Vincent paakaona relationship naTariro yaakusafamba mushe he went back to his ex nenyaya yeStress varume ndoozvaari Mumba mukanetsa anotsvaga pain stop Tariro messed up nyaya dzake by involving bully parents kuti vatambe bhora rake
I am going to pray to God to bring the right husband for me. This was educational. Thank you sly thank you mambo Bushu. It was tough. To Vincent and my dear sis l wish you well.
Umm asi panevanhu vangangodanana pa4n voroorana musingamboshanyirane muskana ange asingaende kubasa mkomana aienda Saka chaimutadzisa kushanyira murume wake chii since aive adzoka kana paive ne rudo ange atoona umwe kana pange pasina sei asina kusuwa mudiwa wake hapana wange usisade kwangove kuitisana uku
Vincent haana kuhurirwa .Ndiye ari kuramba mwana wevanhu nekuda kwekuti adzokerana naEx .He was to recover the lobola so that awane mari yekunoroora ex wake. he dont deserve to be paid not even a penny. However Mambo is a very wise leader, knowledgeble in chivanhu
That is a lie. If you are committed to your boyfriend or girlfriend, you wouldn't cheat. Vincent was cheating that is why he couldn't communicate with his wife properly. He was actually living with another woman. I married my wife after a long distance relationship. Don't blame it on distance.
@@tyresepartridgechanga704 do some research dear. Just because it worked for you it doesn't mean it has to do on everyone. Long distance relationships are hard to maintain especially if there's no communication
@@welas9508 that's why I said for a LDR to work for you you have to keep frequent communication. What distance does is that partners tend to drift off emotionally. This is why some people find it easier to cheat if the other person is not around. We all been away from our partners at a certain point. But it works just a small number of people. These days it's made easy because of video calls so you can talk anytime. I was once away from my husband for 6 years back home because we were furthering our education and that kept us away from each other and when I moved to UK I left my husband for 6 months. What is needed is communication and remain connected emotionally. Once that bond breaks, that's it there's no relationship but one of you is not confident enough to tell the other person how they feel
Vabereki vemusikana ngavadzosere mari iyo nekuti vanopa mwana munyama ne rushambwa nazvo izvi but marriage yakagara yafa kare. Best wishes to Tariro wakadzidza iwe hauna chekuchema. This is a blessing in disguise
@@tynashederio7788 Vincent haana kupiwa mari yakashota! Vincent was given what he should be given back! Tell me why he should be given back mari yendiro, or mari yekupinda mumusha or mari yedare for example? If you understand African custom Vincent akaunganidza vanhu (dare) akapinda mumusha wavaridzi achikumbira sadza. What he should be given is mari yerusambo and chimandamanda coz he did not live with the wife or get to enjoy the apple. Ndosaka asina kudzorerwa yese. He also played a part in this and lived a double life. Chief Bushu is one of the best chiefs around and he showed in this case. This judgement is replicable as it is based on custom. I would do the same if I were him.
@@LordHelpUn do you know mukomana could have easily said kuti musikana aive nemafambiro akashata aaiita let’s not support zvakashata that family was supposed kunopereka mwana zvikuti Vini azodini that’s secondary ladies family vaita zvinofanirwa kuitwa here vakatambira pfuma ka vanhu ava hence the grounds to return everything there are not honest…
Well done Chief Bushu, it was a fair judgement and both parties concerned left happier including everyone in the court room were happy not forgetting myself too, am so happy, am wishing both of them a good future ahead
U are still fresh girl,go girl you are a genius ,unechikoro that's your first marriage that one nxaaa rubbish ,move on girl ,the sky is the limit, usatambura uchawana akadzidza sewe ,7 yes urikuchikoro uchiringa upenyu ,Tonga upenyu girl
Usatsigira vanhu vaneudyire dea ngavape munhu mari yake atsvake anomuda vasatambisire munhu tym yake nezvisina bsa ahachada kuroorwa uyo apa atopfuriridza zera ft nxa
Vincent's family was happy,Enjoy Freedom both of you. Vincent can now marry waanoda ,clearly she is the one who was giving pressure to have them dissolve this marriage.
Was looking for this comment.... Vincent aida kutoenda diaspora UK... Covid ndoyakakanganisa izvo... Cause communication breakdown yakatanga after zve visa re UK zvaramba

A fair judgement. This kind and her family do not have love, they do not value relationships, they are capable of giving you hard time. Vinny is from a good family, he have a loving and caring brother who values the most priceless things in this life, that's what matters most.
Online dating inonetsa. Munenge muchifonerana pama phones ane mafilter paunozoona munhu live unotiza. This is what l think happened, if the girl is not careful she'll be single for life. Kutoroorwa zvake asipo musati maonana was a bonus because pama looks zvapo ma1 at her age. Chikoro chichapera apa wadhamba face, dai wakaita an effort to hold on to this marriage. The guy was sincere but was let down nefamily inenge ichiti chimbopedza chikoro. Wish them well.
