Chief Mutasa should the the leader of the Chief's council.Ndinobva zvangu ku Mash West but ava mambo vane uchenjeri sewa Solomon ,kana tikazogara zvedu
Beautiful ceremony my people❤, I especially enjoyed the traditional aspect....causes great nostalgia for many of us who left home many years ago. Thank you, Karanganda for bringing us together and giving us relevant events from our land🎉
Mambo Mutasa and Amai Mutasa looking very smart and dignified. Zodzo racho rinooneka nepaVideo. Karanganda Woye, Maitabasa BabaTaps, video and sound quality 💯
Makorokoto,Amhlope Mambo Zimunya.....Chief Mutasa uuum very Smart ....and very calm ..Very happy to see you my favourite Chief Mutasa God bless You and your Family.....And im also Happy to see Headman Chigodora my favourite best headman Be Blessed Headman
Asi kutaura chokwadii chokwadii , Zimbabwe yakarasa tsika nemagariro echivanhu, ndiri mwana mudiki zvangu asi unoona kuti chivanhu chedu hapachisina, kana pachigadzwa Mambo tinotarisa kuona kuitwa zvinhu zvepasi chigare, nokuti zvirikuitwa apa chivanhu chedu ichi, hazvisi zvinhu zvema church izvi asi takutora tsika nechivanhu zvevamwe, takarasima nazvo, tarisa tinotarisa kuona vanhu vakapfeka nhumbi dzechivanhu chedu mu Zimbabwe pamitambo yakaita saiyoyi, tarisai zvinoitwa ne South Africa kana kuchigadzwa mambo hauone zvinhu zve church izvo, handina kuti ma church akaipa kwete, asi Zimbabwe dzokai kuchivanhu chedu,
I’m royalty from all angles… I’m a Mapungwana maiden and happy to see my King, Mambo Mapungwana. My paternal grandmother was Mbuya Ashe Hamurembi mwana waZimunya Mujindwi aka kwana. Makorokoto kumadzi sekuru angu. Happy to see the new ruler his Royal highness King Zimunya. Then king Mutasa I love you Changamire.
Mambo Mutasa i love nemwoyo wangu wese chengetwai na Jehovah murambe muchipiwa huchenjeri ❤🙏 Va Chigodora ndinotokudai zvekutodaro mufunge nyasha nehuchenjeri ngazviwande❤️🙏
Pasina zvemusangano Zimbabwe Mafaro ege ega. Its time to restore Chiefs at the pinnacle of Authority. Council of Chiefs chooses President . Voters vote for prime minister. Chiefs a morality custodians can curb corruption. Executive president reports only to himself ne mhuri yake. Hazvigoni
Chief Mutasa should the the leader of the Chief's council.Ndinobva zvangu ku Mash West but ava mambo vane uchenjeri sewa Solomon ,kana tikazogara zvedu
I agree
remember he is a retired headmaster❤saka huchenjeri hutoripo l love him also vanodika chose
Yamufundisi vakaitadza
@@PatriciaPatricia-t1c he is an engineer by profession
@@nomsanyika151 true
Ndafara kuona hangu chief vangu mutasa na chigodora keep it up for supporting Zimunya
Rinotonga team iro
Chief mutasa isu tinokudai but yamufundisi hure uyo ngaigadziriswe plz plz
It's true ngavaitonge zvakanaka rudo rwedu rwuenderere mberi
Neimwe futi yechibage yavakatsika tsika ,yemunhu akaexposer huori
1:10:07 Haaaa ngavatonge mushe munhu ava kutaura zverape coz ahura fikoro akadii kutaura pekutanga
Chief mutasa tokudai zvekuti but nyaya yamufundisi vekubatwa kulodge ipakurei zviri feya
Chokwadi
😂😂😂😂 most of us we are not happy about that story
Otherwise he’s the best
Nhasi vakachena ❤❤ kunge Minister
Chief Mutasa and Headman Chigodora simbi dzebasa God sent ❤
I'm happy to see Chief Mutasa vakachena
Ini ndafarisisa kuona Mambo Mutasa nemhuri and headman Chigodora.I like these 2 men.Vanoziva basa ravo
Beautiful ceremony my people❤, I especially enjoyed the traditional aspect....causes great nostalgia for many of us who left home many years ago. Thank you, Karanganda for bringing us together and giving us relevant events from our land🎉
Aiwa maiguru mai Mutasa imbama ,haaa the competition is hot yoweeee apo hapapfuuriku mbama mbambande yemukadzi 😊😊❤
Yaaah mudzimai Wavo akanaka ndosaka baba vachifarira nyaya dzebota Kumba kune tsvarakatsetse😂
Kkkkkk kwanzi imi muritadza kusvisvina nei @@AishaNaled
@@GeeNenge kkkkk pamwe aitadza kusvisvina pamwe Murume wacho haagone kugeza
Makorokoto mambo Zimunya,tsvagai uchenjeri kunaMambo Mutasa.Long live Chief Zimunya.
