HWEDZA ..................MHURI YONYUNYUTIRA VANA MADZIBABA

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 14 жов 2024
  • VANA MADZIBABA VOMBOMIRA BASA
  • Розваги

КОМЕНТАРІ • 779

  • @darlingtontshuma9660
    @darlingtontshuma9660 Рік тому +23

    Drewmas media you have taken us back to another level , team iri ririku waster time , and they are mind readers,

  • @ZisengweChimutsa
    @ZisengweChimutsa Рік тому +29

    I don’t know why families waste their time and resources trusting the useless Mapositori?

  • @pascaliamugwagwa8428
    @pascaliamugwagwa8428 Рік тому +16

    Vane nhema ana madzibaba ava vari kushungurudza sekuru

  • @samcbivharo3408
    @samcbivharo3408 Рік тому +41

    Ndekupi kwamakamboona mapostori achibata zvinhu,vanowanza kunyepa deedzai Tasvu kana kanengo mwana abude,kudomboshava paye ndizvozvo same same vema church havazvigone izvi

  • @sammychani5594
    @sammychani5594 Рік тому +3

    Mapositori aya anoda kurohwa aya shuwa shuwa sekuru havana mhosva svachose. Vakabudisa vanhu vese mumba ndokusara vachifeya sekuru pedzezvo vavakudzosa vanhu voita kunge vavakuporofita zvinhu zvavanzwa. Zvinotsamwisa kunyonganisa vanhu vane dambudziko. Bring back mwari full stop.

  • @JamesKasoro-v4g
    @JamesKasoro-v4g Рік тому +2

    Aaaaa mhepo ipiko apo matsotsi ayo, anonyepa varikuvhinga vanhu mhani

  • @johangreat5922
    @johangreat5922 Рік тому +33

    😢Aka kanezwi rakashoshoma dai ndiri pedyo ndatomurova kudhara drama raakatanga kuwira panasekuru nenyepera kutandadza ndipo pandakaona kuti ifake ndivo vanemwana

  • @douglassithole9760
    @douglassithole9760 Рік тому +2

    Musavapa chikafu Ana madzibaba ava endai kwa sekuru tasvu zvidoko izvi❤❤ muchazvirega zvanamadzibabaizvo

  • @beehrsolutions9315
    @beehrsolutions9315 Рік тому +26

    The disrespect to a broken family these fake madzibaba. Zvimatama zvinenge makapfumba matamba. Kusarohwa chaiko.

  • @chingombedaries
    @chingombedaries Рік тому +23

    Family iyo haina hasha maporofita ayo aitoda kurohwa chaizvo vanhu mungada kuita ma funnies on a serious issues like this

  • @NomoreZimbango
    @NomoreZimbango Рік тому +3

    Vana madzibaba ava ndeve nhema kutaura chokwadi Havana chavanoona ava ,ngavangotaura pane mwana votaura mafambiro akaita mwana nekuti mazuva akuwanda vachingo taura zvinhu zvimwe chete ngavasa pedzera vanhu nguva

  • @admirari1
    @admirari1 Рік тому +7

    Bring in Sekuru Kanengo kana Tasvu muone even mapostori iwaya anoswera abatwa hurombwa🤣

  • @SpiweTayengwa
    @SpiweTayengwa Рік тому +1

    Mwana first please nhorondo kumashure

  • @rangariraizvidzai7535
    @rangariraizvidzai7535 Рік тому +30

    Vana madzibaba imbavha chaidzo. Vane dzungu zvozikamwa hapana apa kupedzera vanhu nguva for nothing nguva ichienda. Endai kwaSekuru Tasvu not zvisina basa izvo

    • @lindalinda5894
      @lindalinda5894 Рік тому

      😂😂😂😂haaaaaa yaaaaa pakashata

    • @mellanyaningwe878
      @mellanyaningwe878 Рік тому +1

      Apa pane nyaya apa mbishi chaiyo, mishonga haingoraswi murasiro wavakaita... Even vakaenda kwa Sekuru Tasvu vanotonzi varipe yatova ngozi

