty
Mai imi makarsirira mwana
Mafamba hongu n haisiri mhosvaya vakaramba kuenda kuchuvanhu, nyika yashata. Unoti uchigadzirisa ichi, uchinopuwa chinopedza rudzi
Amai torai mwana munange Harare kwaprophet Freddie or prophet Miracle Paul
Nhombo imbomirai
I think zvinhu zvawakapiwa Shanty its like maExpenses awakapiwa pakudzidziswa chikoro kubva grade 6 . Saka l think inonzi Pay Back either nokupinda Church yehusiku yavanopindamoita team team
Benzi remai kusakwana saka zvese zvamaiudzwa nemwana makaona zvisina basa shame on you
Mai benzi
Mune Chipo chekutaura amai kunge musiri kurwadziwa mwana angagare na Mai vemurume Mai venyu varipo imi muchigara kwenyu mega muchingoti shinga
Mai Shanty mai Shanty wake up
Mai ava maybe vakatosotwawo naamwene wavo nekuti hakuna kuzungaira kwakadai kana iwe samai usingakwanisi kugara nemwana better kumusiya kurudzi rwake ikozvino maakufunga kunomusiya kudzidza rake izvo zvadai
Endai kwa Prophet Miracle Paul ne mwana uyo
vanhu dont judge kanausingazivi unofunga kuti zviri right kungoti kana zvisiri pauri unogunga kuti vakangwara
Mwana Dayi makamusiya kuna Amai venyu kana ku musha kwake chiendayi naye ku ma Doctor
Handidi hangu kutaurisa mai ava vane kakungwarisa hw come sure ungashinga kupa vabereki vemurume kut vakuchengetere mwana aaa even kutaura kwacho speed umm
Mai ava vakangwarisa vakatadza kuendesa mwana kuvaridzi vemwana nekuda kuchengetesa mwana kuvabereki vegomba hanzii gomba harina mwana
Mai ava havana hanya nemwana wavo shuwa kurwara nepfungwa kubva 2014 izvezvi 2024 umm ,kuda murume kutsvika pakurasa mwana.apa arikutogara na mainini ko maidiii kuenda kun'anga chaiko kana zve Maporofita zvaramba
Ko mhaiyo kungosiya mwana achigara na everyone seiko.imi muri mupenyu.lni ndogara nemwana vangu nemurume akandirora.Then ko kupa mwana vabereki we murume wenyu ma Tswana.Sei???Makakoshesa kwamakaroorwa ku Botswana kupfuura Santi.
Mother mune chokwadi kuda kuchengeterwa mwana namai vesecond husband yenyu sure,ko kwamai venyu akabvirei
Apawo ummmm
Mungashandisa mafuta. T B joshuwa pamwana aaaa
Mwana akaroiwa kumusha kwamakaroorwa amai imi
Chokwadi kwamakaroorwa ikoko ndivo vakaroya mwana
Akaizoramba Mari yababa sei Ivo vaitora imwe ,makalan,a havaite pamushonga manje yooo
Ehee unozodzorera kuvabereki vake apora ,wakuda kupa vabereki vake nekuti avakurwa dai wakamuendesa kare kare pasina zvese izvi
Nanhasi mwana akurwara kudaro amai ava havasikugara nemwana wavo yoooo muroi arinani pana amai ava