Mt DARWIN: PART 5: Baba Nehanzvadzi Vaindibata Chibharo Ndakabatsirwa NaMadzibaba Mukanya
Вставка
- Опубліковано 7 лют 2025
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/G8qgJiGLvrsAgL7BFFWKFC
Hy
God is great she look smart and fit thank you lord and the destiny helper god bless you
God is great chokwadi ukuru hwawo hwaonekwa Mukanya ropafadzwai nedenga murambe muchibata basa rakanaka kudai
Manini vane chipo well done girl
❤❤kubata kwaMwari kunoshamisa we a happy for u Julie Mwari ngavakuchenge nemwana wako . All thanc to Zim bets murikubatsira mufunge Sekuru Mukanya titende mabasa amuri kuita
Sekuru Mukanya nemhuri yenyu Tinokutendayii nebasa guru ramakaita pamusikana uyo chokwadi tinotenda nevatori venhawu munebasa guru ramukuita mwari gavakuitireyi zvakanaka veduwee musikana uyo ararama chokwadi ❤❤❤❤❤❤
Very smart Mummy...looking great..happy to see a smile on your face
Wow it's been long waiting for this, gud to see u Julie, you are glowing ❤
Uko hatombodiwa zvachose nokuti vanoti wakatifumura saka
Mwana wabambo start your new life god is on your side
Thank you God , thank you Zimnews for great work
Wise and beautiful young woman, find yourself and always put yourself first, am happy to see you smiling again
Mwana akanaka zvake uyu
Looks so beautiful, mwari ngavarambe vachikurwira
Usazoguma watorwa naMukanya wave mai Mkanya number infinite. Stay safe girl. Well done Zimnewsbeat. Your brand is growing. 100K here we come
Big up
Woweee Juliet... I'm so impressed!!!❤❤❤
Mwari akanaka shuwa, ndafara Juliet apona 💗💗🙏🙏
Mukanya vatova baba vako usazorwadzisa mai mukanya waakunzi wadanana namukanya ramba uri mwana chete wokoshesa amai vako vawakapiwa ivava mai mukanya ukafa haumboworeri mumba unotovigwa mwanaangu haungapindi mumotoka nekuti hama hee kufa heee hama no👎 hama dzako ndidzodzi dzawawana idzi gara mushe mwanaangu dzimwe nguva mutorwa atori hama kudarika veropa nekuti veropa vane advantage yekuita zvavanoda newe vachishandisa bond yeropa
She's so beautiful ❤
GOD is great she's looking cool
Mwari akanaka sure..looking healthy and smart..... wakagona kutaura chokwadi varipo varikurarama hunhapwa muhurwere nekuda kwekuchengetedza hukama .... now chitsvaga mwari ndiyo hamayako ....
Vpice bhoo here
Aawwwwww juli wangu nhai mwari❤❤❤❤❤❤❤❤ apa anevoice sey nekutoimba zvinemusoro
Frank thanks ne updated
You are most welcome
Haasi atove mukadzi wamukanyq here
Freeman & Killer T batsirayi mwana 😂😂😂😂
Aaa Julie you are glowing
Mwari munenyasha naJuliet chokwadi
Cheaf ngavaripise mhuri iyi mukanya vadzorerwe expenditure yose yakaitwa pakurapwa pahama yavo. Remember pakabviswa fuma yekueoorwa kwake vakaidya kududzira kuti ihama yavo , Chief rangai mhuri iyi neshamu inemunyu
Kutenda kukurusa kunaMadzibaba neteam rese munogona basa mkabata tokutendai zvokurevesa Mwari vakuitirei zvihombe Madzibaba
Nawo munya ndega hangu
Me too kkkkkkk
😂😂@@salomechipfuwa5550
Ndiripo
Mkoma Frank Hwesere
Vaya vayiti mukanya varikuda mukadzi Pana Julie chitaurayi tindzwe
😂😂😂
Zvakaoma weduwe
100k ndimwari uyu unozodei
Mwari mukuru nhayimi Julie zva atochinja asimba kubata kwamwari kunoshamisa
