Spirit only remembers the time when that body was alive. Tht spirit relive that moment and period. I researched about paranormal to understand it. It's quite fascinating and it tells you that what does is the flesh and the soul lives on. Wow people have to understand that every clan migrated to Zim from somewhere. Know your history.
This is heartbreaking ndachema veduwe there is a lot of our history of the liberation war zvisati zvabuda thank you Mkoma Neshamba for taking us to another level
@@shamisomatsvaire5925 Mwari baba havadi vanhu vanopururudzira mweya yetsvina kana yamuka ichitambudza vanhu. Mateo 8 vs 28,Ruka 8 v 26,Mabasa 16:16 mashavi ese ayo hapana mweya wakachena ipapo.Dai vaiziva kuti vakafira nyika zvechokwadi vaizorega Passion java,kuda Tagwirei nevamwe vese ava vari kuba ma resources enyika vana ve Zimbabwe vachitambura here ?.Madhimoni iwaya anoda kuongororwa hero rimwe demon roti pamberi na mugabe kutoreva kuti harizive kuti mugabe akava kare weee.
Very sad 😭 but it's a great job,as nation we have to understand this and to unite starting from our families first so that zvakavanzika like this it will come out
I cried when I saw this young lady being possessed by the spirit of a freedom fighter. This story is sounding real coz , from the look of things. This lady is Young. It could be she was not born during the war or she was too young. She could not be imitating or dramatizing this. This is real their spiritual kinship. All the songs she sung were the ones sung those days. Pamberi ne Hondo, na Baba Mugabe was real the slogan of the freedom fighters those days. Pliz this family should relocate their relative's bones without doubt. Drewmas Media Thank you for taking us to another level
@@PaloSant I meant in each province vachiita bira rekuudza vachirikurwa hondo musango kuti hondo yakapera chizorororai. Vanongoti chero ivo varikuguta vakarara musango havachina basa. I have two of my cousins who are still laying in the bushes and their remains need to come home too
Drewmas taking us to another level indeed. Vanhu ava ndeve kuvillage kwedu ende nyaya iyi ndeye sure vana vemufi vakatambura kubva Kare.keep on the good wrk Drewmas
Ko handiti hondo yakarwiwa under 2 political parties, Zanu ne Zapu. Ndivo vaive nema military wings. Zanu had Zanla and Zapu military wing was called Zipra. Obviously munhu anouya achitaura bato raairwira ari under. Zanu haina kushata asi vanhu ndivo vaipa.
I went to the National Archives in Harare to search for my fathers details who spent years and years in Gonakudzingwa detention centre with the likes of Nkoma et al. I can agree totally that a lot of our Comrades were not killed by enemy fire. I was shocked at the number of our fighters who were killed by friendly fire. Its unbelievable. Regarding the reburial process, we found were our father was buried but engaging the government is not straightforward. Ivo vanonzi vanoita zvema remains (bones) started demanding crazy money hanzi ye fuel amd travel. Its just a difficult process and very demoralising. But good luck to this family, i can relate ne pain yavo.
Murikuitabasa Sekuru yoo ini ndobvira kuchipinge ndina babamukuru vakafirawo ku Hondo vakasiyawo vanasikana two so kwasara one umwe akafa akasiya vana two asi mapfupa avo haana kuuyawo mumusha taitodawo rubatsiro Sekuru
Mhepo /spirit iri kutaura haisi yemutumbi uri kutaura. So the spirit of the soldier iri kutaura zvenguva iyoyo yehondo. Ndosaka wanzwa achiti pamberi naVaMugabe in 2022/23 and yet he is no more.😅😅. These were their slogans during the war . This is spiritual .
