Shumba Nyamuzihwa Neshamba maoko 👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾 muri rudadiso taking us to a higher level. Pajiti po tiri tiii. "B" anoda kuti Mandi ambomusunga mbichana sooo. Dai mhuri yamboenda kwa Mukotsanjera "Tsoka" Shumba yeGorongoza. Mhepo imbopinda mumba yake iye B wacho.
Thanks Drewmas media for the up date Mutoko ichirikuda kuChenurwa because it's where I come from it's just about 4 km away from where you are kwakutoda Mukotsanjere chaiye
Thank you for information you are giving us,but your stories or events are intermingled you can't tell which one came first. Better use Parts like,part 1 ,part 2 ect.
Musapedzerwe nguva na B.Daidzai Tsoka Imbwa ye Gorongoza. Shumva yengozi nehurombwa. Anoswera azvibvondora kuti bvondo bvondo.Zvamanje manje Mukotsanjera ndiye arikurira.Ndipeiwo ma 👍 🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤🎉🎉🎉
🎤🎤🎤 Ndochibvondoraaaaaaaaaa ndochibvondoraaaaaaaaaa chete bvondo bvondo 💃🏾💃🏾💃🏾💃🏾💃🏾
lsd kkkj dç DD
Maita madzoka I was waiting nyaya iyi nguva yakwana yavakakumbira kumusha kwaMandi Bee muroyi uyo ahambobvume anoda Tsoko Mukotsa chete aiswera abvuma uyo
My brother Andrew murirudadiso ❤❤❤
B anopikisa ngozi shuwa shuwa
Kusamamiswa, mhondi haina tsitsi nevamwe vanhu
Baba wekutanga he is very humble I know them. Eishh I feel sorry that his family is Going through this.
I like the song ❤
Ndoiwana sei payakatangira nyaya iyi
Shumba Nyamuzihwa Neshamba maoko 👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾 muri rudadiso taking us to a higher level. Pajiti po tiri tiii. "B" anoda kuti Mandi ambomusunga mbichana sooo. Dai mhuri yamboenda kwa Mukotsanjera "Tsoka" Shumba yeGorongoza. Mhepo imbopinda mumba yake iye B wacho.
Tonowatsigira Shumba rambai makadaro Mr Neshamba taisa🙏🙏🙏🙏🙏
Tisu anhu acho ana ashumba Nyamuzihwa❤😊
Bee ane mhepo and akabatabata
Ngavadaidze Doc Mukotsanjera mukuru wengozi....
Ndokumbirawo song iyo inorira pekutanga hwenjerima
Mkoma Andrew tipeiwo song iyo hwenjerima...
Good pic quality mkoma Andrew muri rudadiso we love you tri tese kusvika mandi aenda kunoradzikwa
Thank u drewmas
2:00 hazvindi shamisi kana muri kumhoresa vana mhofu nana chihera. Ndiyani wedu anga misidzane nana chihera
Thanks Drewmas media for the up date Mutoko ichirikuda kuChenurwa because it's where I come from it's just about 4 km away from where you are kwakutoda Mukotsanjere chaiye
Papa kwamutoko ini pa Lot
Tasuwa Mandi
Tadzoka hee. Handei nacho chirongwaa
Ida mari zvine muganhu bee Bee ngaasungwe
Thank you team drewmas
Bee uri benzi dai ukapenga
Bee Beee
Basa munobata Vaneshamba
Udhiyo
Wanobata anonzi Docter Mukotsanjera bhechi bhechi
Waiting for this thank you drewmas media❤
Ndatarisira kuzhira kana munhu😂😂😂😊
Thnx drewmas media was waiting for this
Mandi Dai angomuonesa moto
Mkoma Andrew and crew hie 🖐️🖐️🖐️🖐️🌹🌹
Shumba muricei ❤❤❤❤❤❤
First to like
Dedzai mukotsanjere kuna bee
Mhofela❤
😅😅😅 hende chipinge ikoko rwendoruno no accident
Ndikutoona zvangu Mazda pahuma yababa vari kutaura naNeshamba mheno ndini ndega here ndirikuona motor
Bee wandinyadzisa muzukur wangu ndaisambo funga kut ungadaro zvako moyo wangu urikurwadz urimwan wamukova wangu dayi mandi akuurayowa sezvawakamuita 😭😭😭😭😱😱
Ngozi ngaimbopengesa Ber
Haroo padrewmas media murikupiko takakumirirai 😂😂😂
mukotsanjera imbwa yegorongoza hero basa
🤦♀️🤦♀️🤦♀️🙌
Mhoro Neshamba was waiting 🎉
Thank you Drewmas yangu,tanga taneta kumirira nyaya iyi.B' anopenga chete
Tamirira kunoripwa kwaMandi thanx Drewmas media
Thank you vaNeshamba nebasa renyu
Thanks vanaChihera tiripo
Bee aibhadhara mari but ngozi yakati ndoenda nemari dzangu . Ndiwo matorero arikuita ngozi mari kubva kuna Bee
Haa bro Bii muripamaHwani
Ka song ako kawatanga nako kanotapira,udza muimbi agone kuita iri ulbum
Thank you for information you are giving us,but your stories or events are intermingled you can't tell which one came first. Better use Parts like,part 1 ,part 2 ect.