Veli tluu gezai mainn n jus know kut machances enyu ekusarudza varume mashomasa the competition is very touch msanyanya kuzvida nebbag radad harisiro rinokupai love.
I'm not convinced Vincent did everything he could to keep his wife because he had someone in SA. It's all good Tari, move on. The brother is rubbish very rude fundraising munhu anoendesa mwana wake kuChina, putting energy in ending someone's marriage. I hope all goes well for Vincent.
Anyone can go kuChina sisi there is nothing special ipapo that you come brag about its should have just ended zvakanaka vakapihwa pihwa should have just returned then life moves on simple...
@Nyamaz8319 Of course, anyone can go to China., but not everyone can be a doctor. It takes hard work and determination to be a doctor. Hope you understood. That girl is a jewel
This has been one of the complex cases our traditional courts have faced.Both parties involved full of i know.Mambo stood his ground n tackled the issue head on with out any favour or prejudice
Nyaya yese apa mfce aida bby rine bsa kumhiri achiti anenge achidyawo achitumirwa asi aine wake hake mumwe,,ska mukadzi pakashaika basa mfce akabva aona ndanyura mari yaaidira mukadzi hapana ska ndipo pane nyaya aida basa chete nemari achitumirwa
Haaa iwe mu face aka lodha uyu ane mari but musikana uyu haatodi murume uyu pane zvaakangosvorawo zvake coz haungaudzi mu face kuti wakandiroora ndisipo mashoko ane zvaatongoitawo so asi dai Vinny ungaroora munhu asipo here
this was a touching reality story ummmm ..but above all chakanaka ndechekuti the marriage ended at least the where brave enough to end it before it started ... the man i really want to respect in this ndeavo vakapfeka bhachi rebrown variku end kwamambo he has got wisdom that man !!!! hats off to him🙏
those who followed from last tym..mkadzi uyu was studying in china but not yet in medical school ..ndozvandakanzwa. anga akatomirirawo to be accepted while she worked n studied handiri before covid?
Tariro iva ne Tariro yakanaka and focus, the future is bright, work on your career and wait upon your divine time. You will find someone who will love and respect you. Take heart and all the best.
@Lillian, I agree. This is a blessing in disguise Tariro. It's clear kuti Vincent was never meant to be your husband. One day you will look back and see simba remidzimu yako na Musikavanhu pakukubvisa pamusha uyu. Thank you, Mambo Bushu nekubata nyaya iyi zvine huchenjeri.
Kuroorera ana Madyira haaah ma one çhaiwo .I have a personal experience of this totemy advice is ana Madyira siyai zvenyu vanonetsa panyaya dzekuroora!
Pachokwadi hapo mambo vatonga zviri fair asi this two mhuri they were both rude becoz vese vanozviita vane mari vanhu vanofunga kuti vane mari vanoda kuroorana pachavo asi avana mufaro one should always humble kuti marriage ifambe
My sazita Vincent should have waited for the woman to finish xul first then marry her, the relationship died because of, the long distance and too much interference from relatives, they were, neva given the chance to sort things between themselves
Iam young but from what I know, in Zimbabwean culture if a boy paid lobola either the wife is at school or not. Vana tete ravabasa ravo rekuraira mwanasikana for a month vomuperekedza kumurume wake. That's the culture but if they want to indulge wedding that's were mukomana unozono kumbira muchato. Uuuummm hudyire hawudiwe Vincent ngaapihwe mari yake guys.
That's true those elders were interpreting chivanhu zviri very wrong. Once fuma has been paid, the onus now rest upon the girl's family to deliver the girl to her husband. Secondly, during the kupereka ceremony vanoita tsika dzekumurume not zvanga zvichitaurwa nemukuri Ari ku far end uyo
Sly media TV I have been following your programmes please tiudzirewo Chief bush kuti mdhara wemusvuvu uyu and a kungoganira pakutonga it's high time he should be more advances afambirane nenguva he misleads hagone kutonga.....I have been watching ...He should upgrade according to current rule of law otherwise he is a bad advisor to the chief
This was the best way to solve this issue because as long as Vincent asina kubvisa gupuro he would go on with his life,but musikana would be tied down, she can't get married or date because anenge achinzi uri mukadzi wemunhu especially since iye asina kubvisa gupuro. The moment musikana yaaibvisa gupuro aibva anzi ndiye andiramba saka ndidzorerei mari yangu yese. It's a tricky situation Now at least she is free to go on with her life, kuchirungu ndiyo inonzi dissolution of the marriage, it's as though she was never married whereas dai pfuma isina kudzoka she would be a divorcee
Chief I feel this guy was suppose to get all his money back honestly this was not a fair judgement inini ndakazviitwa my wife left home akaenda kumba kwavo I was not in Zim I came back she told kuti sekuru vangu vakati ndinobva pano ndarorwa guys I did everything to raise the money $3500 cash excluding groceries after we paid what we had my father's brother asked if we were going to carry our wife home we were told only after wedding we were like haa he didn't finish everything here because of money now can he afford kuunganidza anhu the next thing angaakusvirisa vanhu kumabasa an she told me one day that mari yawakaroora icharera mwana wako kusvika akura I cried cried an I said thank you lord I left upto today am not present
U feel like u lost but ask me NO u’re better off with out that women my bro. She’s not near wife material at all n the family was going to control n give u headaches day in day out.
