The Body Of Gogo Chihera In Glen View: Remebering Gogo VeShanduko
Вставка
- Опубліковано 7 лют 2025
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Vakati unondiviga Chamisa. She is smiling in heaven. You have done her proud Nelson,may God Bess and Protect you. May Gogo Chihera Soul Rest in Power
President wevanhu ❤
R.I.P gogo kunyangwe zvenyu mashaya zvisati zvanaka.
So sad, Gogo maenda zvenyu asi tichagara tichikurangarirai....zororai Gogo,Chihera
Gogo Chihera😢😢😢😢😢😢
RIP gogo venyika chihera
Zvino masofa enyu achagarwa nani akatengwa nachamisa rest in peace gogo
VaChamisa mazadzisa shuwiro ya Gogo Mwari vakuitirei nyasha
Zororai murugare Gogo venyika
RIP gogo
RIP gogo
So sad mafa nyika isati yasununguka 😭😭😭😭
Gogo chimera ndevapi ivavo
Gogo veshanduko RIP
Zororai murugare Mhofu yangu,we will miss you
RIP mbuya veshanduko 💔
Hanziyi ko apo Vachiher vait sei 👁️👁️👁️
Nematambudziko gogo matinzvenga mainakidza zvenyu😢
Rest peace Chihera makanga makashinga
Rest in peace gogo 😭😭😭
Komadzibaba veshanduko varipiko vaya nhai veduweee
Rest in peace gogo
Rest in peace Gogo Shava
Rest in peace gogo makarwa kurwa kwakanaka zororai henyu murugarr
Fambai zvakanaka gogo
Inzira yedu tose
Hamba khahle gogo wenyika
@Ronica ukanyatsotarisa vanopiwa avo Dec vkapiwa even maglobe Anga akatsva vkasiya vatengerwa vanochengetwa gogo
@@NancyM-mj9pk Hoo but pandakavaona paneimwe vidio tavakambotorwa naElizabeth moyo wangu wakaendakure vakatengerwa chicken inn nemadrinks uuummm zvairatidza kuti situation yakavaomera
Vanhu vekwaChamisa plz tokumbirawo mupotewo muchiyeuka mbuya Tsvangirai plz plz kuti varikudyei
She is always remembered zvekutodaro
@@MercyMutepfa-i3b hryt ndakamboona imwe Vidio vachipiwa madrink ne chicken in naElizabeth Tsvangirai zvichiratidza vanga vakaomerwa
Rest in Tete
Rest in peace Tete
RIP gogo chihera
Rest in peace gogo chihera❤