Ndozvaaiitita during that time,kana wateereresa pane paatombot pamberi naVamugabe meaning during that time vamugabe was in power not knowing kut vamugabe vakazoshaya
This is so sad ndamerera..ndikaiyeredza misodzi ndatya ini...ndopaunonzwa umwe achiti chivanhu hakuna.....dai masahwira mazadzisa zvarehwa vateterera kani...musavakanganwe cde
I cn relate it happened kwedu...mapapu akatorwa kuRushinga ikoko... we had to rebury him like proper funeral...zvoitika....ku Rushinga ikoko l think pakapera hondo masoja mazhinji akafira ipapo...MTSRIP may all families get their loved ones ndl let them rest well ..😢
Ana Sekuru vatadza kuibata mhepo iri kutaura iyo mhepo iri pana mai vene blue indereka Chaiyo irikutaura Mr Neshamba vana kana chimwe chete chirikutaurwa chinonzwikwa dai vange vaine mhepo chaiyo yemufi vasinganyepedzere kutaura chi Suwahile votaura shona votaura semucheche votaura zvakawanda
So heartbreaking ndachema hangu vakuru venyika must do something these comrades went to war kuda kutisunungura tese, nhasi we are free because of them, my plea to the Zimbabwean government #Zanu PF ED step in help the family kwete kupa vana panganai gold muchitadza kusimudzira mhuri yakasiiwa nemagamba
Zvanga zvakaoma kuhondo sure.Chivanhu chiriko veduwe let’s respect and value it.
Tokumbirawo number dzana sekuru ava
Taurisai ipapo ummm chemashuwa, let's repent
Apa mari yenyika ichipedzwa nana Passion😢😢😢😢
This was so emotional to watch. Garai murugare Comrade Masango Ka piripiri 🙏😭
Vana vazhinji vakafa vechitambura nekuti vakange vazvipira kusunungura nyika. Zvino nyika yacho yavakafira ndeipi nekuti mudzvanyiriri uchiripo. Dai maudza comrade kuti hatisati tasununguka,the oppressor is still there
Sekuru Neshamba maita kunyangarihwa nekutiendesa to another level.Thank u Shumba 🦁🦁🦁
Salome hesi
Team rembira iro arina kumira mushe thank you drewmas media taking us to the another level
Spirit only remembers the time when that body was alive. Tht spirit relive that moment and period. I researched about paranormal to understand it. It's quite fascinating and it tells you that what does is the flesh and the soul lives on. Wow people have to understand that every clan migrated to Zim from somewhere. Know your history.
This broke my heart. Magamba edu akafa achitambura veduwe. Chivanhu chiriko, tiri vana vevhu and this will never change
Hapana chitsotsi we belong to the soil
Thank you Drums midia ndovaziva amai avovabudirwa
Zimbabwe has excellent drama actors
Vakarwa chaivo hapana chavakawana, mbavha dziri kutonga ndidzo dzakutuhwina mumafuta ayo nyika.
True misodzi yabuda.
Andrew when you said kana paine vanobatikana musaone i said ah kuchema chii but right now m crying ndabatikana
This is heartbreaking. Let’s love and honour our heroes
Thank you mukoma Andrew Neshamba Chihera ne Drewmas media crew well lovely matisvitsa padenga denga
This is heartbreaking ndachema veduwe there is a lot of our history of the liberation war zvisati zvabuda thank you Mkoma Neshamba for taking us to another level
this is great siyabonga drewmas lingadinwa lakusasa. you are the best so far
Iqiniso from today ngibonile abaphansi bazondile sibili
@@mandla9267 kakhulu kumele sibakhumbule ngoba basibhekile skhathisonke
This is heartbreaking veduwee . Maronda anga akupora anonyuka 😭😭😭😭 let's hope they will find him
Taurai zvenyu zvochemedza izvi
Hapana chinorova hama yangu
@@shamisomatsvaire5925 Mwari baba havadi vanhu vanopururudzira mweya yetsvina kana yamuka ichitambudza vanhu. Mateo 8 vs 28,Ruka 8 v 26,Mabasa 16:16 mashavi ese ayo hapana mweya wakachena ipapo.Dai vaiziva kuti vakafira nyika zvechokwadi vaizorega Passion java,kuda Tagwirei nevamwe vese ava vari kuba ma resources enyika vana ve Zimbabwe vachitambura here ?.Madhimoni iwaya anoda kuongororwa hero rimwe demon roti pamberi na mugabe kutoreva kuti harizive kuti mugabe akava kare weee.