Yes bt he is the one who pushed everything to happen kurooora nezvese nekuramba , Vin wenyu uyu anenyaya kujoni maonero angu I think ex vakatoita mimba saka ayizotanga sei nyaya Kuna madam
@@jamessithole883 ha hapana kuita push apo the guy did his part in all honesty vanhu vakungomitiswa these days sis avo vakafunga kuti vane yese then a bomb was dropped on her aifunga kuti she is so high the family aswell has to be questioned mukatambira pfuma munoendesa mwana kwaakaroorwa which they did not so mukomana is allowed kuita yaanenge achida remember akanzi enda unopihwa mari yako and surely akaenda is he wrong 😅
Haa Vincent ngaadzorerwe mari yake yeroora chero anga aine girlfriend joni zvine basa rei obvious pa joni pane paaizorega here kkkkkk kana ndimiwo all this time
Carolyn u can also say kuti real women honour marriage. Roora rabiswa munhu ngaagarisane nemurume wake. Hatidi vanhu z vanodya mari dzevanhu zvisina maturo
Ini hangu Mambo ndarwadziwa, forgiveness was supposed to act hear, zvisinei zvaramba, kutonga matonga zvakanaka chose, msikana don't be hate, life goes on, be patient God will always make a way for you. Vincent atove neumwe msikana, all the best in your new relationship, patience counts.
cc off course zvinorwadza but musikana akashandisa mukomana zvinorwadza uye kuregerera kwepa marriage kunoda munhu anozvininipisa kwete anozvikudza marriage inoda vanhu vanodanana usamanikidzira kugara ne munhu asingakude anokuuraya mangwana
@@leeroymachidura7151 your point yekuti zvinoda kudanana neanokuda iribho but kuzoti msikana akatambisa nguva zvikufamba sei, remember mudare vanobvunzwa nababa vacho kuti handina kuti chikoro chofanira kupera here vakati hongu. And that attachment is part of school, and they both agreed kuti vakabvumirana. Saka Vincent expected someone to throw 7 years of a medicine degree nekuti aroorwa. Musaderoba hama. Wototsamwa from Feb to August hakuna murume akadai, Maud ndiye akanga atora murume dzimwe dzava nyambo hadzo
Vincent has strong family support. Thank you family
And the court iyi is not fair
Family yezvikwambo iyi ya Vincent
Respect kwamuri Mambo
Very loud and clear.Mukoma Vincent vaiva nemumwe Mudzimai Joni.
Claaah
Haurewi nhema
yah akawana mumwe joni akabva asotwa nemupfuwira kusvika pakusada the one he paid lobola kare, in my experience team rejoni ma1. kkkkkkkk
Maida adii a iye wechina asisamuda
Vincent paakaona relationship naTariro yaakusafamba mushe he went back to his ex nenyaya yeStress varume ndoozvaari Mumba mukanetsa anotsvaga pain stop Tariro messed up nyaya dzake by involving bully parents kuti vatambe bhora rake
I learnt a lot from this case. Inga mamwe madzimambo anobata basa. Chief Bushu you're knowledgeable. I wish the best Kuna Vincent naTariro
I am satisfied by the judgment , big up chief bushu
And me too
Me too
Big up to chief Bushu,ini ndiri Mambo kwangu kuVaRozvi,...mabata basa zvineuchenjeri
Thank u
Iyi nyaya ka unotoona Kuti kune mweya isingade vanhu vaite dzimba .kunetsaa kudai vasati vambogarisana🙌
Vincent Aida kutsotsa Dr Tariro anemukadzi
@@nandimzanzi makamuona here?
Been waiting for this one
I am going to pray to God to bring the right husband for me. This was educational. Thank you sly thank you mambo Bushu. It was tough. To Vincent and my dear sis l wish you well.
Try muchinda akasiwa nasis avo. M sure achiri kutsvaga true love.
Ngavadzorwe Mari yavo yose neuwandu hwayo hapana akatorana nemumwe
Yaa
Sister Shalom kuroorwa ucharoorwa asi uchamufunga Vinny
@@amandamuchato6494 preach prophetess.
