Weduwe Ngati chengetei ticheukirexvabereki saka kana moropafadzwa tisafadzwe NE nyika asi tiise vabereki mberi nechatawana ichocho Mwari vano tutsira,Amen
Mandys movie should be a lesson to the world at large Drewmas media Sando yenyu Musoro wenyaya munhu haangouraiwi se huku .Now pewaifunga kuti ndichpfuma ne musoro wa Mandy zvashaya basa pfuma yaakuenda kwa Simango Chipinge
Mandy anenge mwana aiva nerudo zvake anetsitsi dzakawandisa,kana traditional dance irikutaurwa iyi dai arimwana akawana mukana wekudzidza aigona kusvika mberi nelife kungoti life has no balance akasangana negweregwere
This is one of your best investigative reports...stay well!
Hakaaa Bee unechekutaura here , pamusasa pamutondo nekusungisa vanhu uchivhara nyaya dzako urimuroyi anoroya rakachekanyika hama dzawasungisa unofanira kudziripa Drewmas media taking us to another level 🎉🎉🎉
Ko kuramba kwaaita iye Bee imikaa zvakaoma never trust anyone
@@joycepanganai4866 Tinoda kumuona Beee
Idzikitsiki gotsikotsi chairo
The realities of life unozviwana pano dhurumasi i ravhu yuuuuu mhani ❤❤❤❤❤❤
Ange achirwara uyu mudzimai akazvinakira sure anogeza zvekuti dhuu veduwe ka yàaa
Thank you Neshamba. Isu taitoti idambe chairo....Bee Bee ummm ndatya nazvo
Zvekuti yaive pfambi hazvina bsa kana wakauraya wakauraya chete
Nhai zvako zveupfanbi hwake zvaiva nebasa rei akadii kumusiya nechipfambi chake
Kuve Pfambi hakutore kodzero yemunhu kuti ararame
Kuita house zvoreva hupfambi plus bee akatomupfimba akatoti ndadiwa nemukomana wangu zvehupfambi zvabvepi
House girl
Kuti aive pfambi hazvipi simba kunemhondi kuti vauraye
Kuchipinge mvura inonaya chibage kuita green
Ndashamisika ufunge
Ini ndanga ndakufunga kuti KuNyabira kwaMwari Ishmael 😂😂😂😂😂😂
@@pacienciamatchinga100😂😂😂😂😂 kwaIshmael kwarasa pane kwana Mandi
Eastern highlands of Zimbabwe inonaya one of the areas inogarorohwa nemacyclones kunobata Hondevalley
@@permanenttshuma7676😄😄😄😄😄😄 stop it
Weduwe Ngati chengetei ticheukirexvabereki saka kana moropafadzwa tisafadzwe NE nyika asi tiise vabereki mberi nechatawana ichocho Mwari vano tutsira,Amen
Mapurisa murikukwana papi pangozi ..zvimwe zvinongoda kufunga
Chipinge woyeee kanyi kwangu
Drewmas media you are taking us to another level Tava kunzwa nekuona zvinoshamisa rambai makadaro tiri kudzidza
Jumasi midiya makapenga munotipa nhau dzinonaka
VaNeshamba to the people thank you Drewmas
Thank you Drewmas for updating us. Bee ukawana nguva ukwane iwe, batana nehama dzako dzinotova nerudo kudaro, avo vakasungwa please buritsisa vanhu Bee.
Haaa ndandanzwa nekukwira nekudzika titende shumba
Drewmas Media taking us to another level thank you
Drumasi midhiya taking me to another revhoo❤❤❤❤❤🎉
Tsitsi may God be with you. We pray for you.
Nice s😮ong yandifungidza kwa save mutandahwe gomo guru
Mandi Pisa mujeri vanhu vabude ratidzira ku mapurisa akasunga vanhu
Mapurisa akaudzwa kuti bsa ropera potsepotse kutozouya kuripa futi 😮
Mando varatidze kt haungofe SE huku nekt bee muroyi anosungisa hama mahara
Andrew unogona basa Sebasa. Waironda yaMandy kusvika waibudisa. Ini ndabvuma neDrewma kubvira pakaCoffin kemondoro, profita nhumbu mikadzi wemunhu, mudare ra chifi ngezi nemkdzi wemunhu arkujere tobva tapinda mumhuri yevatatu kurasa njere. Aiwa ndokwangu, ndakazvionera, watching from 🇬🇧. Pamberi nebasa
Vanogona basa VaneShamba
Andrew u are the best
thanks drewmas ndaona sekuru vangu tavharirwa madenya chiruwe
Mapurisa ekwanyamuzuve kana murimi makadunga vekwamutize vasungureiwo plz
Bee wadii muroyi bhinya
Sir Andrew "Steering Wheel" Neshamba and team.. you're taking us to another level....Thank you
Ndanakidzwa na first speaker hanzi dhumas media apo kuzoramba vachidzokorodza kuti dhumas media haaa ndaseka hangu
🤣
Yoh thank you Drewmas Media chokwadi chakubuda chokwadi
Inga kanyi kwakaibva wena , thanks drew mass media,avo vanhu ngavaripe mhosva yavo mushonga wengozi kuiripa ,and Bee akakanganisa nzvimbo yekuurayira ,Chipinge hatiurayiwe sekunge tiri huku
Vanhu zvamaiti ngozi yekunyepera wani
Thanks dreams media well done ndozviziva kti munopedza masports
Love ❤️ you Va Neshamba and team
Thanks vaneshamba murkugona bsa renyu