@@giftalutadosipani3637 tirikutaura chete kurwadziwa nemagamba akazara mumasango umo uye nesuwo tine hama dzkarovera kuhondo zvinototibaya moyo izvozvo
@@giftalutadosipani3637 iye paakafa aivamunondo saka ndofunga kuti arikufunga kuti vaMugabe vachiiko
Very sad 😭 but it's a great job,as nation we have to understand this and to unite starting from our families first so that zvakavanzika like this it will come out
Emotions 😭😭😭😭😭.
In love with my culture, it’s rich.
I cried when I saw this young lady being possessed by the spirit of a freedom fighter. This story is sounding real coz , from the look of things. This lady is Young. It could be she was not born during the war or she was too young. She could not be imitating or dramatizing this. This is real their spiritual kinship. All the songs she sung were the ones sung those days. Pamberi ne Hondo, na Baba Mugabe was real the slogan of the freedom fighters those days. Pliz this family should relocate their relative's bones without doubt.
Drewmas Media Thank you for taking us to another level
This Cde had love chokwadi. Vaive nechinangwa chekuti tizova nerugare...nanhasi vane chido chekuti zvinhu zvinake...Masahwira batsiraiwo Mweya waCde uzorore nhasi ndadzidza rimwe divi rehugaro hwedu munyika ino
Pamberi naVaMugabe, the guy had the plan together with the comrades, pane vairi vatatu vakazopindwa nemweya wekurasa chinangwa
Vakamona vakabata ngoma avo vanodambura chaizvoizvo
The government should have monuments around the country with these people names just to try and appease their spirits.
Pane zvimwe zvinoitwa nevarungu zvatinofanira kungodzidzawo with regard to dealing with mass deaths.
No. Haisi nyaya yema monuments. Remember ku Heroes acre kune Tomb of the unknown soldier ( that statue ine mukadzi nevarume 2). Nyaya iri pakuti vasina kuradzikwa zvakanaka vaitwe ma proper burial ceremonies. Vamwe vanogona kuradza kuzivikanwa pavakafira or Vamwe vari muma mass graves asingaite kufukunura. Pane chivanhu chinoitwa chekuviga mbudzi kana musina ma remains emufi.
Also paifanira kubikwa doro just after independence 1) Rekusuma nyikadzimu kuti Hondo yapera vana venyu tadzoka kumusha. 2)kutenda kuvadzimu kuti tinotenda kutungamirirwa kuhondo iye zvino tatora nyika kubva kuvachena.
3) Kuchenura nyika kubva kuropa rakadeuka mukurwira nyika nekutonhodza nekuzorodza mweya yevakafira hondo. Vamwe vakafa neshungu. Vamwe vaisatombori varwi vehondo asi vakangofira yekunzi vari kubatsira ma comrade. Vamwe vakaurairwa kunzi vatengesi ivo vasiri.
Doro raifanira kugadzirisa zvese izvi.
@@PaloSant I meant in each province vachiita bira rekuudza vachirikurwa hondo musango kuti hondo yakapera chizorororai. Vanongoti chero ivo varikuguta vakarara musango havachina basa. I have two of my cousins who are still laying in the bushes and their remains need to come home too
Mmmmm sekuru wangu chaiwo.kwakaberekwa mama vangu ndarwadziwa. Sekuru Mapawana
Shumba Chihera murikutiendesa to another level chokwadi.aiwa ndaisa maoko kwamuri vaNeshamba nemi mainini Chihera 👏👏👏
Ooh I'm really touched our Heroes will shall never forget you
Taking us to another level 🎤🎸✅🆗
Thank you mkoma neshamba zvirikurwadza magamba achakarara musango mbavha dzichiba Mari yenyika ..dai nyika yedu ine hutungamiriri wakanaka by now vana veropa Bose vangadai vakaradzikwa mhuri dzavo dzichichengetwa,Tiri kutungamirirwa nembavha,dzisina han'nya nevarwi verusununguko makanganwa masimira makanganwa magarika moyo wngu urikurwadza.
