Drewmas Muri Rudadiso, you never fails us, maoko tinotenda tiri kudzidza pabviswa ngapa tutsirwe, God bless you journey mercies cover you with the blood of Jesus as you go round the country, in Jesus Name, Amen.😊🙏🏽
Mushonga wengozi kuuripa tinotenda zvikuru mhuri ye kwamasavi kunzwa nekuita because mweya vaMandi unoda kuzorora ,Thanks so much Drewmas media to taking us to another level keep it up the good work we ❤❤❤❤❤❤
Well done Drewmas. It brings back memories. Chipinge town has changed so much. There used to be a bakery that sold milk bread late 90s. That was my favourite bread😂.
Drewmas media taking us to another level zveshuwa. Muri kudzifambira zveshuwa nyaya dzacho. Tiise maoko kuna maNdlovu vaipirikira idi rematare. Chi Swati vaichigona zvekurevesa
@@JaneMuzadzi Ko why iye bee arikusungisa vanhu nekuramba kufamba navo dai akaiswa bvuri like what you are saying hanty aitofamba navo kuti abatsirwe zvipere
This family must be careful especially n'anga dzakangouya dzega maiva Maddie vaitaura zvekuripisa ngozi varivega seyi pasina vana baba this is a scam mweya wechikwambo wabudira sekuru avo vakanovarakidza kune vanozviti ihamadza Maddie
Thanks kunevanhu varikuita zvisina basa nyika yedu yakutobudawo pa TV
Wakanyanya iwee 🎉🎉🎉❤❤
Drewmas Muri Rudadiso, you never fails us, maoko tinotenda tiri kudzidza pabviswa ngapa tutsirwe, God bless you journey mercies cover you with the blood of Jesus as you go round the country, in Jesus Name, Amen.😊🙏🏽
Ndikuda kunzwa Bee achibvuma mhosva yake
Pane episode yaambobuda here bee wacho
Arikuramba zvinobhowa mufunge
Shuwa muri ku Chipinge ndikuona bus rekwa Mapuya . Thank you drewmas media
Murume anodiwa naMandi ngakuende B ndiye nyakupara😊
Dai ngozi ichishungurudza munhu akapara chete aaaah
Iye bee nganoripa ngozi handiti ndiye muurai hre
Ngozi hainyepe yakafanana neDNA test
My brother Andrew murirudadiso ❤❤❤
Great coverage kuita kudzifambira nyaya dzacho
😂😂😂❤
Thank u mukoma Andrew masvikawo kanyi kwedu chipinge woyeeeee
Beeeeeeee ngaaatorehwe madanho,uye police yaitengwa ngaaatongwe
Drewmas murudadiso mazotevera kuChipinge well done Drewmas basa munorigona
Drewmas kana Mandi kwaari arikukuonai kuti murikubata basa Bee chawakadya chamuka munhu haauraiwe sehuku
Bee imhondi chaiyo now akusunga mhepo ,achisungisa hama dzake ,,Bee uri nhikwi
N'anga takataura kumusha kwe mufi yakaoma. Ndapa kutenda hangu.
Makagona vanhu vekwamasawa.ndokuti zvipere
Uuuuummmm makorokoto.chose
Iiiioooo lilililimpururu
Mnj Bee wanyura achazviita
Drewmas Media taking us to another level.