I Style here yemasungiro edhuku or chirudzi cheko
I also said this to my husband kuti Mandi yaiva pfambi coz of action iri kuita musikana uyo
Trueee
Thank you Shumba
Thank you Drewmas Media bhora bhora basa ririkurohwa👏
Forward ever backwards never ,taking us to another level
Drewmas Munotigonera nemiwo Muri Rudadiso,God Bless for informing & enriching us God Cover & Protect You As you go up & about 🙏🏽
Aiwa apa Maratidza hunyanzvi pakubudisa chokwadi kudos to you vaneshamba
Andrew Neshamba ndokudira kupa news dzechokwadi
Neshamba Andrew chibb .Ramba wakadzvanya
Thank you Drewmas munondigonera hangu❤
Nxaaaaa beee Mwari wawe newe kutambudza mweya wamwari
Wawe newe apa mwana ngaanake tsotsi
kanyi kwedu pfacha
Update vakazoripa here? Or muchiri makamirira kurongedzwa kwemabhonzo aMandi
Chipinge inezhizha veduwe
Pfambi izita rebasa,hazvirevi ngauraiwe,bee ngaaende kogara pamusha kwana Mandi aite murume wechipoko,ndiye akauraya munhu,
Kuuraya chokwadi pakaipa
Haaaaa nyaya iyi maifambira Shuwa good job
Tinotenda
Mandi ndiye akapisa dzimba wanga aneta kuratidzira iyo machsi chaiwa chiratidzo
Bee ngaaudze mapurisa abudise wana hawana mhosva
Thank u Neshamba basa washanda .munhu haarowi
Saka achaita sei
Haaa Drewmas media kumberi sando dzenyu Shumba 🎉🎉🎉
Chipingeee woyee Drewmas madiwa imi
Haisi nyaya yekuti chipfambi asi akafa aenda kumafaro nemukomana vake. Saka zvese izvi zvaaiita ndozvinoitwa kumafaroka.
Big up Drewmas media .
Murikubata basa
Kudzidza hakuperi
Kudos team team Drewmas
Sure mapurisa uuuuu Mmmm fungai mushe imi
Hoo ok bee uyu akaenda kwamukoma Robert ndokwayasvika nyaya iiyi yamandi
Toda kuziva kupera kwazvo
Chivanhu chiriko
Mukoma mukorova basa thx shimba
NdooAkadiwa muni
The Beauty of chivanhu
Mandys movie should be a lesson to the world at large Drewmas media Sando yenyu Musoro wenyaya munhu haangouraiwi se huku .Now pewaifunga kuti ndichpfuma ne musoro wa Mandy zvashaya basa pfuma yaakuenda kwa Simango Chipinge
Drewmas media taking us to another level
My brother Andrew murirudadiso munogona basa ❤❤❤
Zvakawoma kuti munhu unouraya mwanawemunhu uchiti uhure chihure chaka Tanga namandi here daimandi akauraya zvaivenana vanhuvaisataura saizvozvo
Mhuri yeZimbabwe muri rudadiso🎉
Bee haunyare here une moyo wakaoma unotyisa iwe
Muroyi ahana tsitsi
Is the character mandi for me 😮😮
Ndabonga yambo drewmas media tichakubudisirai zvakavanzika zvirikuita mamhatso medu
Thank you Neshamba
Mapurisa gutsikanayi nemari dzamunopiwa ne hurumende musafarire chiwoko Muhammed cha bee
Bee ngaasungwe uyoo
Drewmas kumberi well done
Mukadzi zvaakanaka veduwe,ko mhepo zvainoshandisa vanhu zvayo
Pictures of Mandi please if available
2015 that was long back mwana achitambura
Keep it up Drewmas Media
Vaya vaiti haisi Ngozi taurai tinzwe
Musasunge vasina mhaka,chivanhu siyai kuchivanhu,
Va Shumba hamubviri nekugona
Mandi ndiPeggy
Iiih Peggy iwe😅😅😅
Peggy akambonetsa iiih
Mandy anenge mwana aiva nerudo zvake anetsitsi dzakawandisa,kana traditional dance irikutaurwa iyi dai arimwana akawana mukana wekudzidza aigona kusvika mberi nelife kungoti life has no balance akasangana negweregwere
Mushonga wengozi kuiripa .
Mapurisa ngaabude panyaya yengozi iyi
iyi dai ndaiona hangu kwakachena, potaurwa zvemutumbi isina msoro Kurota horror chete apa. Yangu yekuda zvinhu iyi.😢
Tese kkkkkkk tichinyanya kuda zviro manje nhasi hatirare 😂
Kkkkkk neniwo ndakutya
@@Manondo34 kkkkk apa loadshedding, rima😭.
@@maiboys3934 ma1 kani
😂😂kunge hove dzemugaba
Basa sebasa❤
Baba Andrew Muri huchi
Vachaarega mabizimusi mamtoko basa rekuuraya vanhu kti varire ,hokoyo nengozi
Dremas media mungaisa base kuchipinge muchanata ma like nema subscribe akawandisa
Jumasi midhiya
Yaaa tirikudzidza shuwa
Saka murikuti pfambi haimuke ngozi here ..zvekuti pfambi azvina basa ngozi ingozi
Drewmas media taking to another level mumogona mhani
Chipinge kuri kunaya veduwe chibage icho
Drewmas media taking us to the world
Saka pfambi inotenderwa kuurawa here anorwara uyo
Nhy hako
Andrew Neshamba is real
Rambling muriyo chipinge kune dzakatowandisa dai mwasvika ne.kwa makwaha dzakawandisa atitozii kuti todini