Long live Chief Mutasa naHeadman Chigodora. Zvitubu zvehuchenjeri. Kwete zvemaZIG zvatinoitirwa nedzimwe shasha pasina,
Chigodorapart imbavha
,😂😂😂😂😂
Finally💃🏼💃🏼Yes yes new chief
Welcome Chief Zimunya
Musazotongesawo amai sezvataiitirwa kuya kuya, mai ngavaone zvekumhatso.
Proudly Jindwian😁😁😊
😂😂
@@SelinaTangai😂😂😂😂ko kuzotuka anhu
Taitotsveruka kuti utaure kuti uri wejindwi nenyaya yaMai aye @@Lettymasibae6771
😂😂😂 rasta vaye anga arimkadzi wacho here. Haa vane mwando, apa kuzotuka vanhu
@@Lettymasibae6771ummm Mai vainge vakaoma ndapota
I love it,, proud to be from Manicaland ,,mwana waMambo Mutasa
Dai chief mutasa vaitwa mutungamiri we nyika vabvisa politics long live chief mutasa
Imboko iyo ane corruption Uyo what happened on mufundisi case😂
Mazwi a chief Chigora Excellent
Mambo Mutasa and Amai Mutasa looking very smart and dignified. Zodzo racho rinooneka nepaVideo. Karanganda Woye, Maitabasa BabaTaps, video and sound quality 💯
Mapfekero Amai haana kuita zvakanaka....semunhu aiziva kuti kurkunogadzwa mambo vangadai vapfekawo zvakati rebe...sa Minister Monica ...kwete kratidzwa tumab i arghhh no
Makorokoto,Amhlope Mambo Zimunya.....Chief Mutasa uuum very Smart ....and very calm ..Very happy to see you my favourite Chief Mutasa God bless You and your Family.....And im also Happy to see Headman Chigodora my favourite best headman Be Blessed Headman
Maiona hre Simbi yamambo Mutasa very beautiful 😍 varikunakirwa zveshuwa❤😅
Ummmm ipombi wenawe mambo mutasa vane kamuriyo kawo
@@mesiMutepfa😂😂😂 ndabva ndafunga yavaitonga yengozi yekunyenga last week kkkkkkkk hazi imi murikunakirwa wani bva ndakunyenga wenyu😂😂😂😂😂😂😂😂
@@mesiMutepfa😂😂😂😂 ok kamriwo
@@Lettymasibae6771 kkkkkkk me tooo taura zvako pfungwa dzabva dzangomhanya ikoko kkkkkk
Ndiudzeiwo mamins acho ndionewo ndiri busy apa yakareba kkkkk
Mambo Mutasa ,headman Chigodora ipaiwo mambo Zimunya njre sedzamuinadzo pakutonga,,vapewo manotes
Uri kuti mambo Zimunya havana njere here kana kuti washaya zvekunyora
Happy mina to see baba chigodoro 💯
Mambo Mutasa vakachena weduwe , uye mota vane bango 🎉🎉🎉 ndo mambo wandinofarira zvangu chero ndichibva kwamutoko
Mutasa gadzirai nyaya yaMufundisi nehure rake
Makorokoto chief Zimunya marangarirwa nevadzimu nedenga vaona zvakakodzera ❤❤💃💃💃
Very proud of Chief Mapungwana....Chirinda 🦓🦓🦓🦓
BaTaps in suit today❤❤
MaCamera eKaranganda ma1 chaiwo you're in business for real I love the way you set your cameras 📷
Ndinodada nemi karanganda❤❤❤🎉🎉🎉🎉
I'm proud of u mambo mutasa headman chigodora thank u for supporting mambo zimunya welldone ❤
Madiii mangoita zvekugadza chief Zimunya chete zvekuti vanhu vari kuguta mazvionepi musanyepa
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂wanga wazvifunga nguvai
😂😂😂😂😂nhai nhai
Aruti iwo zvaruguta nesu tuguta
Kkkķ.ndasvotwasey nekunyeperwq nekamua ikaka kane hohwa msoro
Im happy to see Chief Mutasa frm masvingo kuzoisa politics mhani apo yooo
Asi kutaura chokwadii chokwadii , Zimbabwe yakarasa tsika nemagariro echivanhu, ndiri mwana mudiki zvangu asi unoona kuti chivanhu chedu hapachisina, kana pachigadzwa Mambo tinotarisa kuona kuitwa zvinhu zvepasi chigare, nokuti zvirikuitwa apa chivanhu chedu ichi, hazvisi zvinhu zvema church izvi asi takutora tsika nechivanhu zvevamwe, takarasima nazvo, tarisa tinotarisa kuona vanhu vakapfeka nhumbi dzechivanhu chedu mu Zimbabwe pamitambo yakaita saiyoyi, tarisai zvinoitwa ne South Africa kana kuchigadzwa mambo hauone zvinhu zve church izvo, handina kuti ma church akaipa kwete, asi Zimbabwe dzokai kuchivanhu chedu,
Zimbabwe iri kungo tandawo botso hanzvadzi. The way we are so confused is out of this world.