Uuùh vautambira mari vachiziva kuti pane 7 yrs kuti mwana wavo adzidze. Mhuri iyi hairooreki. Thank you Mambo
Umm asi panevanhu vangangodanana pa4n voroorana musingamboshanyirane muskana ange asingaende kubasa mkomana aienda Saka chaimutadzisa kushanyira murume wake chii since aive adzoka kana paive ne rudo ange atoona umwe kana pange pasina sei asina kusuwa mudiwa wake hapana wange usisade kwangove kuitisana uku
mari ngauye mudare
mambo mari ngauye kudare
Vincent haana kuhurirwa .Ndiye ari kuramba mwana wevanhu nekuda kwekuti adzokerana naEx .He was to recover the lobola so that awane mari yekunoroora ex wake. he dont deserve to be paid not even a penny. However Mambo is a very wise leader, knowledgeble in chivanhu
I agree with you, I noticed it from the first episode. Tariro genuinely still loves Vincent but he had moved on.
Vincent wanted to go Overseas but when the plan failed all fell apart 😅😅😅😅
Don't think so,from the beginning Tariro akanga akutsvaka mareasons asina basa
@@macebonkomo7006😂
Vincent was a crock
Distance relationships never works. What destroyed their relationship was the distance to my opinion
Taura hako 😅
That is a lie. If you are committed to your boyfriend or girlfriend, you wouldn't cheat. Vincent was cheating that is why he couldn't communicate with his wife properly. He was actually living with another woman. I married my wife after a long distance relationship. Don't blame it on distance.
@@tyresepartridgechanga704 do some research dear. Just because it worked for you it doesn't mean it has to do on everyone. Long distance relationships are hard to maintain especially if there's no communication
For nine years I have had a long-distance relationship. We have not felt the distance.
@@welas9508 that's why I said for a LDR to work for you you have to keep frequent communication. What distance does is that partners tend to drift off emotionally. This is why some people find it easier to cheat if the other person is not around. We all been away from our partners at a certain point. But it works just a small number of people. These days it's made easy because of video calls so you can talk anytime. I was once away from my husband for 6 years back home because we were furthering our education and that kept us away from each other and when I moved to UK I left my husband for 6 months. What is needed is communication and remain connected emotionally. Once that bond breaks, that's it there's no relationship but one of you is not confident enough to tell the other person how they feel
Perfect mambo magonesa kudzosera munhu Mari yake I was waiting all along for this judgement
Perfect Mambo
This was a tricky one, but as always Chief Bush is always full of knowledge and he knows his culture & Tradition very well
Thank you chief u tried your best Nyaya Haina kuchipa iyooo bcz madyira vanozvitemba bcz vane connection kumusoro vatezvara vaitoda kunyuza munhu
Waida mari pamwe mwana sikana akaroonzwa kungozi
Asi chivanhu chine kuti connection here?chivanhu visits the actual address hachitange chambonobvunzira mambo
If I were me I would be happy that this ended without one messed up one's life
Exactly 💯
Azvisat zvapera
There is mess but it depends on wc shoes Yu are feeling it
Vabereki vemusikana ngavadzosere mari iyo nekuti vanopa mwana munyama ne rushambwa nazvo izvi but marriage yakagara yafa kare. Best wishes to Tariro wakadzidza iwe hauna chekuchema. This is a blessing in disguise
Variko vakadzidza varikushaya varume nekudzidA ikoko
Tariro knew very well kuti akanga asisade ndiye akatotanga kujamba jamba
Nyaya iyi ikasabatwa mushe ndongozi dzinozoitika mumusha idzi hama dzekwa Tariro ngwarirai ngozi mumusha nehudyire
Very intriguing story,well settled
It's a Lesson to everyone not to rush things ,do it when the time is right
Good judgement
Ndaive ndakamirira nyaya iyi nemaziso matsvuku
Asi uri kuda kutora one wacho kani kkkk
@@rangariraimancube8289 Nyangwe ndikatora zvine basa rei
@@dorcassithole4952 asi watsamwa kani nhaiwe. Pano ndepekutamba wena
@@rangariraimancube8289 Handina kutsamwa ini kutofara hangu
Thank u chief
Much respect for brother yaVincent
Vabereki vemusikana vasangana nevasina kupusa. Dzosai mashereni
Dharuweni 😂😂😂
I have learned a lot thank u mukoma Robert
Chief Bushu I have all the respect for you!! Your judgements have principle, neutrality and reason!!!
Which principle bro....can you tell me kutii why Vincent apihwa Marii yako shota tell me and you say chief Buchi tank you Come on
@@tynashederio7788 Vincent haana kupiwa mari yakashota! Vincent was given what he should be given back! Tell me why he should be given back mari yendiro, or mari yekupinda mumusha or mari yedare for example? If you understand African custom Vincent akaunganidza vanhu (dare) akapinda mumusha wavaridzi achikumbira sadza. What he should be given is mari yerusambo and chimandamanda coz he did not live with the wife or get to enjoy the apple. Ndosaka asina kudzorerwa yese. He also played a part in this and lived a double life. Chief Bushu is one of the best chiefs around and he showed in this case. This judgement is replicable as it is based on custom. I would do the same if I were him.