Ndaisa zvanza VaNeshamba you are taking us to another level ....keep going
Thank you Drewmas haaa zvakaoma hama munhu haarove Mkoma Neshamba thank you this is great
Kudzidza hakuperi ndanga ndisingazivi kuti mudzimu unogona kusanganisa mazwi eshona neechirungu. Thank you drewmas you took me to another level
I think zvinoenderana nenguva yacho zvaive zviriko nezvaiita munhu wacho but very interesting. Kudzidza hakupere.🙏🏼
Hanty anga akadzidza here munhu wacho. Vasiyana nanambuya nehanda vanga vasina kuenda kuchikoro uyu akatobva Harare kubasa achiuya kumusha kuzojoina hòndo
A
Tichikuudzai kuti Zimbabwe ndeyeropa hamubvume 😭😭😭😭
Zvikwambo zvinoita semudzimu
The General A Neshamba . You are unprecedented
Magamba akafira mahara ayaa vana Munangangwa varikudya rifa renyika vachikanganwa vana vakafira Nyika iyii
Drewmas Media taking us to another level every day and always 👏💝
Ndachema this is too much ...ngatikoshesei chivanhu 💔💔💔💔
Kamaradha vaona kuti chewa inonetsa ndobva vangoti regai ndimbovapinde nechicheche hooyoo comrade language ma1 respect kamaradha
Kkkkkkkkkkk
Drewmas media taking you to another level 🙏👏👏
muchinda anoimba uyu kana ngoma yakabatwa heavy
Drewmas taking us to another level indeed. Vanhu ava ndeve kuvillage kwedu ende nyaya iyi ndeye sure vana vemufi vakatambura kubva Kare.keep on the good wrk Drewmas
Ngoma bhoo zvekuti ndabva ndafunga panyombweee thanks Homie Neshamba.
Vamofanigwa kubetsegwa nenyika vabve kwavari vazozorora pamusha veduweee😭😭
Hanzi pamberi neZANU haaa zvakaoma, ndini komuredhi masango mandikanganwa 💃💃
Kkkkkk mudzimu dzacho kana dzisiri kuona kushupika kwevanhu zvinorevei
Unotiratidziidza zvenguva yazvakaitikika vanhu varikutozamawoo kuti vabatsirwe vakatsakatikira musangoo vanoda kutoonekwa pavari not a joke
@@samuelngirazi9636 u are a fool
Zanu Pf its a party name not pple who are in it those who are greedy even in CCC they are greedy pple who are there
Ko handiti hondo yakarwiwa under 2 political parties, Zanu ne Zapu. Ndivo vaive nema military wings. Zanu had Zanla and Zapu military wing was called Zipra. Obviously munhu anouya achitaura bato raairwira ari under. Zanu haina kushata asi vanhu ndivo vaipa.
Hapana vanhu vakuru here vanogona kunyengetedza mudzimu kuti utaure uvasunungure,pane kuti chero munhu anobvunza ,mudzimu unoda vanhu vakuru vanoziva kunyengetedza ,chivanhu chakarasika shuwa
Imagine maitirwo azvirikuitwa zvinhu zvacho
@@gingerwingerful zvinenge mahumbwe
Ndagwadziwa veduwe now 01:30 ndakasvinura ndirikudzokorora futi haaaa Pakaipa ndagwadziwa chibaba
I went to the National Archives in Harare to search for my fathers details who spent years and years in Gonakudzingwa detention centre with the likes of Nkoma et al. I can agree totally that a lot of our Comrades were not killed by enemy fire. I was shocked at the number of our fighters who were killed by friendly fire. Its unbelievable.
Regarding the reburial process, we found were our father was buried but engaging the government is not straightforward. Ivo vanonzi vanoita zvema remains (bones) started demanding crazy money hanzi ye fuel amd travel. Its just a difficult process and very demoralising.
But good luck to this family, i can relate ne pain yavo.