Pakaipa kani takaita copy and paste tsika dzimwe,Chivanhu chedu tsvee pasi yaMix masala
haurevi nhema
Kkkkkkkkkk chichirikuitika karanganda tv my Netflix
Col Mutasa good to see you sitting behind Chief Mutasa.
Chief Mutasa makachena manzwa ende mune dignity chief maifanira kuita president wenyoka chief makanaka veduwee Mai vakakubatai nababa variko here
Ndofunga kwanakidza thanks for sharing Karanganda😅
Minister Monica happy to see you taiita makachena makapfeka zvadzikama very smart ndatenda hangu...God bless you mama mutsvagwa
Honourable Headman Chigodora ndiri kukuonai ❤❤❤
I’m royalty from all angles… I’m a Mapungwana maiden and happy to see my King, Mambo Mapungwana. My paternal grandmother was Mbuya Ashe Hamurembi mwana waZimunya Mujindwi aka kwana. Makorokoto kumadzi sekuru angu. Happy to see the new ruler his Royal highness King Zimunya. Then king Mutasa I love you Changamire.
Haaaa Karanganda zvaazvinhu .... Basa renyu munoita nemazvo 👌🏾👌🏾❤🎉🎉🎉
Happy to see Chief Mutasa namai . And headman Chigodora
Nice to see Zimbos 🇿🇼 loving their tradition and upholding some of the good traditional values especially Community & togetherness.
Karanganda great job kani ❤❤❤
Mamwe matambiro ayo uuuh kuita se pari kugadzwa pfambi. Tsigayi zvishoma.
Headman chigodoro l salute you
Mambo Mutasa i love nemwoyo wangu wese chengetwai na Jehovah murambe muchipiwa huchenjeri ❤🙏 Va Chigodora ndinotokudai zvekutodaro mufunge nyasha nehuchenjeri ngazviwande❤️🙏
Happy to see you Mambo Mutasa and Headman Chigodora❤❤❤❤
Headman Chigodora to the people ❤❤
Zvinotendwa soko god bless hanzvadzi yangu cleiton❤️❤️❤️❤️❤️ from south Africa jorbek ndafara chaizvo
Happy to see Chief Mutasa simbi yebasa❤🎉
Anyone aripano afara kuona jekenishen ndafarira hangu riripa iyo majivisi 😊😊😊
Zodzwai nezodzo seramambo Solomon Chief Clayton Zimunya
Ndakangoropafadzwawo nemwana wandakapihwa nemwana wemudunhu renyu so ndiri kuti ndine ropa remudunhu menyu imomo❤❤😂😂😂
But nyaya yekutaura zveZanu zvinovhiringa dunhu redu. Zimunya we are one family
1st ❤❤❤
Very interesting ceremony, can someone kindly explain kuti zvirikuitwa nemadzimai vakagara kumberi izvo, zvinorevei
Neni ndoda kuziva
So glad to have you sekuru
Indeed you’re faithful oh Lord 🙏🏻
My favorite Chief ❤
Ndafara zvangu kuona chief vangu Ndorikanda Mutasa soloman of our time
Ndimambo wangu awa Zimunya wakapera ngenda congratulations changamire Clayton
Mambo mutasa vakachena handsome pfacha amai mutasa makachena zvekare mune zvinhu zvenyu❤❤❤
Vanemeri vacho 😂😂😂😂😂haaaa proudly Zimbabwean ❤
I hate missing this ceremony…saAshe eJindwi ..ndimo medu umu💃🏽💃🏽💃🏽kuwakuwakuwakuwa Munyarari wakachekwa ulululululu
Mambo Mutasa ndakuonayi🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Waiyepo hr ndaiyepo tinotenda karangandwa tv nekutiratidza zviri kuitika kumusha kwedu ndafara nekuona chief mutasa very very smart ndafarazve ndaona headman chigodora
Chief Mapungwana i see you❤
Long live Chief Zimunya.Zvaendwa😊😊😊
Ma Jeke ngoma anosota
Ndaiti ndini ndega ndinozviona 😊
@@josephinechapfimvira1930 Hahaha takawanda😌😌😎
Mambo Mutasa ❤❤❤❤❤makachenesa nhasi....
