Kana zvichida nyama igaroziva zvine wekama mukati. Varoyi havadye zvekunze zvisina womhuri mukati. Vanoita zvijana zvijana zvokudya isai. Kana round riri kwaMuroyi nhingi anotosaidzira kuti mwaka uno ini ndinobheja wangu muzukuru kana wangu murume etc. saka motsvaga muroyi musati ndi mai nhingi chete, zivai mafambiro azvo modzifambira zvizere
Mai vekumusha kwangu😢😢😢
She sounds so intelligent mami
Mwari ngavakurangarirei ne mhuri yenyu na baby girl
Be healed Patience Sibanda in Jesus name..the devil is a liar
Amen
Dear God! Remember mercy upon this child, i cover patie with the blood of Yeshua the Christ
Get well soonest daughter ❤
Mama Sunday endai ku Chitungwiza unit L kwaProphet Miracle Paul
Pagarwe rinodya mbadya apo ndopandatotanga kuona kuti muroyi ari pabasa.Kwedu kwaTugwi umwe mukadzi akarumwa akaita 2wks achitsvakwa,then at last vanhu vaneta kutsvaka akazowanikwa ari pamadirano erwizi akatoonekwa nevana vaitinha mombe.asina kana kuipa.But zvakazoitika after burial ndoma1.Mukadzi aikumbira Gumbo hanzi ndoda kufambawo panyika sevamwe.NeZamo rake achiti ndoda kuyamwisa mwana wangu hamuoni kt ari kuchema here.Vakazviita vakatama musha hameno now kt vakazodii.Mwari ngavhure mukana Patie arapiwe zvese chivanhu ,church nechipatara not ari panguva yakaoma apa
Taura hako
Hmmmm veduwee hupenyu uhwu
Let her speak everything without you coming to interrupt her if you don't have time, don't do such cases
True
True,kumhanya mhanya kwacho kunozonyanya
Hauvaudzire zvekuita iwe
Uncivilized ECD dropout
Tete vanoshanda nenguva yebasa it's not her extra time yekuti vangapedze zvese
Pakaipa Mwari pindirai 🙏🙏
Ndopaunoona kuti mai vakaoma.Vanojamba zvimbambaira zvose to save mwana wavo.
Amen amai ndi amai
Ummm ndarwadziwa . Hurema hunouya munhu wakura hunorwadza . Dai Mwari akusimbisai imi nemwana . Dai mamboyenda kwa Propher Miracle Paul or Prophet T Freddy or Apostle Amos Zinyake. Haaa panyika pa nevanhu vakaipa shuwa , kuteya munhu kunge vakuteya shiri. Mwari pindirai😢
Lord have mercy
Be healed Patie
Thanks God she's still alive
Ko imi tete muri kuramba muchisimbirira kuti vataure munhu wavari kufungira sei ivo vasina
Get well soon baby girl
😢😢😢 harisi garwe ramwari iroo shingai kunamata amai nemhuri yenyu 😢😢 hakuna garwe rinodya hembe 😢😢😢 waroyi wariko zveshuwa
Zvekurwadziwa after amputation ichokwadi inonzi phantom pain. Asi Gware kudya hembe ipapo haaa ndezvemushonga shuwa varoi variko. Ndivo vanhu vaya vaaitaura manifesting. Chimbofambai vabereki. Mwari ngavakutungamirei
Lord in your abundant mercies hear our prayers 🙏
Be healed In the name of Jesus
Koimbofambirai nyaya yemuchinda uya wekufukunura makuva😢
Mwari ndivo muporesi
😢😢💔💔 ndarwadziwa veduwee varoyi musadaro kuds kwenyu nyama inyaya kuda kudya chete here kana makatadzirwa kokana makatadzirwa hamudi kuripwa here morga mwana ararama 😢😢
Shame 😭😭😭 this is painful my dearest, May God intervene on your daughter' s behalf.
😪😪 Eish...zvarwadza izvi chokwadi. Vasikana imi..
Ndinovimba vanochengeta makarwe mu nzvimbo iyoyo varikubatsirawo pa dambudziko iri. Jesu muporesi huyai murape muranda wenyu.