So touching 😢
I'm in love with mbira n Ngoma team vari kundigonera mhani kunzwa kuda kutobudirwawo 😂😂😂
Fambai nebasa mukoma neshamba and chihera (Drewmas Media), you have a lot of job ahead 🙏
😭😭😭😭😭😭 ndarwadziwa hangu kuita homwe ma1 ipapa ibva ipa anorara kurwara chaiko
Taurahako ndabatikana yoo munhu haarove
Hooooo iiiiii
I believe in chivanhu hangu ko mudzimu unotaura chicheche kudzidza hakuperi Drewmas you are taking us to another level for real
Yoweee
Pamwe aive nechirimi
pamwe anga asisina mazino
i think ane shungu dzakawandisa, nekuchema
Keep taking us to another level
Mashavi awo anotoda strong deliverance
Go and deliver them tione ukadzoka
Unotaura zvekupenga
Ko usingazvinzwisisi kunyarara unobveyi
Iweeee
MUSATANYOKO
NESHAMBA YOU DESERVE THAE AWARD MUPFANA, , MWARI AKAKUDAIDZA KUITA BASA IRI ZVOKWADI
Comrade kamhiripiri yaaa muzanu chaiye
Ini ndoshuvira kusangana nanzou.
Mhondoro Nzou vatisimudzira mureza wepaMutoko chokwadii
Kudzidza hakuperi ,,, ndqdzidza Kuti hama dzedu dzose dzakaenda dzinesu asi hadzingogone kuita communication chete asi tinavo nguva dzose
Comrade Masango mandikanganwa mbira nengoma ndatenda hangu rovayi ngoma
Drewmas Media makatikoshera chiwanhu chiriko chokwadi izvi zvinorwadza weduweee 😭😭😭😭👏👏👏👏👏👏
Unobatikana nyangwe pasina chekuita,Neshamba hausvikurwe asi urisvikiro rakatumwa kuzodzosa tsika dzedu dzechivanhu kuburikidza nekuvhura njere kune vese varikurasika rambai muchienda mberi sekuru Neshamba by restoring our culture & legacy.
Vabudamusodzi vese like this comment. Amana ndachema chivanhu chiriko.
Kana Ini ndachema zvaiva zvakaoma
Ndachema pakaipa hama
There must call u comrade Neshamba well done uyasebenza brother no sisi wethu
Chingoma good mhen mkoma Andrew naChihera
Murikuitabasa Sekuru yoo ini ndobvira kuchipinge ndina babamukuru vakafirawo ku Hondo vakasiyawo vanasikana two so kwasara one umwe akafa akasiya vana two asi mapfupa avo haana kuuyawo mumusha taitodawo rubatsiro Sekuru
😭😭 Akashevedzera ndokushevedzera, katanurai zvikacha zvangu zvese, uyende mberi nehondo, rambai makashinga comrade.........this is so sad😢
My brother did come back it's so sad 😞 😔 😟 uchiona vana vevamwe vachidzoka wenyu hapana zororai henyu kwamuri jinda
Zororai murugare comrade👏👏👏
Yah chiwanhu chirikoooo shuwa ummmmm
Thanks drewmas muri kutiratidza zviri kuitika munyika
Shuramurove rwiyo urwo ndabva ndanzwa kuda kudzana kusvetuka chaiko
hondo yakaoma hondo ineropa 🎸🎸 musatange i,mwee hondo
This a true story this soldier kamhiripiri aiweko achifamba ne term rake kwamutoko. So sad kuti akazoparara .
Saka Hama dzake dzozviziva here
Chivanhu chiriko shuwa yaaa
Thank you drewmas
Vanhu vakarwira nyika ngavachengetedzwe zvakanaka
Ichokwadi
Mdzimu wataura chirungu hanzi ndipewo power
Chihera muchadzokera here kuUK? You a Blessing to Dremas makabva it runs so dry 😊
Chihera i homwe ye drewmas hapana kwavachaenda
Aaaah ndamboda kuzviteerera but paazoti pamberi neZanu apo uuum, midzimu rudziiko usingaoni kushupika kwevanhu. Nhamo yataona iyi mudzimu wobuda uchiti pamberi neZanu 😀😀😀😀 ,musazodaro
Mhepo /spirit iri kutaura haisi yemutumbi uri kutaura. So the spirit of the soldier iri kutaura zvenguva iyoyo yehondo. Ndosaka wanzwa achiti pamberi naVaMugabe in 2022/23 and yet he is no more.😅😅. These were their slogans during the war . This is spiritual .