    • @vimbaigijima1656
      @vimbaigijima1656 Рік тому

      Vanamadzibaba havana zvavarikuziva xaaaa

    • @vimbaigijima1656
      @vimbaigijima1656 Рік тому

      Vatambudza sekuru yoooooo vasadaro

  • @alcatelthree
    @alcatelthree Рік тому +11

    Madzibaba musanyeba inyaya yamakanzwa endai vaida mari yevanhu matsotsi zhara yabata nyika dramma rowandisa kunetsa sekuru 😢😢

  • @TakmoreMare-ys6nb
    @TakmoreMare-ys6nb Рік тому +2

    Kkkkk ko uyo anga akahaka arikuzivasei zvataurwa nemhepo iye anga arisvikiro paataura zvenzvera, vanhu vhurai maziso imi

  • @emelykapita4181
    @emelykapita4181 Рік тому +8

    Zvemwana tsvee takarasima ne divisi hhhaaaa zvakadhakwa izvi

    • @Amarie077
      @Amarie077 Рік тому

      That's the thing nemapostori. Munoswerera 10yrs.

  • @Girlmastervibes
    @Girlmastervibes Рік тому +18

    Manje so ndadzwa hasha dai mufoni mai pindika ndambomupinda ndamborowa mapotsori aya vakupedzera vnhu nguva mhani😢

  • @christellynn3158
    @christellynn3158 Рік тому +3

    Haaaa kupedzerwa time nemapositori ini dai datouya nenasangoma 20

  • @josephinebasera2961
    @josephinebasera2961 Рік тому +2

    Ana madzibaba itai serious, tiratidzei kune mwana imi.

  • @ednamandere6890
    @ednamandere6890 Рік тому +2

    Ndarwadziwa nevanhu ava hapana chiri kuzivikqnwa apa saka mhuri imi mada hedu kuenderera mberi nekupedzerwa nguva here hongu muri kuda mwana asi ava handivo vachakubatsirai panyaya iyi

  • @brightondube6170
    @brightondube6170 Рік тому +10

    ❤❤vari kunetsa munhu mukuru avo

  • @AnnaMore-mq7vb
    @AnnaMore-mq7vb Рік тому +2

    Vanhu ava vanonyepa havazvigoni ngavaende varikutamba nevanhu

  • @susandzonze9555
    @susandzonze9555 Рік тому +2

    Mspisitori musapedzera vanhu nguva mhani. Sekuru avo kutotendeuka kwawakaita zvaitoreva kuti hawachadi zvemishonga for me he is clean , musade kutipedzera time nguva ichifamba kna matadza hazviroverwe vanhu taurai nguva irikufamba tichiisa hope pasina

  • @elizabethaaron1120
    @elizabethaaron1120 Рік тому +2

    Mapostory ngabuditse mwana chete ,ngavasiye mudhara

  • @Macbeth105
    @Macbeth105 Рік тому +2

    handigoni kurova zvangu but vana madzibaba ava ndaivakinditsa chete

  • @Chiravirwa
    @Chiravirwa Рік тому +15

    Mudhara vane leather jacket vane wisdom❤
    Aya mapositori ari kutamba nebrain dzevanhu vari pakushushikana nemwana wavo ari missing pedzezvo vopomera sekuru vemwana kuti vakabatabata. Vanhu vanosiirwa tsvimbo dzemhuri kutanga here zvinosangana papi nekuromba apa vova forcer kuti vabvume zvavasingazivi. Ako kevoice rakadzivira kakangoshandisa info yakakapihwa nasekuru kwakuipidigura kuti vane chikwereti nen'anga . Kutambisira vanhu nguva nekuvaputsa misoro. Uyo ane blue atopinda mufeeling station nenyaya yekuudzwa chokwadi 😅

    • @kingsdaughtersaltoftheeart5194
      @kingsdaughtersaltoftheeart5194 Рік тому

      Wataura chokwadi vanhu vaisirwa tsvimbo dzemusha vachiri vadiki vasingazivi mhiko dziripo. Madzitateguru we very naughty. Now nekunamata koita vanhu zvinhu zvakufumuka so shld we blame each other or find solution.