@@LordHelpUn do you know mukomana could have easily said kuti musikana aive nemafambiro akashata aaiita let’s not support zvakashata that family was supposed kunopereka mwana zvikuti Vini azodini that’s secondary ladies family vaita zvinofanirwa kuitwa here vakatambira pfuma ka vanhu ava hence the grounds to return everything there are not honest…
Fair judgement chief
Well done Chief Bushu, it was a fair judgement and both parties concerned left happier including everyone in the court room were happy not forgetting myself too, am so happy, am wishing both of them a good future ahead
Kupedza nguva henyu...munhu asingadiwe haadiwe.dist relationship haishande zvekudaro...ipai munhu Mari yakee...tose takadzidza zvekudaro...I'm in Canada...bt chivanhu chivanhu
That family yakuita kunge mukomana asina kudzidza asi mukomana atori way better than musikana
@franciscademberere680 😂😂😂😂😂
Vana madyira havadaro vane mari dzavo thanks you smtv
Saka ngavadzose mari ndeyavo asi yavakaita fundraising ngavadzose ka
Thanx slaymedia ,since 22 ndaingouya kuzotarisa part 2
Mari yaifanira kudzoswa yese since pasina kushandiswa chinhu chabvisirwa mari. Imwe yasara ichiitei 😊
U are still fresh girl,go girl you are a genius ,unechikoro that's your first marriage that one nxaaa rubbish ,move on girl ,the sky is the limit, usatambura uchawana akadzidza sewe ,7 yes urikuchikoro uchiringa upenyu ,Tonga upenyu girl
Ngavadzosere Mari yemukomana vane udyire sies
Usatsigira vanhu vaneudyire dea ngavape munhu mari yake atsvake anomuda vasatambisire munhu tym yake nezvisina bsa ahachada kuroorwa uyo apa atopfuriridza zera ft nxa
Very tru
Mari ngaidzoke unodya ma book ako
Ngadzosere mari nema book ake iwawo usa sapota utsotsi iwe
Good judgment
Vincent's family was happy,Enjoy Freedom both of you. Vincent can now marry waanoda ,clearly she is the one who was giving pressure to have them dissolve this marriage.
Pliz sly put subtitles
Nyaya iriapa ndeyekuti vakarorerana mapepa but deal harina kuzofamba zvakanaka.
Yes wazviona iwe ndizvo zviripo
Was looking for this comment.... Vincent aida kutoenda diaspora UK... Covid ndoyakakanganisa izvo... Cause communication breakdown yakatanga after zve visa re UK zvaramba
Was looking for this comment.... Vincent aida kutoenda diaspora UK... Covid ndoyakakanganisa izvo... Cause communication breakdown yakatanga after zve visa re UK zvaramba
And Vincent ane zvaanga akataimira akawona kuti azvichaita
A fair judgement. This kind and her family do not have love, they do not value relationships, they are capable of giving you hard time. Vinny is from a good family, he have a loving and caring brother who values the most priceless things in this life, that's what matters most.
Online dating inonetsa. Munenge muchifonerana pama phones ane mafilter paunozoona munhu live unotiza. This is what l think happened, if the girl is not careful she'll be single for life. Kutoroorwa zvake asipo musati maonana was a bonus because pama looks zvapo ma1 at her age. Chikoro chichapera apa wadhamba face, dai wakaita an effort to hold on to this marriage. The guy was sincere but was let down nefamily inenge ichiti chimbopedza chikoro. Wish them well.
Haunyepi ndiwo maonero anguo she looks very old Kuna vinie .
@@lydiat7636 😂😂😂😂😂😂😂😂
Veli tluu gezai mainn n jus know kut machances enyu ekusarudza varume mashomasa the competition is very touch msanyanya kuzvida nebbag radad harisiro rinokupai love.
Kkkkkk ndazvionavo a kunge arikurambwa kechi 4. She is aging fast
😂😂😂😂😂 I was spooking for this comment. Zvaari haamboite semunhu akabva mhiri 😂😂😂😂 ahada she will regret
Thank u Chief magona kutonga
Vanhu vari kutadza kutonga nyaya ava. Munhu ngaadzoserwe mari nekuti hapana zvakaitika apa
Tsika dzedu dzinoti mukuwasha anopihwa rusambo nemombe dzedanga regardless yekuti magara mese here or not because mukuwasha wakauya wega kuzodyiwa semukuyu
I like Vincent family
Thumbs up for Vincent's brother
hunhu pamukadzi uyo haana weather she is right or wrong but haana respect
I'm not convinced Vincent did everything he could to keep his wife because he had someone in SA. It's all good Tari, move on. The brother is rubbish very rude fundraising munhu anoendesa mwana wake kuChina, putting energy in ending someone's marriage. I hope all goes well for Vincent.
Anyone can go kuChina sisi there is nothing special ipapo that you come brag about its should have just ended zvakanaka vakapihwa pihwa should have just returned then life moves on simple...