Ndozvaaiitita during that time,kana wateereresa pane paatombot pamberi naVamugabe meaning during that time vamugabe was in power not knowing kut vamugabe vakazoshaya
@@rhinemupara1239 sure vanhu hawatereri handiti mhepo ikuita sorogani yawaiita wari musango watadzei
Terera zvikutaurwa mudikani mhepo yatadzei iri kuita sorogani yawaiita warimusango pawairwa hondo usamhanyire kushora zvokupa nhenera
Manga muchida mhepo iti pamberi ne CCC? CCC yaiveko nguva yehondo here? Zvimwe zvinoda kuita muchifungawo.
This is sad at 42 years of independence 😢
Shamee zvinosiririsa ndanzwa tsitsi kuna witness haana kumbobvira aona Baba
May your souls continue to rest for us to be free.Ndarwadziwa hangu
Ngoma dzinobatwa zvemashuwa umm...kana idzo mbira haaa varume mune zvipo
Ndachema veduwee
Makafitana chihera naneshamba munoenderana
Mukadzi nemurume
This broke my heart 💔😭
Another level
This is so sad ndamerera..ndikaiyeredza misodzi ndatya ini...ndopaunonzwa umwe achiti chivanhu hakuna.....dai masahwira mazadzisa zvarehwa vateterera kani...musavakanganwe cde
Munhu anoimba uyu ndaisa maoko👏👏👏
Thanks drewmas media
Hey ndanzwa muviri wngu kumerera tinotenda vaneshamba nebsa ramurikubata ,nana sekuru ayiwa tinoti manake
Hongu chivanhu chiriko.. Ini ndobvuma hangu.. Ndarwadziva😭😭
Zvakaoma munhu aarowe shuwa chivanhu chiriko ndatenda hangu
Precious Mazarire mhoro
Mr Neshamba takutsikaivo Shumba
Ndin comrade Masango
I cn relate it happened kwedu...mapapu akatorwa kuRushinga ikoko... we had to rebury him like proper funeral...zvoitika....ku Rushinga ikoko l think pakapera hondo masoja mazhinji akafira ipapo...MTSRIP may all families get their loved ones ndl let them rest well ..😢
Ana Sekuru vatadza kuibata mhepo iri kutaura iyo mhepo iri pana mai vene blue indereka Chaiyo irikutaura Mr Neshamba vana kana chimwe chete chirikutaurwa chinonzwikwa dai vange vaine mhepo chaiyo yemufi vasinganyepedzere kutaura chi Suwahile votaura shona votaura semucheche votaura zvakawanda
Zvakama mhandu yako ihama zvorwadza asi makuchizorora comrade
Mudzimu unoti ende. (and) Ekizhambuyu ( example)
Group.... takambo iza (ease?) Ndiri 1 . Coz. Power mmmm hamheno vano believiswa. Zvambonzi handigoni shona. Voice remwana pamurume mukuru
Hausi mudzimu uyo. Munhu adzoka ari kuzoreva shungu dzake. Same like Ngozi, painobuda inongouya ichitaura zvine chirungu mukati kana yakararama nguva yaive nechirungu. Iyi imhepo iri kungoda kuradzikwa mumusha yozorodzwa. Vakazoitambira vachiti mudzimu ummm hameno
@@PaloSant ok I don't know the difference
Mmmmm chihera zvimwe hazvisekese pliz
Drewmas media taking you to a high level
Mmmm so painful.. ndopaunoona vamwe vachidya Vega hupfumi hwenyika vamwe tichitambura
Ndanzwa kunge mudzimu wati mukundimhanyira dzikamai henyu
Uuuummm hapana chimarawi chirikitaurwa apa
Ko ma svikiro seiko kutaura mazwi echirungu?!
Colonization yaka bata munhu wese ‘piece job’ muZimbabwe.
🤔🤔🤔🤔🤔
So heartbreaking ndachema hangu vakuru venyika must do something these comrades went to war kuda kutisunungura tese, nhasi we are free because of them, my plea to the Zimbabwean government #Zanu PF ED step in help the family kwete kupa vana panganai gold muchitadza kusimudzira mhuri yakasiiwa nemagamba
makadii vaneshamba nevamwevenyu, ndokumbirawo mumbotitsvakirawo muimbianonzi chamsno boroma chimbetu, ichichikumbiro kwamuri