    • @kudakwashemarire851
      @kudakwashemarire851 Рік тому

      Nhau dzemusha kudzipedza nemapositori inon stater baba
      Tazviona kwawanda Dai vatopinda matare pabude zvakavandika

    • @numbernon6779
      @numbernon6779 Рік тому +1

      Kushungurudza vanhu vakuru uku

    • @joshmuguzumbi6041
      @joshmuguzumbi6041 Рік тому

      Mhuri iyo yakapusa vanoudzva gwara rekuti mwana avepo nemhepo yakatora mwana asi vanokakakvara murimbwa dzevanhu

    • @abrahamkarimbika1334
      @abrahamkarimbika1334 Рік тому

      haasi maprofita aya ngavataure pakarasiwa divisi vari kunyepera kuhaka zvenhema aaaaaaaa vanoda kurwisanisa vanhu vati vaakunobata mishonga pashure apo now vaakunetsa sekuru kuti vavape gwara handiti maprofita ngavatore mishonga vakasatora ngavarohwe

  • @julietmarange8410
    @julietmarange8410 Рік тому +5

    Madiii maita zvemwana masiya zvemhepo ndoomavambo enhema iwawo

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 Рік тому +3

    My question is mwana uyu alambotsvagwawo here mudzimba Saema villagers ese? I mean thoroughly cos Tapiwa aitsvagwa yet at the same time he’s hidden in one of the homes. Saka thorough search is needed kutoti vanhu vese budai mudzimba mosiya makavhura ma doors ese including shops. Then ZRP will do their search. I think the child was kidnapped mu village imomo.

    • @muchenashumirai6984
      @muchenashumirai6984 Рік тому

      True nyaya iyi dai vachiisa kupolice ive pamberi,n'anga nemaporofita kumashure otherwise mwana atori around, vanhu vemuvillage imomo vakanatsoingwa nepolice vanotaura chokwadi, asiwo pamwe fut mapostori ayo ari ryt pakut ndiye ega aive ararama vamwe vaibva dzirimimba

  • @VonesaiSuwazangawo
    @VonesaiSuwazangawo Рік тому +2

    Vana madzibaba hamugoni kushandira imi

  • @kubeshangovender4244
    @kubeshangovender4244 Рік тому +6

    Madzibaba aya imbavha chaidzo tirikuda mwana❤❤❤

  • @gerald1mada31
    @gerald1mada31 Рік тому +2

    Haaa vana madzibaba hapana chinozivikanwa apo kupedzera vanhu nguva uko 😂😂😂

  • @ObrielPMsemwa
    @ObrielPMsemwa Рік тому +5

    Haaaa anamadzibb avo ndevnhema mhani tarisa zvirimukati memagenxi ....enda kwa sekuru kanengu

  • @edwardkiraku-jk1hs
    @edwardkiraku-jk1hs Рік тому +3

    Aiwa anamadzibava endai zvenyu siyai musga munerunyararo

  • @patiencesithole-w1p
    @patiencesithole-w1p 9 місяців тому +1

    kkkkk hapana chiporofita api

  • @PanasheLiyala
    @PanasheLiyala Рік тому +1

    Saka mwana akawanikwa here,tirikuda mwana

  • @mercy15
    @mercy15 Рік тому +2

    Andrew tsvaka vanhu vanoburitsa kune mwana kwete zvbavha idzi

  • @lindamkwenje229
    @lindamkwenje229 Рік тому +1

    Taurai kune mwana imi..ndozvamafambira here zvedivisi tseki mhani..buritsai mwana mhani

  • @evelynnderere2174
    @evelynnderere2174 Рік тому +6

    Uyo we hembe ye yellow arikunyepa kusvikirwa, kunyepa ngava ende vanhu ava. Since that time and stressing sekuru. There is no help from those people. Ende vanoita vanouta zve chivanhu vachiti mapositori. Feeling sorry to the baby and family.