Problem women have feelings.problem was created by two,hapana kuvengana apaaaa
Exactly well said. He is very rude. The doctor dodged a bullet. He was going to end up hurting her.
@Nyamaz8319
Of course, anyone can go to China., but not everyone can be a doctor. It takes hard work and determination to be a doctor. Hope you understood. That girl is a jewel
Team makorekore all the way
Its high time slymedia uses body mics on whoever is on the platform
They are way behind technology wise, they need mics and lighting
Yeah the sound needs to improve a lot
Fair judgement
Dzosa mari mudhara taneta nembavha
Shuwa 🤣
Vincent akasanga kupi neko nemusikana wake. Ndo love dzekunyengana pa social media here?
The lady was not ready to settle uchipusisa vabareki
This has been one of the complex cases our traditional courts have faced.Both parties involved full of i know.Mambo stood his ground n tackled the issue head on with out any favour or prejudice
Nyaya yese apa mfce aida bby rine bsa kumhiri achiti anenge achidyawo achitumirwa asi aine wake hake mumwe,,ska mukadzi pakashaika basa mfce akabva aona ndanyura mari yaaidira mukadzi hapana ska ndipo pane nyaya aida basa chete nemari achitumirwa
This guy anotowana mari zvekudaro engineer haangadi mari from the girl
Muface atori nemari hobho kudarika yemukadzi wacho saka I doubt kuti aidira babe mari haa maya
Mscana ndiye aitoda mari kuna Vinny cz even yendege aingomukumbira wani achimupa
Haaa iwe mu face aka lodha uyu ane mari but musikana uyu haatodi murume uyu pane zvaakangosvorawo zvake coz haungaudzi mu face kuti wakandiroora ndisipo mashoko ane zvaatongoitawo so asi dai Vinny ungaroora munhu asipo here
No mu fce ane good and well paying job in SA as an engineer.. Handione mukadzi achiroorwa futi.
Noise yakunyanya nematambudziko camera
this was a touching reality story ummmm ..but above all chakanaka ndechekuti the marriage ended at least the where brave enough to end it before it started ...
the man i really want to respect in this ndeavo vakapfeka bhachi rebrown variku end kwamambo he has got wisdom that man !!!! hats off to him🙏
iyi nyaya haiperi mushe ndiri kuona makuva mberi kwatiri kuenda
Madyira bvisai chamakaisa pamwana, mwana Ave nehupenyu kukudzidzisa mwana wenyu hazvireve kuti munomuchiva kuti arambe ari pamusha.
Mwana wenyu akafuratidzwa moyo kurudo.
7 years ndichidzidzisa mwana wangu roora hariyenzane nazvo.
Kana vachitaura batai mazwi
Life is spiritual. Vanhu hawasi kupaona ipapo.
Very true...i sense this lady kana apedza xul...aizowachisa Vincent
Just finalise this case please
Thank u so much Sly media ndange ndakamirira thank u
Chief Bushu dai mangofamba Zimbabwe yese muchitonga nyika inonaka big up mambo Bushu
Musikana be careful unoita jambwa udza mdara adzosere cash yemunhu unochema mangwana
Yese mari neye kunhonga yacho
True
Hakuna zvakadero kutyisidzira
Good judgement, very fair. Mukoma wavinicemt uyo haasi wemumba mavo, he was hired because anogona kutaura
Mukoma wemumba mavo ndeupi nhai tete vaVinicent
i have a feeling that Vincent will come back for the balance
Anoiwana kupi adyiwa nekuda we joni kkkkkkk
Kushandisirwa mushonga akapenga musikana uyo. Dzorayi mari hemunhu tezvara
True Vincent will be for his balance kkķkkkk
Don't worry Tariro magumbo special wangu ndiri magumbo umwe wako dai wakandidaidza ndakazvidira gecha chairo not madhaka atakaitirwa naVincent ayo
@@tektekchihera8466 iyo mari inoteketerwa ndoyavangafarire kusadzosera yese. vanosvika voudza anasekuru vavo kuti varamba neimwe
❤❤magona mambo
those who followed from last tym..mkadzi uyu was studying in china but not yet in medical school ..ndozvandakanzwa. anga akatomirirawo to be accepted while she worked n studied handiri before covid?
She is a Dr. Aida kuita specialisation
@@nandimzanzi ndiDr kupi 😂
@@nandimzanzi nditicha go back kunyaya yakare unzwe
Sounds sly yange yakadhakwa. Kwainaya. Okay
Mutenge speaker remakuhwa toda kuzonzwawo maaudio anenge ari muma foni.
Kkkkkk sure
Chaai hanzi mukavaGoogler🙆🙆♀️🙆♂️🙆
🤣🤣🤣 ndapanzwa ipapo.
@@ruemar1 pakaipa😅🤣😂
Chief please vanhu ava ngavadzorere mari yose zvichanetsa mangwana, vachadzoka futi Mark my words 🙏
Why yese handiti mukomana ndiye akati haachadi musikana here?