Tiri kudzidza
Thax Drewmas Media,bhora mberi
Pamwana mkomana vanotora mwana waBee
Yeah Drewmas Media tsvagai humbowo vakazara hatidi mafake pamwe ihama dzake chiremba 🙌
Mushonga wengozi kuuripa tinotenda zvikuru mhuri ye kwamasavi kunzwa nekuita because mweya vaMandi unoda kuzorora ,Thanks so much Drewmas media to taking us to another level keep it up the good work we ❤❤❤❤❤❤
Bee wakabata basa rako wega wakupinza madhara busy apa wairamba futi
Bee bee zvino zvavairamba ngozi iyi
Airamba zvake INI ndotoiziva nyaya iyi yakataurika payakaitika chaipo ikangotsikwatsikwa
Bee haana nyadzi
Airamba mai mwana
Thanks Andrew waguma kanyi, narwo kusvika kumagumo
Song is 🔥🔥🔥🔥
Bee akauraya ngaavharirwe kujeri
Kkkkkk bee ngaeende anoyita murume wa mandi
I have always hated saying yekuti “kudzifambira nyaya dzacho “ but yohhhh, Andrew anodzifambira 😂
Zvazva dai endesai beeee vhivha chipinge hatirovi
Ngaasungwe bee akauraya 😢
Iwe bee ripa ngozi iyoo
Vakagona asi sahwira wavo aifanirwa kunyengerera ngozi iyi pasabviswe nemunhu nekuti hurumende yakanzi yakazviramba izvi.....ndipo panoda mukotsanjera apa aiinyengerera kusvika pangonzi members nezvimwewo zvisinei nemkomana arehwa uyu
Mface wamunoti Bee uya mukosho wake anoda kumamiswa
Drewmas media taking us to another level🎉
Bee uchanyarirepi nemapurisa ako
Sekuru havana kukuendesai here kuvanhu vavo uuuuu Mmmm hemeno zvimwe zvinhu zvacho so
How zvinaMambo mukatika izvi
Bee uri mhondi uchait@ murombo wekupedzisira uri benzi iwe Bee
Maguma kanyi mkoma neshamba god bless you
Well done Drewmas. It brings back memories. Chipinge town has changed so much. There used to be a bakery that sold milk bread late 90s. That was my favourite bread😂.
Iwe beee waisanzwa kuti mundau here uyu chipinge hainzwaro wakamama iwe humhondi hauvharwe weee
Manje Bee ngozi yamandi yakukutevera neteam rako rakauraya Mandi
Andrew 🏃🏃🏃🏃🏃💪💪💪❤️❤️❤️🙏🙏🙏👏👏👏
So far dremas team you’ve done great work,I used to watch this story but not following it,right now i can’t wait for the next episode
Drewmas media taking us to another level zveshuwa. Muri kudzifambira zveshuwa nyaya dzacho. Tiise maoko kuna maNdlovu vaipirikira idi rematare. Chi Swati vaichigona zvekurevesa
Kuuraya mnhu kunge huku Bee
Don't play with Ndau people inonzi Chipinge kwete kuita zvekutamba nayo.
Vanombozama 😅
Hakuna kumira mushe 😅
Beautiful town kudarika harare
Izvozvi Bee achiri kungoramba zvese izvi
Thank you Andrew we support you tichazouyawo kana nguva yakwana
Thank u Drewmas Media for updating us.
Bee irombe chairo kudamari her kuuraya munhu
Matonzwa kuti ndiye Bee zvesure here akauraya ngavaende kwasekuru Tasvu zvibude pachena B akavengerwa mari dzake problem Drewmas haiwndese kwasekuru Tasvu
@@JaneMuzadziyes ndiye akauraya musikana uyu 2016 but panguva yacho nyaya iyi yakatsikwatsikwa ndoiziva coz zvakaitikira kwamutok ndokumba
Zvirikunzi mhepo yakahakwa ikataura yega wani ikavasvitsa pamusha pehama dzake haina kumbochinja kuti haasi bee..Saka vangavenge Bee kusvika vanosvika pamusha pana Mandy wacho hama dzake dzichitobvumawo kuti vakamushaya
Bee akauraya, u are behind catch up nevamwe. The situation is beyond Tasvu
@@MeganMuchineuta ini ndomurambira kut haana
Ngozi kuipedza kuiripa totenda dremas media🎉
Asi mukoma bee ngavazvipire kuhama dza mandi
N'anga dza Bee dzirikumiramira but ngozi irikuramba.