    • @sabhukumberikwazvo1672
      @sabhukumberikwazvo1672 Рік тому

      Hahahaha somersault yenezuro kunyepa here .parikundishamisa hangu kuziva zvaataura ari pamweya ipapo umm i can don't know.dhauti yangu is from ipapo pakuziva zvese zvaataura ari pamweya

  • @lilianbepura8677
    @lilianbepura8677 Рік тому +2

    Haaaa pamwe pacho tinoparadzaniswa nehama nemapositorii ayaaa

  • @BrightonMatumbu-u9p
    @BrightonMatumbu-u9p Рік тому +2

    Hapana chinobuda pavanhu avo chokwadi chemazvirokwazvo vanhu varikutambisirwa nguva yekutsvaka mwana ,mubvunzo wangu woti vachiuya vanamadzibaba avo vaida kuzotaridza vanhu pane mwana chete zveidi hapana musha kana dzinza risina kubatwa batwa kana hurombwa hapana chavarikutaura chemhepo chavarikuda kutaura ngavangisimuka zvakanaka murunyararo voenda havo voudza vanhu kuti takundikana kutaura pane mwana 💯 percent hapana zvozivikanwa ndasvotwa zvekuti dai ndaivepo ndazvirova neshamhu zvimbavha izvi zvinoshandisa matumwa nemisoro yemakora

  • @TracyMutembedzi
    @TracyMutembedzi Рік тому +3

    Please madzibaba ava vazvitadza ,ngakuuyei vechivanhu apedze nyaya

  • @tafadzwatsiga3675
    @tafadzwatsiga3675 Рік тому +1

    Anamadzibaba vatori bhoo avo nhuri iyo madofo y varikuda mwana chiriporipotyo vasingateereri gwara rakafamba nemwana

  • @boominattiboominatti5156
    @boominattiboominatti5156 Рік тому +10

    Beating around the bush 😂 chinozikanwa hapana nana madzibaba/ n’anga idzo not sure what they are

  • @gladysmoyo6368
    @gladysmoyo6368 Рік тому +2

    Shumba you have tried ❤but this are crooks mbavha chaidzo .

  • @lindachinembiri4908
    @lindachinembiri4908 Рік тому +3

    Vanamadzibaba apa majairira vanhu

  • @alexandremario-lu9yp
    @alexandremario-lu9yp Рік тому +2

    Madzibaba ane blue should have communicated nemhepo since ariye anoziva kuibvunza

  • @evelynnderere2174
    @evelynnderere2174 Рік тому

    Imi mukoma Shumba siyai vanhu ava. West yr time

  • @tafadzwagotora7184
    @tafadzwagotora7184 Рік тому +3

    Havana mweya vanhu avo🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

    • @owenmuronda4396
      @owenmuronda4396 Рік тому

      Coz dai mweya wamwari uripo sei vachiudzirwa mazano nevanhu vasiri maporofita

  • @chairmanchairman7258
    @chairmanchairman7258 Рік тому +2

    As I once said nyaya haidi Nhoroondo kkkkk kungot gagagaa mwana wobuda zvekuzotonhesa munhu nguva ichifamba ixvika kutsvaga zvimbokoma

  • @langtonhore9348
    @langtonhore9348 Рік тому

    Varikutambisira vanhu nguva, tsvagai vamwe Shumba

  • @cathrinebare2213
    @cathrinebare2213 Рік тому +1

    akambotsvaga vanhu ava ndiani

  • @rejoicetakaidza9794
    @rejoicetakaidza9794 Рік тому +1

    Hehehehe vanhu vanoti jairira endai kwaseru tasvu mhani

  • @TapiwaBvunzawabaya
    @TapiwaBvunzawabaya Рік тому

    Haa vana madzibaba endai kumba kwenyu .vanhu vaende kunevanozvigona

  • @getrudemoyo7469
    @getrudemoyo7469 Рік тому +1

    Gona rasekuru harinei nekurasika kwemwana imbavha idzo varovei

  • @TogaraseiMubaiwa
    @TogaraseiMubaiwa Рік тому +1

    Iyi nyaya iripachena we mhuri ngavaite zvavarikuudzwa ndochokwadi

  • @talentmugweni9714
    @talentmugweni9714 Рік тому

    Madzibaba munorwisanisa imi kana musina chamoziva ibvaipo

  • @lilylinny
    @lilylinny Рік тому +5

    Chero ndoona mahumbwe ava varikumberi 😂😂 ndikunzwa hasha zvese varikuita kubvunz nxaaa vanoda kurohwa ava nhoroondo idzodzo dzinei nekuwana mwana