Tatakangomiri maita
Angabvume here B mhondi iyi zvinonyadzisaka semunhu aenda nyika kuty imhondi
Ayewa ndekuno Andrew ana mhofu tefara
Wagona chose nekumhoresa vachihera:Thank you Drewmas media
Hande mandi
Ndandakatomirira mazvita
Kangoma about kakarohwa naniko
Ndiudzeiwo pls
Br vangu Shumba 🦁
Ripai zvinowanikwa mhondi haibvumi nyaya ,lnguva chete B achamama chete ngasatamba ngozi
Muri rudadiso ,
Panoda imbwa ye gorongoza mukotsanjera ndokubasa kwake
N.anga yaBee ndiyo yaita mashiripiti ose ayo Neshamba
Muri rudadiso
Sitshele Shumba kudala silindele
Drewmas team murimuseve pakudzifambira muchitivaraidza
Umm Bee ngaasadero Hama dzake
Maswera sei
Daidzai mukotsanjera shumba yengozi
Hausi kuda kuroora hanzvadzi yangu chihera uyo uye hauna rukudzo kunana tezvara
❤❤❤
Mukomana ngaandobata basa Tsoka Shumba yeNgozi neZvikwambo
Kwedu yo mutoko .Bee anopenga kunyara uku
Mukoma Andrew munodadisa
Kumusha kwangu tkoyo. Amai kaniii tirimusango hwenje
Ngava tore mukorsajera anozvipedza murisei zvenyu team redu
Ndinokumbirisawo kambo kamavura nako ako
Maitabasa drew mass nekuti pa weekend ipapa tange tichivhunzana kuti Mandy avepapi sezvo tichibva chipinge tese
Nguva ichakwana hayo achabvuma nyaya yake
Bee ane mhosva uyo
Mukotsanjera ndiye anopedza zvese izvo B indururane
Maita basa ne update❤
Ndokumbirawo kubvunza kt chii chinonzi chingwangwa
Pfuti
Mukoma Andrew pliz pliz daidzai mukotsanjera ndiye anogona
Ko mandi.adi kungo tinha.B kumushaisa zano
Tiripo makadiiko Shumba baba vevana vedu,isu ana chihera tavadairira anatezvara venyu ana Mhofu.
Zvoda gogo chihoro izvi
Iiiii iiiii musangoda Kuti vanhu vorowe mari mahari🤔
Umm pakaipa B ma 1
Batai Mukotsanjera mhani vanamhata
Aaaaa ndokwazvasvika
Mamwe mashoko haaite
Imi ndimi munoziva nezvamukitsajera sei musingaudze vanhu vacho ivavo kuti vaende ikoko
Nekuti kuudza vaDremas hazvidhandi nekuti dremas ikaudza mukutsa wacho anoti ngavauye kumatare kwangu
Masweracy hama
Tiri musango hwenje
Tiriko makadiwo shumba,ko mkoma Andrew makufamba mega sei ko girls dzamaishanda nadzo dzakaendepi
Mukoma neshamba ndonakirwa nekambo kenyu aka ndimimega munerudadiso
ndokumbira the lyrics
Musi wa 12nda 13
Mandy please please pfeka pamuzukuru kana Mai va"B" kuti "B" ataure ega.
Bee akuda VaMukotsanjera chete uyo
Shumba murisey
Pakashanda mari apa
Mukonzanjera Chete chete
Dedzai mukotsanjera anopedza zvese
Mukoma Andrew vadaidzirei mukotsanjera zvipere akoma
Yaaa panoda sekuru Mukotsanjera chobvondorwa faster faster
Anobhadharwa nani vanotoendaa kuNyanga asati auya zvakuda vemhuri
Ummm Bee aida kukuuraisai netsaona