MT DARWIN......MUSHA UNEMHEPO YEMAKUDO (PART 2)

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 24 лип 2023
  • FROM SEKURU NZOU FILES
  • Розваги

КОМЕНТАРІ • 79

  • @samatsam-yg7vf
    @samatsam-yg7vf 11 місяців тому

    Uuuum nyika yakatakura kurema iyi veduweee ,

  • @abigailsmaphosa8463
    @abigailsmaphosa8463 Рік тому +6

    drewmas media taking us to another level . murisei mose ve drewmas

  • @mildretmuperere2667
    @mildretmuperere2667 Рік тому +3

    Usandione kunonoka ndanga ndichiuya .sahwira,woye gara,muberere❤❤

  • @user-oo3xx4xz7x
    @user-oo3xx4xz7x Рік тому +4

    Huru yadzo by force by ginya kumberi drewmas team

  • @mejurymasikuni173
    @mejurymasikuni173 11 місяців тому

    Haaa ndopaunoona kt mhepo madzinza zviriko chokwadi zvakaoma

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 Рік тому +5

    Ndopaunoona kuti muroi kana vanhu vanouraya vamwe kuti vakazungaira sei. Vauraya nyama asi mweya vake uchagara nekusingapare. This is why I don't get spooked by spirits in my house because I know they maybe departed relatives. If I record a video I can see gold colour lights flying around but I can't see them with my naked eyes. Balls of orbs flying around that I have learned to accept since my mom told me more about myself

  • @patiencemakoni353
    @patiencemakoni353 11 місяців тому

    Manyama song

  • @victoriatsabasvi4764
    @victoriatsabasvi4764 Рік тому +3

    Nhasi rarimwe zuva Drumas media vanodaro Shumba❤

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 11 місяців тому

    Harisi drama here iri kkkkkk

  • @magretchowa2203
    @magretchowa2203 Рік тому +1

    Zvundiconifuser ini kuti warutizve eriyaeriya anodanwazve kumasowe yet vachiitazve zvevanhu saka zvufamba sei I'm lost bt anyway let's hope musha wachenurwa

  • @ashytatenda5114
    @ashytatenda5114 11 місяців тому

    Mudzimu unotaura chingerengere here🤣

  • @patiencemakoni353
    @patiencemakoni353 11 місяців тому

    Kanda imwe tinzwe please haa veduweka zvonyadzi but

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Рік тому +1

    Drewmas Media taking you to another level

  • @user-jb7wj7hh7y
    @user-jb7wj7hh7y 11 місяців тому

    Murisei zvenyu

  • @leedeeleedee5007
    @leedeeleedee5007 Рік тому

    This is great 🙏🙏🙏totenda veDrewmas chokwadi

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 Рік тому +2

    Saka apa iteak iri kushanda here

  • @ashytatenda5114
    @ashytatenda5114 11 місяців тому

    Hanz 15days mudzimu ukutaura chingerengere mufunge 🤣hanz ndifurudzireiwo 🤣hanz dakusiya nda cleana musha uno mudzimu manje iwowo🤣 vanhu musatambe nemudzimu ,,

  • @stacey4012
    @stacey4012 11 місяців тому

    Hakuna mudzimu unotaura chirungu. Ita nharo nambuya vako

  • @memorymutema2178
    @memorymutema2178 10 місяців тому

    Kkkkkk yoh this is hilarious

  • @JosephChaguma-rw4dy
    @JosephChaguma-rw4dy Рік тому

    Andrew Kanda imwe tione zvedu hurombwa ❤❤❤❤❤❤😂😂😂😂

  • @user-el8lq9ds5n
    @user-el8lq9ds5n Рік тому

    Uyo mukadzi angaachiraapa umburuka akutisvodakkkk apachena dust kuti mbuuuu😂 asi musashandiswa newe yetsvina chii nemi😂😂😂

  • @leightachiveyi9907
    @leightachiveyi9907 11 місяців тому

    Usandone kunonoka ndanga ndichiuya sahwira woye singing hangu

  • @samatsam-yg7vf
    @samatsam-yg7vf 11 місяців тому

    Dai matombosvikawo pedu apo ,ndipo pamwewo pana mukanya makwira miti tatambura

  • @MemoriesMadoda-tl7uq
    @MemoriesMadoda-tl7uq Рік тому

    Uuuuum pakaipa nyiaka wakatakura shuwa

  • @davidmakanani5426
    @davidmakanani5426 Рік тому +2

    nyaya yecent yakazogumira papi coz mhofu vari kuruka zvingungundengu mumabag avo vari kuda cent ravo

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Рік тому

    Yeah misha yakarema chokwadi

  • @magretchowa2203
    @magretchowa2203 Рік тому

    Uuuuu kupera mate chaiko drums media

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Рік тому +1

    Fodya racho zvarichapera zvisat zvapera

  • @paulinematambo
    @paulinematambo Рік тому +2

    Notification yangu yandibhaiza today ...ndakuona munya

  • @fakapressure6356
    @fakapressure6356 Рік тому +1

    Usandiona kunonka ndanga ndichiuya

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Рік тому

    Ok ndopakabva kambo aka.