  • @admiremwasenhu4885
    @admiremwasenhu4885 Рік тому +6

    Havagoni avo, ngavaende

  • @GraciousGumbo-pr5uh
    @GraciousGumbo-pr5uh Рік тому

    Shumba maprofita harisi basa ravo iri ngavaende zvavo vanasekuru Tasvu vabate muroyi

  • @emilybuluma8649
    @emilybuluma8649 Рік тому +3

    Ndinenge ndichapinda mufn kutwurova twutsotsi utwu

  • @brendamugambiwa-ot7qq
    @brendamugambiwa-ot7qq Рік тому +9

    Ngavaite zvimwe vanamadzibba vakundikana .

  • @marymuzenda8364
    @marymuzenda8364 Рік тому +6

    Maporofita enhema aya ngavatibvire

  • @emptyyourheart9086
    @emptyyourheart9086 Рік тому +2

    Imbavha idzi dzingai vanhu ava.. mapenzi ava.. ngaavasiye vana sekuru

  • @evelynkambezo5908
    @evelynkambezo5908 Рік тому +4

    Haaa ndokubudisa mwana here uku.matare later mwana first

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 Рік тому +8

    Are they still considering the safety of the child or their publicity only

  • @joyceparwazenga7545
    @joyceparwazenga7545 Рік тому +3

    Vakomana rovai vanhu vakutamba nemi inga vaiti vakuuya kuzobudisa mwana vakupedza nguva vachiuta nhoroondo

  • @FanuelMatiy
    @FanuelMatiy Рік тому

    Mmmm vanhu ava ngavasadaro chokwadi ko kana vasingagoni kubatsira vadikusiya havo panekutambisira vanhu nguva

  • @catherineshangwa1814
    @catherineshangwa1814 Рік тому +1

    Matauriro akuita madzibaba ayo aekutya kurohwa

  • @lucyholokani2211
    @lucyholokani2211 Рік тому +10

    Ana madzibaba ngavatove pasi basa ravakunda mwana ngawanikwe first huromba hwasekuru mumashire mwana kutanga😊

  • @selinamabuza6404
    @selinamabuza6404 Рік тому +2

    They have to bring the child and get paid after the job is done .why in a rush of payment

  • @judithmangwanya6038
    @judithmangwanya6038 Рік тому +8

    Ko toilet haana kuwira here

  • @TandiweManase-lp6qi
    @TandiweManase-lp6qi Рік тому

    N'anga yaibatsira baba avo inogona yakatofa kare kare

  • @tapiwamushinga5465
    @tapiwamushinga5465 Рік тому +2

    Haaaa boys musapedzere vanhu nguwa yekutsvaga mwana mhani. 14days ratogap rekutiza vakaunganidza vemutemo pasina zvirikubuda. Siyanayi nekusiya mapesanisa vanhu imi voti kushaikirwa nemwana nekupesaniswa zvese. Madzibaba vemumhuri awo natezvara nekmkomana baba vemwana vatoona kuti hapana chikubuda

  • @TsitsiMazuru-dt6zr
    @TsitsiMazuru-dt6zr Рік тому

    Mmmm zvakaoma😂😂😂 kudambiri uku vaDavirai Madhafi mychatongwa naMwari imi😂😂😂

  • @mollysibanda8520
    @mollysibanda8520 Рік тому +1

    😮murikupedzera mhuri nguva

  • @OrppahGumbo-wb1fw
    @OrppahGumbo-wb1fw Рік тому +3

    Danai vana Sekuru n'angaa dzipedze maspors

  • @letitiamudzingaidzwa7790
    @letitiamudzingaidzwa7790 Рік тому +1

    There is what we csll urgent cases ..hadzidi nhoroondo
    Havasi vese vane chipo chekuita
    Minana chaiyo kwete masaramusi

  • @rendanigumbo9879
    @rendanigumbo9879 Рік тому

    Aah pakuda ana tasvu apa

  • @violetzimba7165
    @violetzimba7165 Рік тому +2

    Please endesai mhuri iyi kwa sekuru Tasvu

  • @simbisotachiona839
    @simbisotachiona839 Рік тому

    Vanamadzibaba mapesanisa mhuriimi buditsaimwana kwetenhoroondo ndeyeyi musadaro

  • @balekanyekhumo3234
    @balekanyekhumo3234 Рік тому

    Hmmmm vanhu avavatanga varaurisa mudhara kuti vagozonyepera kusvikirwa imi madzibaba mukunyepa ndochokwadi