😂😂😂😂
Well done Neshamba basa unogona mbira dzacho kusimudza matare
Kana iri ya Mandi tinotenda mese Masawi kugwadama ndicho chiwanhu
Mdoo kupedamnudziko
Timotenda
Magona chinhoitai zvinodiwa
Bee ndiye achaenda kunogara ikoko. Mwana wake ndiye ngaaende
Good idea😂
Vantu vanonesa peya haa mazogumeyo kai kwaMandi unotangire pari pakona zveshe zvawakaita muchiwande bvuu padandemutande ini ndakabarirwe pamabee
Bee ipa Mandi hupfumi hwake
Thank Shumba ne update muri rudadiso
My hometown
Kune vanhu vane zvivindi
Kachoro mhiripiri inowawa..amai kani wat wat
Kubatana ndokwatinofarira masawa💪💪💪💪
Bee must face justice for Mandi
Ini pane story yandaiona B akapfekedzwa bvuri kuti zvinzi ndB iye asina chaanoziva
@@JaneMuzadzi😅😅iweka beee akauraya ndobva kwamutoko INI
@@JaneMuzadzi why ukudaro story iri papi
@@JaneMuzadzi Ko why iye bee arikusungisa vanhu nekuramba kufamba navo dai akaiswa bvuri like what you are saying hanty aitofamba navo kuti abatsirwe zvipere
Drewmas ko Coverage yenyu ye kuCanaan how far please matiregerera
Chief
Mapungwana zibaba redu vaera Mbizi,muri kanyi kwedu
Drewmas matigonera zvinotipa kti tione chokwadi nokuti dzimwe nyaya dzinogumira munzira tozofunga kti ndedzenhema but apa tabvuma kti zviriko zvinhu zvakadai
Bee ndiye ngaende kunovaka pamusha paMandi,ndiyani angade kuendesa mwana wake kwana sister Mandy
Bee wakaoma
Ngozi manyama iyo vachapfidza vakasaripa mapungwana uyo ndokwangu kumusha chaiko
Dai mhepo yaMandi yabata
Bee wacho aende koozvipereka
Waakutoshaisha kuda vhara mhepo kupedzesa hama ngechekuziwa hako
Mazvita mambo Mapungwana momene maronza
Musandione kunonoka ndanga ndichiuya
Tirimusango wendeee tirimusango wendeee tirimusango wendee
Anhu musajairire kuuraya anhu munonetsesa asharuka
Andrew and team murikuita kuti tidzidze zvakawanda.
Bee watarisana ne Jeri
Baba vanoimba avo
song moto chaiwo❤❤❤
Its dhodha rekanyi rasvika for me haaaa
Beee dai wachingorerutsira vanhu wataura zvawakaita wopedzera vanhu mari dzavo apa kurikutodiwa mwanakomana 😢😢😢😢
Ini bdinoda kuti mapurisa ekutengwa kuti vasunge vanhu vadzingwe basa vesendovari kukobzeresa huori munyika
Tinotenda Dreams
Thanks drew mass media masvika kumuzi kwangu manje 😅😅😅yaive shuwiro yangu kuti musvikewo kumuzi kwedu kanyi
Thank yu so much Drewmas media
Saka mapurisa akasunga vanhu achaita sei achinzwa izvi.
Vachamhanya kudarika ndenge vakazvikwanisa kwanisa pamhosva nekuda zvinhu kunge changani bag.
Iii nyaya inondsiririsa iyi coz kwedu zvrikowo
This family must be careful especially n'anga dzakangouya dzega maiva Maddie vaitaura zvekuripisa ngozi varivega seyi pasina vana baba this is a scam mweya wechikwambo wabudira sekuru avo vakanovarakidza kune vanozviti ihamadza Maddie
Une muono wangu chaiwo, it's good um not alone.
Avao ava ko unyarara mobveiko
@@judithsakadzo2365 I knows a similar story munhu akatobudirwa achiti ndokuratidzayi kumba kwangu nehama dzangu vanhu vakatoenda directed neaisvikirwa vakatoripiswa but now chakachaya ngozi irikunetsa inoda kuripiwa vanhu varikupera uzive kuti zvema spirits zvinema tricks
Mbuya Nyamuzuwe 😢
Mushonga wengozi kuripa magona magona
drewmas media muri rudadiso❤❤.
Ko zvino Bee wairambirei mhosva chokwadi tinotenda nebasa nekuzviita vanyoro panyaya iyi
mwauyawo kwedu
Mukoma Andrew muri chidadiso,munogonesa, thanks ne update yekwedu kubudya,
Bee akauraya mukunda wedu
BEEE WAKUDARO BEE BEE KA
Torai mwana wa bee ayende ikoko
Ehe ndozviri fair
Munomama vanhu vekwamutoko
He's not even showing any remorse Bee heartless