Phantom pain
Iri harisi Garwe rwaMwari iri zvine munhu mukati hamavadikani tsvagai mubatsiri mubatsirwe garwe haridye hembe
Thx community nekubatsira mwana uyu veduwe haisi nyore kubatsira munhu akabatwa negarwe
Garwe kudya hembe😮
Hausi mudzimu here urikuda kubuda pamwana uyo
Mwari musunguri murwiri muponesi pindirai Pana Patie
Kana zvichida nyama igaroziva zvine wekama mukati. Varoyi havadye zvekunze zvisina womhuri mukati. Vanoita zvijana zvijana zvokudya isai. Kana round riri kwaMuroyi nhingi anotosaidzira kuti mwaka uno ini ndinobheja wangu muzukuru kana wangu murume etc. saka motsvaga muroyi musati ndi mai nhingi chete, zivai mafambiro azvo modzifambira zvizere
We pray for you Patience nemhuri muzita raJesus Christ. Jehovah vanonzwa vanopindira in your situation. Break through is coming soon
Amai chiboyendai kwa prophet miracle Paul kunda munga batsirikane nezita rajusu
Garwe kudya hembe I have a ask...from Sept til Dec varoyi musadaro Num23:23 wese mascocerers to die by 🔥 bible say usarega muroyi achirarama
Mwari amuporese zvorwadza izvi .haaaa ndarwadziwa kubviswa gumbo wotizvee operation iiiii zvakaoma izvi
Sister endai kwa sekuru kanengo shumba yezvese.....manyai musamirai chitoendai izvezvi
Ummm veduwee 😢😢😢😢
Get well soon patience..
Ropa muma hospitals eku Zimbabwe rinoshaikwa nguva ye emegerncy ndakaposha ndfira mumasvingo kuchishaikwa Ropa kana maplatelets zvawo
Get well soon patience
😢😢😢
😢yaa vakareva kuti varoyi havana piro chokwadi
Uuum zvakaoma chokwadi Mwari pindirai pa mwana uyu
Garwe harina poison or venom amai, yes rikaruma munhu anogona kuita infection kana tetanus
Mwari wee
Mwari pindirai pana patience
Zvakaoma
Hazvoo
Zvakaoma 😢😢😢
zanu pf irimushishi kutengera maChief motokari vana veZanu pf Chivayo vachitengera vanhu vakapfuma kare mota zvipatara hazvina zvinodiwamo 😡😡
Kutoshaya nema painkillers kana antibiotic zvaro. The needless amputation suffered by this child was directly caused by ED and his satanic regime.
Varoyi inzwayiwo tsitsi chiyi chakadaro ko kana munhu akakutadzirayi muudzeyi akubhadhareyi panzvimbo yekutambudza mwana ndarwadziwa
Mwari pindirai vanhu vaya vatanga garwe kudya mbatya
Mwari pindirai
Harisi Garwe mm chikwambo zvinotyisa
Zvidhoma garwe iro raiva ratumwa fambirai mwana awane munamato uyo
Vanhu varikushinhwa ndati
Ingozi iyo pane aneshonga wakaipa wapanduka
Mazita hatitaure
Ummm varoyi imika musadero Kuda nyama Christmas Uno chekai mbudzi or huku not munhu
Ko garwe rinodya hembe here ???
Dzadzava shungu dzekukonewa munhu
Yaaa zvakaoma mwari pindirai
Satani akakunyangirai endai kwa prophet miracle paul
Satan aripabasa , thank God she survived
Prophet miracle or sekuru Kanengo
Zvakaoma
maswera sei tete
Satani aripabasa veduwee mamwe matambudziko atinosangana nawo akaoma
Shem ndarwadziwa ini😂😂
Yoweee kutoseka nhai
@@BensonMutegwezvakawoma mybe hanzwisise meaning yetu emoji utwo😢
@@BensonMutegwesome people think kuti ma emoji ekuchema
Tete murisei
Maone
😭😭😭😭😭😭😭
Yhoooo
Shem
Shame
Makadii tete