  • @lizziefombo7800
    @lizziefombo7800 Рік тому +3

    Ngavaende avo hapana chinobuda apo regayi vaende muri kupedzerwa nguva panoda tasvu apo mukaramba muchitendera vanhu vasingagone munopedzerwa guva mahara

  • @carolinesibanda7673
    @carolinesibanda7673 Рік тому +3

    Family yatonyongoniswaka iyi zvinorwadza.

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 Рік тому +2

    @40:20 he’s saying hatibatiswi chinhu sei handiti anga akahakira here? Mhuri is asking a good question kumweya but they are responding as if this question is directed to them? Haaa mweya and this guy is one and the same person. Now I don’t believe kuti divisi has anything to do with the disappearance of the child.

  • @anoldknox8664
    @anoldknox8664 Рік тому +2

    KO paya uyo weyellow airova speed achiendepi😂😂😂😂😂

  • @memomoyyo9515
    @memomoyyo9515 Рік тому +5

    I felt sorry kuna Sekuru instead kuita zvavakafambira vanamadzbb avo just to take the child out only

  • @fortunatejeketera3763
    @fortunatejeketera3763 Рік тому +1

    Haaa madzibaba aya anoda shamhu chaiyo nxaaa

  • @lookout1234
    @lookout1234 Рік тому +7

    Ndakagara ndataura kut apa Pari ktongoda shamhu. Vanhu vomhanya chete

  • @kristinamakombe
    @kristinamakombe Рік тому

    Vanhu vanonyepa awa pakutanga vamboti baba makasara nechikwereti apa zvachinja vakuti divisi zvinotoziwa zvipi apa matsotsi awa

  • @95robfans
    @95robfans Рік тому +2

    Apa vaona kuti iyi mhuri iri kusvinura zvekusada kuitiswa ndosaka vamira basa, mapostori enhema big time. vanoda kukiya mhani vanhu ava kutambisira vanhu nguva ne drama, ndo drama manje iri. Tasvu chibaba ngachiuye tione .

  • @gozos1552
    @gozos1552 Рік тому +1

    Ini ndinokumamisai kna madai vana madzibaba

  • @SandraMhaka-o9h
    @SandraMhaka-o9h Рік тому +1

    Ummm madzibaba vane madramma

  • @EBDESIGNS-l1j
    @EBDESIGNS-l1j 10 місяців тому

    Mwana akazovanikwa here

  • @sydneympofu5417
    @sydneympofu5417 Рік тому +4

    Mwana aripi ,titaridzei panemwana timutore .Avo vanokweretana vanoda kumamiswa vozosara vachiurayana vega.Nyaya dzamurikutaura dzinotaurwa mwana awanikwa ,mwana achirimupenyu here kana kupedza nguva?.

  • @lpmahlaba7577
    @lpmahlaba7577 Рік тому +5

    Ndivo vane mwana vanhu ivavo matsotsi vachatsotsa Tonawanda

  • @anoldknox8664
    @anoldknox8664 Рік тому

    Haiwa mhani dzingai mbavha idzo

  • @gladysmunyorovi5559
    @gladysmunyorovi5559 Рік тому +2

    Mbavha idzi. Hadzigoni kuwana mwana njuga dzavaremera voda kuhwanda nenhau iri impossible kuti vavanze utera hwavo. Kushungurudza sekuru avo nemanyebo instead of leaving this family to explore other ways to find their child apa the clock is ticking. Iko kuzovvunza the same thing over and over again. Drew Mas you can do better. Aya maporofita matsotsi

  • @YolandaKuimba
    @YolandaKuimba Рік тому +1

    Vana madzibaba varikupedza nguva ngavatore pane mwana chte toda kuona mwana manyanya kutenderera vana madzibaba imi

  • @EthelBokah
    @EthelBokah Рік тому +2

    Vana madzibaba avo ngavaende ngavabve apo