Vanga vasingafaniri kuwana kana cent
Vakazvi setera bhomba kuita kudyara chimbambaira vachazhamba havo mangwana hachiyere musi wacharimwa
Chief munebasa sure ummmm , this story chero neniwo yanditemesa musoro kkk
Vaifanirwa kudzosera yese, yese zvayo, uyo babe is a disgrace 🚮
Slymedia pliz pliz pliz upgrade your equipment.
Tariro iva ne Tariro yakanaka and focus, the future is bright, work on your career and wait upon your divine time. You will find someone who will love and respect you. Take heart and all the best.
Hana kurongeka mskana
@Lillian, I agree. This is a blessing in disguise Tariro. It's clear kuti Vincent was never meant to be your husband. One day you will look back and see simba remidzimu yako na Musikavanhu pakukubvisa pamusha uyu. Thank you, Mambo Bushu nekubata nyaya iyi zvine huchenjeri.
Fair deal
Few minutes left and magets Abva adzokawo Vinny ndiri on your side kuwinner kulooser tiri tese
Muripi vahanzvadzi
Randburg hangu
@@stanleynutribyte9841 ndiripaRandburg
How old is Tariro and Vincent nhai?
Vincent ngaapihwe Mari yake
Vincent had another wife.
chipari hachirambidzwe uyo haana kurara naye kana kumubata
@@nandimzanzi saka zvaanaye as if he is not allowed?
@@nandimzanzi saka zvinopindirana papi nekudzoswa kwemari yake? Uribenzi haikona…
Kuroorera ana Madyira haaah ma one çhaiwo .I have a personal experience of this totemy advice is ana Madyira siyai zvenyu vanonetsa panyaya dzekuroora!
Zvakaoma nhai
Mambo you stood firm and you have actually helped both parties.This is healthy. I salute and have taken a big leaf from you
Ummm atadza kuitonga hautonge zvisina wisdom uchisiya vanhu kuti vawirwe nedambudziko mangwana rega timirire part 3 chivanhu chivanhu hachina mashort cuts
@@Error404_IT 8
Musikana ndaona adhuurwa navinsent bczy joza line pfuti pamusha
😂😂😂😂hameno ikoko Musade mari dzevanhu purizi..
Pachokwadi hapo mambo vatonga zviri fair asi this two mhuri they were both rude becoz vese vanozviita vane mari vanhu vanofunga kuti vane mari vanoda kuroorana pachavo asi avana mufaro one should always humble kuti marriage ifambe
Paita kuedzana apa wangu
@@yvonnesvimbos2388 taura hako vanosaizana
My sazita Vincent should have waited for the woman to finish xul first then marry her, the relationship died because of, the long distance and too much interference from relatives, they were, neva given the chance to sort things between themselves
Hama dzemusikana handidzi chenesi plus Vin Ave nemukadzi south
Iam young but from what I know, in Zimbabwean culture if a boy paid lobola either the wife is at school or not. Vana tete ravabasa ravo rekuraira mwanasikana for a month vomuperekedza kumurume wake. That's the culture but if they want to indulge wedding that's were mukomana unozono kumbira muchato. Uuuummm hudyire hawudiwe Vincent ngaapihwe mari yake guys.
That's true those elders were interpreting chivanhu zviri very wrong. Once fuma has been paid, the onus now rest upon the girl's family to deliver the girl to her husband. Secondly, during the kupereka ceremony vanoita tsika dzekumurume not zvanga zvichitaurwa nemukuri Ari ku far end uyo
Yes they are greedy
Very true
chief Bushu to the world Shamva maimirira zvakanaka
Pachivanhu chedu 4000 yaifana kudzoka Mambo Ava iiiiiii vakaoma 🐆🐆🐆🐆🐆
Taura hako. Kupi kunodzoswa pfuma
@@shepherdtambi9814 yakazodzoka saka uchaita sei?
Azviite coz Vincent ndiye akaramba Mukadzi coz ane mumwe Mukadzi ku south Africa
Musikana achiri ku china aionererwavo bt chief u are the best
Sly media TV I have been following your programmes please tiudzirewo Chief bush kuti mdhara wemusvuvu uyu and a kungoganira pakutonga it's high time he should be more advances afambirane nenguva he misleads hagone kutonga.....I have been watching ...He should upgrade according to current rule of law otherwise he is a bad advisor to the chief
Haaa😂😂😂😂😂wandisekesa
This was the best way to solve this issue because as long as Vincent asina kubvisa gupuro he would go on with his life,but musikana would be tied down, she can't get married or date because anenge achinzi uri mukadzi wemunhu especially since iye asina kubvisa gupuro. The moment musikana yaaibvisa gupuro aibva anzi ndiye andiramba saka ndidzorerei mari yangu yese. It's a tricky situation
Now at least she is free to go on with her life, kuchirungu ndiyo inonzi dissolution of the marriage, it's as though she was never married whereas dai pfuma isina kudzoka she would be a divorcee
It's ok Sly media some of us we feel happy when it's raining. It's a promise that the hunger maybe eradicated this year
Oh l like the positive affirmations.