Mambo Mutasa varibpapi
Ndafara kuona chiefs Mutasa the wisdom man
Mambo mutasa your majesty long live My King shumba inokunda yerudzi reJudah 🎉
Ichooo mambo Mtasa 🔥🔥🔥350 USA
People's chief
Honourable Chief Mutasa yhaa sando dzenyu mune bae manyama mai Mhamha mai Mutasa muri nyama❤❤❤
Ndivo here zviya vekuda kukwirirwa mukadzi nengozi iya vainzi Shumba ndokwira mukadzi wenyu😂😂😂
@@mesiMutepfandivo😅😅😅
Chief mutasa to the world ❤️
❤Mombe Mutasa my favourite
Mwauya headman chigodora and chief mutasa happy to see you
Good program 🎉🎉🎉
lets fight for our culture chivanhu musachirasa , vechurch vakupinda papi?😊
Wanted to see him ahh weduwe..
😂😂😂 ko mai avo varikumhanyirei kudaro
Jindwi kumba kwangu yeeeeee😂😂😂😂😂😂😂
Thanks Karanganda ❤
I love Zimbabwe
Chief Mutasa💪
😂😂😂zvakaoma huori whega whega hukufarirwa apa 🤣🤣🤣🤣🤣
mambo-Mutasa with Brad-new ISUZU MU-X🎉that's beautiful👌
Bt kuzodhizwa ndimufundisi ipapo makaita HUWORI👎
Nyaya yamufundisi haisati yapera kune part 3 so don't judge him yet
@@angiemazorodze57irikupi nhay I missed it
I mean nyaya yamufundisi
Mambo vangu. Proudly Coming from Zimunya clan ❤❤❤❤❤❤❤❤
Unobve papi pachona ndiko kwanguwo
Ndinobva kwaMafuke pa 12 miles
That's great news don't forget our traditional
Pasina zvemusangano Zimbabwe Mafaro ege ega. Its time to restore Chiefs at the pinnacle of Authority. Council of Chiefs chooses President . Voters vote for prime minister. Chiefs a morality custodians can curb corruption. Executive president reports only to himself ne mhuri yake. Hazvigoni
louder my guy
🤣🤣🤣 Do you know how Corrupt Chief Makoni is
Happy Happy machief mose tokutendai
Vana mai ava vari kutamba sei 😅😅😅😅😅 ndozvavako mazuva ano
Shuwa pakugadzwa kwaishe here mamai ava kutamba sooo
Tsika dzakaenda Shuwa
Yeah kobvigwesu anaSoko mukanya
Mambo Mutasa to the world ❤❤❤❤❤❤
Why are you BaTaps 😢😢😢😢😢😢😢 no video why why bataps i missed your page😢😢😢😢 come back plz
😂😂😂😂Ndizvo zvacho here ringinyu ringinyu inotwa iyo surrender 😂😂😂😂daindaivepo ndaibvepo ndisina chandanzwa ndinogamuchira vose madzimambo nemaHeadman mufaro wedu ❤❤❤❤
Baba wane shirt yeblue wane dzvene😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkk baba taps makakwapurwaa kkkkkkkk😂
Bayethe Mambo Mutasa 🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙌🙌🙌👐👐
Mambo mutasa you have a beautiful wife.
Asika misana yawo hairwadzi here mamai awo anhu weeee
😂😂haa kwakabatwa basa