Asi INI ndinemubvunzo unogara uchindinetsa , Seiko varume vachimbobata vakadzi vasikana vadikidiki vana chero vane 1 year chaivo chero shefu mumabasa muti mwana apinde basa anotanga arara navo ,mubvunzo wangu uripekuti CHAVANO GAINER CHIIKO ,CHINOBATIKA , Ichavanozoti kurara kwandakaita nemwana uya ndanemota kanakuti ndaanemari or ndakavaka imba WHY,WHY , WHY kukuvadza vana vamwe vanenge vasati vamborara nemunhu chokwadi hamunyari hre varume IMBWA. IMI ndinonzwa kubatikana ndikafunga Izvi chokwadi , kumbanyikidza mazitanda enyu kumwana makaita sei fungai kuti munhu as mature anochema what more mwana uuuuu ndabvuma zvangu pasi pano panevanhu Vakaoma moyo , paarikuchema wotomisa musuri wekukoira mwanayo , munenge maisepi moyo wekubereka
vanhu kazhinji vanorara nevana vachitora ma blessings avo through huromwa nekut mwana anenge ane chibereko chisati chabereka saka chinenge chine mazai akakomborerwa saka vanhu ava vanenge vachida kupfuma nekut sex yavanoita nevana vadiki hainaki but ku sacrificer kwavanoita kut zvinhu zvavo zviite zvemari
Sekuru Mukanya tinokutendai zvizhinji norudo rwenyu chokwadi kubata kwenyu takuona pana Juliet
Iiiiiiii mwari vanozviita kunyadzisa muvengi
Mwari weminana
Ingozi yatete iri kugadzirwa newabereki waJuliet ,coz akagara musango akafiramo uumm
Makorokoto mwari vakanaka
Mwari ngavakudzwe kubata kwavo kuno shamisa
Garazviya Juliet wakaita divorce iri official? So uri available here?,👀
Ngaasiye murume uyo ngaararame ega July
Ndokumbuirawo number dza sekuru Mukanya
+263777063817
Maitabasa neni ndaidawo number dzavo mukanya regai nditorewo number dzavo ipapa mwana akazvinakira uyu
Zvaunotogona kuimba nhy Julie❤
Vasingazivi Juliet ndimi munoshupika guyz l know that girl kubarwa kwake kukura kwake even kusvika paari nhasi she was a dramatic girl all the time.l know her parents well zvinhu zvaanotaura is very far apart nelife yevabereki vke.akaitiswa chinhu ichi nebveni iro asingazivi kt ndokwazvichasvika so vanhu vakuramba vakasimbisa chigame chavo chte nekuti chakuvapa chiraramo
Une moyo wasatan iwe baba vacho ndovakamuendesa kun'anga iyi wani
One question to u tell me one thing chawakaita kana chawakaitwa nasomebody pazera re5-6 yrs dzako zvkut ukazvifunga nhasi uno sometimes unogona kubatika kana kuchema chaiko like Juliet did kudare kuita kudongonodza huh zviriko hr ngatisangonakidzwa nenyaya gyz ngatipenengurei nyaya zvizere take both
Aaaah kugara pasi kweyi unonourawa uko ukaenda unoti vanokuregerera nekufumura kwawakaita kutorwara waida kunzi ufe usati wataura ende vakawana mukana unopafa vosara vachigadzirisa mashoko kuti vanzi wainyepa
Ndaona wawe mukadzi wamukanya pamberi apo
Mwari variko shuwa
Vakafanana namai Juju vaye vekupihwa Aids vaye ahhh
Sando kuna mukanya vanhu vabata chokwadi chakaitwa pana Juliet kuponesa munhu zvinhu zvakakosha mufunge
She is beautiful shame
Mwari vakanaka
Ndimadzibaba n'anga mukanya
Mwari vakanaka veduwe
Kungonyara hako kuudza vanhu kuti uri Mai Mukanya pamusana pekunyara kuti wamukadzi wekadhara aka kanonyenga mapatients ako nekuvatorera mombe dzekuti hanzi uri muWard unoda kudya,baba vako vachifondoka kurima kuti kadhara kakuruku ako kanehusimbe kadye zvemarema kachinyepa kuti kanorapa,zvichakuwanawo rimwe zuva nekuti baba wako wawakapomera mhosva kunzi ati dhii ngozi yacho uchaiona usina kuvaripira mombe nhatu hokoyo ,glower hako asi hokoyo nengozi and the wrath of God,Baba havarohwi or kutukwa,unotanda botso uye chisi hachiyere musi wachakarimwa.