Thumbs up to Vincent's brother
Camera man must focus on the speaker every time, otherwise this file is as good as an audio. Other than that, great work you're all doing!.
Chief I feel this guy was suppose to get all his money back honestly this was not a fair judgement inini ndakazviitwa my wife left home akaenda kumba kwavo I was not in Zim I came back she told kuti sekuru vangu vakati ndinobva pano ndarorwa guys I did everything to raise the money $3500 cash excluding groceries after we paid what we had my father's brother asked if we were going to carry our wife home we were told only after wedding we were like haa he didn't finish everything here because of money now can he afford kuunganidza anhu the next thing angaakusvirisa vanhu kumabasa an she told me one day that mari yawakaroora icharera mwana wako kusvika akura I cried cried an I said thank you lord I left upto today am not present
Sorry hanzvadzi
U feel like u lost but ask me NO u’re better off with out that women my bro. She’s not near wife material at all n the family was going to control n give u headaches day in day out.
Yes bt he is the one who pushed everything to happen kurooora nezvese nekuramba , Vin wenyu uyu anenyaya kujoni maonero angu I think ex vakatoita mimba saka ayizotanga sei nyaya Kuna madam
@@jamessithole883 ha hapana kuita push apo the guy did his part in all honesty vanhu vakungomitiswa these days sis avo vakafunga kuti vane yese then a bomb was dropped on her aifunga kuti she is so high the family aswell has to be questioned mukatambira pfuma munoendesa mwana kwaakaroorwa which they did not so mukomana is allowed kuita yaanenge achida remember akanzi enda unopihwa mari yako and surely akaenda is he wrong 😅
@@jamessithole883 the chief aingonyara kuudza that family chokwadi for the reasons we don’t know
Chief Bhushu my best!!
Chief munogona
Mamanje tonzwira kkkkkk,sabmkuru mkadz Uyo havatombomud
Ndazvionawo
Chief i think you need to address vadare wenyu vazive nyaya
Exactly baba veleather jacket was saying some conflicting stuff
iyewo vincent uyu akuchkisa kuti aite mkwasha nekuti akazorora mumwe mukadzi orega kuzwara achano demander futhi roora yake hama dzichiti hapana chabuda haa ameno hupenyu ndowashe all the best
Well done
Haa Vincent ngaadzorerwe mari yake yeroora chero anga aine girlfriend joni zvine basa rei obvious pa joni pane paaizorega here kkkkkk kana ndimiwo all this time
Vincent ukasadzorerwa mari yako pengesa mukadzi uyo. Ngavafzore mari
True ngapihwe mari yose vamubatira apa
Zvakambotanga sei. Akapfimbirwa musikana mfana uyo or zvekupfimbana pa social media
Real dude haabvunze lobola shame
Nonsense
Iwe mari inorwadza kushanda iyi
Imikaimi ityai mwari..vakadzi hobho vasina kana kubvisirwa kana cent kuzvara ne kuzvara ka 7 pasina kana cent motaura nonsense dzamukutaura
Carolyn u can also say kuti real women honour marriage. Roora rabiswa munhu ngaagarisane nemurume wake.
Hatidi vanhu z vanodya mari dzevanhu zvisina maturo
@@flamelilyk8202 well said these people vatoda kuita ka fundraising kavo and vaifunga kuti zvichangorova
too much Wisdom in this room , Elder's council iri strong
Ini hangu Mambo ndarwadziwa, forgiveness was supposed to act hear, zvisinei zvaramba, kutonga matonga zvakanaka chose, msikana don't be hate, life goes on, be patient God will always make a way for you. Vincent atove neumwe msikana, all the best in your new relationship, patience counts.
Vincent is married or akamitisa Joni... mkoma nharadzi chaiyo
cc off course zvinorwadza but musikana akashandisa mukomana zvinorwadza uye kuregerera kwepa marriage kunoda munhu anozvininipisa kwete anozvikudza marriage inoda vanhu vanodanana usamanikidzira kugara ne munhu asingakude anokuuraya mangwana
@@leeroymachidura7151 your point yekuti zvinoda kudanana neanokuda iribho but kuzoti msikana akatambisa nguva zvikufamba sei, remember mudare vanobvunzwa nababa vacho kuti handina kuti chikoro chofanira kupera here vakati hongu. And that attachment is part of school, and they both agreed kuti vakabvumirana. Saka Vincent expected someone to throw 7 years of a medicine degree nekuti aroorwa. Musaderoba hama. Wototsamwa from Feb to August hakuna murume akadai, Maud ndiye akanga atora murume dzimwe dzava nyambo hadzo
@@briggette7925 learn to follow nyaya woterera and comprehend mozoisa comment…..
@@Error404_IT papi futi🤣🤣🤣 ko handizvo here?
Yeah thank Yu,