  • @vivianmugowa3918
    @vivianmugowa3918 Рік тому +1

    Sekuru Nzou vanogona

  • @Chipo-wy3ut
    @Chipo-wy3ut Рік тому

    Zvakaoma zveupenyu

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 Рік тому +1

    Hahahaaa vanamai vangu ava. I showed to my mom and she laughed

  • @lenahgotora7326
    @lenahgotora7326 Рік тому +1

    Ahoyiii family

  • @user-nu1gj9dv3e
    @user-nu1gj9dv3e Рік тому +1

    Kasikai ne part 3 Shumba.Drewmas media taking us to another level ❤❤

  • @norestchiranda6282
    @norestchiranda6282 Рік тому

    Usandioñe kunonoka ndangandichiuya🏃🏃🏃

  • @dominicachitapa6141
    @dominicachitapa6141 Рік тому +1

    Ko vadii kumisa demon taona zvinotevera

  • @victoriatsabasvi4764
    @victoriatsabasvi4764 Рік тому +3

    Ndanga ndavakutobudikirwa ne Song Drumas media mhanyai kuno munditore mifananidzo😂😂😂

  • @winnienyikayaramba-qt9np
    @winnienyikayaramba-qt9np Рік тому

    Thanks Drewmas media nebasa ramurikubata

  • @user-el8lq9ds5n
    @user-el8lq9ds5n Рік тому +1

    Komudzimu unotaura chirungu here

    • @beatricemaidei109
      @beatricemaidei109 11 місяців тому

      Iwewe ukafa ukazoita mudzimu unotaura shona here???

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Рік тому

    Eish hupenyu ahuna kuchipa zvinorwadza nekusiririsa izvi

  • @mavischikonyora1194
    @mavischikonyora1194 Рік тому +1

    Dreams media taking us to another level

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Рік тому

    Musandione kunonoka ndanga ndichiuya

  • @phillapohnkanali1279
    @phillapohnkanali1279 Рік тому +1

    Arasita musamise mafembo

  • @rossiemugumira2986
    @rossiemugumira2986 Рік тому +1

    Hie Dremas Media family

  • @magretchowa2203
    @magretchowa2203 Рік тому

    Zimbabwe Zimbabwe

  • @sheltermanunure9221
    @sheltermanunure9221 Рік тому +1

    Hapana part 3 here

  • @emenjildavioletdzama8886
    @emenjildavioletdzama8886 Рік тому +2

    Saka cent raitambiswa zvaroka iro riine power 😅

  • @chingombedaries
    @chingombedaries Рік тому

    Zim mabasa chaiwo

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Рік тому

    🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨dzenyu vaneshamba ndakupai

  • @AnnaAnna-cv3kq
    @AnnaAnna-cv3kq Рік тому +1

    Kkk zvepasi pano ma1

  • @queenpeemuchabaiwa
    @queenpeemuchabaiwa 11 місяців тому

    Song iya ndazoiona😂

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Рік тому

    Nhasi rava rimwe zuva

  • @tiashempof7014
    @tiashempof7014 Рік тому

    Mweya unobuya chirungu uyu

  • @adv128
    @adv128 Рік тому

    Gona raVaMhofu ririkudiwa plz vazivisei otherwise vachaitirwa mashiripiti

  • @brianmakuza2953
    @brianmakuza2953 Рік тому

    Ndikunzwa kunge mhepo ikuti ngaande anojola ahahahh. Hope ndikuita manzwira

  • @PutGodFirstBren
    @PutGodFirstBren Рік тому

    Saka zvinenge zviri zvechokwadi here izvi veduwe …ini hangu ndine mibvunzo mizhinji

  • @stacey4012
    @stacey4012 11 місяців тому

    Something not adding up here

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Рік тому

    Chiiko chakubviswa apo

  • @archiekushinga2721
    @archiekushinga2721 11 місяців тому

    Ko why cgichitauuda in English

  • @PutGodFirstBren
    @PutGodFirstBren Рік тому

    Saka zvinenge zviri zvechokwadi here izvi veduwe …ini hangu ndine mibvunzo mizhinji

    • @user-el8lq9ds5n
      @user-el8lq9ds5n Рік тому

      Kunyeperana uko koiyo tsvina yavanayo vanhu vachokkkk😂😂😂