Iiiiii usadaro rwubaba rwuye rwaioneka kuti rwakazviita
haiwa hamuzive mukanya imi hapana kuroiwa apo
Ndozviripo apo mukanya vakatora munhu kare,kungoti vanhu tononoka kuona,Vanenge vachiti ndiri kushandira munhu vachishandira umwe iyaiyi
Aaaqh iwewe pfungwa dzako so kaa dzinenge dzinorwadza,, zvinoreva kut hausi kuona change here pamwana uyu kubva pakutanga kusvika parizvino. Mukanya vakapiwa basa naMambo ndiye muridzi wenzvimbo ngativapei nguva vaite basa ravo please uye tigone kutendawo zvaitwa naMukanya this girl achinja big time
@@saulmhoka8907 🤣🤣🤣 basa varikurova kwese yatove wife yavo iyo,hauna kunzwa kupindura kwaaita achindandama paabvunzwa kuti Mukanya waivaziva here amboti ndaivaziva ozoti ndaisavaziva, hamusi kuona zviri pachena.hamusi kuvaziva vanoshandira Ava
Vanhu avo why vasingapinduri mubvunzo sezvauuri as l understand donzvo ingori ye advertising ne begging zvavo zvikutofamba so kuburikidza newe dzatova nmbavha idzo yu mean kt Juliet ndiye chete waakarapa zvaita chishamiso kudaro y vanhu tichitiswa zvakapata kudaro.Wha l understand now ndechejut julie ave desperate now bt nothing to do or to restore it zvanangwa zvefake n'anga iyo ndozvangoramba akutevedzera coz iye akutozvinzwisisa kt zvekumba handichagamuchiriki l hope kt akunwa mapirits ake zvakanaka sekudzidziswa kwaakaita nanachiremba so bveni iro rakutaker advantage of that rakut ndakagona kurapa pliz nemaAcids unofunga kt waroiwa. What l discover pan'anga iyo chte chaanogona kukuthertener so unenge wamunhu wake ngavasiyane nezvavarikuita aGudo avo one zvichavaisa panjodzi huru kwazvo
Vaingobuditsa nyaya nekuti isu taida kuziva nyaya yakazoita sei
Ma one sori
Mwari ngaakudzwe mwana uyo achinja .Frank unogona basa hako
Thank you so much❤
Tokumbirao number dzamukanya veduwe murume wangu aneo dabudziko rakaita sera julie pakudya atambura nyika yese tapedza chinofamba hapana
+263777063817
Juliet congulagration ndinoda kuti mwari akuiture zvizhinji to put all ypur enemies shame with your testimony
Makorokoto sure komurume wako akazokuramba hre
Ko wadini kutsvaka rubatsiro kuvanhu uchibvapo iwe
😂😂😂😂koakutadzisai chiiko mwana uyu kananguva yakwana achaenda hake ah veduwe mukati angatorwe namkanya here akagarisa musazodaro mhai itai moyo wekubereka
KwaMukanya unoita 15 yrs kune vamwe vandakaonako vaive vave ne12 yrs nanhasi hanzi vachiriko
unonyepa hatina vane 15 yrs padare
Varipo vakatodarika coz time yacho vaive ne12 yrs
Pamwe pacho kukurira ku orphanage kuri nani than kuita hama dzinokudaiso haayi mhani..nyaya yako inondifungidza mai juju vayeee vekupiwa edzi vaye 😢😢😢😢
Taura hako iwe
Kune hama dzatonoti ihama asi dzisiri hama dzedu
Shuwa ahhh
Mkoma Frank Hwesere
Zvirisei Tina
@FrankWesere-xr7nj mushe mkoma kuri sei
@tinamakasa7493 bho zvekuti kurisei ikoko